Mwana wemakunakuna oitwa maDNA
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 4 ม.ค. 2022
- Murume wekubuda muKwayedza svondo rapera achizviti mwana wemakunakuna akaiatwa naamai vake nasekuru vavo saka anoda kuti paitwe ongororo yemaDNA kuti azive baba vake chaivo sezvo achiti amai vake vari kumunyebera ava kuzobatsirwa neveGlobal DNA Zimbabwe. Ngatinzwei VaTinashe Mugabe vachitaura . . .
Ndinotenda Mr Mugabe nedzidziso henyu.Isu vanamai toregedza kuitira vana vendu hasha kana vachida kuziva dzidzwa ravo ikodzero yavo zvitorinana kuti kana uchiziva kuti wakarara nevarume 5 hauzikuziva kuti ndeupi usanyare kutaura vese vaitwe test kuswika awana wekudzidza rake hupenyu wendu madzimai tinorarama zvakasiyana handione zvichinyadzisa kutaura ndozvipo pamberi nemadzimai asinganyere kutaura chokwandi kuitira vana vendu kana wafa anosara akatambura
Nyaya yekusaziva dzinza inyaya inorwadza chose ini samai ndinoti kune vese varikuwanza kuvana pliz ngatisadaro vana ngavazive dzinza
Wana awa wakawanda. Wachasungwa ere wanababa wemakunakuna awa. I hope wese wanoiswa mumajeri.
Vana mai ngatidzidze kubudira vana vedu pachena kuitira mangwana vasatambudzike
Mai vacho vanotyeyi ngavazvi uraye zvavo
Muzotipawo nyaya kwayakasvika ndaifarira
Amen ipapo
how come to us so taurai ndakarepwa asi nyakurepa mupenyu I guess so. ngazvitaurwee.
Vanamai ngavadzidze kutaura chokwadi.
Full video inouya rinhi
Chakandijumba sei ichi
But vakadzi ngatisadaro veduwee asi munhu baba vemwana ndeveukama maybe
Ivo ana Mai vacho vanoudzwa hupfambi nemwana nekuda kwekuti why vasingade kuudza mwana dzinza rake? first place kuudza mwana kumba kwake handione pachizoita dambudziko
Mai ava varikutyei myb vakarara nehanzvadzi yavo or vakarara nababa vavo
Amai avo havaudze mwana kwababa vake chavanoda kufira chii ipapa havaudze mwana chokwadi kana vapedza Tapiwa aenda kwababa vake vofa tambo kumbare dziriko dzakasimba chaizvo kwete kuda kunyudza musoro mumakwati sekamba imi maingopa vanhu bota
Taura zvako ngavaudze mwana baba vake kana voda kufa vonotenga tambo vofa havasivo vatanga kufa
Va Mugabe makapedza ma sports vanhu vanga vajaira kuchengetesa vanhu vana vasirivavo mwana kumuridza
Asi hazvisi kubatsira vana bcoz vana Baba still refuse to take responsibility chero DNA ikati ndiye baba.
Mr Mugabe kana munhu asingatozivi zvachose kuti family yake ndeyekwani munokwanisa kumubatsira here .kana Mai vake vakashaya vasina udza mwana dzinza rake
Forongonyo yangu yakwira
🤣🤣kana yanguwo
How come to to you so🤣🤣🤣🤣🤣🤣
How come to u so maiTapiwa ifai henyu kana muchida
how come to us so taurai ndakarepwa asi nyakurepa mupenyu I guess so. ngazvitaurwee.
Mwana kudzinza rake chokwadi chaicho
Amai tapiwa ndavafe havo nekuti havanyari
Hy
Anogona ari mwana wehama. Matauriro amai ekuti ndinozviuraya it's not good. Ngavangotaura kana ari wemakuna kuna
Chokwadi chakangonaka vanhuwee
Ko vanongoita hunhu Waka shata iye arimudzidza
Ngavazviuraye zvee vanojairira vanhu
Ivo mai avo ndivovarikuzvita hure nekutaura vana baba hobho saka ngavatidzikamire
Kana amai vakahula hula ndizvozvoka. Kana vachiti ivo havasi hule hule ngavachigarisa mwana pasi vochimutsanangurira kuti handisi hule hule asi zvakafamba soo
Ngwavha ngwavha as become a Shona word that has to be added into the Shona dictionary
Help me too Tinashe I'm bound in that similar scenario
best wishes
I hope
Kindly Dm him or washaya bata tete Tilder for easy access
@@roselyndzvukamanja7793 zvakazofamba here
@@chiyenyumba7135 no not at all
Ndosaka paine Nyaya nekuti Incest I Mhosva pamutemo. Makuna kuna anosungisa
Vana amai hongu vanosangana nezvinorema asi taurirai vana kuna baba vawo.
Ndinawo Tete vanoramba vachinongedza kuti uko uko but up to now munhu haanyatsi kuziwa baba vake
uko uko ukoo
Tag me in next video please
KKKKK how wld they tag you?. Kunzima shem
Tag me
Guys makunakuna chii
KKK😂 a aah shaa 😂 makunanakuna kurara ne brother or sis vako or baba nemwana or pahukama
@@ladyk.b.2257 Thanks dear ndanga ndakatorasika kkkkkk
Saka ma1
Hahahhaha ngavafe zvavo vaiita zvavaita and doesn’t want the repercussions
Mai ngavarambe unengewabatwa chibharo woshingirira Kurera mwana iyeye watya kubvisa nhumbu mwana akukunetsa futi
Hezvo
Mwana wese anoda kuziva baba vake
Aaaaah iwe yu are not in that situation ndosaka uchidaro,zvakangooma kt waenda kunobatsirwa wonzi chiri kukonzeresa zvinhu zvisafambe is unofanira kuziva dzinza rako
@@adelaidechimbadzwa2799 how comes munhu anogona kukura kutosvika University agoshanda pasina baba zvinenge zvichifamba wani. Some children vakatofa vana Baba vasingazikanwe vakatovigwa kwana sekuru zvichitorova.
Kudya bota hamayako ndo makunakuna