TAFARA: Murume nemukadzi vakabayana nebanga mukadzi achibva afa, Hubby suspected wife of cheating.

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 4 เม.ย. 2023
  • Murume nemukadzi vaigara ku Tafara vakabayana nebanga mukadzi achibva afa, Hubby suspected wife of cheating. Neighbours Speak

ความคิดเห็น • 184

  • @truthmatters5739
    @truthmatters5739 ปีที่แล้ว +11

    Those 2 wise men sent a strong message and I'm glad they know the fear of God...❤😊

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye4023 ปีที่แล้ว +14

    Iye mukadzi ndiye anorambwa ko iwe murume zvaunohura wakaitwei nani ibvai apo kutaura zvisina basa

    • @Kasiboys123
      @Kasiboys123 ปีที่แล้ว +1

      Apa panotori nekudzvanyirirwa

    • @ashlyetaamuchuchu
      @ashlyetaamuchuchu ปีที่แล้ว

      Rip sis Melody makatisira Ronda risingaperi

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 ปีที่แล้ว

      True vakadzi are sustaining marriages. Varume vanoda chihu_re apa dzimba vachida

  • @priscillandawi
    @priscillandawi ปีที่แล้ว +3

    Rest n peace Mai Sasha kana waona kuti mukadzi or murume ahura wamubata kwete kufungidzira siyanayi nd move on saka chaagona hapana akuenda kujeri vana vaakutambura

  • @MmMm-fq7et
    @MmMm-fq7et ปีที่แล้ว

    Thanks papanemashoko enyu

  • @Kasiboys123
    @Kasiboys123 ปีที่แล้ว +1

    Rest in peace mama

  • @nyaradzaimudede1479
    @nyaradzaimudede1479 ปีที่แล้ว +1

    Nyaya dza Jah man Venyama 🤣 Anyway RIP Mai Sasha

  • @nomah132
    @nomah132 ปีที่แล้ว +9

    Veduwe kana rudo rwapera mudzimba umo vanhu siyanai, consider the kids.Asi mai vataura zvekusabatirwa fon ndinopokana nazvo ndakazvimirira hangu. Kana maroorana zvine basa reyi kuti umwe wako abate fon if you are not hiding something?

    • @shebs2207
      @shebs2207 ปีที่แล้ว +3

      Se workmate statement ravo rinotaura kuti kubasa kwavo kunezvavanoita chakaresweka apa kuuraya asi pane nyaya apa sahwira uyo hairdresser wephone uyoo ndaitawo muvhunzo

    • @andrewtaderera9791
      @andrewtaderera9791 ปีที่แล้ว +2

      Kuda kuita chihure

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 ปีที่แล้ว

      Vanenge nzenzawo zvavo mai vacho. Kkkkk

  • @loycemazhindu8782
    @loycemazhindu8782 ปีที่แล้ว +1

    Nematambudziko may her soul rest in peace

  • @AllisonMakaraka-iv8mk
    @AllisonMakaraka-iv8mk 2 หลายเดือนก่อน

    Continue to rest in peace enerst n Mai sasha😢😢😢

  • @nyakubanoreen-cj4ig
    @nyakubanoreen-cj4ig ปีที่แล้ว

    So 😢

  • @kingmatts7157
    @kingmatts7157 ปีที่แล้ว +1

    Freedom yekupfeka zvekuonesa zvidya kwete.. I

  • @tatendaguzha9703
    @tatendaguzha9703 ปีที่แล้ว

    sad story

  • @charitymyredeemerlives5779
    @charitymyredeemerlives5779 ปีที่แล้ว

    Hukama hwewanano hwakutyisa, these crimes of passion are seriously escalating, God have mercy..😢

  • @ritazulu2857
    @ritazulu2857 11 หลายเดือนก่อน

    Zvakaom vnhu hvachatye kuurayan condolences to the family

  • @barbranyoni2925
    @barbranyoni2925 ปีที่แล้ว

    Rip umwe edu

  • @jonathanchengeta-mp8tp
    @jonathanchengeta-mp8tp ปีที่แล้ว +2

    nemiwo vakadzi kana mafunga zvechihure ibvai pamisha yevana vevanhu

  • @yvonnebesa7854
    @yvonnebesa7854 ปีที่แล้ว

    Old....Tafara new Tafara kwandakakurira shame baba zvinorwadza shuwa

  • @rhinemupara1239
    @rhinemupara1239 ปีที่แล้ว +4

    Hazvina evidence izvi,vanhu havachatyi kuuraya

  • @lovenessjeche3761
    @lovenessjeche3761 ปีที่แล้ว

    Haiwawo iwe ukugocha nyma hauna nyya varume vanoda variiivo plus evidence hapana apo saka Kuuraya ndkupdza Nyy ere kna mukdzi wacho Hauna iwe

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 ปีที่แล้ว

    Vakadzi vazvizive kuti Vakadzi respect chete mumba hamuiti bopoto nekuti nyangwe kujamba sei havaiwini hondoyavho no secret Chihure

  • @dakawangu4490
    @dakawangu4490 ปีที่แล้ว +7

    Waziwa cy kuti murume ndiye akabaya mukadzi apana aivepo vaviri ndovanoziwana

  • @daisybanda5398
    @daisybanda5398 ปีที่แล้ว +7

    Uuuum ndabatikana...madzimai kana wangoona zvatanga tiza nehupenyu hwako😭😭

  • @princechizema6305
    @princechizema6305 ปีที่แล้ว +1

    why is it that kurohwa kwevakadzi they defend asi varivo vakadzi vanenge vatanga kurova murume, and woman can report murume osungwa but if a man reports tosekwa. vakadzi ndavadzikame nw vakusvika pakufa nokuti munoda kuita simuka tienzane😢

  • @clemencemachimbirike761
    @clemencemachimbirike761 ปีที่แล้ว

    Rest in peace mother varume ngatizvidzorei pahasha dzedu .bt vakadzi ngatiterei varume tisada kuva nema equal rights makdzi ngaazviise Pasi pemurume wake murume ngaade mkdzi wake chaiye ngatisei chipfambi tiri pavarume

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro5725 ปีที่แล้ว +6

    😢ko kungorambana, so sad to the kids , wife’s family as well.

  • @shingiraitrevormboto2105
    @shingiraitrevormboto2105 ปีที่แล้ว

    Hanzi vaidanana paface book. Kkkkkk!! Panodananwa here pafes buk nhai hama dzangu?
    Chingezi ichikaa..kkkkk

  • @marinongundu-ls3bz
    @marinongundu-ls3bz ปีที่แล้ว +5

    Varume kurova vakadzi Kana kuuraya hakusi kugadzirisa nyaya but ISU vanamai ngatiregerei kudherera varume futi Kana waroorwa terera mutemo wemurume wako kwete kudakunzwa zvekwamai nhingi Kana murume wako asingadi hembe pfupi rega zvinokonzera noise

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 ปีที่แล้ว

    Too much freedom wawanikwa hazvipere mushe

  • @andrewtaderera9791
    @andrewtaderera9791 ปีที่แล้ว

    Mai Sasha zororai murugare

  • @bryconchuk3219
    @bryconchuk3219 ปีที่แล้ว

    Ma rights anoparadza,vene vawo havamashandise asi vanoda kuti mhuri dismayed kubatana saka ngatidzoke kutsika dzedu

  • @lydiamlauzi6307
    @lydiamlauzi6307 ปีที่แล้ว

    Shame zvinorwadza

  • @joycebvudzo1064
    @joycebvudzo1064 ปีที่แล้ว

    Idambudziko uuuuu,vanamai ngatiregewo kufarisa pamafoni ndinoona paripo parikutiputsira dzimba uye nokurwa mudzimba umu

  • @shyletlupa5453
    @shyletlupa5453 ปีที่แล้ว +6

    Mukomana wenyama uyo😂anyways this story is so sad 😢se blame our corrupt government chihure chanyanya cause of lack of money

    • @nakay5326
      @nakay5326 ปีที่แล้ว

      Why blaming the government,,, there are some people who lived all their lives without money,, but they never killed their spouses.

    • @samukelisiwenedra
      @samukelisiwenedra 9 หลายเดือนก่อน

      Uyahlanya loo so it's nice if they are hurting the women and doing as they please,

  • @elizabethmangoma8090
    @elizabethmangoma8090 ปีที่แล้ว +1

    Hongu kuuraya kwakaipa asi chipfambi chinouraisa

  • @movementforsuccess23
    @movementforsuccess23 ปีที่แล้ว +1

    This is my 2 cents advise to all the married people out there, when you having an affair you are putting a lot of people at risk. The thing is you don’t know how your partner will react when he or she finds out. Cheating is never worth it bcz pazvino Batwa ma1. The to those who are judging this guy If you have never been in his situation nyarara maybe you would have done worst. My last advice is love yourself more than anyone. So that even if you get disappointed you won’t break down

    • @portiakk
      @portiakk 11 หลายเดือนก่อน +1

      I think people have an opinion coz men can dish it but can’t it when it’s dished to them. Hobho men cheat. Akambofa ndeupi? Then if he finds out she is cheating akutora banga. Kwete. That’s wrong.
      Your final words are golden ❤.

    • @movementforsuccess23
      @movementforsuccess23 11 หลายเดือนก่อน +1

      @@portiakk men and women are wired differently, how both genders handle the same situation differently. Sha there is power in loving yourself, even if you get in such a situation I’m sure a man will handle it differently bcz ku jeri hakuite lol

  • @Exe008
    @Exe008 ปีที่แล้ว +1

    nipoo nyama iyoo yakatsvukira wena

  • @cephasmuganuki5620
    @cephasmuganuki5620 ปีที่แล้ว

    Madzimai dzokerai pachinyakare kana mavakuda kuhura siyai wanano muzviitire ndosolution ukahurira pamusha pevanhu munopera afa haadzoki

  • @muchenashumirai6984
    @muchenashumirai6984 ปีที่แล้ว

    Ummm varume vakutyisa

  • @mashokojuta1828
    @mashokojuta1828 ปีที่แล้ว

    Chinorwadza mrume unenge uchifira mkati ukaenda kuhama dzemkadzi nechichemo chako hauhwine nyaya so u end up handling it physically

  • @princechizema6305
    @princechizema6305 ปีที่แล้ว

    uyo mukadzi anoda freedom ihure chairo

  • @jayvinbeechiumbe7578
    @jayvinbeechiumbe7578 ปีที่แล้ว

    asi uyo jounalyst haagone kutaura. akutaura as if vakadzi vakushungurudzwa over nothing..
    today's mothers act unmarried

  • @dadiraimukandi5556
    @dadiraimukandi5556 ปีที่แล้ว

    Vanhu chiiko ko kungorambana kana kubva kana mweya weChihure wakubata

  • @shingiraitrevormboto2105
    @shingiraitrevormboto2105 ปีที่แล้ว

    Mai vepiri avo sarudzo yavo yemazwi imwe haireve chinhu...mukadzi haafanire kufa...asi ini? Kutya varume nekuda kwenyaya 1 iyoyo? Vakadzi vangani vakaitirawo varume zvinogara zvakadaro? Kureva kut ndozviri vakadzi vese here?
    I think its wrong.
    Kungourayana hazvina kunaka zvisinei nekut ndiani afa.

  • @TinasheChingwende
    @TinasheChingwende ปีที่แล้ว

    Dambudziko nderekuti munororwa muchida kuita chihure wafunga chihure chingobva unotifoni haibatiwi nemurume ariye akaitenga uye uchidya sadza rake pfuma akabvisa chikomba chongoita chekurara munhu mahara

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye4023 ปีที่แล้ว

    Arikugocha nyama uyo akutaura zvisina basa tibvirepo kana wakamutadzisa kufema unongono fira kujeri

  • @paulinemckenzie9594
    @paulinemckenzie9594 ปีที่แล้ว

    Vanhu vanoroorereiko, ngavagare vega varume vakadaro. Zvinoshatirisa mhani

  • @user-db2cj8wm8n
    @user-db2cj8wm8n 9 หลายเดือนก่อน

    Izvi zvirikwese izvi varume havadi kuhurirwa ivo vachingohura day in day out respect yo wives so that hazvisvike kwakadai kwekuurayana so sad

  • @ClintJera
    @ClintJera 27 วันที่ผ่านมา

    Ukaona urimai anoda imba yake rega kutamba nemasingle mother ,,cz varume vashoma vanozvifarira

  • @thegeneral3215
    @thegeneral3215 ปีที่แล้ว +5

    Vakadzi vanotaurisa zvinorwadza,vakadzi dzidzaiwo kutaura nevarume venyu zvakanaka don't challenge your hubby

    • @carolmakaza9625
      @carolmakaza9625 ปีที่แล้ว

      Unenge wanyanyonzii chinokupa kuuraya munhu imika ko ukamusiya ari mupenyu unobvei

    • @wellingtonkatandawa
      @wellingtonkatandawa ปีที่แล้ว +1

      The General varikuti zvakaipa kuuraya munhu asi zivaizvinoda varume venyu musavapinza pakuedzwa nekuti Satan uripo paku Uraya Kuba nekuparadza

    • @maryrushavashava6776
      @maryrushavashava6776 6 หลายเดือนก่อน +1

      Zvirinani kumusiya utsvage asingataurise

  • @mariazulu6805
    @mariazulu6805 ปีที่แล้ว +4

    ok kana awura siyana naye muendese kumba kwavo not to kill ko iri hanzvadzi yako

  • @gloriamandaza2347
    @gloriamandaza2347 ปีที่แล้ว +1

    Vanhu musamanikidzira rudo kana matadza kuwirirana siyanai zvorwadza izvi

  • @FrankNzira-ms7zt
    @FrankNzira-ms7zt ปีที่แล้ว +4

    Ukaona matauriro euyo mukadzi anoti anoruka musoro ndeemunhu asina kuroorwa pamwe akafurira maiSasha vaite chikomba

  • @shingiraitrevormboto2105
    @shingiraitrevormboto2105 ปีที่แล้ว

    Munhu wemudzimai kudinikooo...kana zvanetsa madzimai acho chigarai kumisha kwevabereki venyu. Hakuna munhu anoita zvaanoda kana ari muwanano. Anoita zvaanoda ndeari single. And achifara pamba pake ega kwete pevabereki.
    Madzimai freedom iriko zvechokwadi..garai kumba kwenyu.
    Gvt gvt kudii? Ko vakadzi vatikuona pamugabe apa vachengetesa varume vasiri vavo kudii ikoko?

  • @clemencemachimbirike761
    @clemencemachimbirike761 ปีที่แล้ว +1

    Avo mother msro wavo.wakadhakwa vanoti handidi kubatirwa phone 'kuda lkupfeka zvauonoda pamba Pani Kuda kupfeka min skirt hudzenga Havana dzidziso mother avo vane dread vataura tsvina

  • @amosmacharangwanda2506
    @amosmacharangwanda2506 ปีที่แล้ว +2

    A bad reporter ...kune vakadzi varikutorova varume ...try to report fairly...not kungoti varume vari wrong...

  • @Gonawapotera1
    @Gonawapotera1 ปีที่แล้ว +2

    Chihure chine makuva, kana munhu akuhura anenge achitoda kuuraya murume. Siyanai nemujolo fullstop

    • @richardmuswavinda1741
      @richardmuswavinda1741 ปีที่แล้ว +1

      Munhu wafunga kuita chihure,,chingozviendera wega unoita mabasa ako uri kwako wega kwete pamurume

    • @leightachiveyi9907
      @leightachiveyi9907 ปีที่แล้ว

      Ummmm chihure chine makuva pasi

  • @pamelachenaimutsata4894
    @pamelachenaimutsata4894 ปีที่แล้ว

    Zvinebasarei zvekubatirwa fon nemrume wako nhai

  • @user-qs1bu3jd5x
    @user-qs1bu3jd5x 3 หลายเดือนก่อน

    Zvirinane tirambane tisati taurayana. Zvirinane tirambane tisina vana. Munoti muimbi akanyepa here.

  • @princechizema6305
    @princechizema6305 ปีที่แล้ว

    chinhu chikuitika vakadzi ndivo varikutanga kurova vakaona varohwa moti murume ashata musaite mweya wakadaro nenyaya yekuda pakati

  • @esthermatongo6097
    @esthermatongo6097 ปีที่แล้ว

    Uchapisa nyama iwe

  • @sthandekilestar
    @sthandekilestar ปีที่แล้ว

    Arikugocha haana kukwana tsek mhani

  • @WellazChikara-uh2yu
    @WellazChikara-uh2yu ปีที่แล้ว

    Amai kwanai morambirei ne Fon, mune chihure

  • @mashokojuta1828
    @mashokojuta1828 ปีที่แล้ว

    Meat guy eish ane point vakadzi musahure because unouya nechirwere mumba

  • @bonuspawari7819
    @bonuspawari7819 2 หลายเดือนก่อน

    Mahure anofa nenzira iyoyi

  • @sthandekilestar
    @sthandekilestar ปีที่แล้ว

    Mrume akabaiwawo ska ngaarege kuuraya

  • @jayvinbeechiumbe7578
    @jayvinbeechiumbe7578 ปีที่แล้ว +1

    ivo ma vakadzi vemusaloon chihure

    • @shebs2207
      @shebs2207 ปีที่แล้ว

      Vanozvinyanya kani kkkkkkk

  • @munyaradzikazembe4019
    @munyaradzikazembe4019 ปีที่แล้ว

    Kana akahura azvipere mushe

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 ปีที่แล้ว

    Waroorwa neawanikwa panemusiyano

  • @OwensM.t.
    @OwensM.t. หลายเดือนก่อน

    Mati mai Sasha vakafa saka chenai akamuka shuwa kwasara baba sasha

  • @blessingt1526
    @blessingt1526 ปีที่แล้ว +1

    Ko kana wakapinda nemoyo unoitirei gumbo mumba gumbo panze

  • @tadioustakawira
    @tadioustakawira ปีที่แล้ว +3

    Chihure ndochinourayisa. Vakadzi ngavazive kuti vanhu vanozvipira kuenda kujere vauraya vakadzi nenyaya dzekuhurirwa. However kuuraya hakuiti hako. Siyanai nenhau yekuroorana ndezvakudhara zvinourayisa

    • @thelady2379
      @thelady2379 ปีที่แล้ว

      Kuzvipira kuenda kujeri nekurwadza kunoita Jeri? Hakusi kumba kwababa vako kujeri it's a painful place to live. Kushaya freedom is not a joke bvunza variko vanokuudza kuti hakugarike kunorwadza.

    • @tadioustakawira
      @tadioustakawira ปีที่แล้ว

      @@thelady2379 yah muri right zvamuri kutaura ini handifiri kana kuendera kujere izvozvo. But kubva pandakabarwa ndaona vakawanda vachienda vauraya vakadzi. Ndaona vakawanda vachiuraya kusvika pakuuraya nevana vamwe nanaAmbhuya chaivo nenyaya yekuhurirwa nevakadzi. Saka chero tokada kuzviramba zviriko just like suicide. Vakadzi vanodawo kakodzero kekuita varume vavanoda but its not in the nature of human beings. Munozviona sei? Saka ndichiti mukadzi usahura hako kana waroorwa nokuti murume anosarudza kufa kana kuenda kujere akuuraya.

  • @EleceYesaya-if6bg
    @EleceYesaya-if6bg ปีที่แล้ว +1

    Ko zvikunzi vese vakafa wani🙄

  • @karotakarontinahgandu8837
    @karotakarontinahgandu8837 ปีที่แล้ว

    Mugabe akakanganisa chivanhu chedu isu takakura tichitoita mature ekuudzwa muvengii wako then waitomu avoider but now vave mapositori for editing people

  • @user-gn4ln5rg2y
    @user-gn4ln5rg2y หลายเดือนก่อน

    Varume havadi kurambwa apo une waneta nekushushwa nekuhurirwa woti shaa ngatichisiyana usare uchinyatsofara ipapo ndopazvotanga

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 ปีที่แล้ว

    Wawanikwa siya chihure

  • @wellinessruzvidzo9939
    @wellinessruzvidzo9939 ปีที่แล้ว

    Iyezvino mushonga mukuru kungotiza wobva neupenyu hwako chete.nekuti hurumende ichataura mashoko aya asi isu vanhu tisu tisingadzidzi kuzvidzora kana vanhu manetsana pachenyu chete, iko kuuraya munhu kudini

    • @elizabethnyangombe2062
      @elizabethnyangombe2062 ปีที่แล้ว

      Look now, hama ndidzo dzakupinda busy nemariro pamba, mese murume nemkadzi hamusisipo pamba ipapo, veduwe ka! Ko iyo ngozi hayo, muchaita yekutandara nayo

  • @thelady2379
    @thelady2379 ปีที่แล้ว +4

    Men just think they own women ,they feel so entitled. Varume ngavangoziva they don't own women. Kazhinji kufungidzira hapana chikomba chinenge chiripo . Ini ndinoti Chero mukadzi mbama munhu ngaapihwe kana gore rese mujeri for mbama iyoyo and vakadzi report any type of violence hakuna violence diki coz ndopazvinotangira ipapo. Leave an abuser usanyeperwe kuti shingirira iwe uchirohwa Siya agare ega abikirwe namai vake vakamurera zvisizvo.

    • @tadioustakawira
      @tadioustakawira ปีที่แล้ว +1

      I have much respect for women and don't believe in violence to solve issues but I know the feeling and pain that comes with a wife's infidelity. Kumurume zvinoti nekushoresa kwakanyanya musociety kuhurirwa. Hongu kune vamwe vanopenga nekuchengera but kazhinji vanoonekwa avo. Kozotiwo vakadzi vanohura vachitemba kuti hapana zvavanoitwa since its expensive kuti munhu adzokere kumba kwavo apa makaita maproperties kunyanya anongozotorwa nevakadzi nekuda kwemutemo. Ipapo vamwe varume vanoita give up vongogara asi vanhu vachongoti dzinenge dzakadyiswa. Vamwe vanosarudza kuti ngatibve tangosiya nyika yacho tese nevana vatakaita. Vamwewo voti better to go to jail. Zviriko tazviona kasingaperi. Saka the solution should come from both sides. Vakadzi ngavasiye chihure kana vada zvedzimba. Varumewo ngavade madzimai avo nekuvapa nguva kana vada zvekuroora. Kana mukadzi ada hake zvekuhura ngaabve pamba pemunhu osiya kutevera zvimitemo zvekutora pfuma yemunhu ari iye asarudza life yake. Yah nokuti varume vanosiyana unofa ende afa haadzoke

    • @savagemiks4093
      @savagemiks4093 ปีที่แล้ว +1

      Umm.... not that i support vionce but vamwe vakadzi ndivo vanotanga

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 ปีที่แล้ว +1

      No one owns anyone. Kana vakadziwo vanofunga kut ndivo varidzi vevarume. Vanhu ndeva mwari. Hakuna munhu wemunhu kana tada kuenda pachokwadi.

  • @nathanmakuni1750
    @nathanmakuni1750 ปีที่แล้ว

    destiny TV basa rako hausikugona you going offtopic of you headline,learn from baba Taps or karanganda tv

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 ปีที่แล้ว +1

    Mweya rudziiko wapinda munyika yedu

  • @weaversonchibaya6979
    @weaversonchibaya6979 ปีที่แล้ว

    Mukoma veApron avi ka kkk zvakaoma

  • @cephasmuganuki5620
    @cephasmuganuki5620 ปีที่แล้ว

    Kupedza dambudziko kubvisa the root cause

  • @WayneDarrenJustice-cm2ls
    @WayneDarrenJustice-cm2ls ปีที่แล้ว

    Your channel is behind bcz murume wacho atofa futi kuchipatara ,vese Wafa

  • @hillarychareka9429
    @hillarychareka9429 ปีที่แล้ว +1

    Yambiro kuvakadzi siyayi kuhura muri pavarume mubayiro wechivi rufu uchida chihure stay singuru

  • @samuelngirazi9636
    @samuelngirazi9636 ปีที่แล้ว +1

    Mubairo wechihure rufu, siyayi chihure muone kuti hamugarusani zvakanaka here

    • @thelady2379
      @thelady2379 ปีที่แล้ว

      Chero uchizongofarira kusungwa kwaunoitwa wauraya coz Jeri is not piece of cake kunotorwadza zvekuti unozvidemba chete

    • @kushinganyasha1200
      @kushinganyasha1200 ปีที่แล้ว

      Ok Samuel wandoziva ayibva kunonzi kwaRusitu Kuri KuChipinge

    • @samuelngirazi9636
      @samuelngirazi9636 ปีที่แล้ว

      @@kushinganyasha1200 papi pacho kwaRusitu because that's where I belong near Rusitu junction

  • @sandrathemenace
    @sandrathemenace ปีที่แล้ว +2

    Mukadzi uyo aigaro rova murume zvisingaite hatisapote gender based violence

    • @shebs2207
      @shebs2207 ปีที่แล้ว

      Ok saka apa akazokurirwa simba here

  • @nthabisengmofokeng3725
    @nthabisengmofokeng3725 ปีที่แล้ว +2

    Vakadzi vapera hurumende ngaipindire vaduwe

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 ปีที่แล้ว

      Hurumende haichengete rurimi rwemunhu. Kune vanodaira zvekunge akagadha bere chairo. Ndopakwidza hasha dzevamwe.
      Hasha dzakasikwa namwari dziri mumunhu.
      Dzinoshandiswa dximwe nguva munhu asina kufunga.

  • @dereckchapasuka3095
    @dereckchapasuka3095 ปีที่แล้ว +9

    Siyai chihure munobatsirika

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 ปีที่แล้ว

      Zvino varume hatisiye chihu_re apa marriage uchida. Better kuzvigarira wega uchiita chipfambi chako wega kwete kushungurudza mumwe munhu.

    • @talithadube6468
      @talithadube6468 ปีที่แล้ว

      Ziduzvi

  • @leightachiveyi9907
    @leightachiveyi9907 ปีที่แล้ว

    Mother hairdresser havana brain haudikubatirwa phone kuty zvadi murimarried freedom kudiiko ko kungobida mumba macho kana zvanetsa😊

    • @tendaithomasmadiro3894
      @tendaithomasmadiro3894 ปีที่แล้ว

      mabishu pamwe vanotori nezvavanoziva panyaya iyoyi hanzi hapana mosva inorovesa munhu

  • @josephchenjerai1075
    @josephchenjerai1075 ปีที่แล้ว +1

    Mukadzi akahura anoda kuurayiwa ndomushonga hapana chinorwadza kugara uri mujeri rekufunga kuti izvozvi ndiri kubasa saka mukadzi ari kuhura ummmmm kwete zviri uri mujeri rwechokwadi ukamusiya ari mupenyu anokuendera ku maintainance saka murume unogara une pressure

    • @itayikaseke3480
      @itayikaseke3480 ปีที่แล้ว

      How much pain man to do ladies

    • @confidencenhau
      @confidencenhau ปีที่แล้ว

      Ko kana wauraya wafixer Ani ? Uyo atofa haana chaachaziva Asi iwe Jeri plus ngozi vana hunherera agh fungwa Shoma idzo

    • @tawananyashamatandire1373
      @tawananyashamatandire1373 ปีที่แล้ว

      Same nemurume hure anopinza busy mukadzi chero arikubasa unongoti hameno zvirikose .ngatigutsikanei tose Basa kutsikirira vakadzi chete

  • @kimberlymusaliva2637
    @kimberlymusaliva2637 ปีที่แล้ว

    Ma1

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 ปีที่แล้ว

    Gumbo mumba gumbo kunze wawanikwa siya plus respect your man

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 ปีที่แล้ว

      Kana watorana nebhinya mhondi unokwanisa kupondwa ufunge

  • @wellinessruzvidzo9939
    @wellinessruzvidzo9939 ปีที่แล้ว +4

    Icho chihure chomboitirweyi munhu kana wazvipira kuti ndakuda kuwana ndakuda kuroorwa gutsikana nemunhu waunaye 😢😢

    • @shupikaicharlesmwashusha6471
      @shupikaicharlesmwashusha6471 ปีที่แล้ว

      Iwe unobvisira murume roora here chinorwadza ipfuma yakaenda kusvika matadza kunzwana usamuhurira asi chingoenda kumba kwenyu

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 ปีที่แล้ว

      @@shupikaicharlesmwashusha6471 hayisiri nhaau yepfuma hama. pfuma inomirira vana vanotora mutupo nezita remurume. Kana munhu wawona kuti hazvichaita siyanai. Pfuma inomirira ruzvaro rwemukadzi akuzvarira yava mvana asi iwe unogona ketoroora zve uchitangidza mukadzi agara pasi nevana.

  • @fortunehove9770
    @fortunehove9770 ปีที่แล้ว +6

    let us control the root cause ...infidelity

    • @eddyeddy4286
      @eddyeddy4286 ปีที่แล้ว

      Nah, the root cause is lack of education. We found Infidelity on earth we will leave it here. If you educated enough you will understand that when someone cheats on you it simply means they don’t love you anymore and it’s time to move on. Hurting them won’t make them love you.

    • @Chichie.S
      @Chichie.S ปีที่แล้ว +1

      So cheating is punishable by death? 😂😂😂😂 kwanai mukwasha!

    • @Gonawapotera1
      @Gonawapotera1 ปีที่แล้ว +1

      ​@@Chichie.Senda Kuma Arab ugoziva kuti chihure chakashata

    • @Chichie.S
      @Chichie.S ปีที่แล้ว

      @@Gonawapotera1 saka because benzi repa next door rinorova mukadzi, do you then just normalize this behaviour?

    • @thelady2379
      @thelady2379 ปีที่แล้ว +1

      It's not like ukauraya hapana zvaunoitwa ka. Majeri Ari kutovakwa mamwe I think 2 years ago kwakavhurwa rimwe kuMarondera. Muchaperera ikoko muchirarana kumudhidhi nekuda kuuraya vakadzi kwenyu ikoko tigozoona kuti unenge wagonei. Hongu uyu afa but iwe wacho zvakunakira papi

  • @mafumuchemwa2846
    @mafumuchemwa2846 ปีที่แล้ว

    Ndokuwana kukuunza mumusha medu pedzezvo wohura ini ndozvunza wavakutoti abaiwa ngabude aaaaah kupenga uko rova munhu

  • @aaronmheswe-pc1wv
    @aaronmheswe-pc1wv ปีที่แล้ว +2

    Kungohurirwa kunobhowa ko kungoenda kumba kwenyu uri muupenyu than kuhurira murume hure ngarife hatizi tese varume tinokwanisa kuzvidzora makuti akafungidzira but pavanhu 2 vacho hapana arikupupura nyaya yacho pamwe akamubata zve chokwadi 😭😭😭😭😭rest in peace murandakadzi

  • @mongoose6201
    @mongoose6201 ปีที่แล้ว

    Uuumm zvakaoma sure vanhu ava ndovaziva kubva wachangoroorana

    • @emilynewone2414
      @emilynewone2414 ปีที่แล้ว

      Vaita sei cuz tiudzewo😢

    • @shadreckrambanapasi9430
      @shadreckrambanapasi9430 ปีที่แล้ว

      @@emilynewone2414 Munhu rume hanzvadzi dzangu ,akanyengerwa mukadzi anotenderera pfungwa neshanje kusvika pakushaya kuzvibata. Ukawona wafuririka kuita boyfriend,igaroziva kuti mhedzesero yako kufa,kurambwa kana kukuvara. Saka isarudzo yako hadzvadzi. Varume kuuraya mukadzi nekuda kwekuti aita boyfriend ,hapana chaunenge wagona zvachose,unongonofira mujeri. Ngatiedzei kuzvibata nekuti kutadza kuri kwatiri tose.

  • @richardmuswavinda1741
    @richardmuswavinda1741 ปีที่แล้ว

    MHSRIP

  • @sthandekilestar
    @sthandekilestar ปีที่แล้ว

    😂😂

  • @givenmpoto2511
    @givenmpoto2511 ปีที่แล้ว

    Hanzi kubatirwa 4n itori abuse 😂

  • @shupikaicharlesmwashusha6471
    @shupikaicharlesmwashusha6471 ปีที่แล้ว +1

    Hakusi kushungurudza murume here kana uchimuhurira?

    • @Kasiboys123
      @Kasiboys123 ปีที่แล้ว +1

      Asi haisi solution kumuuraya

    • @confidencenhau
      @confidencenhau ปีที่แล้ว +1

      Ko kana uchihurirawo mukdza hakusi kushungurudza hre ?

    • @shupikaicharlesmwashusha6471
      @shupikaicharlesmwashusha6471 ปีที่แล้ว

      @@confidencenhau hakusi murume can marry as many as he wish so hakusi. Accept it that your man can add on top of you mukaita 10. Murume haahuri

    • @tanatswa2984
      @tanatswa2984 ปีที่แล้ว

      Shiri inozongofa naye uchafawo mwari adhakwi pamwe angasina kana kubvisira pfuma futi

    • @shupikaicharlesmwashusha6471
      @shupikaicharlesmwashusha6471 ปีที่แล้ว

      @@tanatswa2984 vakadzi vevanhu mirai kuita zvemjolo nevamwe varume you need to learn from events happening. Kufa achafa hake asi ngatitaurei zvinokubatsirai kuti musapindana nematambudziko akadai