MHONDORO -GUSVI PFACHAA PAMADZIWA- VOOMA MATE MUKANWA
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 28 ม.ค. 2024
- VARIKUPERA RUMWE-RUMWEWE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica
- บันเทิง
Gusvi ngaamboenda gokwe ne zhombe kwanetsa nyaya dzekuurayana
Chokwad,ipa wataura
Toda atiudze akauraya nekuvhiya teacher vaya
Skiri racho takuriziva hedu. Kune vanorombera, izvozvi zvekuoneswa nhorondo nemazita nenmber dzezvitupa dzevanhu. Iwe ukanzwa waudzwa nemo nemo, woti ndanhongwa......haa ini andibhaizike zvekudaro
You can say that again haana rubatsiro raanopa kungofembera kuperaaa
You're spot on deliverance hapana
Neshamba mwari ngaakuwe dzere makore panyika ekurarama unobata basa nenzira chaiyo
Number one. Paneninga. Dzese. Dzatakawona. Iyiinogona. Kuona. Zvechokwadi. Tabvuma. From US 👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍
Kutonga nyika kusvika munhu wese ava n'anga. Mwari huyayi izvi ndazvitadza. This person does divination and sorcery iya yekwa Saul na Samuel. Vanachenjera kusiya vaparirwa zvimwe.
😂😂😂
Kkkkkkkk yaaaaa hoyaa
Dzagara dziripo hobho asi dzaisashambadzwa sezvizvizvi
Zvrikuitika chokwadi hre izvi mmm r.i.p data rangu
😂😅😅😅😅
Drama ka nyika kedu😂
Yes zviri kuitika ,ndiko kumaraini kwangu ,ndakadzidza paRukuma primary zvese nesecondary. Mudhara anzi nematambudziko Nengomasha ndakadzidza nemwana wake paRukuma vekwaGatidzo . Mwana wake ataurwa ndiye manager kwaLeonard Zhakata , ndinotomuziva chaizvo .
Asekuru vane voice rinoita kuparidza zvokut
Ko sei vasingabvisi zvikwambo zvacho ,zvinoitawo vana sekuru Tasvu
Sekuru vatanga avo obvious vakaromba zvinhu zvavo ndozvavekupanduka
Kunge munhu Ari kuprofita yowee apa ane zvechivanhu
😂😂😂😂 sekuru Gusvi vanondinakidza ndisamutoko kkkkkk
Imikaa imi nyaya yaMadhiri inokwana papi pazvinhu zvisiri zvekumusha kwake haiwa hatidi kubatwa kumeso isu
Gusvi wenyu uyu haatsananguri zvonzwisisika uyu
Basa vanorova nemo nemo sekuru pasina kupotsa .vanoroya uye vane urombwa muchaona moto nyika ngairevhurwe iyenzane
Hei kukora kunge dhambarafuta agegege hehede
Amen pan'anga manje kunge varipamasowe😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂 isowe rasekuru Gusvi kkkkkk,
Gusvi chibaba l love this guy
Now we know the original lyrics and they make sense : chikomba changu gara muberere usandione kunonoka ndanga ndichiuya. Kuti sahwira wangu ratove drama.
Kkkkkkkk Palo wandisetsa iweeh wakapenga
Musoro wegora hokoyo kkkkkk
Hamunyepi
Sekuru ava vanofamba nebhora vanoona i hope vanobatsira pama solutions than kungoona chete. sekuru i think maitiro avo vari better than popular ones Tasvu and Kanhengo bcoz tasvu and kanhengo kazhinji vanovhunza vanhunhu instead of telling them pasina kuvhunza
Nekuvhundutsira vanhu vanosvota
Pana Tasvu wanyepa tasvu anoona
@@emmzy3296good tasvu anovhundutsira vanhu
Tasvu hapana paya
haa ava vanoona havo tasvu dai atoburitsa nyanga kudhara😂
idzi ndon'anga dzezvikwambo kadende karikuridzirwa hosho ndekei
Shumba n Mandlovu wethu ospecial❤❤...
taking us to another level........
Andrew Neshamba Shumba and Mandlovu special taking us to another level definitely
Drewmas media 🙏🙏 you are doing well 👏 thank you
Sekuru munotambakkkk
Ngavanobata basa Zhombe vafumure mhondi dzanetsa ikoko
The guy with hosho who is humming...... ka sound kacho kakutonakidza
Madhiri makarara nemukadzi was Tendai Musekiwa, Mai Maria
Team rangu remhondoro kajive ako
Uuum yaa vanoona
Zvaari kungoita basa rekudana mazita evanhu ndokudii ikoko
Ndizvo zvawari sekuru ava chawo chawanogoba kudaidza mazita chte
Haaaaa zvakaoma mota yeNyaradzo
Drumas Media munotigonera chose chimbouyaiwo kwedu
Gusvi vabata basa pamhondoro
Sekuru tovadawo kwaMurehwa in Rota village
Hanzii futi kwabiti uko
Well done.Good job ❤
That lady she is our future Tilda very excellent ntombi
Sahwira woyee gara muberere 😂😂😂😂
Aaaaaa ini hangu ndabvuma
Ndivo vanonzi ana Chipandamatare, vanoronda dare kubva parakatangira kusvika parave.
Vamwe vanobva vatekaidza dare racho asi vamwe vanoperera pakupanda chete
Haaa Mhondoro mandinyadzisa nhasi kushaya ngoma here. Ndokuziva kuri kwengoma svinu
Anombogarepi kule ivava ndepi kwanobva
Andrew Neshamba pliz sekuru avo itayi kuti vaende kunogadzirisa mhondi dzanetsa ku Zhombe dzibudiswe pachena.
Thank you Drewmas Media
Ko ngoma ngairire Elijah pamasvikiro imi itai mushe
😂😂😂😂😂😂😂😂 zvakaoma zvenyika yedu
Drewmas media taking us to another level❤❤
Drewmas keep.it up thank you
Sekuru hamungatibvisirewo dambudziko munyika tatambura
But havazosvika chaipo kana kubata vanongotaura chte ngavambobvisa zvinhu zvacho
That’s a good job
Manje ini mukandiendesa kwasekuru vaneruzha rwakadai moona drama rinopfuura iri😂😂
😂😂😂😂😂😂😂 vandiuraya hama yngu
Maknyanya sekuru endaiwo kubirchenough kwarema
Pakaipa
😂😂😂😂😂 iri idrama chairo
drewms media taking us to another level
Another Madziwa in Mhondoro?? kudzidza hakuperi chokwadi
Saka zvozodini
Mukaka wasekuru unoda haka mukaka 😊
Yoweè ndatya matii pamukaka apo waani😮
Nhai Pretty 😂😂😂😂😂
Zviriko hre izvi
N'anga dzinotodaidzira kudai nhai maporofita akazoita masondosi wani NeShambaka kkkkkk
Sekuru kutamba kunakirwa hr
Ummm zvakaoma
Dzovona haikona ukmmmmmm
Sekuru Zvozongoperera mukudeedza mazita
Shuwa dai vachiita dare ravanenge vafambiraa vozodeedza havo mazitaa
Majaivhi manyama kkkk
Kwazuvai mukoma neashamba
Ini zii
Drewmas hoyoooo
Aya ndoma 1 chaiwo
Good job
Sekuru havabvunze vanotodudzira zvirikuitika vabatsireiwo sekuru
Sekuru gusvi ndisamutoko varutuuuu
Pane difference btwn n'anga dzedu dzemuZimbabwe nedze KuMoza Wana VaTasvu
Piwaizve kundiso yemwana Nigel wacho mwana asafe
but sekuru ava vanoona zvavo kusazoziva pakugona kushanda apa
Chikomba changu gara muberere
Evoooooo
Zvobatsirei kuunganidzwa kuzotaurirwa zvevafi nevachafa pasina zambukoo
Sekuru Gusvi
Drewmas media murichidadiso
Haa hosho watoita muyedzo chaiko
skuru vatamba ava 😅😅 gara muberere chiikomba changu gara muberere
Drewmas Media taking us to where it happens
Zhombe kwavamwale plz
Joseph huyaaâaa
Shumba chimbovatorai vaende zhombe vaMwale was my nephew's teacher and he is traumatised. Saka ava sekuru ngavamboendawo pliz
Ndimadzibaba or sangoma / n'anga hre undisikusinzwisisa ini
Pamberi nebasa vane shamba na chihera
Sekuru varikunhonga tsoro
🤣🤣 pane achazvitira weti nekutya basi 🤣🤣🤣
Kodwa idrama elapha inzima😂😂😂😂 God help us 🙏
Gusvi
Nemo nemo sekuru vabata basa
Nice
Misoro yemakora yopera mumasango nxaa
Ana drewmas nana sly varikudya nembavha idzi. Drama iri muchirovera vanhu mari.
Arikupopotei chinondinetsa ndechekuti isu tinenge taenda kunoshoperwa but wakusvikobvunzwa nonsense dzega dzega n'anga idzi should up their game
pamhondoro chiiko chakadaro ichocho
Ummmm pakaipa vana vadiki vapera kwamadziva
manje varikuramba bt varikungobatwa ne@@mauleennyanzero2830
Maskiri aya ndeekubhaiza vanhu
❤❤❤
Nhai Andrew how far nasekuru Gusvi panhau yemwana uya wwkuMarondera, hanti vanhu vakati pliz vaunzei