Zengeza 3: Mvongamvonga kunhamo ya Sekuru Mahlahla

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 30 พ.ย. 2022
  • Mvongamvonga kunhamo ya Sekuru Mahlahla

ความคิดเห็น • 231

  • @cocoicey
    @cocoicey ปีที่แล้ว +60

    Dai vanhu vabatana so nekubvisa Ed shuwa taibudirira zvisinei rest in eternal peace kule

    • @yvonnenyamayaro9905
      @yvonnenyamayaro9905 ปีที่แล้ว +5

      Tetichitoda kubatana but totya kusiya sadza 🤔

    • @rumbidzaikafurama7128
      @rumbidzaikafurama7128 ปีที่แล้ว +3

      Say it louder and again 👌👌👌👌👌👌👌👌

    • @giftalutadosipani3637
      @giftalutadosipani3637 ปีที่แล้ว +3

      Unoti next year haabviswe here Ed ?.

    • @rumbidzaikafurama7128
      @rumbidzaikafurama7128 ปีที่แล้ว +1

      @@giftalutadosipani3637 ummm vanhu tatambura sure

    • @fortula.tichwagoramuog8784
      @fortula.tichwagoramuog8784 ปีที่แล้ว +3

      Ko politics dzapinda papi apa?Kana usingadi go and vote quietly usatinyaudza.Everyone is free to choose who to support!Munongoda kuitirwa nevamwe.Mboko!!!

  • @catherinekangoya8964
    @catherinekangoya8964 ปีที่แล้ว +22

    Sekuru vaive vakamirira Zuva ravo rekufa Kuti ndikangofa chete zvese ndozvibvamyangura ,musamire sekuru nekwari mkadzi iyeye haunt her ,asi Dai vakamboriunza pa nhamo rakaona chinonzi love ,satan wemunhu zimbuya repakona zimroyi 🏹

  • @melbachekai2571
    @melbachekai2571 ปีที่แล้ว +4

    So sweet.Thank You Chi Town.Ndapedzwa nekambo kekuti Zimurooyi Mbuya veMasowe zimuroyi

  • @kudzaimutari9415
    @kudzaimutari9415 ปีที่แล้ว +3

    Zimbuya repakona zimuroyi zimbuya repakona zimuroyi. Panyika ino ngatidzidzei chinonzi rudo hama dzangu zimbuya repakona sarenda

  • @yeukaimundonda7275
    @yeukaimundonda7275 ปีที่แล้ว +3

    Life yemugetto so ka surrender. Rest in peace sekru

  • @charitymareya255
    @charitymareya255 ปีที่แล้ว +1

    uummmm huye bodo team remu Geto hamuri gone.kkk hanzi ndinoda kureurura ndakadya murume🤗

  • @clarakingston2255
    @clarakingston2255 ปีที่แล้ว +2

    Ah vanhu ngavakwane plz kushaya Mabasa here chii

  • @dadiraimukandi5556
    @dadiraimukandi5556 ปีที่แล้ว

    Vanhu vese ava kureva vagereka ummmmm Zim hakuna mabasa shuwa zvakaoma aaaaa

  • @tarirochandigere3290
    @tarirochandigere3290 ปีที่แล้ว +2

    Where ever he is he is smiling vachiona machemerwe avaita

  • @giftalutadosipani3637
    @giftalutadosipani3637 ปีที่แล้ว +1

    Vanhu pangoshaya pfuti ndizvo zvavanoita izvozvi. Vanhu havatangi kushaya hunhu kana pangoshaya njema nepfuti anyway R.I.P. mudhara .

  • @florencesibanda6942
    @florencesibanda6942 ปีที่แล้ว +4

    Rest in peace sekuru

  • @dadiraimandigo4004
    @dadiraimandigo4004 ปีที่แล้ว +2

    Zvakaoma ngaigare kujeri zimbuya zimuroi iri

  • @nyaradzogotora5391
    @nyaradzogotora5391 ปีที่แล้ว +5

    #justice for sekuru and Grant

  • @plaxediangwarai2221
    @plaxediangwarai2221 ปีที่แล้ว +2

    Zororai murugare sekuru

  • @preciouszhenjeni6444
    @preciouszhenjeni6444 ปีที่แล้ว

    Vane Zambia rechirasta avo

  • @gaudenciakagona1198
    @gaudenciakagona1198 ปีที่แล้ว +1

    Munofanira kuita izvo 2023 also Kuna garwe

  • @clintcornish5657
    @clintcornish5657 ปีที่แล้ว +14

    Why didn't they confront Gogo when Sekuru was still alive, and save him. They're are only chanting and ullulating now when he's gone 🤷

    • @gracie2world
      @gracie2world ปีที่แล้ว +2

      Inga vari kuti pausasvikika wani apa vakapihwa mvumo nehama dzasekuru kuti chiuyai henyu mucheme sekuru

    • @brightoncharisa8622
      @brightoncharisa8622 ปีที่แล้ว

      Sekuru vazviurayisa vaidii kuramba mukadzi iyeye vamwe vakadzi hawasi wekugara nawo mumarriage

    • @gracie2world
      @gracie2world ปีที่แล้ว

      @@brightoncharisa8622 kwanzi vanga vaka strocker kuma 90s saka kana wadaro ndinoona sekuti unenge usisina simba hama nevana vavo ndivo vakaita hutsinye vakatadza kumira nasekuru apa

    • @brightoncharisa8622
      @brightoncharisa8622 ปีที่แล้ว +1

      @@gracie2world yeah ndizvo but mkadzi uyu anotori nehistory yekuva munhu akashata it means hunhu hwamai awa kwakabvira kare vachangoroorana pane mared flags atinowana mumarriage so better kubuda mumarriage early than kut munhu achachinja sekuru awo hunhu hwemkadzi wavo waiuziva asi iyo yekusada divorce iyi ndiyo problem vakawanda mudzimba umu varikushingirira zvisingaiti zvimwe zvinozovaurayisa

    • @shupikaiziwange3079
      @shupikaiziwange3079 ปีที่แล้ว

      Mozono vakamufota ku prison gogo

  • @portiamagwenzi9907
    @portiamagwenzi9907 ปีที่แล้ว

    shem kumhanyira sekuru here uku veduweee zvakaoma hazvo

  • @carolchinguwa8555
    @carolchinguwa8555 ปีที่แล้ว +5

    For me ,,, zimbuya remasowe zimuroi kkkkk rest in peace kule makafumura zvakawanda

    • @shepherdtambi9814
      @shepherdtambi9814 ปีที่แล้ว

      I applaud you for understanding what's going on apa

  • @lovenesschirara3317
    @lovenesschirara3317 ปีที่แล้ว +1

    Hanzi ndinoda kureurura ndakadya murume 🤣🤣🤣🤣🤣kkkkkkk

  • @chiheramaialexis2510
    @chiheramaialexis2510 ปีที่แล้ว

    Kushaya zveku ita chaiko ncxaaaa

  • @rudzichief6207
    @rudzichief6207 ปีที่แล้ว

    Sekuru must continue fight zvisagumira ipapa tinoda wese anechekuita are sembwa kupfuura zvamakaitwa

  • @prosperbindu4765
    @prosperbindu4765 ปีที่แล้ว +4

    Ndibatsirewo kitsvaga sister vanezambiya regreen

    • @V59971
      @V59971 ปีที่แล้ว

      Zvanga makura zvakana nhai Mukoma Prosper .

    • @prosperbindu4765
      @prosperbindu4765 ปีที่แล้ว

      @@V59971 unorevei

    • @dzabu1983
      @dzabu1983 ปีที่แล้ว

      @@prosperbindu4765 ngilipano

    • @agathamuzowaka5851
      @agathamuzowaka5851 ปีที่แล้ว

      Enda ku zengeza nepic rawo ka one

  • @portiamagwenzi9907
    @portiamagwenzi9907 ปีที่แล้ว

    dai maZupco aendawo nevanhu kuGwanda veduwee ..vandoita final respect

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 ปีที่แล้ว +8

    Mubvunzo wangu pane zvese izvi ndewekuti vana vemhiri vaimbova nehanya nababa here or vaizivana namai vavo.Justice for sekuru maita basa vanhu mataura chokwadi.

    • @emilymbizi1075
      @emilymbizi1075 ปีที่แล้ว

      Taura hako Pari trick

    • @gracefish9143
      @gracefish9143 ปีที่แล้ว

      pamwe vaitotyawo nekuti vana vakaziva huroyi wemubereki vamwe vanogarira kure

    • @josephined8931
      @josephined8931 ปีที่แล้ว

      Taura hako, ko iyo hadzwadzi yavo kuzogara mudenga memba vanga vasingazvizivi, ndivo vaifanira kuenda kumapurisa Baba vasati vafa, dzimwe mhuri soo bodo 🙌

    • @marygijimani9512
      @marygijimani9512 ปีที่แล้ว

      I think vaiz9va kuti mai vavo vakabqta bata saka vaitya

    • @josephined8931
      @josephined8931 ปีที่แล้ว

      Zvakaoma, asi ndizvo zvinoita kana Mai vakadzwanyirira Baba vanotyiwa nevana zvekuti

  • @williamelia7889
    @williamelia7889 ปีที่แล้ว +2

    Sure sister avo pa14 yrs havana hre kubva vauya kuzim kutadza kuziva kt grant haasi kubuda panze or vanozivana namoms vacho something is going on family yasekuru after burial ngavambofamba vanzwe kt chii chiri kuitwa nagogo

    • @tendaimakonesa829
      @tendaimakonesa829 ปีที่แล้ว

      Handiti hanzi Mai vacho vasaonana navo vakatombouya nemapiritsi Ababa akakanda bag nepadurawall shamwari yacho ikabvunza akati maivedu avadi kutionq amheno takatadzei ndakazviona kwasekuru Banda

    • @tarisaigono7698
      @tarisaigono7698 ปีที่แล้ว

      Ummm Zimbabweans surrender panga pachitoda police apa

  • @Smileyface908
    @Smileyface908 ปีที่แล้ว +36

    This is proof that the majority of people are not formally employed in Zimbabwe, what are they doing 🤦🏾‍♀️

    • @tinotendagoto8056
      @tinotendagoto8056 ปีที่แล้ว +1

      Iwee zvakawoma kan

    • @marthandawana8057
      @marthandawana8057 ปีที่แล้ว +1

      😂😂

    • @racheljuru7714
      @racheljuru7714 ปีที่แล้ว +4

      Vatadza chii ipapa

    • @brightoncharisa8622
      @brightoncharisa8622 ปีที่แล้ว

      You're right worse in Chitungwiza no water to bath people are struggling

    • @angelakwaramba9752
      @angelakwaramba9752 ปีที่แล้ว +10

      There is nothing surprising here. African funerals have always been like this especially when there is controversy

  • @tanyaradzwa1814
    @tanyaradzwa1814 ปีที่แล้ว

    Ma song ekuma sports ... Haa

  • @chiheramaialexis2510
    @chiheramaialexis2510 ปีที่แล้ว +1

    Zororai murugare Sekuru

  • @NhereraYenyika
    @NhereraYenyika ปีที่แล้ว

    Zimbuya remasowe zimuroyi

  • @julietkaitano1995
    @julietkaitano1995 ปีที่แล้ว

    Sekuru zororai,handione mbuya iya ikasara ikararama its either vachafa sudden death ,vakuru chaivo mudima umu

  • @hildamusiwa5431
    @hildamusiwa5431 ปีที่แล้ว +8

    Ngaabude kumberi uko baba vaiworera mumba Grant achigara mu ceiling aripi.

  • @patriciachamanga5075
    @patriciachamanga5075 ปีที่แล้ว +1

    Kkkkkkk zvarimashura

  • @zanelekutsoma3603
    @zanelekutsoma3603 ปีที่แล้ว +15

    Ko daughter we overseas aiti brother arikupi? for how many years?

    • @gee9961
      @gee9961 ปีที่แล้ว

      Maybe vanga vakaneyeperwawo kuti akangoenda nenyika or vanotoshandiswawo futi

    • @marygijimani9512
      @marygijimani9512 ปีที่แล้ว

      Akazouya here kana kuwanikwe

    • @Maushe15333
      @Maushe15333 ปีที่แล้ว

      Nema video call akati kuuya aya aitadza nei kumbobvunza kuti vamwe varipi

    • @tanyaradzwa1814
      @tanyaradzwa1814 ปีที่แล้ว +1

      Pamwe vaitozivana na moms madhiri avo

    • @paulinesidhuna4171
      @paulinesidhuna4171 ปีที่แล้ว

      Ko baba vaiti varipi va asingagoni here ma vedio call vachitaura namai vacho Ko baba vaiti what’s going on navo aaah zvinhu zvacho

  • @elizabethaaron1120
    @elizabethaaron1120 ปีที่แล้ว +1

    Haaa masowe takungoshorwa nekuda kwemunhu nehunhu hwake

  • @munyaradzimurungweni3435
    @munyaradzimurungweni3435 ปีที่แล้ว

    Saka makore ese Aya vana ava kana kuuya here chero pavaifonera Mai vavo vaitadza here kubvunza kt Grant aripi,,, vana sikana kazhinji vanopihwa uroyi nanamai vavo,,, vari pamwe namai

  • @victormakeleni9245
    @victormakeleni9245 ปีที่แล้ว +6

    Vanhu vanoita mhuka takatarisa

  • @loicekudzotsa5647
    @loicekudzotsa5647 ปีที่แล้ว

    Zvakaoma

  • @stanleynutribyte9841
    @stanleynutribyte9841 ปีที่แล้ว +2

    Bassop nembuya dzemasowe idzo

  • @toliagee
    @toliagee ปีที่แล้ว

    ndianiko ainzi abude uyoo

  • @MaiSamasOnline
    @MaiSamasOnline ปีที่แล้ว +1

    I didn't hear any reporter asking about the other children did they go or they remained in hiding
    How are they feeling now 😕

    • @Nakathabo
      @Nakathabo ปีที่แล้ว +1

      Hanzi one of the diasporans is there... There's that male relative to Sekuru who briefed the reporter on how Sekuru is a "hero" 🤦‍♀️. Yah, that one. He's the one abvunzwa na reporter about vana vari abroad and he confirmed that one wacho atoriko

    • @MaiSamasOnline
      @MaiSamasOnline ปีที่แล้ว

      @@Nakathabo hoo OK I actually missed that bit thanks

    • @Betty-zm7zm
      @Betty-zm7zm ปีที่แล้ว

      Ndiye arikunzi ngaabude kkkkk povho

  • @trishpatricia3655
    @trishpatricia3655 ปีที่แล้ว

    Vakadzi vekuZengeza chokwadi hadzimo 🙆🙆

  • @elizabethmujuru2733
    @elizabethmujuru2733 ปีที่แล้ว

    Zimuroyi

  • @additionalscottie7165
    @additionalscottie7165 ปีที่แล้ว +1

    Vanhu ngatisiyanei netsika yekuti we are minding our businesses dai makaendera mbuya kare kare nehuhwandu hwenyu dai sekuru vakafa mune zvakanaka vasina kufa vachitambura vari vega now makuziva makaona vanhu vamoda privacy stereki they are very dangerous chinotadzisa munhu kushaya nyemwerero (smile) chaiyo chii?Ivo Mwari vakatipa mufaro for free

  • @carolinechingosho5457
    @carolinechingosho5457 ปีที่แล้ว +1

    Kkkk hanz zimbuya remasowe zimuroi kkkkk

  • @sikhangezilezinyani6333
    @sikhangezilezinyani6333 ปีที่แล้ว +5

    zimbuya remasowe zimuroyi🤣🤣🤣 vanhuka

  • @dudzaihore7244
    @dudzaihore7244 ปีที่แล้ว

    Kkk hnzi ngaabude asi ndiye mwana wagogo nasekuru hre

  • @doreennyanyiwa254
    @doreennyanyiwa254 ปีที่แล้ว

    Yah azviwana shuwa aivepi baba vachitambudzwa

    • @neliarubacha4056
      @neliarubacha4056 ปีที่แล้ว

      Dont judge plz zvinoitika mudzimba hamuzviziva ko kna aitya kuzogarawo muceiling

  • @gracehavazvidi7962
    @gracehavazvidi7962 ปีที่แล้ว +2

    Dai amborohwa mwana wacho anoziva huronbwa hwamai

  • @memorymanyame3636
    @memorymanyame3636 ปีที่แล้ว +1

    Zvaritori drama nhai ko vanhu vakumhanyisirei mota kuri kutsikwa oti watsikirwei

  • @josephined8931
    @josephined8931 ปีที่แล้ว +1

    Izvo vanofanira kuimbira gogo not sekuru, sekuru need his last respect he was being abused nagogo he should go well

  • @progressmutandwa6724
    @progressmutandwa6724 ปีที่แล้ว

    Kuzimbabwe hakuna mabasa shuwa

  • @yeukaimundonda7275
    @yeukaimundonda7275 ปีที่แล้ว

    Driver uyu chero azogara

  • @joicefendu4794
    @joicefendu4794 ปีที่แล้ว +1

    Munhu wese ane mafiro ake, vanhu must learn to respect other people. Povho was just bring disrespectful. Siyai vanhu vavige hama yavo in peace

  • @sondelanimhlanga114
    @sondelanimhlanga114 ปีที่แล้ว

    Asi chii nhai

  • @josephinekaripedza5116
    @josephinekaripedza5116 ปีที่แล้ว

    Ku nhamo ukooo kwakutoda riot chaiyo kkk ma red barreta aye ...police escort ndoinotodiwako.....kkk

  • @pana9239
    @pana9239 ปีที่แล้ว

    Asi ndiye mwana wavo sekuru

    • @carolynedzai
      @carolynedzai ปีที่แล้ว

      I think so but kumberi arikuiteiko nhy kunogara mai wemunhu

    • @pana9239
      @pana9239 ปีที่แล้ว

      Hameno nhai kt akazviona kupi izvozvo

  • @anymorekamuruko
    @anymorekamuruko ปีที่แล้ว +2

    Kuri kubva vasungwa ne police uchifarisa kudai

  • @doreennyanyiwa254
    @doreennyanyiwa254 ปีที่แล้ว +1

    Koo hanzvadzi aiti iripi anozivana namai vake

    • @gracie2world
      @gracie2world ปีที่แล้ว

      Yaah ndosaka vanhu vari kuti ngaabude aivepi nguva yese iyi aiti bhuti nababa varipi

  • @tetejenie7919
    @tetejenie7919 ปีที่แล้ว

    Mbuya avo varipi varikuimbwa apo handisi kuvaona ini

  • @noriamupanguri8360
    @noriamupanguri8360 ปีที่แล้ว +1

    Ange aripi and aiti grant aripi justice for sekuru and Grant

  • @neliarubacha4056
    @neliarubacha4056 ปีที่แล้ว +1

    Vanhu vanofarisa sure kuchema kwacho kuita sekut sekuru ava vaive nehunhu husingaite handna kuzvifarira hngu

    • @josephinebasera2961
      @josephinebasera2961 ปีที่แล้ว

      Hazviite, nonsense chaiyo.
      Ngavaitire mbuya drama

    • @neliarubacha4056
      @neliarubacha4056 ปีที่แล้ว

      @@josephinebasera2961 nhai zvenyu vatadza kuita kunge vakuchema hwindi kudaro

  • @mandybee6182
    @mandybee6182 ปีที่แล้ว

    #RegisterToVote

  • @NhereraYenyika
    @NhereraYenyika ปีที่แล้ว +1

    Anga achinzi ngaabude apo ndiyaniko

    • @basilliochochongwe7743
      @basilliochochongwe7743 ปีที่แล้ว +1

      Anenge mwana musikana we ku uk

    • @mariazim9357
      @mariazim9357 ปีที่แล้ว

      Kkk mybe Mwana wacho musikana wemiri kwamakungwa ...zimuroyi zimbuya iro kana shungu kana kunyara ma1

  • @anymorekamuruko
    @anymorekamuruko ปีที่แล้ว +1

    Zvinorevei izvi

    • @gracie2world
      @gracie2world ปีที่แล้ว

      Imi mafungeiwo

    • @anymorekamuruko
      @anymorekamuruko ปีที่แล้ว

      @@gracie2world ndotobvunza iwe vauya pa comment yangu

    • @gracie2world
      @gracie2world ปีที่แล้ว

      @@anymorekamuruko zvimwe zvacho hazvidi kudaro munhu wamwari kubvunza zvauri kuona

  • @marcelinemukura3266
    @marcelinemukura3266 ปีที่แล้ว

    Akunzi abuse ndiyani

  • @shyletmakwiranzou3841
    @shyletmakwiranzou3841 ปีที่แล้ว

    Asi mbuya varimo hr mumota

  • @tinotendagoto8056
    @tinotendagoto8056 ปีที่แล้ว

    Ummmm ghetto rine nharo iri Shem no need for cc tv vanozoomer Vega team Chitungwiza

  • @kelvinmarongwe2844
    @kelvinmarongwe2844 ปีที่แล้ว +1

    Ko vana ve London vakauya here

  • @sikhangezilezinyani6333
    @sikhangezilezinyani6333 ปีที่แล้ว +3

    kovana vane mhosva yei nhai?

    • @cocoicey
      @cocoicey ปีที่แล้ว +2

      Dai Vanhu vakabatana kudayi kubvisa Ed , anyway rest in peace kule

    • @gee9961
      @gee9961 ปีที่แล้ว

      Nhai hako

    • @zimbolifestylekuraramakwem7983
      @zimbolifestylekuraramakwem7983 ปีที่แล้ว

      @@cocoicey ko kna vachimuda mubvise ka iwe usingamude why kuda kutuma vmwe zvekuita

  • @MaiSamasOnline
    @MaiSamasOnline ปีที่แล้ว

    I didn't hear any reporter asking about the other children did they go or they remained in hiding
    How are they feeling now 😕 they may shout muroyi its because people have little knowledge about mental health 🤔
    Who are they bullying in front seat

  • @annastanciarufasha295
    @annastanciarufasha295 ปีที่แล้ว

    Hanzi zimbuya remasowe zimuroyi🤣🤣🤣

    • @gladysxaba5863
      @gladysxaba5863 ปีที่แล้ว

      😂😂😂😂😂😂futi ka

  • @weshallovercome-dg6si
    @weshallovercome-dg6si ปีที่แล้ว +1

    Tirikuno UK tipeiwo address yemwanasikana uyo tizive magariro ake kuno. Toda Simba Chikanza aferefete mushec. Like mother like daughter pamwe pane murume ari kuitwa ABUSE UK

  • @josephinebasera2961
    @josephinebasera2961 ปีที่แล้ว

    Driver wenyaradzo kuda drama. Kuda kuterera povho ndidzo hama dzasekuru here.

  • @gee9961
    @gee9961 ปีที่แล้ว +2

    Anochidemba chaakadzokera kuzochema baba vake muxana iiiiii sorry hake

    • @shamisomatora1248
      @shamisomatora1248 ปีที่แล้ว

      Imi zvakaoma ende amai vacho haafe akada kuvaona futi

  • @twenty2183
    @twenty2183 ปีที่แล้ว

    Vabva ipapo, they don’t know were the next meal will come from, no order all.

  • @luciamakaya5948
    @luciamakaya5948 ปีที่แล้ว +1

    Mota yeNyaradzo yatofonyoka amana ma zimba. dai aramba akamira yaiparadzwa

    • @gracie2world
      @gracie2world ปีที่แล้ว

      Kkkkkkkk

    • @charitysibanda7306
      @charitysibanda7306 ปีที่แล้ว

      Kosekuru Tembo zvavaiti vana vakafa wani izvi hazvidhi kutanga kutaura usati waona

    • @gracie2world
      @gracie2world ปีที่แล้ว

      @@charitysibanda7306 kkkkkkk vanonyepawo vaya

  • @violettemukorera1893
    @violettemukorera1893 ปีที่แล้ว

    But mwana musikana ndiye adii ofira huroyi hwamai vake here

  • @mavissithole1325
    @mavissithole1325 ปีที่แล้ว +1

    Nyika lno lnorema!

  • @tafadzwamazivanhanga555
    @tafadzwamazivanhanga555 ปีที่แล้ว

    Ndozvavaifanira kuita izvi vachirivapenyu

  • @gracezvoma2507
    @gracezvoma2507 ปีที่แล้ว

    Dai iri iyo effort kugadzirisa Zimbabwe tigere zvakanaka. Zimbabwe mune mess asi vanoyisa simba rese panenyaya yemunhu afa. Uyu atofa imimi mabva mudust imomo nedikita hamuna mvura yekugeza or chegudya.
    Makadiyi kuchengeta sekuru vari vapenyu. Makamboyenda here kunowona kuti variseyi muchitandara navo kukurukura kuti munzwe zvichemo zvavo.
    Makabatana zvakanaka asi itayi kubatana pama issues enehuraramo hwenyu demonstrate about education sector ne health sector. Mukanzi gadzirisayi nyika motiza.

  • @memorymanyame3636
    @memorymanyame3636 ปีที่แล้ว

    Ko arikunzi ngaabude ndiani

  • @shamisomatora1248
    @shamisomatora1248 ปีที่แล้ว

    Ko ndiani ko arikunzi ngaabude

    • @gracefish9143
      @gracefish9143 ปีที่แล้ว

      mwana musikana wasekuru aive kuUK

    • @shamisomatora1248
      @shamisomatora1248 ปีที่แล้ว

      @@gracefish9143 okay shame sorry zvake asangana nacho

  • @josephined8931
    @josephined8931 ปีที่แล้ว +3

    Ko Gogo varipo here apo, it seems as if it's someone sitting at the front so why are they doing that

    • @racheljuru7714
      @racheljuru7714 ปีที่แล้ว

      Ndofunga mwana wacho

    • @faithka8644
      @faithka8644 ปีที่แล้ว

      Gogo variku remand ku chikurubi.

  • @noriamupanguri8360
    @noriamupanguri8360 ปีที่แล้ว +4

    Ko mwana anozivei nhai maybe haatozicewo asi kana aizivana namai vake ngaabude kkkk

  • @shamisomaunga3705
    @shamisomaunga3705 ปีที่แล้ว

    Uyu ndiye ayitumira mari yemazai nemkaka vanozivana nagogo

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 ปีที่แล้ว

    Vanhu vajamuma ngaabude

  • @carolynedzai
    @carolynedzai ปีที่แล้ว

    Vana vabva overseas varipiko tikuvada pano

    • @masymasibanda9881
      @masymasibanda9881 ปีที่แล้ว

      Hanzi kwakauya 1 ndiye akagara mberi kwemota yeNyaradzo

    • @cocoicey
      @cocoicey ปีที่แล้ว

      Shuwazve

  • @leadrakazembe2422
    @leadrakazembe2422 ปีที่แล้ว

    Mai Nasimu 😂😝😂😂😂

  • @elizabethzvaonzeni3282
    @elizabethzvaonzeni3282 ปีที่แล้ว

    Ko community iyi yaidii kubatana kudai kubvisa sekuru na Grant mujeri ravaive sekuru vachiri vapenyu...kushayawo ka group tauya kuzoona sekuru, hatibvi pano kana tisina kuona sekuru and threaten to beat her up vakaramba ikozvino vakuita simba nekuti kambuya kakatorwa nemapurisa...mmmmhhh guys siyai sekuru vazorore murugare

    • @zimbolifestylekuraramakwem7983
      @zimbolifestylekuraramakwem7983 ปีที่แล้ว

      Paisvikika hre gogo varipo msade kuuraisa vnhu nechi full of I know inga zvakataurwa wani kut gogo vaidzinga vnhu

  • @avletterchinzukele3331
    @avletterchinzukele3331 ปีที่แล้ว

    Ko ari kunzi buda ndiani ko

  • @trynesstryness5609
    @trynesstryness5609 ปีที่แล้ว

    Dai waunza zigogo iroro raona

  • @idahnyakunu7590
    @idahnyakunu7590 ปีที่แล้ว

    Vanhu dai makabatana kudai kare makatambira mbuya iyi kongonya sekuru vangadai vasina kufa vatambura kudaro uye Grant angadai asina kugara mucelling kwemakore ese iwaya

    • @zimbolifestylekuraramakwem7983
      @zimbolifestylekuraramakwem7983 ปีที่แล้ว

      Ndivo vaizovagona idzo hama chaidzo dzaidzingwa,vaiziva hre kut grant ainge ari mu ceiling hnt zvazobuda izvezv.

  • @mssha3364
    @mssha3364 ปีที่แล้ว +2

    Anamai vakabereka vana vari kutsvagei apa? 🤦‍♀️

    • @ruvimbokariga8006
      @ruvimbokariga8006 ปีที่แล้ว +1

      Nhai hakoiwe apa vamwe vacho vangenge vasiya zvibucket zvakakwidibirwa manappies vachitadza kunowacha🤣🤣

    • @mssha3364
      @mssha3364 ปีที่แล้ว

      @@ruvimbokariga8006 🤣😂🤣

  • @farirayimuchenje6921
    @farirayimuchenje6921 ปีที่แล้ว

    Ridiculous

  • @AvyletStudios
    @AvyletStudios ปีที่แล้ว +2

    Pakuda riot apa . What’s all this nonsense

  • @linmorekudzaichirimumimba4867
    @linmorekudzaichirimumimba4867 ปีที่แล้ว

    this is soooo wrong

  • @nontsindaba7573
    @nontsindaba7573 ปีที่แล้ว +1

    I don't see even one man .vakadzi munoda vhunu

    • @gracie2world
      @gracie2world ปีที่แล้ว

      Saka vorega kuenda kunhamo manje nekuti varume vaenda kumabasa avo

    • @amaramudi1068
      @amaramudi1068 ปีที่แล้ว +1

      @@gracie2world l think kuziva labour pain

  • @julietchekenya8799
    @julietchekenya8799 ปีที่แล้ว

    Rest in Peace sekuru

  • @sikhangezilezinyani6333
    @sikhangezilezinyani6333 ปีที่แล้ว

    kovana vane mhosva yei nhai?

    • @gracie2world
      @gracie2world ปีที่แล้ว +1

      Aivepi baba vachiorera mumba bhuti vachigara mu celling unenge uchiti ari kupi

    • @shamisomatora1248
      @shamisomatora1248 ปีที่แล้ว +1

      @@gracie2world munhu anga ari ku UK maida kuti aite sei nhai

    • @gracie2world
      @gracie2world ปีที่แล้ว

      @@shamisomatora1248 nekushaiwei asi aive akatorerwa njere kani azodzipiwa pafa baba vake