Imi mdara kwanai, those 2 two man havana nyaya, family yemukadzi should pay chiredzwa. Then paroora the man who raised mwana should get large sum of roora. DNA should be done first in order know the true identity of the child then change of birth certificate. @22:19 the man who raised the child admitted to knowing saka why shift blame. Hamunyari kuvharavhara nyaya hanzi hatidi kuvhura maronda, apa the truth has to be said.
Uyo Archibold ari kuwomesegwa nekuti haazivi mashoko (chidhakwa chaicho). Otherwise, panyaya iyi ngaangonyarara asiye zviripo izvozvo zvakadaro - asi kana ari iye avakuda mwana sitereki. Kureva kuti ava kudavo kudya pamwana iyeye; saka ainyararireyi for 24 years kana aiva nerudo nemwana wake?
Unedambudziko City of Harare be Bulawayo are both under opposition but are administered differently ,same as chiefs their appointment is not Zanupf based go and learn the process. If the chief is incompetent ,is a dunderhead he is as an individual. One does not become smart due to political affiliation no science has proven that,but those are personal attributes
@dorothymtetwa uri ryt apa parikungoda DNA apa nothing more pakaitwa fraud apo Murume akachengeta mwana uyo irema aizviziva kuti nhumbu haisi yake from the word go but akangoita ruching chete
The lady is the one who is wrong this guy he didn't know that he had a child only to know he got a child but is not fair shuwa it was not his fault please
Archibold abatirirwa. Akashaiswa mukana we kufara nekuoona mwana wake achikuru amaiguru vachiziva chokwadi. Kuva baba kufara nemhuri yako kwete kungotenga chikafu. Archibold aifanirwa kuripwa kwete kuti iye aripe. Anoripirei. Haana kuramba kuchengeta mwana wake asi ana maiguru vaka vanza mwana
Dare rese ririkudzidziswa chivanhu na Dread. Useless Chief. Kana varipisa Dread chiredzwa they must also charge baba vakachengeta mwana. Tezvara ndivo vanofanirwa kuripa varume vese
30×$3.0=$90 $90×12mths=$1080.00 24years ×$1080.00=$25920.00 Total raising Amount Archboad must pay $25920.00 This is only food what about cloths ,school fees ,hospital bills ,accommodation etc $1.5 is nothing wangu
Iwe mambo usatijairire hantika. Chibhakera ndechei? Chiefs must be non-partisan. Apa mogarisa vanhu mudhaka pasi muvhu chaimo. Musadaro. Kuvamutongwi hausi uranda.
Uyo anenge Silent Killer angade kuderedzerwa 1500us kuchengeterwa mwana kubva iri mimba ine mwedzi kusvika mwana ava ne 24 years, hatitii mwana aidya chikafu che 1us pazuva . Pagore 365us then times 24 years plus hembe ne school fees. Vanomonereiko misoro kana vasina mari nxaa 1500us ishoma sterek iyo
Imi mdara kwanai, those 2 two man havana nyaya, family yemukadzi should pay chiredzwa. Then paroora the man who raised mwana should get large sum of roora. DNA should be done first in order know the true identity of the child then change of birth certificate. @22:19 the man who raised the child admitted to knowing saka why shift blame. Hamunyari kuvharavhara nyaya hanzi hatidi kuvhura maronda, apa the truth has to be said.
Chidare Ichi mahumbwe chaiwo.Uye varikutora news ndanamafikizolo Havana chavanoziva at all
Vane mhosva ndiamaiguru nemuningina wavo uye murume wemukadzi anofanira kumhangarira tezvara vake kuti makandipa mukadzi ave nemurume
With Due Respect... Mambo need some lessons from Chief Chigodora or Chief Mutasa. Mukadzi nyakukuromora haasi kana kuiswa munyaya aah
Uyo Archibold ari kuwomesegwa nekuti haazivi mashoko (chidhakwa chaicho). Otherwise, panyaya iyi ngaangonyarara asiye zviripo izvozvo zvakadaro - asi kana ari iye avakuda mwana sitereki. Kureva kuti ava kudavo kudya pamwana iyeye; saka ainyararireyi for 24 years kana aiva nerudo nemwana wake?
Chief DNA first
Very good idea but who will pay because kana mwana Asiri wake why should he suffer
The issue is not the man vakadzi vari two ndovakaronga nyaya and deceived both man as such the woman are responsible for paying damages period
Vakadzi hatina zera navo. Dai DNA yave compulsory bcz zvekudai zvine makuva
Dread murikumubatirira hamuna zvamunoziva maida kuti aite mhirizhonga here pamba pevanhu munhu atorwa
Mic iyo ingoisai pamunhu one mobva pamberi apo
This man akazoziva kuti mwana haasi wangu now now 2022.Secrete iri pana sisi nemunin'ina.
Haa mukadzi ndiye anemhosva
Chief is not fair.They are looking at one side only. Murume akanyimwa mwana.
kuenzanisa nyaya kunonetsa shuwa... iro rume rakapatiswa nevakadzi avo bt zichief iro harisikutonga vanhu vanenyaya, ungabhadhariswa mombe 4, kutoroora kauku
Ehe ukazvara mwana unoroora , ikapera iyi ichapinda imwe tezvara vachida pfuma yavo kuArchbold ndoochivanhu chedu .mombe yaamai chaiyo nedanga rababa nekuti panemwana , kunyange zvake haazobvise seuyo anenge akagara nemukadzi , 1 500. Ishomamesa
DNA is the best solution to establish paternity to prove who is the alleged father of the child.
Wozouya 24 yrs school fees yapedza kubhadharwa
Ma chief anopinzwa ne back door ne Zanu PF hapana zvozikanwa
Wataura chokwadii chemahara
Ukangoona papindira Zanu zvatodhakwa
Mkadzi arikungochera chera pasi achiziva zvake chokwadi 😂
Unedambudziko City of Harare be Bulawayo are both under opposition but are administered differently ,same as chiefs their appointment is not Zanupf based go and learn the process.
If the chief is incompetent ,is a dunderhead he is as an individual.
One does not become smart due to political affiliation no science has proven that,but those are personal attributes
@@Countrychoice253wataura chokwadi
Zveumambo ndezvemadzinza nemhondoro
There is nofavouratism
Ukabiridzira kutora hushe husi hwako unotobviswa chete
Hudofo hwavo ishe avo
Zvechiredzwa haxvisi zvemacosts
Chiredzwa igaroziva kuti imombe nembudxi yemunongedzo
Ngaaite appeal kwamambo ari pamusoro
Ko mai namaiguru havaripiswiwo hr kugara vakachengeta chokwadi for 24 years
waiting
Archboard nzwisisa mombe 4 ishoma zvekuti pakuchengeta mwana 24 yrs usajairire vamwe kudaro bvisa mombe usadaro mhani .
Maiguru muri benzi tibvirepo musaroverere Archboad makadii kuendesa mwana kuna baba vake dai pasina zvese izvi nhasi
Chief wapotsa nyaya, havana kubata dzinde renyaya chaiyo. Hongu munhu ano ripiswa asi kana mukadzi apa munhu meana asiri wake, ndiye ane mhosva. Tezvara vaifanirwa kusungiswa ne mukwasha akapihwa munda wakarimwa kare.
Maka kikiswa bhora risina mweya mukaroora mvana semu sikana.
Chief wapotsa nyaya, havana kubata dzinde renyaya chaiyo. Hongu minhu ano ripiswa asi kana mukadzi apa munhu meana asiri wake, ndiye ane mhosva. Tezvara vaifanirwa kusuniswa ne mukwasha akapihwa munda wakarimwa kare
Ha mambo ne team rake vakadhakwa varume havana mhosva ava nxa
Archbord akatorasikirwa nebond avekutoda kutangidza kuumba biological conection nemwana avekumurume.
Archbold kana uine access yekuona comment yangu pindura pano, nekuti unofanirwa kuenda kumaDNA ndingatokubhadharira zvangu kuti uzive chokwadi nekuti icho chinonzichimambo icho chatadza kutonga. Iwewe hapana mombe yaunofanira kubvisa apa nekuti hauna mhosva, vakatambira mari yekuroorwa kwemwana wako (ndokunge ari mwana wako) iwe hauna kana kupihwa cent zvaro. Ende hauzive kuti mwana wacho ndewako zvechokwadi here kana kuti kwete. Hapana kwatiri kuenda senyika kana izvi zvivanhu zvinonzi ana mambo zvichitadza kutonga kudayi. Ndashatirwa unoziva, kundipisa hasha.
Tseki
@@BarnabasFavanhuRwodzi Saka chawawana apa chii? Chawa pedzera data rako apa chii? Unongoriwo samunge munge zvako, dzvinyu risina mbava.🤣😂😂
Ndobvumirana nemi vanofanirwa kubhadhara marerwa ndivana tezvara kwete achifordy
@dorothymtetwa uri ryt apa parikungoda DNA apa nothing more pakaitwa fraud apo Murume akachengeta mwana uyo irema aizviziva kuti nhumbu haisi yake from the word go but akangoita ruching chete
@@leeroy583 ichokwadi chaicho dai ndaona nmber dzewe kuchengeteswa ndamuti ngakwirire vanatezvara dare nokumuchengetesa mwana asirivake
Mambo mhosva ndeyamai vemwana nasisi vake,ndovanofanirwa kubhadhara chiredzwa. Kutonga kunonetsa. Mmmm kuchengeteswa mwana kwe15yrs yoh maiguru nemunin'ina wavo kana kuuraya munhu vanouraya secret iyi haina kunaka,shuwa umwe murume ochengeta mwana asingazive
The lady is the one who is wrong this guy he didn't know that he had a child only to know he got a child but is not fair shuwa it was not his fault please
I was following the last story mambo ava avagoni kutonga zvachose nyaya avagoni kuteerera muno ramba muri opposite ne story why
Aaaaaa mambo ngavarege kutonga ava chii ichochi
Vatori venhau pfekaiwo zvakanaka pamberi pematare kwete kunge mukorokoza pamberi pamambo nevanhu ndatenda kunyange rebasa ramunoita
Mmmmm baba vane yellow ndovega vanogona kutonga uyowoo akutongataura zvirimusango
DNA
Ane yellow anotonga zvakanaka mudhara uyu
Kutaura chokwadi varume vaviri havana mhosva mambo matadza kutonga apa vakadzi ava ndivo mbavha dzevanhu Nana atezvara
Imi varume zivai kuti mwana anekodzero yekugara naamai vake and imi mukada kukudza misoro isina chinhu.ko iwe wakambotorereiko munhu wemunhu usinyanya.Archy anofanira kubvisa mbudzi.
Vakadzi ndivo vanemhozva sei makazoti ndiye baba
Jar haana mhosva
Munhu akachengeta mwana ngatobhadhara mombe dzeupombo akatora mukadzi vemunhu
Archibold abatirirwa. Akashaiswa mukana we kufara nekuoona mwana wake achikuru amaiguru vachiziva chokwadi. Kuva baba kufara nemhuri yako kwete kungotenga chikafu.
Archibold aifanirwa kuripwa kwete kuti iye aripe. Anoripirei. Haana kuramba kuchengeta mwana wake asi ana maiguru vaka vanza mwana
John akaba mwana uyo, vanemhosva, dare rinodzvanyirira mukomana uyo
Mambo siyai basa hamuzive zvamotaura regai kumanikidza munhu zvaasina kutaura
Zvekutonga zvine zvipo, mambo avo kutonga chaiko zviri kure navo, havatogonene zvachose
Kutonga chaiko group yese iyi haigoni
But dzimweni nguva vakadzi munehutsinye usingaite, kuroya chaiko uku 😢
Dread itai zveDNA mukadzi uyo dzinenge dzisimo plus chiredzwa patsika dzedu imombe even wakaita zvidhafu sei
Plus Archbold anofanira kupiwa mari yakaroorwa mwana wake
Haaa vakadzi vane hutsinye big time...24yrs uchichengeta mwana
Zimambo iro iduzvi tseq mhani sly musatipe nyaya dzinonyangadza hawagone kutonga dna first nonsense
Plot twist.... Hapana baba vemwana pavarume vaviri ava. Kkkkk. Tinashe Mugabe to the rescue......
Asi murume arikurudyi rachief aneshirt yeyellow ndiye ataura zvine musoro.
Mambo ava soo haibo ndaenda kwaMutasa zvangu ini
Dare rese ririkudzidziswa chivanhu na Dread. Useless Chief. Kana varipisa Dread chiredzwa they must also charge baba vakachengeta mwana. Tezvara ndivo vanofanirwa kuripa varume vese
Tezvara, maiguru namainini ndivo vanofana kubhadhara Archboad. Chief avo zidofo, vakabva vanenge vatogonesa. Chief vakuda kungovharira Archboad. 1.5 yakawanda pakuti ipere pa3 months idzo. Panowanikwa mari pakasiyana. Chief avo vanenge vasina kunyatsoti ooo. Very soon vanenge vakupenga, kutomhanya bani chaiko. Shit!
Mambo avo pamwe nemakurukota avo madofo ekupedzisira
Munhu akatora munhu anemimba plus akasvika pakukura achizvishandira
Mkadzi akavanzira murume
Madhaka chaiwo
Mambo apa paitoda DNA first musati maita handover mwana please
Murume uyo ngaatenge aenda kwatinashe mungambe
Musatore masides imi machief tongai nyaya sezvairi
Mambo nedare rake havagone kutonga.
Archboad hana mhosva mainini ndivo problem.mambo hamusi kuwona akakonzerasa
Ashdod haana mhosva tezvara nevanasikana vavo ndomatsotsi vakavanzira pavari
Ava vana mambo havagone kutonga zvachose dai vari mambo mutasa
Mwendamberi hakuna mberi kwavavoenda Ava
Vane yellow vanototonga kudarika Mwendamberi
Vakadzi inyoka ndozvakaita Eve
Mahumbwe aya
Ava mambo kutonga havagoni havo ,dare ravo kazhinji rinodzvanyirira 😢
Uyo arikungo famba famba ngatsvage chema kumbo chiya
30×$3.0=$90
$90×12mths=$1080.00
24years ×$1080.00=$25920.00
Total raising Amount Archboad must pay
$25920.00
This is only food what about cloths ,school fees ,hospital bills ,accommodation etc $1.5 is nothing wangu
Iye aishanda pamba unoiziva here life yekumusha haudyi sadza usina kushanda
Mudhara ane shirt yeOrange uyo anoziva
Dare iri ndere kupenga chaiko mhosva iri Pana mainini naMaiguru I hate zvimatare izvi
Tangai maenda kumaDNA
DNA tests needed 😂😂
Mukadzi uyo ipfambi huru. Why akaenda kune mumwe muru.e nemimba yaArchibold.
Vana tezvara vakaita hudyire
Benzi rsmambo haugone kutonga iwe
Dare harisi kuona kt mkadzi ndiye akaita problem ko pamwe haasi wake
1.5 itori shoma iyi
Dare iri rakadhakwa zveshuwa! Kana munhu azvipira kutora mwana wemunhu kuita wake (adoption) panozodiwa chiredzwa chipi? Hakuna zvakadaro! Iwevo kana wabvuma kuti mwana wako aadhoputiwe hausisina ruramiro yekudya roora remwana iyeye or what zvauchagona kubvunza panyama (zvingatongotaurika spiritually, i.e., kana midzimu yada kurwa yoga).
Mambo havagone kutonga ava
Dare renyu mutenge maChairs pamari dzamunoripisa vanhu haikona zvamunoti onesa izvo kunyange mucourt tine zvokugara.
Mahure ndozvaanoita
Tezvara Havana mhosva mukadzi uyu akatizira sexvinoita vamwe but aiziwa chokwadi ndi maiguru nsmainini uye achibold Saka ngaabhadhare murume na tezvara vskavharirwa kunze
Iwe mambo usatijairire hantika. Chibhakera ndechei? Chiefs must be non-partisan. Apa mogarisa vanhu mudhaka pasi muvhu chaimo. Musadaro. Kuvamutongwi hausi uranda.
Ndekupi kunotongwa munhu arimuchair
@@saifmurehwamatangira9630 watch chief Mutasa, Makoni, Nyamaropa courts. The list is endless wangu. Only that court inotonga vanhu vakagara muvhu.
Mutemo wechiredzwa imombe pachivanhu chedu
Haaa dare rakadhakwa iri
Akachengeta mwana ngaaripwe nedivi remkadzi muridzi wemwana ngaabhadhare ma damages kunatezvara
Saka vakanuroodza vachiti musikana here kana semukadzi akatenge ambove nemurume pane nyaya hombe nekuti anatezvara vanofanira kupinzwa mukati nekuti mukadzi achashaya rugare nemurume wake kuti vabereki vako vakandibatira
Dna chete
Baba vane yelo avo useless ngavanovhiya mbudzi
this chief is so annoying the guy arikuti maiguru waripo but he seem not to entertain him? kungorebesa nyaya pasina
DNA first chief musadzungaira apa
Go for DNA
Zvakasiyanei nekuwana mukadzi ane mwana wake.Akatadza mukadzi uyo,zidzoro.
Nhym ndekupi uko ndizoitq chief hangu . Ahhhhhh baba avo vakarembedza tie dai varivo chief zvaive nani . Vanotaura zvobatika. Murume uyu akatsotswa nemkadz nana tezvara. Nyaya iyi enda kwachief Mutasa
Uyo anenge Silent Killer angade kuderedzerwa 1500us kuchengeterwa mwana kubva iri mimba ine mwedzi kusvika mwana ava ne 24 years, hatitii mwana aidya chikafu che 1us pazuva . Pagore 365us then times 24 years plus hembe ne school fees. Vanomonereiko misoro kana vasina mari nxaa 1500us ishoma sterek iyo