Chokwadi munhu akagadzira macamera pamaphone nekuti tione mavideo pamaphone akaita kuti togoshaya hope nekutityisa nekuda kwekuti rugare ndirwo reatavakutoshaya because hmmm what you don't know will never give you BP. On Earth, we are now living like we are in the jungle, or we are zombies. Zvakawoma hazvo. These things have been there, but because of access to media, mashura aye tavakuma ona everyday.
Asi mungavige mwana mupenyu here.i would want to first find out why aci gogogodza coffin before burial.vakuru nevvabereki ava vakakoniwa.ko mapostori emweya aka bvumirei mwana avigwe.mambo sei vasina kuudzwa mwana asati avigwa.
Pfungwa dza bba avo dzakatotorwa nechikwambo 💔💔💔💔💔💔😭😭
😭😭😭😭😭😭💯
Drewmas Media taking us to another level nhasi raarimwe zuva
Uuuummm Mhondoro chii chiri kuitika kwakamboita mbudzi yaigara nemakudo pasi rapinduka
Mumamisha makatakura kurema 💔
Mhondoro woye drewmas kwakuse taking you to another level
After mashura ese makadii kufamba chitunha chisat chavigwa veduweeee, makatoviga mwana mupenyu
Chokwadi vakaviga mwana mupenyu kani yooh
Imagine.
Vaitofanira kuvhura coffin pavakanzwa richirohwa rohwa
Hazvichina chirevo kuzofamba Ivo vatoviga kare
Mmmm aah zvinorwadza hameno kut sei vanhu vachishereketa aah ndarwadziwa naBaba sure pfungwa dzavo dzatokanganiswa mmm mwari pindirayi panhuri iyi
Zvinhu zvikuitika munyika uno zvakaoma
😢eysh zvakaoma hazvo Mwari deno atirwirawo kunevakabatabata vemhuri tirege kupedzwa nechatisimgaziveo 😢😢😢😢😢
Mashura chaivo vanhu vakushereketa weduwe pasi pezuva amazuva yekupedzisira sure
Shem ndowona sekuti nyanga iyo yakatumirwa mai vemwana ndovaida kutungwa zvikabondera ndokuzotunga mwana zvakaoma
Drewmas Media taking us to another level 🎉
Mhondoro takes us to another level dzekuroya 😢😢😢😢
Chokwadi munhu akagadzira macamera pamaphone nekuti tione mavideo pamaphone akaita kuti togoshaya hope nekutityisa nekuda kwekuti rugare ndirwo reatavakutoshaya because hmmm what you don't know will never give you BP. On Earth, we are now living like we are in the jungle, or we are zombies. Zvakawoma hazvo. These things have been there, but because of access to media, mashura aye tavakuma ona everyday.
Nyanga inorira sei nhy iri kurehwa naamai ava kuti vakanzwa chinenge nyanga kurira
😂😂😂 my question too.
Nyanga inoshandiswa kuridza sebhosvo I think ndozvavari kureva
My favorite song. Mangoma ngaatsve.
Hazvidi church izvi. Endai kuchivanhu, handidikishora mwari please ndinzwei zvakanzka. Mofa musina kurwara imi
Mhondoro ndokumba ...asi heyi
Ini ndobva kwaNyamweda homie
@@faithgavaza8926 ini manyoni
Mhondoro kupi kwacho
Mmmmm Zimbabwe Zimbabwe weeee mapidwa nei ko Baba anodya mazai
Your opening song is so sweet
Pamwe aiva mupenyu
It's true mhiko dzimwe dzinoiswa pavana
Baba avo vatoparara brain wise shame...KO hurombwa ndehwei sekuru vaka bata bata ngavarase mishonga iri kunetsa mu family
Drewmas madia murirudadiso
Baba bho hre apa ...muroyi haana tsitsi mufunge
Baba ava vakatokanganiswa shame baba Nigel
Mandloe looking 👌 dadewethu
Chihera naSokositina waripi tawasuwa
Munoringerwa upenyu neveChurch.chirudziyi.vemumusha Dzinza rikaramba imi semhuri yakasangana neDzudzo fambaizve mega nhy
Hanzi vanu veMhondoro😂😂😂
Makaviga munhu mupenyu imi imbwa imi
😢nhaimi
Taurai henyu ende vanhu vanozviitisa sure kuviga mwana mupenyu
Baba Taps thanks nekutiratidza zvatisingaoniwo muno munyika
Kkkk cuz wakut baba Taps kureva Shumba hr
Mkoma Andrew not baba taps
Haha ende futi
Uyu anoda kusungwa
Kkkk pfungwa dzingori pakaranganda
Kumhondoro kupiko
Vabereki musadaro kuvana venyu
kwamadziva makadii
Relax on the accusatory tone when interviewing
Hey very sorry mhuri yekwamadziva, ndabatikana chaizvo takagarisana wena.
Takambonamata navo Mai ava ndarwadziwa
Zvakaoma sure
Ummm zvakaoma 😢
Mhondoro yaipa kwava nevaroyi too much
Nhasi rarimwe zuva
zvakaoma veduwee shame vanhu vari kuroya please ummmm, RIP boy
Zvakaoma
Pasi rashata hama dzangu asi mwari acharatidza hukuru hwake
Dzimwe nguva kuvaka imba kunoda cement ehee mhepo iripo zvayo but zvimwe zvinoda cement
Ummm mhondoro ine chimuti pakushooter mafirimu
Nzikhovuya vhatu vhatu vhayaloya mashona
And you.too you're a witch
Nxaaa As if mandex doesn't...you are tribalism
Kumusha kwedu kwaipa heyi
Saundi yengoma ndiyo inokuudza kut pane nyayaaaa
A country which goes electronically in hospitals 💔
Mabhiridha eikoko aneutsinye,zvitinha ndezvecement here izvo nhai Andrew or hazvina kupiswa
Aha Jr dzora ziso😅
Ngempela nah .awu🤔
Tadiwanashe vakugona nw MaNdlo
Dai pamakanzwa chitunha chichirowa rowa box makabva mafamba ipapo pamwe anga asina kufa
Ehee dai vakatosimuka vakafamba
@@user-ce8ev9zt2f no hant vari kti vakazofamba munhu awingwa hre not ipapo ipapo
@@joannakapumha-sh9rovaifanira kuzviita ipapo not kumirira kt avigwe
Mukadzi akafuhwira murume ave chituta now
Kuti kudaro here asi vana baba vacho vakarivara ava
Endai kwakanengo
Imheni iyo
Asi mungavige mwana mupenyu here.i would want to first find out why aci gogogodza coffin before burial.vakuru nevvabereki ava vakakoniwa.ko mapostori emweya aka bvumirei mwana avigwe.mambo sei vasina kuudzwa mwana asati avigwa.
Zvorwadza izvi chokwadi RIP
Tairai nasekuru mukotsanjera weku Nyanga
Zvakaoma 😢
Mdara akare aibata zvikukutu
Kolema
Ah pamwe makatoviga mwana arimupenyu 🤷
Taura hako, ndatozvifungawo. Hanty kune yandakambonzwawo yainzi Lazarus syndrome . Maybe ndoyakaitika even though iri rare
@@gillianmonera vati akatura mafemo ....munhu akafa anofema hre ..... Vanenge vakamuviga arimupenyu ...
Kutawura kwevanhu vekumasoweso soka dzimwe nguva madrama
😂😂vanotobowa
And vose vanotaura zvakafanana
Very sorry vazukuru vangu asi, vana Mupfuyiwa pepukai, gadzirisai dambudziko iro munopera vakomana.
Pakaipa
Ah baba vacho hada haya🤔
Baba taps muri bho here
Havasi baba Taps ....NdiAndrew Neshamba
Kkkkk
Hello
Mai avovvanoda kupiwa number dzaSly vasvitsiwe kwaTasvu
Makazviona kupiko kuti munoviga munhu paita chitiko chakadaro
Nhaimi sure ini vakuru vacho havandiudzira zvekuita pamwana wangu
Haa mhondoro surrender
Mwana uyu might have been in a coma
Zvorwad
Ummmm mdasarenda ini madziva ndozvakaitika izvi zvorwadza zvosiririsa
Ummmm
Shame Zvinorwadza asi imba iyi haina kunyatso vakwa zvakanaka
Kkkkkk dress remaruva Tadiwa upgrade shaa
Kkkk it's spring time,it's flowers everywhere nguva ino, nyange muma shops now mukatarisa floral dresses are being advertised
Shaaa type and quality ndoma maone kkkk
Munoshayawo zvekutaura munhu anofeka zvaanoda
@@abigirlmavunga3330
0
Zvekutaura ndakatozviwana kna wasvotwa ifa katsi yemunhu
Way muchiti nyanga nyanga inofamba
Uuuuum shame
Kumhondoro kupi uku coz ndokumba
Kana neni
Baba anodya mazai akhe chi chakadai nai nai musadaro kani Vanhu bashe