Maswerasei Team chokwadi murisei ririsei Basa keep going good work Team Neshamba sokolaita and Chihera basa ramurikubata rakaoma zvinorwadza zvirikuitika munyika yedu
Please Drewmas understand that in life there natural accidents not every drowning in river/dam relates to njuzu, the description given by babamunini shows that this was a risky place slippery due to zerere so this might be an accident due to slippery stone. This issue of pushing people to say its njuzu is now impacting on the authenticity of your stories please improve on this without insinuating that njuzu is involved. Also allow someone to relay their story without interrupting with questions too much remember these people are grieving.
I said it once ...i said it twice ...i said it thrice kusvika ndaneta nekutaura ...ndakazopedzisira ndanyarara cz unopedzisira wakuita seHater ....zuro uno mwana akarumwa nenyoka zvikanzi akaroyiwa ...are you telling me kuti nyoka hadzirume vanhu kunze uku ..agh unozvishaya ...
Zvinorwadza so sad, bt nzvimbo iyi yatotsvusa ka pafira vanhu vakawanda pane zvaitofanirwa kuitwa kuchenura nzvimbo yacho vanhu votevedzerawo muko wenzvimbo kana pane zviyerwa.
The boy had a leadership spirit. At 17 years old he could go out hustling kumarikicho and fishing. The way he could influence the other boys to go out and even to cross the river shows he was leadership. Thats why njuzu yakamuchiva. But problem njuzu ndeyechirume iyi, the rate yairikuuraya varume in that place hasha dzacho nechivhuno chiripanzvimbo iyoyo you can tell kuti njuzu ihono iyo
@@ssam1430 hapana kana patakambokugonera. Every video unouya kuzotituka chisiyaka kuona ma videos edu if we are that bad. Tinotenda nekutivenga iwe uchitida
This sounds like a river monster! Drew should collaborate with the gentleman, who does the river monster shows,he has uncovered alot of things around the world. His name is Jeremy john wade from the river monsters!
I remember seeing a guy watching me from a distance behind trees as l neared drowning in a dam in Sanyati in 2001. I lost all control of myself until my legs touched the bottom of the dam. Long story short, l came to hear that the guy l mentioned earlier had died ages ago and buried right close to the dam. Mahwani🤞🏾
Uuuuuuum pakaipaaa ko sei kuzobuda munhu ava black heyi haaaaa panenyayaa dai pamboitwaa zvesvikiro or n'anga dziite chivanhu padam apo uyee kudzidzisavo vanhu kty vanoita sei kana munhu atorwa nemvuraa kwete kuchema very sorry to the family
According nezvataurwa na mother vane dread avo .mu dam umu hamuna kumira mushe munotori nezvikara zvirimo. Hongu munhu anowira mu mvura zviri natural but apo pane huyera apo
Akatorwa nenjuzu but people should now know better not to cry and also kuzonamata muripo finish. May the Boy's soul rest in Peace. Njuzu and snakes walk hand in hand as the Snakes are responsible for changing the human form into mermaid. Vakakanganisa vakatsamwisa njuzu.
I know some of you won't believe my story but nyaya yenjuzu in that dam it's true that dam is called chibvuti dam and njuzu iyoyo i can say ndakaiona crossing the other side of that dam kune dam wall. I saw a fish and macolors ayo they couldn't make sense to me it was sort of black and grayish in colour ari in stripes. I started saying ndichifamba on the dam wall vakuru ndichambopfurawo nepano ndiri kuendawo kubhora pakaipa handina kana plan asi zvandakuonai so dai matombondiitirawo cause across the dam kune ground rebhora. On that dam wall 2 people can't pass you have to wait and give each other time. Pandakange ndakupedza kucross i saw lady akabereka mwana and I told her and i told her let me help you out then ndikabereka mwana and i helped them cross it after mukadzi iyeye gave me $1 ndakafara handidi kukunyeperai. At first taingoita zvekuudzwa mune njuzu zvakangoma
Tinokutendai drewmas nechirongwa chenyu chekupa ruzhinji chenjedzo maererano nezvekutorwa kwevanhu nenjuzu. Zvinobatsira kuti kunyange vana Vedu vasatambire kumvura👏👏👏
Maswerasei Team chokwadi murisei ririsei Basa keep going good work Team Neshamba sokolaita and Chihera basa ramurikubata rakaoma zvinorwadza zvirikuitika munyika yedu
hello Drewmas Media, kindly translate in English by just writing so that we also understand. this looks like a very important channel.
Drewmas media I'm very proud of you keep it like that forward and forever
Akauraiwa nenjuzu .Ukaona munhu akanyura mumvura achibuda ropa mumhuno nemuromo ndozinoita njuzu
Please Drewmas understand that in life there natural accidents not every drowning in river/dam relates to njuzu, the description given by babamunini shows that this was a risky place slippery due to zerere so this might be an accident due to slippery stone. This issue of pushing people to say its njuzu is now impacting on the authenticity of your stories please improve on this without insinuating that njuzu is involved. Also allow someone to relay their story without interrupting with questions too much remember these people are grieving.
I said it once ...i said it twice ...i said it thrice kusvika ndaneta nekutaura ...ndakazopedzisira ndanyarara cz unopedzisira wakuita seHater ....zuro uno mwana akarumwa nenyoka zvikanzi akaroyiwa ...are you telling me kuti nyoka hadzirume vanhu kunze uku ..agh unozvishaya ...
True ko kutaura nyaya sezvairi havatani kuisa njuzi neuroyi nyange vachiziva hawo Kuti I accident inoitika I think i marketing
Haaaa drawmas media,yakubhowa nenyya dzekungot everything kuroiva heee njuzu haaa no mhen,,,,drewmas ndiyo yakatanga but slytv yatova mberi kupfuura izvi
You are right, haisi njuzu. But ukapinda mudziva une manjombo you can't swim unonyura
Sound is very low
Zvinorwadza so sad, bt nzvimbo iyi yatotsvusa ka pafira vanhu vakawanda pane zvaitofanirwa kuitwa kuchenura nzvimbo yacho vanhu votevedzerawo muko wenzvimbo kana pane zviyerwa.
The boy had a leadership spirit. At 17 years old he could go out hustling kumarikicho and fishing. The way he could influence the other boys to go out and even to cross the river shows he was leadership. Thats why njuzu yakamuchiva. But problem njuzu ndeyechirume iyi, the rate yairikuuraya varume in that place hasha dzacho nechivhuno chiripanzvimbo iyoyo you can tell kuti njuzu ihono iyo
Haha
Nzvimbo ngaigadzirweee..pane problem mu areas iyi
Thanks so much for bringing back that intro song
Chivanhu chiripo asi ini ndirikuti panemunhu akashereketa zvake anemhuka yake imomo irikudya ropa revanhu nyawe tikati yeeeeee hapana zvakadaro ini ndikuti zviripo
Zvinonzi chitunha chakayeredzwa zvine simba pamusoro pemvura kwete chakamhanya sechaifamba
Klkkkkk 😂😂😂😂😂 aaaa
Kuitira ma views tese tatomhanya tangoona musoro wenyaya kkkkkkk zvakaoma
😂😂😂 i actually thought pane video racho rechitunha chimhanya 😂😂
@@ssam1430 hapana kana patakambokugonera. Every video unouya kuzotituka chisiyaka kuona ma videos edu if we are that bad. Tinotenda nekutivenga iwe uchitida
😭😭😭😭.zvorwadza.mufunge.
The headline tho musadaro veduwe 🤣🤣🤣🤣
Headline waipiwa sei
Mwana akatorwa ne njuzu musi wekutanga waakati akarumwa gambutsu akaenda akanotaura kumba ndokubva adzokera akumvura kuya asi mhosva yakavapo akanotaura zvakange zvaitika Saka njuzu iyi yakange yotomufudza ichiti ndomubata and yakamuuraya ndosaka ange ane ropa pamhuno nemukanwa zvakaoma hazvo
True pane movie randakamboona zvawataura chaizvo kuromwa kwaakaita nehove iyoyo saka yakamushevedza
Ndochokwadi inodeedza
Ndichitanga kuona title ye video tatomboseka but pandazonzwa nyaya yese ndarwadziwa.. It's very sad 😔 💔😭
Uuuuu zvakaoma shame zvakaoma zvinorwadza zvinonzwisa tsitsi, thanks Sekuru Shumba nechirongwa chenyu
Ummmm zvinorwadza izvi veduwee💔💔💔
Apa ndanga ndakatarisira kuona chitunha chichitomhanya pamusoro pemvura zve ini🙆♀️🙆♀️🙆♀️
Vaita kuti tione video yavo😹😹😹
This sounds like a river monster! Drew should collaborate with the gentleman, who does the river monster shows,he has uncovered alot of things around the world. His name is Jeremy john wade from the river monsters!
Semunzwi wengoni..mwana akatorwa nezvisikana zvemumvura.....vangqdai vakaita zvekuita bute pasi....njuzu ndedze vadzimy..nyoka ye black ndeyemudzimu
Drewmas taking us to another level.. MHSRIP
Njuzu inongoda kutevedzera zvainoda kwedu mwana akatorwa akararamo maporofita akauya zvikakona kwakatozouya n'anga ikavati Mai vemwana putai Bute mukumbirire mwana abude arimupenyu and the mother denied to do that vakati ndoita zvekunamata vakanzi maramba henyu ASI ndozvikudiwa then mukomana akazopinda mumvura akatooihwa mudzanga wembanje nekubute akaputa kwakupinda mumvura akatowana mwana akamira mubako ASI anga akutobuda ropa mumunho kwakubuda naye achirikutopisa muviri mwana anga atomonywa zvekuti Dai Mai vakabvuma zvaidiwa Dai mwana akabuda arimupenyu Saka zvenzjuzu izvi zvoda kunzwisiswa
But mweya yetsvina iyo njuzu
Mmmmm 🇿🇼 we can produce a blockbuster our imagination is ouuta this world
@@chiyenyumba7135 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Ungakoshesa chinamato pane hupenyu hwemwana wako
Tina baba vedu handigone kuti vakatorwa nenzuzu kana kuti havana nekuti vaiva ne sugar bt sugar yaivabata Kuma 5 kana Kuma 6 kumanheru, vakaenda nebrother yavo kunoraura vakazobatsirwa kudhonzwa kubuda mumvura makumbo ndiwo anga asara kunze vakazoudza brother yavo kuti ndanga ndichidhonzwa, vadzokera kumba vakamuka kuseni kwe Friday vachiti varota vachitorwa ne njuzu vakumukira futi kunoraura Sunday Kuma 10 am vanga vatowira mumvura bt chakanetsa munhu akauya kuzoraura pa side pavo akaona cap yakangoti dziiii mumvura iye aifunga kuti yapeperutswa nemhepo muridzi mheno kwaaenda akazoona kwatodoka pasina auya ndipo paakanyumwa asi vakatombonzi vapenyu bt pakanganiswa pa dam pasvikwa nevasingafanire kusvika Saka vakazongoyangaruka kwakutouya kumahombekombe Saka hameno
Love you and your program guys, you are taking everyone to another level, this story is painful
This is heartbreaking. No parent should have to bury their child. My heart breaks.
Maswera sei Drewmas team maoko kwamuri vaNeshamba namainin Sokostina 👏
Drewmas taking you to another level
Njuzu haitore munhu wese wese dai vasina kuchema taitozowana murapi wamangwana
these pple are so calm as they are talking
Munhu akatorwa nemvura hamunamati Munoita zvechivanhuvanhu pafundeyi also pane kakushereketa mweya uri mumhuri uri kuuraya vanhu
I remember seeing a guy watching me from a distance behind trees as l neared drowning in a dam in Sanyati in 2001. I lost all control of myself until my legs touched the bottom of the dam. Long story short, l came to hear that the guy l mentioned earlier had died ages ago and buried right close to the dam. Mahwani🤞🏾
Ummmm mvura yakanaka iri mucup shuwa zvakaoma vana musatambe nemvura please
Mwanakomana ndarwadziwa mufunge
Drewmas keep up the good work
Izvi zvinorwadza zvikuru ! apa mai vaitove pamunamato kwakusangana nerufu vachibva kunoshumira......Mwari ngavavanyaradze nekuti ndivo vanoziva kuti why vakazvitendera kuti zvidaro asi haisi nyore kuzvitambira. May his soul rest in peace.
Izvi zvakuda vakuru venzvimbo vagadzi rise chivanhu nekuti vanhu vano pereramo
Imi ko sei muchiisa headline yakadari nhaiwe Andrew I didn’t expect that from you
Love you guys you taking us to another level
Thanx drewmas media nechirongwa chenyu tinochida chose asi dambudziko renyu hamusiye number dzevanhu vamunenge munavo kna kutaura kt muripi hamutaure kunge paya pamaiva na gogo soko vanobatsira vanhu tinenge tichizoda kubatsirwa asi hatizivi kwekuwana vanhu vacho
Inzuzu yeganda dema inegasha
Uuuuuuum pakaipaaa ko sei kuzobuda munhu ava black heyi haaaaa panenyayaa dai pamboitwaa zvesvikiro or n'anga dziite chivanhu padam apo uyee kudzidzisavo vanhu kty vanoita sei kana munhu atorwa nemvuraa kwete kuchema very sorry to the family
Hove yaitomuruma yacho magambutsu yaitova njuzu yaitomupa sign
Chero mukangonetsana nemurume mumba vanenge vatosvika haaa.
😂😂😂😂😂 dai atambira kuno joni ainzwirira
Maitabasa vaneshamba nasoko basa mberi🙏🏾🙏
Ndarwadziwa
Drewmas media taking you to another level 🤞
Imagine being married to Andrew and his beliefs😱😱. Mahorror
Kkkkkkkkk
😅😅😅😅😅😅 aah
Ayas
Shame kuzowana gore ripere hameno kuti kunenge kwafa vanhu vangani kumadziva uku,
Vanhu veDomboshava vakafanana nabhudhi Gunimbi wese rest in peace Innocent
ndakanzwa kuti njuzu haidi zvinhu zvitema kare zvaitonzi vanhu vaisabvumidzwa kuenda kunochera mvura nechitini or hari yeblack pachisipiti ndoona sekuti masvikiro ngaafambe munzizi achiita chivanhu vanhu vasapere kufa
Making sense
Ndokumaraini kwangu madam acho haaite
Vanhu venzwimbo ngavabatane dam riiswe fence ummm ndarwadziwa
Connected ❤️❤️
Zvestand uuuuhm zvinokwana here panguva yakadai
According nezvataurwa na mother vane dread avo .mu dam umu hamuna kumira mushe munotori nezvikara zvirimo. Hongu munhu anowira mu mvura zviri natural but apo pane huyera apo
Connected
Heartfelt incidance i can imagine
Haaa team iri roda nyaya plz.
Inisekuona kwangu gogo avoo nasekuru vane zvavakaita zviripachena
I believe kuti inorioira .please musatambire pedyo
Nunechikarara mudam umu.musatambire oedyo napo
Inzuzu iyo .yairivwa nebesu
His mom 😢 and big brother and uncle are so broken 💔 please
Akatorwa nenjuzu but people should now know better not to cry and also kuzonamata muripo finish. May the Boy's soul rest in Peace. Njuzu and snakes walk hand in hand as the Snakes are responsible for changing the human form into mermaid. Vakakanganisa vakatsamwisa njuzu.
Zvinhu zvacho so Shumba and Soko zvakaoma
Maifanirwa kusa chema uye paidiwa kuitwa chivanhu mwana uyo injuzu yakamutora mafanira kutanga makumbirira
Zvinorwadza
Mukadzi uyo aripo ngaabve ipapo pa stand yeumwe mukadzi aah
Nematambudziko 🙏
Very sad incident, very sorry went. Chinenge chadana chedzinza
Kubuhlungu sterek kunzima nkosi yam 😢
Ko mweya wakatadza kuonawo here.inga zvakaoma
People you should learn kuti munhu akanyura mumvura either accident or spiritual vanhu hamufanire kuchema batai hana dzenyu
Kana rufu rwakudaidza hapana anoti noo kufa nemvura panofa munhu hapashaikwe zvinotaurika
So sad ngapaitwe chivanhu nemanjuzu tinzwe kuti padam apa pane nyaya dzipi.
Chokwadi,chitibatsirai vaNeshamba
Zvinorwadza hazvo
Hanzi haaa pakapesana ummm
Hapana njuzu apo, mwana akawira mumvura,
Imi maka bayiwa ju ju
Please ndibatsireiwo song iyo inziii
Problem vanhu vakachema cz kana iri njuzu mukachema inouraya
Uuu kufa kwevanhu kwanyanyisa uuuuu ma one
Andrew is putting his suspicious ideas to the people he is interviewing
Haaaa Inno wakarwadzisa hanzvadzi
Zvakaoma um mm mm hupenyu irwendo sure hatisati tasvika chete
Zvorwadza vasara sure but mwana ndoona seakanyura because gumboots razara mvura zvonetsa kushambira plus vanhu vakuchengetera hushereketwa mama dziva
Makadini vaneshamba na chihera
Is that Chibvuti dam it could garwe rakabva from Chabwino dam
Haana kubuda akadyiwa ka wangu
Ko ma Sea divers haatorwewo here nemvura nenjuzu
Shame kunzima,, may his soul rest well
Dams should be surveyed and put signs to show the deep areas.
Veduwee zvakangooma hazvo
I know some of you won't believe my story but nyaya yenjuzu in that dam it's true that dam is called chibvuti dam and njuzu iyoyo i can say ndakaiona crossing the other side of that dam kune dam wall. I saw a fish and macolors ayo they couldn't make sense to me it was sort of black and grayish in colour ari in stripes. I started saying ndichifamba on the dam wall vakuru ndichambopfurawo nepano ndiri kuendawo kubhora pakaipa handina kana plan asi zvandakuonai so dai matombondiitirawo cause across the dam kune ground rebhora. On that dam wall 2 people can't pass you have to wait and give each other time. Pandakange ndakupedza kucross i saw lady akabereka mwana and I told her and i told her let me help you out then ndikabereka mwana and i helped them cross it after mukadzi iyeye gave me $1 ndakafara handidi kukunyeperai. At first taingoita zvekuudzwa mune njuzu zvakangoma
zvinorwadza 💔😭
Sorry guys these days its sad news after sad news
Rufu kana rwauya rinokundeedza Koo kuzosvimba chii
Domboshava papi ndokwangu kumusha
Zvinoshakisa.
Shamr
Shem zvinorwadza 💔💔💔
Madziva anevene injuzu iyo irikutora vanhu
The sound was very low hazvina kunatsonzwika zvimwe as if vanhu vaiva kure ne mic
Mai ine dread iyo inogona kutsanangura nyaya zvinekutyisa mukati kubva ysita nekachizevezeve mukati