Ndini ndega here ndikuona kunge vanasikana 2 vari Uk vaiva nerimwe chete namai vavo? Neyi vakati Grant enda ku Zim kunogara nevabereki iye obva asviko gara akavharirwa. Plus seyi vasiri kubatika until now? 🤔May sekuru 's soul rest easy here sufferd a lot.
Hupenyu hwakaoma hama sekuru vakararama hupenyu hunorwadza asi zvinofungwa nevanhu handizvo zvinorongwa na Mwari nehutsinye hwavaiitirwa nemukadzi wavo asi Mwari avasarudza nhasi vachemwa ... special thanx to all Zengeza residents,friends , family & relatives of sekuru ....Mwari azviratidza
If you want to be happy mu ghetto your standards are yours but to everyone gashira vanhu zvavari love everyone because that is community... kune pfambi, magweja, ma church-person, zvigure, ve matare, veku bhawa, mapostora, ve Zanu, ma jekenisheni zvese. Just love them. Kule sei sei, sista bho here , mhamha marara sei respect n love wapedza . Ndokugara mughetto ukazviva izvozvo bho wapedza.
I love the spirit of Zimbabweans, they come in large numbers to pay their goodbyes with sekuru, be blessed n sleep well sekuru
Vamwe vari kunyanya kufarira kuti pamba patairambidzwa kupinda nhasi tapapinda
@@gracie2world
Hosho yacho yndifungisa kumusha
Kuda makuhwa uko munoti rudo here kkkkk
@@machuma9192 Taura zvako wedzinza rekwedu
Maita henyu Zengeza guys maimbira sekuru watching from Joburg
That's the spirit Zimbabweans big up guys much appreciated
Zimbabweans have that spirit in them
Welldone Zimbabweans
Rest in peace
Sekuru Mahlahla
Thank u zimbabweans we are proud to be zimbabweans sekuru ngavazorore murugare watching from capetown
Me too😭
Haaa Sekuru vakaramba kuroveswa nagogo Rest in eternal peace Sekuru mutarisewo Grant Sekuru musamuknganwe
Isolated in life,embraced in death,this life no balance..RIP khule Mahlahla
9r
sure
No balance at all,rip Sekuru ❤️🇿🇲
Can we have details for lead singer please !
Zororai murugare sekuru God knows zvamakasangana nazvo murimumaoko emukadzi uyu Mwari ngavazarure paradise nekuti makaona gehena pano pasi
l wish to see the community embracing Grant just for him to erase the stigma of isolation. I wish to see everyone being there for him. Zvinochemedza
Taurai zvenyu zvinochemedza💔
Rest in peace sekuru .Ndofunga mai Grant bp yakakwira gate raivasada kuvhura nhasi ravhurwa
Thank you Zengeza .maratidza rudo .
Weldone zimbos lots of luv from Australia
Rest in peace sekuru makararama life inorwadza indoors kusvika pakuzorodzwaa naMwari 😫
Imagine vachizviitira poo ne wee zvese zviri mumaziso a Grant and he couldn't do anything...haa sekuru Mahlahla suffered
Voice ra reporter rakazhazhara zvinobhowa
Ma voice anosiyana siyan musadaro
I don’t think she is professional
It’s really so annoying that’s true
This is so touching. May God bless khulu Mahlahla neighbourhood. Phambili lokubambana
Interviwer ane papazi, she needs to tone it down a notch.
One people one nation . Love you Zimbos
Haa Zengeza mukuiziva mushe here pakuimba nekutamba vachinqkidxwa havo. No age limit
MaZimbabweans munodadisa mhani kani..mabuda nehuwandu hwenyu...rest in peace Sekuru
zimbabweans are so vibrate , i love it
Dai gogo vaitodeedza vanhu vachizofara so pamba Pavo 😭😭😭 Rest in peace Sekuru Mahlahla ... M hurt broken ummmm Sekuru dai makabuda muchiri mupenyu kani ,😭😭😭
Thank you people of zengeza nekuchema sekuru mahlahla I respect you chokwadi 😭😭😭
Ruzhinji rwauya kuzo reliever ma stress enhamo dzenyika
Mbuya mahlahla vakati Pamba Pavo hapapindwe zvekumhanya 🤔 zvino nhasi pakazara Havana kuzive kuti kunamwari kumsoro kudenga. RIP sekuru mahlahla 🙏
Vanhu must do this also kuna Gogo Vaya vakataurwa pastar FM kuti varikuabuswa nemwana sikana wavo kwete kuzongouya nehuwansu munhu afa
The Zimbabwean Community haa unosvika pakuzorora🙌🙌
R. I. P uncle thanks guys nekubatana kwamakaita really appreciate it 🙏🙏
I guess sekuru ava avive munhu wevanhu ,,, zororai murugare sekuru
Dai ndirikuzim ndaienda kunopinda mudzimba imomo kuona. Ktzvaimbofamba SEI rest in peace sekuru
Rest In Peace sekuru. Find peace in death, in life Gogo vakazviramba
Watching from Capetown marwadzisa RIP sekuru mahlahla makashaya mudzimai
Shame hey,thank you for the love Zimbos🙏Rip Sekuru
I'm sobbing for Grant😭😭😭😭😭
Eish me as well
@@elliotmukozhojaravaza7508 shame I kinda see me and my siblings .. vabereki vanobata Bata Kuna zvingu....this story is hard to follow.
Madadisa mazimbo love that spirit yekubatana maita chido chasekuru mavaperedza kuimba yavo itsva
Zvavaisada vanhu panga inga vazozarapo wani ,,,, it is well sekuru😭
Wazozara Musha uya waisatsikwa if Gogo was around
Haaaa mazimba akati regai totambira pamba patairambidzwa ipapo
Rip khulu Mahlahla uhambe kuhle egwanda khehla
Imagine kuti Grand aifema mwaya werudzii after his father'death
Imagine 😭😭😭😭.
Zvakaoma 😭 😭😭
So sad 😭
Zvakaoma
Zvakaoma I think ndosaka akazenge ava mucelinng
Big up to my homies , loving the spirit ❤️
RIP sekuru but my heart is bleeding , hupenyu hwama kararama pano pasi it's like maive mujeri muchi pikita mhosva dzamusina, zororai sekuru mahlahla
I feel for mwanamusikana arikunzi asvika from diaspora kuzochema baba vake imbomutsvagai tinzwe kuti anotiiwo eishy
Sekuru vanga vari munhu wevanhu hanzi mabasa awaiita panyika ukafa anokutevera tarisai munhu aripanhamo yakule vanga vari munhu wevanhu RIP SEKURU mahlahla
Varamba kuvigwa mkadzi aripo RIP sekuru
Sekuru he is a hero , vakagara nemhandu kusvika pakudaidzwa naMwari , may his soul Rest In Peace
True my sis RIP sekuru
Gogo ava itsotsi vakadeedza vanhu vema keys vachida kuwana maburitsiro echitunha chasekuru
Keep it up vana vevhu nerudo rwamaratidza kunasekuru
Death touches us all zorora zwakana vava sekuru...
I'm proud to be a zimbabwean
Ndini ndega here ndikuona kunge vanasikana 2 vari Uk vaiva nerimwe chete namai vavo? Neyi vakati Grant enda ku Zim kunogara nevabereki iye obva asviko gara akavharirwa. Plus seyi vasiri kubatika until now? 🤔May sekuru 's soul rest easy here sufferd a lot.
Haa ini ndoona sevasiko ini pamwe vakatofa zvikavanzwa , Mai ndavatya ava uuu
Ma1 chaiwo. Ko ivo sekuru vaivepi mwana achigara muCeiling for 14rs ?
pane na'nga irikuti vakafa vana vach
Hanz pane 1 akauya aripo tererai video rese iro
Yhoo Mai vakaoma zvavo ivava
Can someone show gogo where ever she is video refuneral yemurume wavo vazvionera.l think it's a sweet injection for gogo
Mataurire aba Vekuvhura door arikuratidza Kuti gogo wanted these men to see so that voreporter . Gogo didn't know what to do nechitunha
Chokwadi ndozvandatoonao
Madii kuti mbuya vauye vakasungwa havo vaona gurumwandira revanhu riripo pamba pavo pavaisada napo
Kochimuroi chirikupi 😭😭😭Rest in peace sekuru.
Zimuroi raida kupamwana mhosvaaa
Thank you so much my fellow Zimbabweans for your unconditional love 😍
Mutori wenhau haanakidze.sekuru zororai murugare
Sekuru hlahla rest in peace makaramba kuroveswa muchinyararire I salute you 🌹🌹🌹
Sekuru vakafira nhamo chakwadi zvorwadza Mai Ava mwari ave navo chokwadi
Thank you Zimbabwe for standing by sekuru.
Ndopaunozonzwawo ma doctors avekuti mbuya havasungwe nekuti vakarasika njere. pliz vanhu vemu community mbuya ava vakasasungwa vakadzoka ku zengeza vapisirei mumba ndachema hangu
Rest in peace, I'm sure vakatambura kwenguva yakareba
Amen 🙏 💕
I wish we can devote same energy and resilience kugadzirisa nyika. Than being distracted by such things
To those vachiri vakaisa zvikwambo mudzimba Hokoyo.Gogo rot in hell sekuru may your soul rest in eternal peace
munhu arikubvunza aneruzha
Ndatozvishayawo
Ndazvihwavo 😂😂😂
Rip sekuru Mahlahla umm life is not easy skru community yaikudai but Gogo was a non starter😭😭😭
Uyu mutori wenhau hre kana kut angonongwawo kana kut ari pa attachment hasi kunakidza pamwe ndini ndoga hangu ndodisa zvunhu
May your soul rest in power sekuru....
My Q is mbuya vayiitei nechitunha kusvika pakuora?? Ths witchcraft ndaitya??
Independent last moments ,weldone Zimbabwe
Gogo vanoroya hama dzangu shuwa sekuru vakafira nhamo
Mmmmm life is kind of not fair...rest easy sekuru may you find peace where ever you are now!
Rest in peace sekuru maramba kuenda chinyararire
Uuuuum mainni havana kudzikama ava....May ur soul rest in peace skru
Hupenyu hwakaoma hama sekuru vakararama hupenyu hunorwadza asi zvinofungwa nevanhu handizvo zvinorongwa na Mwari nehutsinye hwavaiitirwa nemukadzi wavo asi Mwari avasarudza nhasi vachemwa ... special thanx to all Zengeza residents,friends , family & relatives of sekuru ....Mwari azviratidza
Thank You Zimbos.
The power of location vanochema nevanochema
Gogo vanogumbura chose Havana moyo muroyi chaiye .zororai murugare sekuru
Rest in peace sekuru mahlahla,ndinoti kwamuri sekuru zororai murugare mwari akupeiwo mufaro kudenga,mufaro wepasi pano hamuna kuoona
Thank you Zimbabwe madadisa imi🙏🙏
May his soul rest in peace
Mubvunzo wangu woti ko dai pasina door rakaramba kuvhurika zvaizofamba sei , uuuum mbuya ava vanotyisa zvedi votoriwo nehama here mbuya
Go well soldier zororai murugare sekuru Mahlahla
Nematambudziko vehama 🙏
RIP sekuru
Thank you Zimbos for the support
Well-done zimbos
Baba vakafa vatambura ava rega vazorore
The guy arikushaura Hauna kufanira haa sando dzako. unoimba
Nhai women is that type of dancing really appropriate...
Zvakaoma mufunge zvimwe zvacho so kunge vari kutambira munhu aienda kumabhawa navo
😂😹😹 what's appropriate dancing 😂😂
If you want to be happy mu ghetto your standards are yours but to everyone gashira vanhu zvavari love everyone because that is community... kune pfambi, magweja, ma church-person, zvigure, ve matare, veku bhawa, mapostora, ve Zanu, ma jekenisheni zvese. Just love them. Kule sei sei, sista bho here , mhamha marara sei respect n love wapedza . Ndokugara mughetto ukazviva izvozvo bho wapedza.
Mutori wenhau next time dzidza kutsvinda kugeza chaiko , mvura muri kuvanza yekumwa chete chiiko nhai , saka muchaita seiko nhai
Arikuita kunge nanga
One love♡
Zvakaoma hazvo mhuri yeZimbabwe zvinotyisa izvi
Pamba paye pakuitwa madirativhange. Mweya wemunhu hauvigike
Mweya wasekuru ngauzorore murugare 😭😭😭
Big up to all the neighbors..pamberi nekubatana. Rudo rwenyu rwakanyanyisa
Umm presenter uyo akazhangandira
One love thank u Guys rest in peace sekuru
Haaaa sekuru vachemwaaa,go well sekuru and may yo soul rest in peace
Thank you my fellow Zimbabwe for your support Rest in peace sekuru only God knows
May yr soul rest in peace baba
Chitown i love you my people
Rest in peace sekuru, thank you Zimbabwean for showing love to sekuru.