Kufukunurwa nekuvigwa patsva kwaBaba Gombakomba

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 6 ธ.ค. 2022

ความคิดเห็น • 134

  • @barbragawaneni3363
    @barbragawaneni3363 ปีที่แล้ว +15

    Baba vakasiya vana vakabatana veduwee ..vatochembera vakabatana wow wow ...and vanoratidza kuti vane rudo rwakanyanya pakati pavo ..nice one girls 🥰💞💞

  • @nyashabuwerimwe9682
    @nyashabuwerimwe9682 ปีที่แล้ว +11

    🤣🤣🤣🤣🤣🤣ende ndrukuona vana granny ava tuchiri tusikana ende twaive beautiful ko iko kusakanganwa ngano dzaitaurwa na baba the late 😂😂😂😂😂😂😂

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 ปีที่แล้ว +6

    Pari kuimba mhondoro chaidzo vanhu vakudhara 💕

  • @bridgetmaneswa8665
    @bridgetmaneswa8665 ปีที่แล้ว +2

    Gombakomba wakaurayiswa nevatema..esh zimbabweans zvakatanga kudhara izvi..we are our own enermies

  • @elizabethmatanha4449
    @elizabethmatanha4449 ปีที่แล้ว

    This is awesome .vana gogo mwainakidzwa zvinerukudzo kwete mazuwa ano zvinyadzi zvega zvega zvakungotaurwa

  • @djmacazzzimbabwe3079
    @djmacazzzimbabwe3079 ปีที่แล้ว +2

    Well done Ba Taps for screening this and well done to the family. Great job👍

  • @eunicezimunya3991
    @eunicezimunya3991 ปีที่แล้ว +1

    Lovely,ndadzidza zvakanaka apa, welldone Gombakomba family

  • @sharondonga
    @sharondonga ปีที่แล้ว +5

    Oh granny is very educated

  • @cathrinechipangur1696
    @cathrinechipangur1696 ปีที่แล้ว +7

    Oooh sweet my people. I’m in love with my language 😅😅. Pakusuma apo ndipo kuti wasu kkkk

    • @fellistusngwenya1513
      @fellistusngwenya1513 ปีที่แล้ว

      Taura hako nekamwana kane gore kanosumwa😂😂...proudly wasu

    • @mufarowashegweje2950
      @mufarowashegweje2950 ปีที่แล้ว

      Ehoo ana Wasu kusuma ndiko chaiko. Kubva kukamukomana kadoko kuzvika kune zibambo racho. Inenge ichizi hero kuuya kwaro, zvozi ririmunzeye roendeswa zve mberi kkkk

  • @pardietaurai4683
    @pardietaurai4683 ปีที่แล้ว +10

    Chiwanhu chiriko for real

    • @maideitakawira3531
      @maideitakawira3531 ปีที่แล้ว +2

      Wazvionawokaa wonzwa vamwe vachiti chivanhu hakuna zvakaoma

  • @elinagundidza745
    @elinagundidza745 3 หลายเดือนก่อน

    Ndinde💃💃💃💃 hoooo ahaaa😂😂

  • @judithmwatauseni5157
    @judithmwatauseni5157 ปีที่แล้ว

    Baba Tap makaita zvenyu kubudisa nhawu dzakai isu vechidiki tinodzidza mufunge. Baba vakauraya nyoka avo vamakaita interview vakashaya mufunge ndopandakatopedzeserawo kutovaona ndimukoma vababa vangu saka nekuti ndirikuye handina kukwanisa kuvavigawo saka job well done....

  • @kelvinmarwizi8769
    @kelvinmarwizi8769 ปีที่แล้ว +5

    Murume uyo acherwa aidiwa nevana vake zvisingaiti

  • @mrsacry5830
    @mrsacry5830 ปีที่แล้ว

    Ba Taps you are my journalist of the year

  • @slicingengineering1914
    @slicingengineering1914 ปีที่แล้ว

    Excellent to those who put tompstone b4 ,,, well-done guys

  • @ceciliachard3359
    @ceciliachard3359 ปีที่แล้ว

    Mai Katebede welldone wow !!!!

  • @nessakaitano3241
    @nessakaitano3241 ปีที่แล้ว +1

    Thank you karanganda tv🙏🙏👏👏

  • @Ladypradaful
    @Ladypradaful ปีที่แล้ว

    Vana vavo can tell they were a happy family zvisikana zvine narrative stories, i wonder neyi vasina kuzvifunga kuti vavafukunure before, but their togetherness is awesome

  • @lovenessmabhugu4014
    @lovenessmabhugu4014 ปีที่แล้ว

    Well done and all we respect you especially anatete acho nana baba vakadzirira vanq nzira yakanaka hapana chichaanetsa since ivo vauya vakataura pane vaitovaziva

  • @user-qs1bu3jd5x
    @user-qs1bu3jd5x 2 หลายเดือนก่อน

    Ndosaka vazhinji vevanhu ava varwi verusununguko varikupenga misoro vaiuraya vanhu masatan evanhu. Nesuwo takaurairwa bambo mkuru vedu baba vababa vangu ngozi dzevanhu ngadzivatevere vafewo

  • @rodrickmutindivari7744
    @rodrickmutindivari7744 ปีที่แล้ว +2

    Dankie baba Tapi Tapi.

  • @peacerunnerleesher4065
    @peacerunnerleesher4065 ปีที่แล้ว +1

    Song Ndinde Ndinde bhoo ere

  • @ShellyMugari
    @ShellyMugari ปีที่แล้ว +5

    Mazvita baba aTaps. Tinorangarira gamba redu, a loving father, grandfather, great grand father etc. We will miss you always baba Mathew Gombakomba. Zororai murugare paDora apo.

    • @thomaschawira1307
      @thomaschawira1307 ปีที่แล้ว

      Ko avobaba valapfeka uniform ye savadha vati bamnn vangu vaiti vakauya pamba baba voenda pasi ivo bamnn vovata namaiguru pamubhedha zvaiitika sei or ndaresva kunzwa.

    • @cc35506
      @cc35506 ปีที่แล้ว +2

      @@thomaschawira1307 Mmm listen again. Matadza kunzwa

    • @evelynsatumba3648
      @evelynsatumba3648 ปีที่แล้ว

      Vaedza kuti vanhu vainzwana semhuri saka zvange zvisingaeri kuti varare paved baba nemwana vawo mai varipasi hawo chimanyika icho

    • @evelynsatumba3648
      @evelynsatumba3648 ปีที่แล้ว

      I church ye GRJ iyo

    • @haroldmurawu1726
      @haroldmurawu1726 ปีที่แล้ว

      Flabbergasting!

  • @samoranyaru3862
    @samoranyaru3862 ปีที่แล้ว +6

    I am in love with the singing. Ritori album rakapenga kaa iri Gombakomba family. Ako kari kunzi tichatsvaga ma Plan ekupedza zvese ako kane zvakaireva zviri deep. That aunty's voice sounded teary when she was singing. Chii chaicho chaida kupedzwa apa? Pane zvamusina kuburitsa baba Taps. Munhu akauraiwa nani uyu achinzi mutengesi? This was political violence kaa iyi? apa we still have it around. Is it that this Gombakomba man had a plan and solution to end political violence perhaps? Did that plan get him killed? I am just wondering.

    • @cc35506
      @cc35506 ปีที่แล้ว +3

      Have you talked to vanhu vakaona hondo. He was killed ne vakunzi ma war vets ikozvino. Ukapomerwa kunzi uri mutengesi vaiurayiwa. It was not political violence but war violence. Most civilians were killed by guerrilla fighters macomrades. Not by Rhodesian army. They controlled people by violence and intimidation. Ikozvino they are regarded heroes but they have a lot of innocent blood on their hands.

    • @lizbertify
      @lizbertify ปีที่แล้ว +1

      @@cc35506 though we were not born, these stories are painful to hear. I'm always shedding tears for those I don't even know but lost their lives in a revolution to set me free.
      Enough respect to them. May their souls rest in eternal peace 🙏🏾🙏🏾

    • @cc35506
      @cc35506 ปีที่แล้ว +1

      @@lizbertify Yah but to die in the hands of those claiming to fight for your freedom is worse . Better to be caught in a crossfire of the two armies. Not at the hands of your so called liberators. And up to now the violence and intimidation is still there.

    • @elinagundidza745
      @elinagundidza745 3 หลายเดือนก่อน +1

      Vanogona

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 ปีที่แล้ว +6

    Vadii kuchingorega varipo ipapo veduwe

  • @Selmar701
    @Selmar701 ปีที่แล้ว +1

    Thanks baTaps tawona zvese dai tazonyeberwa kuti vakabudaro vaine ndebvu dzavo nemazino munhu haungamugone 🙏🙏

  • @carolynedzai
    @carolynedzai ปีที่แล้ว +1

    Muri wadii ere ana wasu

  • @munashemaramba9449
    @munashemaramba9449 ปีที่แล้ว

    Bba Taps Moto
    ..

  • @eriyacharimba1117
    @eriyacharimba1117 5 หลายเดือนก่อน

    I love that family vakabatana havo

  • @chantelmutsvangwa6993
    @chantelmutsvangwa6993 ปีที่แล้ว +2

    Ma songs yenhoorondo

  • @lyoavy1926
    @lyoavy1926 ปีที่แล้ว

    I can tell he was a good man .A Family man

  • @isaacmutasa1696
    @isaacmutasa1696 ปีที่แล้ว +1

    Vanhu vazhinji vaingourairwa mahara muhondo nadzo nyaya dzekunzi watengesa. Some of the comrades were overzealous.

  • @evelynsatumba3648
    @evelynsatumba3648 ปีที่แล้ว +2

    Ndokuti wasu kusuma ndiko chaiko ndingadada ndizvo

  • @anniemushambi794
    @anniemushambi794 ปีที่แล้ว +3

    Well done nekubatana kwenyu vashoma mumhuri kubatana

  • @cc35506
    @cc35506 ปีที่แล้ว +1

    Looks like vakavigwa close to paumba pawo. And vaitoziva pavaka vigwa chaipo pakatoiswa tombstone. What was the reason. Kana kuti ma comrades vakaramba kuti vachemwe mushe. Because kana waurayiwa uchinzi mutengesi zvainzi hauwigwi as normal.

  • @stanleychamutsa4762
    @stanleychamutsa4762 3 หลายเดือนก่อน

    Enda kwaHeadman kwete zvauri kuita izvi

  • @joyleenchibanda8346
    @joyleenchibanda8346 ปีที่แล้ว +1

    Hesi baba taps

  • @naumezacharia1561
    @naumezacharia1561 ปีที่แล้ว +2

    Karanganda tiripo naDady Tps

  • @ZimtachVisuals
    @ZimtachVisuals ปีที่แล้ว +2

    Ndasvikawo ba Taps @KarangandaTV

  • @nyaradzomakuvire2315
    @nyaradzomakuvire2315 ปีที่แล้ว +2

    zvinodadisa izvi wena kubatana kwakanaka kani

  • @panashemarume1926
    @panashemarume1926 ปีที่แล้ว +1

    Kubatana kwanaka kudai kunodihwa Hama uye baba ava vanoratidza kuti vanesimba kukorordza Hama dzese nemoyo umwe chete handei kupage rakanzi baba mutongi

  • @pkchims8565
    @pkchims8565 ปีที่แล้ว

    Ko Christopher Kombas aripowo here apoo,

  • @constancematsika4758
    @constancematsika4758 ปีที่แล้ว

    I love you ❣️❣️❣️❣️ my people

  • @gloriakapfu
    @gloriakapfu ปีที่แล้ว

    You remind us this war. People vaitengesana mumusha just for jealous.

  • @juliaherbet2063
    @juliaherbet2063 ปีที่แล้ว

    Ko hakusati kwaanaya here

  • @tamaremakwavarara2743
    @tamaremakwavarara2743 ปีที่แล้ว +5

    Waiting for part 2 yaprofotess

  • @julijoymasiyemvuramasiyemv7591
    @julijoymasiyemvuramasiyemv7591 ปีที่แล้ว +1

    III handisati ndambonzwa nyaya inotysa kudai

  • @munyahchinoz2648
    @munyahchinoz2648 ปีที่แล้ว +2

    Ba Taps muri sei henyu ikoko...ndipeiwo basa zvee ndoda kushanda nemi

  • @dorcasmushango4713
    @dorcasmushango4713 ปีที่แล้ว +4

    Even mubhaibheri zvirimo mapfupa ajosefa kumusha kwawo ndoochivanhu chedu

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 ปีที่แล้ว +1

      Hezvoo bhayibheri chivanhu chedu here amuna wee

    • @dorcasmushango4713
      @dorcasmushango4713 ปีที่แล้ว +1

      @@chiyenyumba7135 chiKristu netsika dia

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 ปีที่แล้ว

      @@dorcasmushango4713 hazvina kana relationship dia mukaka kumabhonzo kikkkkk 🤣. Hwe chameleon rwavhi.

    • @dorcasmushango4713
      @dorcasmushango4713 ปีที่แล้ว +1

      @@chiyenyumba7135 sharp wena believe what you believe uchanzwa imwe scripture ichikuudza kuti madzitateguru aJesu😂😂😂

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 ปีที่แล้ว +2

      @@dorcasmushango4713 I know exactly what I believe munhu mutema akaporongwa kukristu wamhanya, kumoslem amhanya, nhaisi machina auya nabuddah amhanyazve. Muchadzokera chete kuchivanhu kwenyu. No wonder only africans wear uniform dzemachurch wati wambowona murungu akayigoga yeruwadzano kikkkkk. Confused lot.

  • @evelynsatumba3648
    @evelynsatumba3648 ปีที่แล้ว +1

    Wow baba vange vane rudo zvawo zvinofadza vazorore murugare Skru Gombakomba

  • @tinashemakore6363
    @tinashemakore6363 ปีที่แล้ว +3

    BABA TAPS GOOD WORK PLEASE NDOKUMBIRAWO NUMBER DZENYU NDINE NYAYA YANGUWO👏

  • @lukachapeyama
    @lukachapeyama ปีที่แล้ว +2

    Attended a memorial for the parents, of a colleague, who died under similar circumstances. Kwa Hukuimwe uko... the parents had been gunned down in cold blood after being accused of being vatengesi! They had been shot down around the late 70s after vakwenyerwa neve mumaraini kuti vaive vatengesi. The memorial was held in the late 90s (almost 20 years later).

  • @patricianhuruza7764
    @patricianhuruza7764 ปีที่แล้ว +2

    Yuwi

  • @carolynedzai
    @carolynedzai ปีที่แล้ว +4

    Mbuya vakadzidza awo

  • @Dennywafa
    @Dennywafa ปีที่แล้ว +1

    Onelove

  • @alfamj7412
    @alfamj7412 ปีที่แล้ว +2

    Ba Taps ko makaenda here kwaGogo musiwa 3 December gogo Bernadette

    • @Karanganda
      @Karanganda  ปีที่แล้ว +3

      Yes irikuuya magetsi ndoarikutitamba chepamusoro

    • @t-majorbeats5549
      @t-majorbeats5549 ปีที่แล้ว +1

      @@Karanganda eish takaimirira baba. Isai pa powerbank iuye.

  • @netsietumu7767
    @netsietumu7767 ปีที่แล้ว +2

    Gogo vakangwarira ava

    • @ceciliachard3359
      @ceciliachard3359 ปีที่แล้ว

      Ndivo vaive ma managers ana Topics ichiri Topics Zimbabwe

  • @gogoberna
    @gogoberna ปีที่แล้ว +4

    Chivanhu chiriko

  • @elinagundidza745
    @elinagundidza745 3 หลายเดือนก่อน

    Vana gogo vachiri kunzwira uma ,VAT

  • @susanchigwagwa3688
    @susanchigwagwa3688 5 หลายเดือนก่อน

    Munongo bata dare rekwamutarare kwenyu chete here fambai kwakawanda tidzidze

  • @lydiandhlovu7641
    @lydiandhlovu7641 ปีที่แล้ว

    Thank you family tadzidza zvakawanda

  • @maideenengomasha3317
    @maideenengomasha3317 ปีที่แล้ว +1

    May his soul continue to rest in peace

  • @divanchauke4659
    @divanchauke4659 ปีที่แล้ว +1

    Baba huchi Boe her ndaitomunga kuti dai mangamuri pano muonesawo muri ye Zimbabwe chiitiko chakaitika kuno ku SA murume aketema mukadzi wake nedemo iye kwakusvisunguwo kwakufa

  • @preciousmurambasvina3476
    @preciousmurambasvina3476 ปีที่แล้ว

    Takamirira profetesi isu vakati musiwa 3

  • @brightonnzenzema1485
    @brightonnzenzema1485 ปีที่แล้ว +1

    Sezvo mawekumusha continue to rest

  • @juliaherbet2063
    @juliaherbet2063 ปีที่แล้ว

    Mbuya nasekuru vangu vakambogara ikoko mudzvimbo iyoyo in early 60s

  • @joyleenchibanda8346
    @joyleenchibanda8346 ปีที่แล้ว +2

    Sabhuku kumhanyire mare🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @gloriakapfu
    @gloriakapfu ปีที่แล้ว +1

    It's so bad. This chimurenga war, comrades killed people vasina mhosva

  • @Tim986
    @Tim986 ปีที่แล้ว +2

    Karanganda

  • @josephinechimwamwa3444
    @josephinechimwamwa3444 ปีที่แล้ว +3

    Ndini wekutanga karanganda

    • @Tim986
      @Tim986 ปีที่แล้ว

      Mamukira sure

  • @merblempala1345
    @merblempala1345 ปีที่แล้ว

    Saka vakavigwq apo hama dzisingazive here

  • @felistasmhuriyengwe6692
    @felistasmhuriyengwe6692 ปีที่แล้ว

    sure mnhu ayisi mombe kutonzwa kutya nekuona mapfupa

  • @lemmelemme313
    @lemmelemme313 ปีที่แล้ว +1

    Asi culture iyo yekuti munhu anotirukirwa zvinhu zvataurwa paange achinzwa akagara paside zvaitwa apo pange pachitambidzwa kandiro kane mari, handiipihwe mushe.

    • @mamoyopee8246
      @mamoyopee8246 ปีที่แล้ว +1

      Ndozvinoitwa kwaRusape chero urikunokwira bus vanosumana, ndazosiya vachisumuna ndakubustop apo ndaive ndavhakacha apo kunebus rimwe pinduka

    • @wisemanhove1873
      @wisemanhove1873 ปีที่แล้ว +1

      That's Zimbabwean culture, if you failed to do so even kwa Chief unobvisa mombe ukaita zvekutamba

    • @RobertSihluku
      @RobertSihluku หลายเดือนก่อน

      l remember my father talking about this familys Mundembe ,Gorogodo ,Manjoro ,all of this ppl where in SA Cape town

  • @lydiandhlovu7641
    @lydiandhlovu7641 ปีที่แล้ว

    Chivanhu chiriko nyangwe tikanamata sei

  • @pamelamhandu9637
    @pamelamhandu9637 ปีที่แล้ว

    Saka zvekuimba ndezve dzinza Brighton gomba gomba anoimba zvisingaite kuchurch

  • @gracechowe1612
    @gracechowe1612 ปีที่แล้ว

    One coin can get millions

  • @mamoyopee8246
    @mamoyopee8246 ปีที่แล้ว

    Haaaaa mahead bonet ekurarisa aya achatinetsa haaaa chazikana kti basa rawo chairo ndereyei .mai vakachanyatsopfeka dress ravo rakaisvonaka reZamibia nacho chihead bonnet chemeroon mumusoro huye bodo

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 ปีที่แล้ว +4

    Saka chivanhu chiriko

  • @abigailsaunyama5250
    @abigailsaunyama5250 ปีที่แล้ว

    Kuziva mbuya huudzwa amai ava needs help mentally and mari yechipatara inodiwa hey please ladies zvakaoma ngatifarire chipatare ndapota munouraya vana

  • @shiyeliainkorea
    @shiyeliainkorea ปีที่แล้ว +2

    Munofara her baTaps?

    • @Karanganda
      @Karanganda  ปีที่แล้ว +1

      Hallo hallo ,ndriwadi wena

    • @shiyeliainkorea
      @shiyeliainkorea ปีที่แล้ว

      @@Karanganda mushe mushe. Tafunda wena. Maita basa Ba Taps. 3 December akapfuura muchaenda rini kwagogo vaimbove Profetess??

  • @mavhimamugova5467
    @mavhimamugova5467 ปีที่แล้ว

    Iiiiiiiiiiii zvakaoma from 1979 till now mabhonzo achiripo.

  • @alcatelthree
    @alcatelthree ปีที่แล้ว +2

    Thank you family for the good work 🙏 Continue to RIP 🙏 sekuru

  • @gloriakapfu
    @gloriakapfu ปีที่แล้ว +2

    I was a victim of this. God survived me

  • @prettymachingura4281
    @prettymachingura4281 ปีที่แล้ว

    ASI munhu afa nekuurawa kana kuti kupondwa pachivanhu haapindi mumusha

    • @mbizi4573
      @mbizi4573 ปีที่แล้ว +3

      Uuu ndofunga zvinoenderana ne nzvimbo. Kuma zezuru nema Korekore anotopinda mumusha. Anenge azviuraya ndiye anonzi haarare mumba

    • @tichaonakanyama5435
      @tichaonakanyama5435 ปีที่แล้ว +2

      Munhu azviuraya ndiye asingapinde mumba. Kuurawa haisi nyaya, munhu anotochemwa zvakanaka. Chisingapinzirwe mumba munhu azviuraya ndechekuti vanhu vanenge vachiti hatidi kupembedza mweya wekuzviuraya mudzinza

  • @sqrd3536
    @sqrd3536 11 หลายเดือนก่อน

    Woman is behaving strange.

  • @evelynsatumba3648
    @evelynsatumba3648 ปีที่แล้ว +1

    Munhu haarowi shuwa nemari ichiri kuonekwa zvakaoma

  • @chiyenyumba7135
    @chiyenyumba7135 ปีที่แล้ว +2

    Unfortunately rekuframer munhu nenyaya yejelous harisati rapera..... These days vanobva wati aromba.

    • @cc35506
      @cc35506 ปีที่แล้ว +1

      Problem macomrade vaiuraya zvisina kana proof. Lots of innocent people lost their lives during the war.

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 ปีที่แล้ว

      @@cc35506 zvekuromba hazvina proof as well

  • @RuvaraShe77
    @RuvaraShe77 ปีที่แล้ว

    My grandfather also died after similar circumstances and buried in a shallow grave with two others. Well done Gombakomba family

  • @desiregadza7995
    @desiregadza7995 ปีที่แล้ว

    Rovambira haisi ye black it's another type ye cobra iyoyo rovambira rakaita greyish it's black mumuromo chete.

  • @hatityekutyauripo7964
    @hatityekutyauripo7964 ปีที่แล้ว +1

    hanzi nauyu tinoti come out come too