"Ngavafire mujeri"- Vagari vemu Zengeza 3 votaura pamusoro pa Gogo vekuchengeta Chitunha mumba

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 23 พ.ย. 2022
  • "Ngavafire mujeri"- Vagari vemu Zengeza 3 votaura pamusoro pa Gogo Mahlahla vekupfimbika chitunha mumba nemwana wavo Grant kwemakore 14

ความคิดเห็น • 304

  • @queen7008
    @queen7008 ปีที่แล้ว +70

    Zvimwe zvese tingataure hedu asi sekuru vafa ava vane powerful spirit.ndatenda hangu😇

    • @patiencemtembo6580
      @patiencemtembo6580 ปีที่แล้ว +7

      I think he protected Grant to the end. God was in control 🙏

    • @queen7008
      @queen7008 ปีที่แล้ว +1

      @@patiencemtembo6580 haurevi nhema ipapo

    • @memomemo7101
      @memomemo7101 ปีที่แล้ว +4

      Plus vanenge vakafa vaineshungu sekuru ava ndivo vaita zvibude pachena izvi

    • @lydianzarayebani1289
      @lydianzarayebani1289 ปีที่แล้ว +1

      Shuwa ndivo vaita kuti zvibude pachena ,munhu haaori

    • @dadiraimandigo4004
      @dadiraimandigo4004 ปีที่แล้ว +2

      Wakafa neshungu plus wakashungurudzwa nguva yakareba

  • @joinahmukanangana2993
    @joinahmukanangana2993 ปีที่แล้ว +30

    What happen in the dark ,God will bring it to light .

  • @catherinekangoya8964
    @catherinekangoya8964 ปีที่แล้ว +24

    Mrume akaramba kutsakatika makagona sekuru makarwisa ,ngarifire mijeri zimuroyi repakona 🏹

    • @mariazim9357
      @mariazim9357 ปีที่แล้ว

      Kkkkk vamuroyi mukati mujere ..more 🔥

  • @chantiem9024
    @chantiem9024 ปีที่แล้ว +12

    the guy in Blue shirt😂❤ .. Heal dear Grant😭

  • @smithpocket8577
    @smithpocket8577 ปีที่แล้ว +5

    Big up brother with the blue t-shirt sando dzenyu

  • @confidenceirene5380
    @confidenceirene5380 ปีที่แล้ว +2

    Mface wekupedzisira andinakidza 😂😂😂 sorry grand we love you and we wish u well ❤❤ commenting from UK 🇬🇧

  • @champobwalya3514
    @champobwalya3514 ปีที่แล้ว +40

    Sending prayer,light and love to Grant ❤️🇿🇲

  • @ZANDIJOHNSON
    @ZANDIJOHNSON ปีที่แล้ว

    Ndirikudawo Grant murume akasvika handsome pfacha😊😍😘

  • @rachealpearson8983
    @rachealpearson8983 ปีที่แล้ว +6

    The guy in blue big up to you 👊

  • @lorrainemutukudzi5982
    @lorrainemutukudzi5982 ปีที่แล้ว +6

    Laidy in yellow is my sister

  • @crypticoptimist4408
    @crypticoptimist4408 ปีที่แล้ว +5

    These times i doubt our western judiciary systems. I would prefer our traditional courts and spirituality to solve these issues.

  • @michaelgundo7806
    @michaelgundo7806 ปีที่แล้ว +21

    Police must take those 4 mapositori aiuya pamba apo for asking what was there agender and lock them in prison again they know everything ...

    • @paulinemuchanyu6234
      @paulinemuchanyu6234 ปีที่แล้ว

      Haaa zvakaoma veduweeee vanhu vanoita zvotyisa munyika umu Mwari ngavatipe moyo isu vakadzi tanyanya veduweee

    • @charitysibanda7306
      @charitysibanda7306 ปีที่แล้ว

      Maprofit àiwana rujiro sezo vana variku uk

    • @charitysibanda7306
      @charitysibanda7306 ปีที่แล้ว

      Maprofit àiwana rujiro sezo vana variku uk

    • @charitysibanda7306
      @charitysibanda7306 ปีที่แล้ว

      Ngavarohwe mapostori iwayo kusvika vataura chokwadhi imba iyo ngayi torwe nekanzuru

    • @molletmatorofa2218
      @molletmatorofa2218 ปีที่แล้ว +1

      @@charitysibanda7306 ichitorerwei inogara Grant kaa

  • @shiyeliainkorea
    @shiyeliainkorea ปีที่แล้ว +2

    Community is the best camera mughetto umu.

  • @mandybee6182
    @mandybee6182 ปีที่แล้ว +4

    Grant muface wecommunity zveshuwa❤️

  • @aggiechimeri1172
    @aggiechimeri1172 ปีที่แล้ว +4

    Paye pakabvunxwa Grand akati l think lm okay ..he have hope kuti everything now is going to be okay ro Grand thou zvakanhe zvakaoma l pray dai brain dzake dzadzoka panzwimbo

  • @lorrainchanda6803
    @lorrainchanda6803 ปีที่แล้ว +6

    Grant is on demand

  • @dianahgarudzo5058
    @dianahgarudzo5058 ปีที่แล้ว

    Mai Grant kuzvara mwana wekuchengetera musiling hre veduwee hiii Mwari hiiii big up bhudhi waneblue avo

  • @posterchivenge6583
    @posterchivenge6583 ปีที่แล้ว +21

    I love how the guy in blue spoke .

    • @dweettatenda82
      @dweettatenda82 ปีที่แล้ว +2

      ndewe dombo kkkkk

    • @beautyblack9761
      @beautyblack9761 ปีที่แล้ว

      😂😂😂😂😂😂😂😂 hanzi kutozoibhena momz iyi

    • @shamiso15
      @shamiso15 ปีที่แล้ว

      I felt pain ... life ruined. He's going to need a lot of support to get back up😭💔

    • @gracetiyatara3823
      @gracetiyatara3823 ปีที่แล้ว

      Taura hakoo aneyose ndasekawo wanii

  • @edithchirwa9917
    @edithchirwa9917 ปีที่แล้ว +7

    The guy wearing a blue t-shirt 👌👌👌💞💞🤣🤣

  • @stellamukoki6663
    @stellamukoki6663 ปีที่แล้ว +3

    Powerful words ngavagare mujeri nyaya inoda kuongororwa shuwa

  • @missyeve1131
    @missyeve1131 ปีที่แล้ว +3

    Thumps👍👍to the guy in blue

  • @lucyhundungu6322
    @lucyhundungu6322 ปีที่แล้ว +15

    Mukoma vane blue 🔵 awo 🤣👐👐👐👐

    • @85339
      @85339 ปีที่แล้ว +1

      Drama

  • @brendamugomba8718
    @brendamugomba8718 ปีที่แล้ว +1

    Vane blue t-shirt maone 😂😂😂🙌🙌🙌🙌

  • @abigaljavangwe8767
    @abigaljavangwe8767 ปีที่แล้ว +7

    Pfungwa dzavo dziri right here?

  • @bibiannyakudanga6555
    @bibiannyakudanga6555 ปีที่แล้ว +23

    Aaah its the guy in blue for me 😂

  • @rickdawson977
    @rickdawson977 ปีที่แล้ว +8

    God is the only Judge.Let the rule of law take it's course.

  • @lydiamusarapasi4528
    @lydiamusarapasi4528 ปีที่แล้ว

    Mbuya ava vanonyepa kt skru vakafa 4 days ago ndonhema idzodzo , mnhu kuzoona ave kubuda honye , it must be 1/2 wks

  • @adaezeayewoh4080
    @adaezeayewoh4080 ปีที่แล้ว

    I remember a saying which says"rine manyanga hariputirwe"

  • @queen7008
    @queen7008 ปีที่แล้ว +14

    Vahanzvadzi vanhu vane blue t-shirt ndivo vane yese havo😂😂😂😂😂😂😂

    • @trishynemai2106
      @trishynemai2106 ปีที่แล้ว +1

      Ndakapedzisira kumuona kudhaaaraa🤣🤣🤣Moons moons totoibatidza,makamboona mortuary here moms,hanzi yathe greatest Africa

    • @ashleynyarugwerutendo
      @ashleynyarugwerutendo ปีที่แล้ว +1

      😂😂😂😂😂

  • @marthaberejena1221
    @marthaberejena1221 ปีที่แล้ว

    Yoooooooo zvakaoma vanhuwe

  • @witneyhuston9050
    @witneyhuston9050 ปีที่แล้ว +3

    It's just a matter of time, munhu haarove

  • @aquelinemakwindi8797
    @aquelinemakwindi8797 ปีที่แล้ว +3

    Vanhu ve area iyi vane comedy😂😂😂

  • @joinahmukanangana2993
    @joinahmukanangana2993 ปีที่แล้ว +13

    Vakadzi ava all they think of is themselves not having a man ,instead of feeling sorry for Grant's situation.aaaa vanhu are becoming nasty

    • @kikiedaystar6694
      @kikiedaystar6694 ปีที่แล้ว +4

      Nhai hako its not even funny

    • @florencekanovheti757
      @florencekanovheti757 ปีที่แล้ว +3

      Zvimwe zvinhu vakadzi tongonyadzisa tsve kutaura zvinemusoro vakutaura zvimwewo shem

    • @joinahmukanangana2993
      @joinahmukanangana2993 ปีที่แล้ว +2

      @@kikiedaystar6694 maybe they need to look for the reason why vasina varume ,now varume vavaona vachitaura izvi will not marry such a desperate woman .or they will take them for granted .vozodzoka futi vava kuchema .chimwe nechimwe chine nguva yacho ,iyi inguva yekugadzirisa Grant .zvehusinguru hwavo zvombmira.vakamupihwa now akadaro handiti vangatiza .

    • @crypticoptimist4408
      @crypticoptimist4408 ปีที่แล้ว +1

      Come on guys, its just some dark humor, not necessarily kuti they ain't caring about the dude's well-being. Don't take life too seriously its not like we will come out of it alive after all 😂😂

    • @joinahmukanangana2993
      @joinahmukanangana2993 ปีที่แล้ว +1

      @@crypticoptimist4408 in such humour comes a person's true attitude and personality you even called it dark humour for people in the dark .

  • @joinahmukanangana2993
    @joinahmukanangana2993 ปีที่แล้ว +28

    Grant will need a lot of help to fit in again in the normal life .

  • @previousrubatso780
    @previousrubatso780 ปีที่แล้ว

    Arh varwadziwa sis avo.

  • @tatendarambiyawo
    @tatendarambiyawo ปีที่แล้ว

    Haa gogo avo vakaoma nyangwe zvazvo vaingofanirwa kutaurira hama dzemurume kuyt hama yavo yashaya

  • @innocentchitowa1604
    @innocentchitowa1604 ปีที่แล้ว +6

    Grant is quite the king of hearts.

  • @ronaldmangwiro9522
    @ronaldmangwiro9522 ปีที่แล้ว +6

    That interviewer lady shud learn to put the mic close to herself when asking questions so that she can be audible

    • @heatherbooth4217
      @heatherbooth4217 ปีที่แล้ว +1

      Social media has cooked up some unqualified journalists Kani🤦

  • @biancashamhu5431
    @biancashamhu5431 ปีที่แล้ว +3

    This is very sad

  • @evercynthiamandoka9865
    @evercynthiamandoka9865 ปีที่แล้ว +4

    Ndakarwadziwa Grant achinzi How are you? ndobva ati ....l think I'm okay mmmmmmm ndakarwadziwa

    • @irene6863
      @irene6863 ปีที่แล้ว +1

      Yaa zvorwadza shuwa haatozive kuti ariraiti arikutofungira

  • @josephined8931
    @josephined8931 ปีที่แล้ว +6

    Zvakaoma chokwadi, iyo ine blue t-shirt kkkkkkkkk yanyatsotaura

  • @mitchy3608
    @mitchy3608 ปีที่แล้ว

    Mbuya ava vakangodzoka kungovapisira mumba imomo bho zvekuti, 🔥🔥🔥

    • @mariazim9357
      @mariazim9357 ปีที่แล้ว +1

      Ka1 kurova yevanhu vemumnzasi vanopisa havatambi 🤞🤞

  • @samsonmunyaradzi7352
    @samsonmunyaradzi7352 ปีที่แล้ว +4

    Iwo maporofita enhema imhakayei vasingaone damage yavanoita muma Families evanhu. Vana vemunhu mumwe havachataudzana nekuda kweMaporofita aya.

  • @marblehove5054
    @marblehove5054 ปีที่แล้ว +8

    Imba inopwanyirwei ko Grant of gara Pai it's time Yake too enjoye life ngavatorw foni yamai Ava ndoineyese

    • @gracenyamadzawo5950
      @gracenyamadzawo5950 ปีที่แล้ว

      Mable there is no injoyment for Grant akauraya munhu uyu ndosaka vaimuviga mu ceiling akutopika jeri

    • @abigailcharakupa8490
      @abigailcharakupa8490 ปีที่แล้ว +13

      @@gracenyamadzawo5950Grant haana kuuraya munhu, follow nyaya yake frm his relatives Grant never killed anyone munin'ina wake anonzi akafira ku UK, grant was here in Zim, teera nyaya frm hama dzake

    • @nikkimasuku8042
      @nikkimasuku8042 ปีที่แล้ว

      @@gracenyamadzawo5950 zvandzi haana kuuraya pane kumwe pataurwa nehama dzavo

    • @samanthadzitiro5335
      @samanthadzitiro5335 ปีที่แล้ว

      Imba iyo andifungi kuti ingachagarika Mai avo vane tunhu twavo I think Grant vaida kutomuita goblin

  • @maibamaiba6128
    @maibamaiba6128 ปีที่แล้ว

    Rest in peace sekuru anyway sekuru kupfuka kwenyu takuona musati mavigwa😭😭😭

  • @rogerchanda
    @rogerchanda ปีที่แล้ว

    Vana Jah Love vakawanda

  • @mrskofficial129
    @mrskofficial129 ปีที่แล้ว +3

    Zimbabweans are never serious busy talking about how varume vashoma

  • @dadiraimasonzi5122
    @dadiraimasonzi5122 ปีที่แล้ว

    Mmmmm vanhu makungofungira zvese

  • @mecilinedindingwe9055
    @mecilinedindingwe9055 ปีที่แล้ว +2

    Murume Wavo ndiye akaita kuti zvibude pachena

  • @brightoncharisa8622
    @brightoncharisa8622 ปีที่แล้ว +1

    Pamwe Grant alabatwa chibharo naamai .Sekuru wane strong spirit. Mai vaGrant vari very very evil .

  • @preciousmusende7031
    @preciousmusende7031 ปีที่แล้ว +1

    The guy in blue t-shirt 😂😂😂

  • @craigsaonga67
    @craigsaonga67 ปีที่แล้ว

    ndini ndega ndaona here kuti ku3 kune ma single ladies & achema nazvo😂

  • @lynetmudzambi9957
    @lynetmudzambi9957 ปีที่แล้ว +2

    Ngavanofirako mwana uyu asununguke

  • @lovenesstshuma2711
    @lovenesstshuma2711 ปีที่แล้ว +1

    Pamwe vaienda kumvura vanenge Queen woku mvura

  • @oneariegamamoyo1227
    @oneariegamamoyo1227 ปีที่แล้ว +11

    Kkkkkkk baba vane blue avo ndatenda hangu mom's ,mum's mummy kkkkk

    • @thechaolas
      @thechaolas ปีที่แล้ว

      nyika yedu inoda nyasha iyi vanhu varikubatwa nemadrugs guys

  • @madmanera
    @madmanera ปีที่แล้ว

    Inini zvangu handina chandinoziva but I think nyaya iyi inoda kuongororwa zvisina kutora divi.Kana mai vakauraya murume ngavaende kujeri asi kana vasina nyaya inoda kuongororwa kuti sei zvasvika apa.Hama dzavo dzirikumboti chii nenyaya iyi.Vavakidzani tavanzwa asi angazive zvirikuitika mumusha umu ihama dzavo dzepedyo

  • @laiza9727
    @laiza9727 ปีที่แล้ว

    Ummm chechi ahaina kushata hunhu wemunhu ndowakashata mbuya avo vakatoshata ukawona woramwa ne hamadzako washata nehama dzacho dzine mhosva yekurengerera sekuru avo vakuzviziva Kuti vanorwara vovasiya nemunhu wavarikuona Kuti ahana hanya nehama dzamurume wavo

  • @rumbidzaimauye9565
    @rumbidzaimauye9565 ปีที่แล้ว

    It's very sad 😔

  • @remigiomagwenzi6202
    @remigiomagwenzi6202 ปีที่แล้ว

    It's like a dramatic chairo imagine munhu anoworera mumba along side Grant Celling Amai Ava sooooo zvkaoma mudenga kure

  • @stellamukoki6663
    @stellamukoki6663 ปีที่แล้ว +1

    Shuwa ngavaende kujeri shaaa vane hutsinye havo kuroya chaiko

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 ปีที่แล้ว +1

    Amai avo vaitorara nemwana wavo chete vakaromba

  • @tinasheprimrosechibwanda
    @tinasheprimrosechibwanda ปีที่แล้ว

    Ini ndinoti ndibatsireiwo ndiri munzira kubvaSA ndinoda kunzwa maperero azvo kana ingava nanga kana muporofita tinzwewo kuti tichirikurarama here kana kuti isu vavakidzani tiri kushandiswa vemasowe Regai kutibata kumeso kana mune chekuiita nezviri munyaya iyi

  • @lorretatapera9021
    @lorretatapera9021 ปีที่แล้ว

    Oh my goodness the guy in blue kkkk

  • @fildachibi5265
    @fildachibi5265 ปีที่แล้ว

    Musamupa mutoriro vedu regai amboita bhoo

  • @tetejenie7919
    @tetejenie7919 ปีที่แล้ว

    😂😂😂😂 Yaa bamunini vane t-shirt ye blue avo haaa vanopedzera manje kkkk

  • @mirriamtsitsinyenze7681
    @mirriamtsitsinyenze7681 ปีที่แล้ว +1

    Blaz vane blue boe here uhmmmmm tsananguresheni dzacho kkkkkkkkkk I give up

  • @gellieguysurockityouarethe3625
    @gellieguysurockityouarethe3625 ปีที่แล้ว

    Mmm nyaya iyi inotyisa asi ini mafungiro angu ndeekuti mai ava nemwana wavo vanoziyana nekuti iye mu ceiling akatokwira ega haana kukwidzwa na mai vake saka airamba kudzika vanhu pavaida kumubatsira pane zvaakatoitawo zvaitomuita kuti asade kubuda panze ane dzake dzaakapara amai vane dzavooo nyaya iyi ikaongororwa pachabuda zvakawanda coz iye paibuda mai vake aitadza nei kuvhura window oshedzera kuti ari kuda rubatsiro aitonzwikwa neva vakidzani or ne va fpuru venzira there are more questions than answers panyaya iyo mai avo ndavatya

  • @natashachomu
    @natashachomu ปีที่แล้ว +1

    Mom's mom's 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 brother vangu vakapenga avo

  • @benhildarufu7734
    @benhildarufu7734 ปีที่แล้ว +1

    😂😂😂my brother in blue t-shirt haa ndapererwa hangu

  • @nyaradzompofu4186
    @nyaradzompofu4186 ปีที่แล้ว +3

    Saka door dai rakavhurika vaizodii mai ava

  • @maia9520
    @maia9520 ปีที่แล้ว

    Baba ve blue haaaa movie chaiyo kkkkk

  • @tawandamajongwe4883
    @tawandamajongwe4883 ปีที่แล้ว +2

    Mufesi ane shirt ye blue akato dhakwa zvaake

  • @willardmhlanga409
    @willardmhlanga409 ปีที่แล้ว

    Moms yakatadza kugara Mumba nemweya wainhuwa vakatsvaga plan yekuburitsa nayo sekuru and Grant abve muceiling shameful God bless Grant

  • @beemakuvaza7030
    @beemakuvaza7030 ปีที่แล้ว

    Blue t-shirt ine moto

  • @lorainemugebe1046
    @lorainemugebe1046 ปีที่แล้ว

    Aiyiwa chiregai ndikatsikise pastudio

  • @patriciachiganze8323
    @patriciachiganze8323 ปีที่แล้ว

    Kusakujutaika sure😂😂😂😂

  • @gaudenciakagona1198
    @gaudenciakagona1198 ปีที่แล้ว +1

    Uyo we tshirt ye blue akubhowa kutaura rudzii ikoko

  • @emilyzenda4851
    @emilyzenda4851 ปีที่แล้ว +1

    Gogo vanorwara pfungwa

  • @cc35506
    @cc35506 ปีที่แล้ว +17

    Manje Grant 12 years mu ceiling. Paachatanga kudzifambira kubata maoko aMugabe na Tsvangirai. Kuziva kuti kwakamboita corona. MDC hakusisina. Mai TT vakaroorwa kangani. Kwane ma phone anodhura kupfuura mota. Haa catch up yacho yakaoma. Anotangawo ne party yataurwa nabhudhi we blue tshirt. Lets hope hapihwe ma drugs angatorasa njere manje.

  • @batsiraielishamadzura9476
    @batsiraielishamadzura9476 ปีที่แล้ว

    Apongo

  • @gracechikanda4159
    @gracechikanda4159 ปีที่แล้ว +1

    ummmm vakadzi vamuda Grant

  • @itaichironga7120
    @itaichironga7120 ปีที่แล้ว +1

    Blue apedza masports

  • @TheZuluman7
    @TheZuluman7 ปีที่แล้ว +9

    The guy in blue narrates the story in chronological manner .

    • @LeeLee-gz6xr
      @LeeLee-gz6xr ปีที่แล้ว

      Ungati ndisojah love

    • @sheilamuringai3769
      @sheilamuringai3769 ปีที่แล้ว

      Anenge akatovharwa zvake dai Grant wacho akatoita stay away from him

  • @marymuzenda8364
    @marymuzenda8364 ปีที่แล้ว

    Vanevamwe vana here

    • @gee9961
      @gee9961 ปีที่แล้ว

      Hanzi kune 2 girls dziri kuUK

  • @tendaijirivengwa8802
    @tendaijirivengwa8802 ปีที่แล้ว +1

    Mapostori for ED..... 😂😂😂😂😂😂

  • @dudzaihore7244
    @dudzaihore7244 ปีที่แล้ว +1

    🤣🤣🤣🤣🤣🤣Voice ra brother yane blue avo vandinakidza

  • @sikholiweconniempansi3154
    @sikholiweconniempansi3154 ปีที่แล้ว

    Dai Mwari vapindira munyika yedu, tichemera nyasha Mwari chinjai Mweya yabata pavanhu

  • @bezzlemoyo7805
    @bezzlemoyo7805 ปีที่แล้ว

    Ndisnake underground here uyu

  • @kristycuthberts7073
    @kristycuthberts7073 ปีที่แล้ว +1

    I think there's a big story ichabuda pane zvese izvi. There's obviously a reason why Grant aigara mu ceiling. Maybe he was hiding from someone after committing a crime who knows. Zvichabuda chete vachataura havo mbuya jeri harisi rekutamba naro

    • @queen7008
      @queen7008 ปีที่แล้ว +3

      Munhu akakwana chaiye angahwande muceiling all those years here.Mweya wefreedom unozvarwa nawo.aidai akatiza semkomana wechidiki even dai akapara mhosva

    • @kimmym3413
      @kimmym3413 ปีที่แล้ว +1

      Ingotaurai kuti munekwamakazvinzwa. But after it all does it make sense kuti munhu anowanda 10+ years muceiling. Kutopika jeri rakatodarika chikurubhi apa.

  • @abigailcharakupa8490
    @abigailcharakupa8490 ปีที่แล้ว +1

    Gogo ngavagare kujeri ikoko, Grant ambogare ega vakamuvhiringidza nemishonga yavo

    • @queen7008
      @queen7008 ปีที่แล้ว +2

      Anotogona kubengenuka aaega

    • @abigailcharakupa8490
      @abigailcharakupa8490 ปีที่แล้ว

      @@queen7008 exactly mufunge, yatofumuka mishonga yavo, kuda kuuraya chinofema nekuda kwehuroyi hwavo

  • @tatendachibira9372
    @tatendachibira9372 ปีที่แล้ว

    Maybe Grant achataura kuti aigarirei muceling

  • @lovenesskakhumbi2162
    @lovenesskakhumbi2162 ปีที่แล้ว

    Ngaanake Grant wacho,kuromba kwega kwega.

  • @mirriammirirai130
    @mirriammirirai130 ปีที่แล้ว

    Malhalha ngaagare hake kuchitokisi nekuti haazive kukosha kwevanhu

  • @charitysibanda7306
    @charitysibanda7306 ปีที่แล้ว

    Ngavasungwe vaende bafire kujere

  • @valsamathew5745
    @valsamathew5745 ปีที่แล้ว +1

    Very church yemasowe inoparadzanisa vanhu vachinyepa kuti ndanzi nemudzimu unoyera urikuroyiwa .Vanhu vanofana kuti vakaona vakaunga vemasowe ivava dzingai ngavatsvake basa kwete kuswerogara musango vachiti toshandira vachivenganisa hama

    • @nyadzisaisixpence7585
      @nyadzisaisixpence7585 ปีที่แล้ว

      Hapana chechi yavaipinda mai Ava,I disguise kupfeka zvichienda.kusvibisa machechi

    • @nomattertangwena6088
      @nomattertangwena6088 ปีที่แล้ว

      Wakunyeba kupfeka zvichena kuvhara vanhu ,bcz wayiita zvemushonga

  • @jaliyah7153
    @jaliyah7153 ปีที่แล้ว +1

    Grant mufesi wangu 😂 Grant ndakatomumirira

  • @joshuahunda3678
    @joshuahunda3678 ปีที่แล้ว +3

    Uyu ka uyu anotsomwa chete hanzi takanomuitira party vasape Grant dombo akomana ava

  • @mbatatisimbatatisi8335
    @mbatatisimbatatisi8335 ปีที่แล้ว

    Ko dhodho aiita seyi mu ceiling Grant uyu. Maybe ndozvimwe zvainhuwa

  • @officialsimbavybesmusic7856
    @officialsimbavybesmusic7856 ปีที่แล้ว +1

    Mooooooms mooooms😂😂😂😂😂

  • @plaxcedesmarezva7314
    @plaxcedesmarezva7314 ปีที่แล้ว +2

    Bro vane blue avo avasi akatorohwa nemutoriro her ngavasazopa mukomana sezvo vati vakamumirira

    • @terrymhofu3832
      @terrymhofu3832 ปีที่แล้ว

      Vazhinji vemutoriro they stutter or slow in speech plus nyaya inorasika chaiko topic kutoenda kure uko but ukati chamba yaaah ndobvuma