Robert Akaromba, Mukadzi Akafa Nekupenga, Vanakomana Vaviri Vari Kupenga, Mumwe Apondwa Ku SA
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 5 ก.ย. 2024
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Robert Phiri is a true gentleman.Please kana mazvi pira kubatsira vanhu,Stop treating them like idiots
Ndiani atreatwa like idiots inga varikutaura zvakanaka vachiseka wani
Sukaa
Zvakaoma l wish kuendawo kwasekuru tasvu
Neniwo ndikawana mukana wekusvika padare pavo zvangu zvaita
Thanks sekuru tanga tatorasika palanguage takunzwa shona manje
Kuzvarwa dzingori nharo hadzo ..panyika hapana rugare
Taura hako wangu
@@christopherjere1417 zvakaoma Kani
Izvi zvinorwadza Sekuru Tasvu asi Robert akaita nekusaziva hake ini wo shuviro yangu ndeyekuzosvika wo nekuti ndakarasikirwa nemwana wangu zvandisina kunzwisisa gore rapera
Robert a good story teller. Kuberekwa inhamo shuwa
Sekuru ndokudai ndovimba nemi. Mwari ngaakuchengetei. Uye akupei hupenyu husingaperi makandizivisa zvandaisaziva. Handina hangu mari asi munamato wangu mdewekuti mwari vagare nemi. Nguva dzose
Chandangoda baba ava havana nharo hvo vanonbvuma.saka vana.vachasunungurwa
Sazita waRobert unoseka nhamo serugare shuwa😂😂 , zvakaoma ndaseka zvavataura kuti ndaideedzera kuti penga .Murikubata basa sebasa sekuru Tasvu na mukoma Robert
Zvakaoma veduwe kuzvarirwa nhamo shuwa kushungurudzwa nababa vanokuzvara 😢😢
Muturikiri wasekuru akareruka rurimi rwake ngadzidze kukudza vanhu makuru
Patients anadzo but sometimes munhu akabata bata anonetsa anobhowa especially vaya vanonyepera kuzungaira saka vamwe havadi kuitirwa soft
Doctor haana nguva iyoyo. Munhu bngaaremekedzwe kumba kwake
Pachokwadi sekuru tasvu havana respect and vanomanikidzira vanhu kuvhuma kut vanoroya tsananguro chaidzo havana apa vagoti kurafura vanhu kuita varapwa sepwere ivo vakatorombawo varoyi vese vabati vezvikwambo anenge aritori nechake wo chikwambo
Vanhu vanenge vapiwa tsanangudzo kare pavanopinda pa glass. Zvekuuya pa camera ndivo Vega vanenge vakumbira kuti tiburitsei senzira yekubhara nayo muripo ven’anga. Asi hamuzive kuti vanhu varikubhadhara Mari refu kwazvo kuti vabvisirwe hurombwa, vamwe varikubvisa $5000-$10000 kana mombe 15 chaidzo. Sekuru Tasvu mweya vemunhu akafa more than 80 years ago. Zvekuti havakudze vanhu haaaa ndiro drama manje iroro, munoda kuti vakudze varoyi nemhaka yeiko. Imi neni hatina ruzivo rwezvinoitika mumhepo asi sekuru vanoona zvese izvozvo kuti uyu arikunyepa uye kuti akaromba nekuda. Rough iyoyo kumuroyi iribho chaizvo uye haisi kuitwa nehomwe yasekuru Tasvu. Kana mweya vaenda homwe inotoudzwawo kuti sekuru vangavachiti zvakati zvakati. Ko ivo varoyi panonyenga vans nevaroora is that a form of respect.
@@ZisengweChimutsawagona kupindura muroyi amomboda respect yeiko havadi kunyengererwa vaye
Muroi agara anorambaka
Vanhu vatema tine problem, shuwa munhu kuroya vana nemukadzi kwa e kutouraya
Sisi cares abt her family...babava shame havana kuita nekuda asi chakanaka ndechekuti vabvuma
Vana ngandinake
Dhuma-dhuma Robert
Saka ungorombere magaren nekabhodhoro ke tea hre baba ava dzinenge dzakasangana neropa
Vanoita kunge vanobva Malawi wani ivo vatasvu ava nw kurikutaurwa neweku malawi vakutaura Shona fut huye don't
Ndokwaakaromba Tasvu manje akutya kubatwa
Ndatozvionawo pese apa ndaifunga kty Sekuru Tasvu vanotaura chekumalawi vakuti taurai shona😂😂😂
Girazi penya , Mozi penga 😂😂😂😅
Vabereki vedu avaka uuuuu
Sekuru Tasvu murikubata basa hombe kuchenesa vanhu tatambudzwa muma family's umu
Matakadya kare haachavaraidzi sekuru phiri vana varikutambura nokuda kwerugare rwavakaona vachikura iyezvino havachakwanisi kuzviraramira upenyu hwawo hwakanaka vabereki munoshungurudza shuwa musadaro Mwari ngaakuwanirei nyasha
Gyz mudhara uyu arikubvuma zvinonakidza sekuru tasvu havatemeseke musoro
Robert nyaya haisi yakare here iyi
Saka?
Sekuru tsavu varikumadziro avo bho here
I like this Robert very much hatemesi vanhu musoro anobvuma he deserves forgiveness from the family
Ini hangu handikusiye
Kkkkkkkkklk
Hausiye munhu
Zvakaoma kurarama uku
Maybe the lady doesn't want to be seen on Camera
Haisi nyanja inonzi Chewa,ichokwadi mumamine maive neuroi ukasatsigira waifa even mumapurazi zvaiveko,
Ma bhurandaya ndiwo akanyanya kusevenzamo. Kwese kune zvigure kune mashiripiti
Kusheya zvese nesurname hre😂
😂😂😂😂
Haunawo zvako hre robby
😂
Zakaoma hama asi vabereki vanotiiteiko nhai kushungurudza ropa rake shuwa
why edit the person to look dark like that Bob
Kkķk Robbert ,sazita
Imagine
@@robertapfumaneyi 😂😂😂😂 mavhunduka kaa bro pamanzwa kut Robert 😂😂😂 chirikupisa ichi kkkk,,, great job my favourite mutori wenhau imimi naBaTaps ku Karanganda munopedza masipotsi guy's ❤❤❤
Boys idzi black beauty
Mabrothers ako kani Phiri Loveness😊😊
2&6 it's 25¢
Yainzi koroni
2'6 was 25 cents
SekuruTasvu mondigonera chaizvo shingu dzangu ndoda kubetserwa nemi ndirikutsvaga ndichasvika
Shame zvinorwadza todiiko senyika haaa ndobva ndapererwa
Vabereki munodarirei vana veduwe apa makura hanty vana ivava ndivo vangadai vakukuchengetai here izvozvi veduwe dzorai moyo vabereki veduwe
Magarene ne chingwa
😂😂😂😂
Kikikiki
Saka pasina girazi havaoni here???
Saka anoramba kubuda achibuditsa vamwe😒 ita mushe robert
Munhu haamanikidzwe kubuda pacamera kana usiriwe wakaromba,even sekuru Tasvu pavanomboitira panze vanotaura wani kuti asingade kubuda pacamera suduruka
Ndhapotsha ndhatshala😢😂
tsvimbo yakadzoka hre kubva kweuya wekwa chigodora
Ndaona kunge ari kudzosa mangwana but anenge azo bvuma kuno tora zvinhu zvake
Ndaona kunge ari kudzosa mangwana but anenge azo bvuma kuno tora zvinhu zvake
Ndaona kunge ari kudzosa mangwana but anenge azo bvuma kuno tora zvinhu zvake
Yhaa ngavasarende zvinhu vanhu vararame zvakanaka
Imari yakamboshanda mu zim here 2nsikisi kkkkkkkkk
why is Robert hiding that lady? hes fishy sometimes
Pamwe ahaadi kuonekwa ne nyika
@@owensimoko826saka why present them to us lol. Bored
Its her right to be or not to be on camera
@@robertapfumaneyi our right to express displeasure and boredome at content involving such people as well.
@@tmada8270 its his/her right too, no right is bigger than the other
Robert 😂😂😂😂
🎉❤
Ko sekuru tasvu vanhu vakauraya vanhu Ava pamunovapishira zvinhu zvavo zvehuroyi hwavo vanonga vachena hr nekuti vanonga vasati varipa vanhu vacho vakauraya movaudza KT vandira hr or moita zvekuti vakauraiwa vasasamuka
Vanoenda kuno ripa ngozi dzavo
Vanoenda kuno ripa ngozi dzavo
Vanoenda kuno ripa ngozi dzavo