Amnesty iyika ...izvezvi vakabudisa dhara rakaRaper mwana weprimary mujeri after serving only 2 yers ...whats that seriously....gore negore yangove Amnesty this Amnesty that ndosaka nyika yedu yakuita kunge South Africa manje ...vanhu havachina matyira munyika umu..nyika yaimbove safe zvaidadisa ....
Ku Zim chipombwe kufa ne demo or banga then South Africa pfuti or banga futi .......why kuzohurira pamukadzi wemhunu......before kunakidzana nemukadzi wemhunu make sure warambana then woudzawo wako mukadzi kuti wakuda barika ..mobvumirana......zivayi kwekutambira...kumudzimai wakagona kusayendayo wayifira isiri yako .be strong wochengeta mhuri yako...Gamba RIP..
Vaipeswedzera hokoyo nengozi. Makabatsira pakuuraya munhu.
Kumhondoro kune vanhu vane mari vanovaka dzimba dzakanaka❤
Isure ndokumusha kwangu bt mweya wekuurayana zvabatana nemujolo ummm Mhondoro yakutyisa
Mari hatina but tinoshingirira ne padiki ipapo
You shld see ther kitchens haaa vanogona zvavo vanhu ivava
Zvemnjolo muchazvirega
Zvakaoma vasikana.Kufa uchipondwa sure nekuda mjolo uine mukadzi kumba 😮
Mabasa erima.Vaishayeyi baba ava.
Ummm mhondoro this days chii nhai.
Chihure varume muchasiya chete...kufira mahara
Nevakadzi vacho ngavasiye Chihure
Regai zvifeee
@@maiyeukai9346 ngavapere vachiurayana ngozi dzichiwanda majeri achizara ndogwadzigwa moyo vana vanosiiwa dziri nherera chete nemahure iwaya nxaaa kuzvarira vana nhamo munhu funga vana usati waita mabasa erima
Mai Guyo God bless you 🙏
Ahhh nachando ichochi utonhorwe uchindodii kugerofurendi amai vemunhu ndovaifanorwa kuenda
I m in love with the song thanks u Dewmas media
me too, they sing better than most musicians
@@neverkabuku3015😊😊😊😊😊😊
Chihure zvinowanikwa asi musauraya munhu ingozi hombe mhepo inenge yakakupfeka inozoenda wauraya mumhu woshaya kuti waitei Hana yako ngairove ropa remunhu harideuki serehuku
Lets b loyal and faithful.#stick to one munhu.AHOYIIII
🥰🥰🥰
zvakaoma veduwee zvinorwadza, better kusiya munhu kana ahura pane kuponda now ngozi yapinda mumusha nekuda kwekutonga wega benzi
Ndato Shaya kuti zvirikumbo famba Sei ,nhize ,ndarwadziwa tichasangana ikoko Musimuvi.
Taking us to another level kuurayana kwanyanya chihure chanyanya mhosva inani vabereki here vasiri kuraira vana mweya yema nzinza here
Kumusha kwangu😢mhondoro Mati todiiko
Zvakaoma kumusha kwedu kwasimuka mhepo
Nyika yamira kuipa Jehovah titumireiwo Jona atiparidzire tibve muzvivi
Ngozi inodana imwe ngozi
Tragic & sad 😢. Am in love with the song though.
Mhondoro inenge nzvimbo yemhondoro saka mweya iyo yoita ngozi muvanhu. Nzvimbo iyi inoda Jesu.
Mhondoro dai Mwari airangarira .kna vechivanhu dai vabikawo doro midzimu pane zvayatsamwa munzvimbo 😢😢😢😢
No dzapata Inoda police base padhuze dzimwe imbanje dzavanenge vakarova
@@GeorgeRushambwe-ee6bb tozofunga kuti imhepo ka zvanyanya izvi
Very correct vakadzi vevanhu havabatwi unofa,it seems chindavata was a difficult man mkadzi nemwana vaiziva hunhu hwake kushaya shungu nemurume
Its so sad .....Mhondoro my home ground .....here veduweee zvakaoma ...zvakatoitka kuHood rnku
Zvarwadza hazvo baba Elder Abiya Chindavata chero dai vakadanana nemukadzi wemunhu hazvisirizvo zvaiita kuti avauraye Doubt atori nemweya uyo
Zvarwadza Mhashuyomurwere go well
Mhondoro ndokumba asi kurikuitika zvishamiso
RIP aChindavata and nematambudziko kumhuri yasiiwa. Some things just aren't adding up for me.
Mjolo uyanyisa shooo zvekutosvika pakufira mkadzi wemunhu hr veduweee
Mmm chibhishu ichi Dai vanhu varega hey apa kumusha kwangu zvonyadza
Drewmas media good work fambayi nematissue mopawo vanenge vachema vopukuta madzihwa nemusodzi shem may his soul rest in peace.
Mwari akaviga zvinhu izvi, kuviga chaiko. Agoti munhu pfeka panty ugopfekazve dress kurikuviga chete. Handi nyore kusvika pazviri. Kana wade zvekusvika make sure ndezvako.
True
Ndirikuuya gara muberere imomo.
mjolo song kkkk
Ko munonyengerei vakadzi vevanhu idzo mvana dzakazara kudai ifai nxaaa
Yaaah munhu usabata mukadzi wemunhu
Mangwana zvichakuwanawo
@@eddiezamba4356 tanga waroorwa wobvisa mari wozotaura izvozvo
Yees kuhura akudi nemukadzi wemunhu hura hako nemvana dzisina varume.....unofira mafufu sagonzo ,,gara muberere chindavata 😂😂😂
Zvabatwa nemadzitate guru emhondoro zvopfuka
Wosungwa hako nekuda kwehure,apa ngozi yava mumusha.Inga vamwe vari kutopfumiswa nemahure.Akatadza nyakuuraya.
Ko kungosiya mukadzi wacho kana ahura zvineiko pane kuuraya munhu
Mukadzi ndiye aifanira kusiya murume kwete kuita mashura uripamba pemurume
Varume havana kukwana muchaona rimwe richinopfimba mukadzi iyeye
Yuuu mhondoro yadeura ropa veduwe chii nhai😢
Asi chii nhai, kufita mukadzi wemhondi. Ndokusaka vadzimai vacho vakati hapana kwaari kuenda. Varume dzidzai.
Amnesty iyika ...izvezvi vakabudisa dhara rakaRaper mwana weprimary mujeri after serving only 2 yers ...whats that seriously....gore negore yangove Amnesty this Amnesty that ndosaka nyika yedu yakuita kunge South Africa manje ...vanhu havachina matyira munyika umu..nyika yaimbove safe zvaidadisa ....
Can't wait ko Sokostina nachihera vakaendepi
I miss Sokostina veduwee. Please come back
Anengozii murume uyoo,waakauraya pekutanga ndiyee akuto mushandisa .
Mhondoro yauya kushata,,, asi vanhu vari kupindwa nemweyai chokwadi
Drewmas media kuseri❤❤❤❤
Murume anenge achi cheater nemumwe murume here,vakadzi vanobvuma kunyengwa ivo vane varume ndivo vanora kuurawa,,
@@InnocentIncognito-ds4oe kuuraya ndokupenga ingoramba munhu adzokere kumba kwamai vake, vese vakadzi nevarume vacho havana kukwana vanoita izvozvo
@@cleofay9346 yaaa ndanga ndichitaurira ku crusher point yekuve one sided to say ndikokuti varume vadzidze ,,no , munhu wese anofanira kudzidza kuti hazvisi despite kuurayana,,asi kuzoti ndiko kuti varume vadzidze,kupenga futi ikoko
Mjolo kunana sekuru futi err.inga zvaane mweya wetsvina guys
Eish izvi zvinorwadza
Masinguru mothers kwange kusina hr nhy murume mukuru kuurayiwa pamkdzi wemunhu
Drewmas media ndinokutendai nebasa ramukubata
Mhondoro mhondoro mhondoro mapindwa nei chaizvo😢
Dzimu remhondoro ratsamweiko zvakaoma drewmas taking you to another level
Mkadzi wemunhu haabatwe imheni mjolo vanhu hamufanire kuchema
Nhasi nderimwe zuva Drewmas media taking us to another level
Mukadzi vacho akatevera mhondi yake iyo arikunofa
mkadzi ari kumapurisa akabatwa
@@cleofay9346 mukadzi haana zvake mhosva
@@juliaherbet2063 atori nayo ndiye honzeri yezvese ihure
❤❤❤ drewmas media taking u to another level 🔥🔥🔥
Rest in peace hire remurume mukadzi was right kuti handiende kana akatema nedemo Ari good chaiko hire remunhi
Anonyanya kuhura mukadzi aive bhoo kuti handiende varume dzidzai
Mama chindavata mwari ngavakusimbiseyi izvi zvakaoma
Aah vasara nrugare..dai ndaiziva kwavari ndaivapa mari yeparty mahure ngaafe..vakanzwa nekurwadziswa mai ivava
Mmmm mhondoro dzangova ngozi dzega
Drewmas Media taking you to another level
Nhai Mwari varume vachafa rinhi tizotore aaah
aideiko kumba kwemunhu usiku hwakadaro mukadzi wemunhu it's a no go area
Aiwa yangu seat ndatobata waiting
Mhondoro inemhondi kubva kare
Vaifanira kutonga kwakanaka. Kwete kuuraya munhu
Mhondoro Chigodora zvirikubvira
Ummmmm Mwari rangarirai wo kumusha kwangu , mhondoro yarema😭😭😭😭😭
Mubaira pamarani pangu
Kumusha kwangu drewmas kumhondoro chi chiri kumboitika mweya wacho wasimuka veduwee
Umm mhondoro kuuraya kwanyanya
Ku Zim chipombwe kufa ne demo or banga then South Africa pfuti or banga futi .......why kuzohurira pamukadzi wemhunu......before kunakidzana nemukadzi wemhunu make sure warambana then woudzawo wako mukadzi kuti wakuda barika ..mobvumirana......zivayi kwekutambira...kumudzimai wakagona kusayendayo wayifira isiri yako .be strong wochengeta mhuri yako...Gamba RIP..
But the wife is 100% correct kupi kwaaienda murume aurayirwa kunzenza RIP ibig lesson kuvarume vano cheater vese
If she is 100 percent paisafa munhu.Dai akangodzokera kumba kwavo dai pasina rufu.
Aaa 100 %kuuraya munhu hre mnje chaagona hapana apa ngozi ndoyopedza zvese
Lesson hayo asi Ngozi iyoyo ichapedza vese dzinza racho .
Yes she was right. Aita twake ndihombarume
Usandiona kunonoka ndanga ndichiuya
Sure murume mukuru kusiya mukadzi wako uchiyenda ku mjolo soja rafira muhondo ka ini ndirini mukadzi wacho handicheme kutambisa musodzi
Nhaka varume veMhondoro mochibata
Twumadhara utwu hatwuchadzwa aaa dhemeti
Haaaa avo vanhu avo chihure ndokwavo in that family nekwadzama ikoko
Vanhu havachatyi kuuraya chokwadi uuummm zvakaoma
Mhondoro yanyanya chii ingozi here
Ko sei vanhu vachihura ,mubairo wechivi rufu ,usanyenge mukadz wemunhu ,vakadz musahura
Chihure in any form chakaipa please. Musahure vanhu musahure ndapota hangu. Musahureba
Mhondoro yakagara yakadaro.
Zvino Zita rasabhuku rekuti tasv...a bhoo here..ndosaka kuri kuitika izvi
Vanhu venyika vapindwa neiko mweya wekuuraya wabvepiko
In love with the song ❤
It's sad. Very painful. Don't stay in problematic relationships. Waona zvanetsa siya hako pane kuita ngozi yokuuraya munhu. Surely hapana chaunobva. Ngozi dzakadai dzinozogoneka here?
Tru zvinorwadza asi hapana chaunenge wagona
Pakaipa shem
Mwanasikana akatora photo ane kahushingi kanotyisa #hunhu
Varume siyayi wife dzevanhu inga vasina varume vakawandisa
Hautadzire paden pangu
My every day song ...Sahwira woyeeee gara muberere🎉🎉🎉🎉
Drewmas media taking u to another level
Chindavati wakasangana nazvo ka....mukadzi wemunhu haabatwi...kufira mafufu segonzo zvako!
ndini ndega here ndaona kuti pamusha pasabhuku pakanakisa kudarika pamambo🤔🤔
Uuuum apa madzimambo anenge achishandiswa nezanu nxaaaa
@@gozos1552 kkkkkkk ndanyara nekushamiswa zvese, asi dzemamwe madzimambo dzakanaka wani
Vanhu ava vakabudiswa mujeri vasati vadzidza vachisiya vanhu vari kupika vasina mhosva
Ini ndakazvisiya Mhondoro iyi😂 iye zvino ndatokanganwa kuti Mhondoro papi chaipo😂
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Kuseka nhamo kunge rugare... Zvakaoma
Kkkkk kutopenga mhata yako kowadii kungonyarara
Kanti akula bomazakhela yin labafelwakaz
Mubairo wechivi Rufu😭😭😭😭. Hakuna munhu ahurirwa anoenda kwabatwa murume wake or mkadzi
Why not..i would go and see for my self
Its sad kuti varume varikufira vakadzi vevanhu yet masingle Laddies akazara 😢
Zvakaoma mufunge varipabasa rekutouraya dzimba dzakamira varume
Zvakaoma mataura asahwira bcz we share names 😊
Masingle ladies varikuparadza dzimba dzevanhu everyday...mahure ese ngaa fee
Chokwadi kutiza vakadzi mudzimba chokwadi muchinofira kusango, varume musadaro 😭😭😭😭
Varume murikupedzana pachenyu unosiya mukadzi mumba uchinonyenga mukadzi wemunhu ma single azere ayi surrender
Tirikufarira music iyo drewmas media
Vakandirwadzisa baba Vangu 😭 ...zvisineyi zororai murugare
Zvanyanya zvekupondana izvi kumhondoro mweya wapinda muvanhu waipa
Zvakaoma zvaakuitika munyika medu,mweyayi wagram vanhu veduwee,Drewmas take us to another level,this is sad kuponda munhu hakuite
Hurai mufe
Kufira kuhure chokwadi varume murikudzidzisei vana.Perai kufa tizorore
Kumusha kwangu ikoko ndarwadziwa