ZVIMBA.........CHANTEL AKAURAWA NETAMBO

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 5 ก.ย. 2024
  • CHANTEL ADZOKA PAMUSHA

ความคิดเห็น • 656

  • @user-jr1qr5uc6j
    @user-jr1qr5uc6j 10 หลายเดือนก่อน +12

    Haaaaaa mwari here izvi hazvisi izvi .mhondi idzi ngadzipihwe mutoko unenge wakapihwa Tafadzwa Shamba na Tapiwa Makore

  • @wellimuganhu7610
    @wellimuganhu7610 10 หลายเดือนก่อน +13

    But nguv ya Mugabe kwainge kusina zvese zvekupondwa kwevana mapurisa mazuvano ayasikuita basa anditika ndarwadziwa ndabva ndafunga mwana wangu akafa ainge 2yrs 3yrs ago rest in peace Arjen rest in peace Shantel

  • @user-ls5wt9cr3r
    @user-ls5wt9cr3r 10 หลายเดือนก่อน +58

    😢😢it's not easy kuviga mwana wako ndine stress isingaite ndakafirwa nemwana wangu ane two weeks ndkaita almost a year kuti ndikangamwe nezvazvo apa akanga ari wekutanga mwana wangu ndinoti continue to rest in peace keilla mwana wangu wakandisira ronda risingapore amai shandi ndinoti nyaradzwai naMwari Mwari vanoziva zvavo 😢😢😢rest in peace shanty one day we will meet again 😭😭😭💔💔

    • @user-vu1dk7ey9x
      @user-vu1dk7ey9x 10 หลายเดือนก่อน +2

      so sorry sis 👏

    • @user-pg4yu8ej4g
      @user-pg4yu8ej4g 10 หลายเดือนก่อน +2

      Sorry

    • @IvyTongogara
      @IvyTongogara 10 หลายเดือนก่อน +2

      I know the pain sis ndeye hupenyu hwese ndakarasikirwawo nemwana ane 1 week saka nazvino zvichirikundidya moyo zvinonetsa kukanganwa ndachema mufunge pain yacho yekufirwa nemwana yakaoma Nyaradzwai nashe mai Shanty

    • @WadzanaiMadzudzo-vh1ou
      @WadzanaiMadzudzo-vh1ou 10 หลายเดือนก่อน +2

      Eish very sorry dear

    • @talentsmoko2155
      @talentsmoko2155 10 หลายเดือนก่อน +2

      Sorry my sister 😢

  • @vee1085
    @vee1085 10 หลายเดือนก่อน +47

    Ndachema shuwa ndichiona.
    Kana wabvunzwa taura zvese Chanty.... innocent blood taura zvese.
    I loved how baba Chanty was holding his wife's hand. God protect this family

    • @beatricechivige
      @beatricechivige 10 หลายเดือนก่อน +2

      Rest in Peace baby Shanty

    • @gladmorejaphet
      @gladmorejaphet 10 หลายเดือนก่อน +1

      😢😢😢

    • @user-py8gk9im3j
      @user-py8gk9im3j 10 หลายเดือนก่อน +1

      Aaaaah zvakaoma veduweeee. Rest in peace baby Shanty. God loved you more

    • @KudakwasheChikerema-qh4uy
      @KudakwasheChikerema-qh4uy 9 หลายเดือนก่อน

      Irwa hondoyako shanty zvorwadza sure

    • @user-yv4vx5py3v
      @user-yv4vx5py3v 8 หลายเดือนก่อน

      😢ndozvavanogona maporisa eZim kuuya nechitunha vachitadza kutsvaga mwana arimupenyu

  • @user-zw5dm9dt8n
    @user-zw5dm9dt8n 10 หลายเดือนก่อน +5

    Moyo wangu wadambuka asikana tongoti mweya wake ngausazorora kusvika mhanhu dzake dzabatwa dzatongwa

  • @PeterKatsumbeee-ye5qb
    @PeterKatsumbeee-ye5qb 10 หลายเดือนก่อน +2

    Ngawaende kunasekuru bhudzamukombe wanojara wanhu awa zvarwadza sure. Zvorwadza

  • @BrendaMukwengwe-op9ev
    @BrendaMukwengwe-op9ev 10 หลายเดือนก่อน +4

    Mwari mhuri iyi ndeyenyu ndimi munyaradzi pakati pemoyo yavo

  • @Jahlady
    @Jahlady 10 หลายเดือนก่อน +15

    Zvinorwadza hazvo veduwee, ndachema hangu😭😭💔 Shantie kune wese akaisa ruoko rwako pauri enda unorwisa. Budikira pese pavanenge vari. Vashayise zororo kusvika vataura chavakakuurayira

  • @gee9961
    @gee9961 10 หลายเดือนก่อน +31

    The love of money is the root of all evil vanhu dzidzai kushanda nesimba nekugutsikana nezvamuinazvo .The pain they have caused these young parents will live with them for the rest of their lives

    • @Margaret404
      @Margaret404 10 หลายเดือนก่อน +2

      Ko kuzouraya mwana wemumwe why nhai

    • @gee9961
      @gee9961 10 หลายเดือนก่อน +3

      @@Margaret404 ndiyo the love of money yacho kana yakupinda unotoita mhondi chaiyo

  • @user-ue5pi8ix2r
    @user-ue5pi8ix2r 10 หลายเดือนก่อน +2

    Shanty rwisa vashaye zororo rwadzisawo kudarika zvavakakuita zorora murugare😢😢😢ndachema zvangu

  • @Ruthmbewe-sp9xz
    @Ruthmbewe-sp9xz 10 หลายเดือนก่อน +19

    Vakarwadziwa nekushanda mujoni vakati tiite zvirinyore vakomana dzidzai kushanda nesimba we need justice for Shantel

    • @davisonjanhi3864
      @davisonjanhi3864 10 หลายเดือนก่อน +3

      True bamkuru ivavo vanofanirwa kugurwa musoro

    • @nettyzhuwarara3948
      @nettyzhuwarara3948 10 หลายเดือนก่อน +2

      Mwari nyaradzai vana ava vatorerwa ziso ravo.God you say, 'revenge is mine,' nekudaro muchaita kuti vese vakadeura ropa remucheche vazive kuti muri Mwari.MHSRIP.

  • @shimNazee
    @shimNazee 10 หลายเดือนก่อน +30

    Rest in peace Shanty , ndarwadziwa zvangu,Mai Shanty Mwari ngavapukute misodzi munin,ina😢

  • @sandraedward7454
    @sandraedward7454 10 หลายเดือนก่อน +1

    So sad zvinorwadza kana nenanga dzacho ngadzitsvaggwe ndidzo dzri kukonzeresa ndachema weduwe kuita kurwadziwa ko kuzoti mai vacho veduwe ko baba vacho ko sekuru vaifamba nemuzukuru wavo I ronda risingapore mwari akunyaradzei mhuri yese thank you drewmas media you are the best

  • @user-lt9yv9td6u
    @user-lt9yv9td6u 10 หลายเดือนก่อน

    Jehovah uavaurayi munhu asi mabasa asatani ndiye arikutonga nyika verengai ndima ya jobho inokuuzai zvese

  • @ndaiziveyiguzha6172
    @ndaiziveyiguzha6172 10 หลายเดือนก่อน +23

    Can't hold my tears,may justice prevail rest in peace baby Shanty

    • @sarudzaimutsvangiriserah4520
      @sarudzaimutsvangiriserah4520 10 หลายเดือนก่อน +3

      Chikunyakurwadza nyaya iyi ykaitwa nevehukama same story neyaTapiwa M😢akore

  • @davisonjanhi3864
    @davisonjanhi3864 10 หลายเดือนก่อน +4

    Mapurisa aenda kurufu uku thank for showing humanity ubuntu

    • @josephgapirakb
      @josephgapirakb 10 หลายเดือนก่อน

      Matuzvi ewanhu wakatengwa dai mwana asina kufa

  • @davidchauke8413
    @davidchauke8413 10 หลายเดือนก่อน +2

    Mwari tiregerereyivo tinzwireyivo nyasha honayi zvotoitana mwari mwari ndokumbirawo nyasha dzenyu dzidzire pasi vanhu tava mhuka tinzwireyivo nyasha mwari Mari ndiyo yavakukosha kudarika munhu jehovha dzokayi mutiregerere tovuraya vana vasinga mhosva nekuda kwe Mari vanhu tava mhuka tiringeyi 😢😢😢😢😢amen

  • @MaxwellCHANAIWA-hm4bg
    @MaxwellCHANAIWA-hm4bg 8 หลายเดือนก่อน

    Nhai Mwari toitaseiko Munyika ino
    😭😭😭Zvinorwadza izvi weduweekaa Mweya waShantie Usazorere,,, Mhuri ngainyaradze naIshe😭😭

  • @yowezvangu5193
    @yowezvangu5193 10 หลายเดือนก่อน +5

    I could cry..can imagine the pain she got achiuraiwa..vakatadzirei kuuraya vavo vana
    Zvakaoma hazvo Mwari..
    Mnangagwa onawo zvekuita mhondi dzotipedza makanyarara ere akomana

    • @user-nf9yt4uj4m
      @user-nf9yt4uj4m 10 หลายเดือนก่อน +2

      Munangagwa anonoti bhooo .REMEMBER HE IS THE GUKURAHUNDI PLANNER .VAKADZI VAIVE NENHUMBU VAIDHEDHIWA .

  • @TawandaMataranyika-lu1by
    @TawandaMataranyika-lu1by 10 หลายเดือนก่อน +31

    Ndabva ndanzwa kuda kuita private investigater kunhau dzekushaikwa nekuurawa kwevana muZim no 1 will get away wth this😭😭😭😭😭

    • @jeoffrey40jm
      @jeoffrey40jm 10 หลายเดือนก่อน +1

      We defo need that!

    • @portiachipika1146
      @portiachipika1146 10 หลายเดือนก่อน +1

      Rest in peace shanty ummm ndarwadziwa

    • @AngelaMunondo
      @AngelaMunondo 9 หลายเดือนก่อน

      Zimbwabwe yakuda kutoitirwa serious panhau yekuurawa kwevana vadiki no mahn zvanyanya izvi

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 10 หลายเดือนก่อน +7

    Uchiona umwe mkadzi achichema so wobva wafara hr iii vanhu kuda henyu kubudirira neropa revanhu dziri nungo dzekushanda asi gehena renyu rakakumirirai zvenyu, biznes iroro harina kwerinoenda. It's so heartbreaking💔💔💔, very painful😭😭😭😭

  • @TawananyashaGuni
    @TawananyashaGuni 10 หลายเดือนก่อน +2

    Hey iwe uchiti mwana arikutamba izvo mhondi dzakatorinda kuti nhasi haadzokeri kumba kusanzwa moyo kurwadza kudzvinya rusvava rwakadero, Mwari pindirayi mhondi dzipuwe mutongo wakakodzera. RIP BABY GIRL.

  • @user-mt3qg9sk5l
    @user-mt3qg9sk5l 10 หลายเดือนก่อน +1

    Thanks Julie nekumira mira nasekuru nambuya vako panhau yekupondwa kwemwana wagona chose dai vanhu vakaita sewe mumusha uyu dai mwana asina kusvika pakuurayiwa thanks Julie mhondi ngadzipinde mukati idzo hatidi kunzwa kuti vabvisiswa mabail out.

  • @tsitsireasongaga4005
    @tsitsireasongaga4005 10 หลายเดือนก่อน +1

    Mai MA baba Shanie Mari munyaradzi went nyaradzwayi naShe

  • @fikilesilombe7242
    @fikilesilombe7242 10 หลายเดือนก่อน +6

    I cried for Shantie so heartbreaking 💔 ndarwadziwa

  • @marvelousrupende4571
    @marvelousrupende4571 10 หลายเดือนก่อน

    Mwari chihuyai henyu shuwa kudzipa mwana asina chakutadzira netambo kusvika afa shuwa ...haa zvarwadza Shantie kana wakurwa irwa uchitaura muzukuru uuum warwadza

  • @charityngwenyama9388
    @charityngwenyama9388 10 หลายเดือนก่อน +1

    Veduweeee l can't hold my tears vakaita izvo shuwa l hope murikufara vamwe vachichema

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 10 หลายเดือนก่อน

    Thanks again Neshamba team work God bless you nekutizivisa nhau iyi

  • @MarvellousMuzuva
    @MarvellousMuzuva 10 หลายเดือนก่อน +3

    Presetendi murikufungei nenyaya yemabhinyaaaaa mati vakuchararame vana vadiki hr todiniko nemhondi idziijjjj😢😢😢😢😢😢😢😢don't sleep baby girl 😢😢😢😢😢😢😢

  • @user-nf9yt4uj4m
    @user-nf9yt4uj4m 10 หลายเดือนก่อน

    Shantie iyi ngaisarova .wese akaisa ruoko rwake pauri gadzirisa .handikuzive asi misodzi yangu haienderi pasina .fight to the deapth.svika pakadzika dzika hausi gonzo iwe
    Nxa

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa 10 หลายเดือนก่อน +6

    Asi Mwari Mwari zvirikoere izvi Mwari I cant hold my tears 😢😢😢RIP bby Shantie 😢😢

  • @davidchauke8413
    @davidchauke8413 10 หลายเดือนก่อน +1

    Vanhu siyayi kuda Mari kudarika hupenyu tarisa tino urayana sembudzi tava kutya kuuraya mbudzi asi munhu wakfanana nehuku sei zvichidayi mwari wangu 😢😢😢😢😢ndarwadziwa hangu😢😢😢😢😢😢😢amen

  • @franciscademberere-6653
    @franciscademberere-6653 10 หลายเดือนก่อน +1

    Zvarwadza izvi sure kurara mira kuponda vanhu here sure

  • @tsitsimeredzi8036
    @tsitsimeredzi8036 10 หลายเดือนก่อน +7

    😢ndachema kani ini aaaàah nyika yedu yashata hama weeee.Mwari wee Mwari weee 😢 rest in peace little angel Shantie

  • @user-zw1go9yd5e
    @user-zw1go9yd5e 10 หลายเดือนก่อน +1

    Zviri kurwadza munamato wangu Mwari ndimi moziva zvakavadzika buritsai mhondi dzakauraya Chantel hama dzake dzizive zvakaitika.Nyradzai mhuri iyi tenzi panguva yakaoma kudai

  • @ShyletMuchadenyika-mr5ly
    @ShyletMuchadenyika-mr5ly 9 หลายเดือนก่อน

    Mmmm am out of words hangu.... hakuna chinhu chakaoma sekuparadzirwa mwana haaaa 😢😢😢 moyo wangu waenda kure chaiko

  • @daisychirambwi8758
    @daisychirambwi8758 10 หลายเดือนก่อน +4

    Uuumm ndadzidza kuty hama marabishi shuwa kuita kumutema nerakagomara veduwee

  • @rachelntini4252
    @rachelntini4252 10 หลายเดือนก่อน +1

    Tarwadziwa Shanti zorora sis. Hatirambi asi nhasi tarwadziwa

  • @agathachirisa7901
    @agathachirisa7901 10 หลายเดือนก่อน +1

    Ndadzamirwa wena kusunga mwana netambo sure mwana mucheche sure unenge wakaisa mwoyo pai dai uriwe kana kt mwana wako wakadii kusarudza wako mwana Mwari pundirai Shandi irwa saTapihwa pamakatora mwana uyu muchimutarisa sure achiseketera umi mumati rega tipfudze hama musadaro uu muchaidya henyu nyama yaShandi

  • @dudzaimalunga9029
    @dudzaimalunga9029 10 หลายเดือนก่อน +1

    Ndarwadziwa ini ndaichema zvañgu zorora murugare Chantel mainababa Chantel mwari ngavakunyaradzei vanodzorera ndimwari

  • @gladysxaba5863
    @gladysxaba5863 10 หลายเดือนก่อน +3

    Umm pakadai ndouraya vanhu,mwana akafa achirwadziwa akanga atadzei

  • @TheresaMarumahoko-tv2iy
    @TheresaMarumahoko-tv2iy 10 หลายเดือนก่อน +8

    This is so heartbreaking 💔💔💔 may your soul rest in peace baby Shantel. Zvakaoma chokwadi mwana akafa a painful death 😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭

  • @missgee1981
    @missgee1981 10 หลายเดือนก่อน +2

    Nyaya dzevana idzi dzinondibata bata😭😭kangu kaida kuchekereswa nababa vacho but Mwari vakazviramba. Nanhasi ndikafunga what would have happened kumwana wangu moyo unorwadza, then ndochizofungawo vakaita sana mai Tapiwa, mai shanti nevamwewo vakaurayirwa vana, ummmm ndonzwa hura kudambuka shuwa. Vanhu havasisina moyo🙌🙌🙌rest in peace angel

    • @NomatterMakoni-wo2vp
      @NomatterMakoni-wo2vp 10 หลายเดือนก่อน

      Zvakaoma zvinorwadza Mwari tichengetereiwo vana 💔💔😭😭😭😭

  • @maimukumufaro3014
    @maimukumufaro3014 10 หลายเดือนก่อน

    My heart breaks kuona kubereki anofirwa nemwana ndakashaikirwa nemwana wangu ane6mnths evrytime ndikaona pafiwa my mind yoenda kurufu rwemwana wangu eish been 3yrs bt ronda is fresh

    • @efeson.godori6421
      @efeson.godori6421 10 หลายเดือนก่อน

      May God comfort you, He knows why it happened. I really feel your pain

  • @netsaimusendo8488
    @netsaimusendo8488 10 หลายเดือนก่อน +1

    Usazorore kusvika vakakuuraya vaona moto..mwari vanyaradze vabereki vako nhanha 😭😭😭😭🔥

  • @babratakundwa6369
    @babratakundwa6369 10 หลายเดือนก่อน +1

    Eish baby girl shanty fight yr war till end rest in.piéce baby girl

  • @user-bi1pr4ev7g
    @user-bi1pr4ev7g 9 หลายเดือนก่อน

    Ndachena zvangu,munhu akaita zivi ngaashaye rugare

  • @user-dy9ex8hw4g
    @user-dy9ex8hw4g 10 หลายเดือนก่อน +1

    Ska ndokutopera kwazvo here veduwee ndri kurwadziwa 💔💔💔💔😭😭😭😭😭😭

  • @Tarirokajanga
    @Tarirokajanga 10 หลายเดือนก่อน

    Ndarwadziwa mwari tirwireiwo mhondi dzotipedzera vana chokwadii 😭🙏🙏🙏

  • @TawandaMataranyika-lu1by
    @TawandaMataranyika-lu1by 10 หลายเดือนก่อน +3

    Pliz pliz mhondi dzakaita izvi hadzifaniri kupukunyuka apa they hv to pay for this, ngaticheme netariro hama may her soul rest in peace 🕊️🙏🙏🙏

  • @queenfireheavymachine1498
    @queenfireheavymachine1498 10 หลายเดือนก่อน

    Uuumm izvi zvinorwadza izvi shuwa nyaya yatapiwa yoramba ichidzokorora sure hre vemutemo murikuitabasa reiko

  • @EileenMaugara
    @EileenMaugara 10 หลายเดือนก่อน

    Chantel Wafa zvinorwadza sure hiii .kubvisa maharashtra aya zvinorwadza hazvo .rip Chantel asi makamuuraireiko mwana uyu.

  • @mildredjoni208
    @mildredjoni208 10 หลายเดือนก่อน +1

    Ndri mutsoko dzamai Shanty right now zvakaoma hazvo

  • @admiremuzanarwo824
    @admiremuzanarwo824 10 หลายเดือนก่อน +9

    I don't think police ine need yekuuya apo vanorwadzisa mapurisa ezimbambwe akuda Mari kukunda kuchengetedza vanhu zvinobatsirei kuuya nhasi vachinyepera kunyaradza 😭😭😭 very sorry baba shandy namai shandy Mwari ndavakunyaradxei panguva yakaoma Kudai

  • @ephraitmwitha9999
    @ephraitmwitha9999 10 หลายเดือนก่อน

    😢😢ummmm ndarwadziwa,zorora murugare Chantell

  • @marblemoyo-us9nl
    @marblemoyo-us9nl 10 หลายเดือนก่อน

    ZVandakuchema nhai veduweee😢😢😢😢 ndarwadziwa moyo wangu kuita mapieces ...veduwee vanhu siyai vana vedu plz kuzvara kunorwadza

  • @ngorimasithole7032
    @ngorimasithole7032 10 หลายเดือนก่อน

    Baba namai Shantel mwari vakunyaradzei nokusingapere zvinorwwdza kurasikirwa nemwana nenzira yakadai

  • @prettysimba7781
    @prettysimba7781 8 หลายเดือนก่อน

    Amai nababa shanty Mwar ngakunyaradzayi,, zvarwadza izvi hazvigamuchiriki asi Mwari ndomutongi wazvose

  • @user-qo6ef8ce7e
    @user-qo6ef8ce7e 10 หลายเดือนก่อน +2

    😭😭😭 ndarwadziwa hangu ini famba zvako zvinyoro shanty

  • @justicekatize5838
    @justicekatize5838 10 หลายเดือนก่อน +1

    RIP shanty zvorwadza vanhu kuparadza upenyu hwemunhu veduwe Mwari akunyaradzei hama

  • @prachie937
    @prachie937 10 หลายเดือนก่อน +9

    So sad 💔💔...rest easy shantie ..fight yr own battles mwanangu vadzokere vakakuuraya vaonese moto😭

  • @Sheila-yr8jq
    @Sheila-yr8jq 10 หลายเดือนก่อน

    💔💔💔💔💔💔💔💔😭😭😭😭😭😭😭Mwari vakunyaradzei baba na mai Chanty pamwe ne mhuri yose

  • @constancemarifiye6658
    @constancemarifiye6658 10 หลายเดือนก่อน

    Zvakaoma hazvo shantel don't rest mhuri iyi ngaaende kwaMukotsanjera

  • @FrpKing-tx5ph
    @FrpKing-tx5ph 10 หลายเดือนก่อน +5

    Shem zvakaoma mwana akafira nhamo shuwa mmmmm ndongoti kwauri shand vanhu vakakuuraya uvadzokere one by one😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭

  • @faithmarvis
    @faithmarvis 10 หลายเดือนก่อน +1

    Nyaya ikurwadza iyi mmmm 😢😢 ndine mwana anonzi Shantel manje zvikundiviringa zita racho parotaurwa

  • @zimmeidai6754
    @zimmeidai6754 10 หลายเดือนก่อน +1

    😢😢 zvakaoma Mai vepaNext vakasungwa here vaive vakaviga mwana sei vakaramba kuti pamba patariswe

  • @politenkomo6626
    @politenkomo6626 10 หลายเดือนก่อน

    Ndarwadziwa ini akauraya mwana uyu mwari. Ivai nechekuita pari

  • @tendayimatongo5165
    @tendayimatongo5165 10 หลายเดือนก่อน +1

    It's so sad 😭😭😭😭 ndarwadziwa ini mwari pimdirai mhondi idzi dzibatwe

  • @evernicegondo429
    @evernicegondo429 10 หลายเดือนก่อน +1

    Thanks Drewmas Media .Ndarwadziwa kushinga kwakadai kutora rope wosunga mwana hre vnhu vkutyisa

  • @talentsmoko2155
    @talentsmoko2155 10 หลายเดือนก่อน +1

    Zorora murugare mwanangu shanty😢😢😢

  • @jeoffrey40jm
    @jeoffrey40jm 10 หลายเดือนก่อน +1

    I just listened for you a 6 min advert Dremas with ❤😊

  • @emmahgovera8385
    @emmahgovera8385 10 หลายเดือนก่อน

    Mwari imi rufu runorwadza kudai pangirozi haa Mwari muriko imi ivai nemhondi dzisina moyo kudai idzi 😢😢😢

  • @AllianceFuel
    @AllianceFuel 10 หลายเดือนก่อน +4

    Rest in peace Shanty vese vakaisa ruoko rwavo pamutumbi wako ngavashaye zororo nezita rajeso muka urwe hauuraiwe sehuku.

  • @abigailkasinahama7263
    @abigailkasinahama7263 10 หลายเดือนก่อน

    ndarwadziwa sure veduwe mwari irwai nevanhu vakauraya chanty

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790 10 หลายเดือนก่อน +3

    Whoever did this may you never find any peace 😢😢😢😢😢😢😢zvakaomawo mubereki kuviga mwana wako

  • @user-uj8jb3iq4h
    @user-uj8jb3iq4h 10 หลายเดือนก่อน +1

    (SS) Sodbury School,,, motto sweet comes from sweat kwete mukuuraya vana 😢😢😢hat yakapfekwa nemunhu atsanangura kufa kwaShanty

  • @talentsmoko2155
    @talentsmoko2155 10 หลายเดือนก่อน

    Zvorwadza weduwe kuuya mwana mudiki akadaro tatowe mhuka chokwadi 😢😢 Mwari nyaradzai murime chokwadi chibude mhondi dzakawanda chokwadi

  • @shantelsouta6968
    @shantelsouta6968 10 หลายเดือนก่อน +2

    Iiiiiiiiiiii veduwee moyo wangu waenda kure😭😭😭😄ndarwadziwa

  • @primrosebvindi157
    @primrosebvindi157 10 หลายเดือนก่อน

    Asi munhu chaiye akabarwa nemunhu kadzi, oponda such an Innocent Soul, worse still a 2 year old Toddler.
    Munhu iyeye oto rarama hupenyu, which will include kutoita enjoy mari, earned from this beyond evil deed, as if its normal.
    We are living amongst walking devils is the least I can say.
    Mwari pindirai 🙏 🙏.

  • @user-ef6xw6wg8u
    @user-ef6xw6wg8u 10 หลายเดือนก่อน +2

    Shem Mwari nyaradzai mhuri iyi eish

  • @NTM308
    @NTM308 10 หลายเดือนก่อน

    May these mhondi never find peace. Mai shantie nabashantie Mwari vakunyaradzei

  • @sithokozilencube2239
    @sithokozilencube2239 10 หลายเดือนก่อน

    Asi vanhu chii chaizvo kuuraya mwana zvakadai hamunawo tsitsi here vanhuwe zvinorwadza izvi aah

  • @shimNazee
    @shimNazee 10 หลายเดือนก่อน +4

    Kubuda mwana achinotamba next thing akudzoka Ari mucoffin imika nyika yavekubaya😭

    • @esnatsande1670
      @esnatsande1670 10 หลายเดือนก่อน +1

      Imagine .mmm vanhu vakadzurwa moyo wekutya nasatan

  • @munyasons80
    @munyasons80 9 หลายเดือนก่อน +4

    I salute those officers they are truelly trained and they were raised in proper families with morals. See how that Sergent is being patient trying to calm Mai Shanty

    • @user-im2dm5iq5e
      @user-im2dm5iq5e 8 หลายเดือนก่อน

      I second u, I noticed the same

  • @rosemaryfombe512
    @rosemaryfombe512 10 หลายเดือนก่อน +1

    Ummmm so painful ska mhondi dzirikunzwa sei Vnhu havasina moyo weduwee

  • @Cay123.
    @Cay123. 10 หลายเดือนก่อน

    😢😢😢😢 uuum ndknzw vanhu vachichema misodzi yngu inongokaruka yaererawo ndofunga mama vngu vkashaya muna May uuum rest in peac my mom l miss yu toooo handifungi ndchava nemufaro muupenyu hwangu

  • @julietmuchanyuri
    @julietmuchanyuri 10 หลายเดือนก่อน +4

    Kusunga 2yrs netambo shuwa mmm utsinye ndeweiko 😭😭😭😭

    • @shamisomatsvaire5925
      @shamisomatsvaire5925 10 หลายเดือนก่อน +1

      😭😭😭😭😭zvakaoma kani vanhu havachina moyo chokwadi

  • @petronellachiyangwa6766
    @petronellachiyangwa6766 10 หลายเดือนก่อน

    Mmmmm Mwari chengetai vana vangu vasaurawa nekuda kwemuvengi

  • @mildredjoni208
    @mildredjoni208 10 หลายเดือนก่อน +1

    Just imagining
    how baby shanty the pain she go thru until her last breath Mwari rava basa renyu pavo vaita varadzika mwana

  • @roselynrukainga531
    @roselynrukainga531 10 หลายเดือนก่อน +1

    😭😭😭😭I've been through this hamawee mwana anorwara arinani. Dai Mwari ava munyaradzi wedu chokwadi. Rest in power Shantel fight your battles. Haaa no mhani 😭😭😭😭

  • @shanegunduza1121
    @shanegunduza1121 10 หลายเดือนก่อน +1

    Ndarwadziwa hangu zorora murugare mwanangu shantie haa mwari pindirai nyika yazara huiipi😢

  • @nancyrimai1224
    @nancyrimai1224 10 หลายเดือนก่อน +2

    Nguva yekufirwa inguva yakaoma 🥹😭😭😭

  • @user-vu1dk7ey9x
    @user-vu1dk7ey9x 10 หลายเดือนก่อน +1

    😭Eish eish so sad mhani ....firo yacho kani veduwee for such an innocent soul kaa mmm kutonzwa hura wangu kurwadza shame fight them all little angel until they confess 💔

  • @PerseveranceMatsvororo19088
    @PerseveranceMatsvororo19088 10 หลายเดือนก่อน +1

    Ummm Mwari ndivo vanoziva havo 😢😢😢

  • @RumbidzaiGwekwerere-pe4rm
    @RumbidzaiGwekwerere-pe4rm 10 หลายเดือนก่อน +1

    Vanhu ngavasadaro zvinorwadza hama zorora murugare mwanangu

  • @HopefulWildHorse-jl1oz
    @HopefulWildHorse-jl1oz 8 หลายเดือนก่อน

    Eish Mwari munotipfuudzirei nepanorwadza moyo kudai 😭😭

  • @DianahSithole-un5ck
    @DianahSithole-un5ck 10 หลายเดือนก่อน

    Zvinorwadza izvi Mai Shanty mwari vakunyaradzei .

  • @Dorkie-pb5ou
    @Dorkie-pb5ou 10 หลายเดือนก่อน

    Misodzi yangu yaramba kumira...kuzvarira pasi here chokwadi..handingamboti kuronga kwamwari uku...Ngadzifare mhondi dzichiona vanhu vachichema kudai

  • @crispenmahachi4406
    @crispenmahachi4406 10 หลายเดือนก่อน

    mapurisa aya a very humane Big up

  • @BlandinaPanavanhu-pe1gq
    @BlandinaPanavanhu-pe1gq 10 หลายเดือนก่อน +1

    Mwari pindirai munyika medu mai Shantel nyaradzwai namwari baby girl rest in peace