Pane zvinhu two zvandaona pamwana uyu. 1) dai asina kupinda mujere dai ratove rombe rekupedzisira nema drugs 2) chamba chichiri mumusoro kana kuti vari kurova mujere imomo
Uuuuum mamwe ma judge so ten years dzeiko munhu 16 vakupenga nevakadzi plus vabereki fungai ramangwana ikozvino mwana iyeye hachisina direction zvachose
Guys vana vanemisikanzwa ava especially kana arimukomana akanonyenga zvasiyana nemusikana wekuti anenge anyengetedzwa. Vakomana vanenge vakutoda kurara nevakadzi.
Musatuke munhu iye Mwana iyeye idaei kune mai ivava Vana vemazuvano vanoda zvinhu 2 munorara mu1 room nevana saka vachiita musikadzwa sorry kana ndakutukai
Thank you mkoma Tapfumaneyi,mune sociology ne psychology,you boost morale and lift one's spirits
That's how an interview should be conducted... openness and skill in questioning. May other interviewers learn from this.
Yhoo Robert. The way you explained and sold the idea of what the people do inside there. I am tempted to enter those facilities.🤣
😢ndabaiwa moyooo ,pamwana dai ayindawo kusina vazukuru vakawanda chokwadi ,ndadzidzawo zcehuku kusatozvifnga dzosvuugwa muromo,she is beautiful
God will help her. Vanhu vese ndevaMwari nyangwe vari vakatadza
Be strong my dear you learn a good lesson God is with you one day your life will change for ever
A God of perfection will be with you
God will bless you more my dear sister we all make mistakes no one is perfect
Mwana akanaka uyu
Sorry mwana wamai vangu hapana zvatingazviitawo tirikuno South Africa tirikutambura but Walter arikuuya weekend kuzokuona😭😭😭😭😭
Shame, dayi Mwari vakutopafadzayi upenyu ureruke mubatsirewo hama yenyu.
All is well
God is with u dear don't wry zvichanaka chete
Taikumbirawo rubatsiro dei taiwana zvedu Loya zvaive nani taingoti padiki ipapo nhai mwari
Kwamazungunye kumba kwedu😢😢
Murikutaura nyaya yemukadzi koiye mwana wacho arara nechembere ngani
One
i will get with you in december i will bring my gifts
Thank you ❤
Hakuzi kwavakuda kunyengerera Garo here uku.
Manje wairasa ndokutangira
😂aikaka
Mwana akanaka hake uyu good luck boys 😅
@@lisbonnyakudyara4629 😅 Nhy imi kkkk
Don't worry my sister. Chakaitika chakaitika jere rinopera
Mkuru presenter makachi master chiGame chema interview, very very good
Dzidzisai sisi vanomboita vaya bcz pachiri nebasa
Mungatoti ndawana mukomana kureva mwana ane 16 years shuwa ,makakwana here mbuya imi
get away iwe hautadze here ? are you jesus's wife
@@gilberttech6376 handitaure mafungiro ako wanzwa tsotso
@@mangenjedorothy8257 uri dofooo wakapusa
Why is it not called rape....dating a 16years old boy...
Its rape call it for what it is
Pane zvinhu two zvandaona pamwana uyu. 1) dai asina kupinda mujere dai ratove rombe rekupedzisira nema drugs 2) chamba chichiri mumusoro kana kuti vari kurova mujere imomo
Very sorry mwana wamai zvinowanika mulife😢😢😢
She was a free spirit
Hi Mr Tafumaneyi. Ndinokumbiravo ma details "aModerate " surname neku prison kwaari... Thank you Sir.
Neniwo Mr Tapfu
Ndaona sepakqnzi Shurugwi female prison
Shurugwi female Prison is where she is . For further details call Silvester a Tapfumaneyi +263 773761800 .Thank you
Thank you nebasa ramuri kuita rakushanyira vasungwa
So beautiful and sad story
Bhuti wemnhu varimuharare endai koona sis chero vakapara mhosva inonyadzisa
Ndarwadziwa munoziva dai Mwari vamunzwawo
Intelligent woman kusiira chikoro panziira nekuda kwekushaya kunodzosera shure saa ndasiririswa
Very sorry. Shinga remain focussed on your passion zvinoita
God protect my boys
Haiwo kunzwira bhishu iri tsitsi.hanzi kudanana nemwana ndaisaziva kt imhosva
Besides kuporonga kwaakaita, I like hangu kureruka kwaakaita when narrating. Kwete vamwe vanoita kunge kuda kunzwirwa tsitsi.
Babie rakanaka regai kamupfanha kazare akoo dai ndinemari ndamubudisa ozoita house girl kumba kwangu
Dai vehama maita kuty musikana akwanisa kuonawo mwana wake , we all make mistakes we should forgive nd forget about the past n move forward
Zim drug abuse situation is at another level
Vanhu dzikamai mhani munhu anouya kuzonyenga anorhepewa here kana vanhu vakzvara benzi ravo ngavaite mushe bcz benzi ravo iroro rinonyenga chembere harisati ratanga kupinza mwana wevanhu mujere nekuda kwemarara iwawo vangani vana vane upenzi hwakdaro 27 years atori mwanavo weumwe mubereki haana kumbokura utori mwanavo akashaiwa dzidziso yevabereki vake Mwari ngavamubatsire azotangavo upenyu hwake patsva ivavo vanotuka vanoshuta mafirimu mahombe kupfuura apa hapana rape yaakaita vanhu ngavadzidze kudzidzisa vanakomana vavo rape munhu anenge azvimanikidza pamunhu uyu akashaya mumiririri chete
Anyone below 18 girl or boy Musgrave navo mutemo until imhosva a crime is a crime
Its not chihure or kusaziva its RAPE aka SEXUAL ABUSE!!!! She deserves to be where she is, dai ari murume vanhu hamaiti chihureba
Vana vemazuvano havana matyira wangu akazviita kutodanana nemukadzi wemunhu ini ndakangonorova mukadzi wacho aah kutoona ukasungisa munhu ko mwana waanaye mudiki
Uuuuum mamwe ma judge so ten years dzeiko munhu 16 vakupenga nevakadzi plus vabereki fungai ramangwana ikozvino mwana iyeye hachisina direction zvachose
Siyai vana vakure girl/boy
To who can I send the assistance hamuna kuisa fon # Mr Tapfumanei,mmm I have been touched
+263 773761800
Guys vana vanemisikanzwa ava especially kana arimukomana akanonyenga zvasiyana nemusikana wekuti anenge anyengetedzwa. Vakomana vanenge vakutoda kurara nevakadzi.
Ko sei amai vanodanana nemwana mudiki vasiri kusugwa
Mbuya iye nhai nhai
Mwana mudiki ane 24 yrs 😅
😂😂😂😂@@maviskaseni
Because he is way above the age of consent
24yrs watoobaba kkk not underage
❤
Musashora nekuti mukadzi ,varume wangani varikurara nevana vari under 18.
zvese zvinosemesa
Shallow reasoning...
Tinovashorawo varume ivavo
Taura hako
Ska tonyarara cz kinebarikubhaiza😢
Heartbreaking asi ndiye upenyu
Mama vee STILLETO the story is devhasting ..ndayinzi MAMA 😂😂
I'm very sorry my dear we all learn from our mistakes, don't do it again
She looks older than 27. Denho wakadzokera Grade 7 wayitobuda ne degree rako
Older or younger than 27
@@nyashabuwerimwe-sw6qu make your own judgement
She looks very young 😢😢
@@EvertonSibanda-vh5gs good observation
She looks very young natural beauty
Mubvunzo yko sly ndeyekushaya ..aka ka channel ndekekumama
Uchadaro uriwe wazviitira mubrain dzako
This is the biggest online news channel in Zimbabwe nekuhumana ikoko😂😂😂😂😂
Mmmmmm zvakaoma shuwa mamo
KuBulawayo kana urimu shona vanokurova ma Years akawandisa ,10 it's too much
Ko arikuti ane 27years howcome🤷 akadanana nemukomana ane16 and she was 27 now aane 2yrs arimujeri
Sister makaipa
Aaaaah kumwe kufunga so munhu 27 kudanana ne16yrs apa une murume futi aaaaah mademon chaiwo huye bodoooo ndoosaka waiputa mbanje brain hadzishandi nxaaaaa
I blame mabrijo😮
Ko ita sey maBrijo
Waitorova mbanje uyo ,anga atori nekachi i don't care
😂😂😂😂😂 vanga vkarohwa sisi
Am sorry Sister
Why sorry handiti akaita rape plus drug taking
Aaaaah. Chamba munhu wechikadzi yaaaa pakaipa. Chamba apa wakaroorwa. Aaaaah yaaa pakarema.
Mwari , ngaatungamire mhamha , yekuchurch kwake nerudo ravo
Taura hako wangu but majajiro anoyita vanhu kaaa
Zvakaoma hazvo veduwee😢
Imbanje idzo 😂😂😂😂
Kushaya zuvo rufu,, rehabilitation ndiyo yoga ingatomubatsira
Vana vamazuvano rukono muchembere havachabviba
Komurume akatii kudii ndanzwa sekuti vatii ndaive mukadzi wemunhu
Mmmmm sisi 16 makazonyanyawo kani worse kurara naye unopenga chete ungateerere mwana ane 16 telling u kuti wakanaka dai wakatopihwa 20years
Kkkkk ma 16 years awa
Akaromba mubhurukwa kudarika isu
Haaa ishamhu kubva kuna Mwari , kusiya murume mumba uchinobhinya vana . Mhepo dzacho dzinesimba
😂😂 i like the way she is nararating her story unotoseka usingade 😂😂😂
boyz dze new curriculum
Ndoskiri remuma base embanje munhu wese munemaenzana kkkk
Manje mwana ane 16yrs aikupa mari hre ityai Mwari mai imi
Asina kumbobvira atadzira Mwari ngaatore ibwe atake
@@GodfryChibaya ehwoyi deputy vaMwari
@@GodfryChibayazvikupinda papi?
@@Madzivas ipapo pakuda kuzviita setisingatadzewo
Haaa Moderate wandinyadzisa zvatiri veBikita tose wanga wapindwa neyiko nhai chinin'ina
Mhepo dzakasimuka, ndyp Patie
Siyanai na modeh veduwe mhosva inoparwa nemunhu haiende pamuti veduwe chimuregereraiwo
@@GratewinMbundire kkkkkk okay tamusiya
@@ernestshonhai1132 ndiribhoo dear uriseivo
04
How can parents allow children to work
10 years dzakawandisa...very unfair
Eish pakaipa
Nhamo yakashata veduwe ummm ndiyo yakapinza mkadzi uyo mu jeri
Now ane 27 meaning, kuti paakaita mhosva aive ne25years
16 years here nhai mother
27 years. Ummm wakazozvinyanyawo. Under age iyoyo yaikuchengeta here
Srry modarate ihope wadzidza
5 minutes Sexual encounter = 10yrs in Prison
5x2 minute noodles =10 yrs
Manyenga Mwana kusanyara kutaura munhu ungavhurira Mwana ane 16 years sure kuroya chaiko arivako unonzwa cy
Ummmm sisi ava vayishandisa mushonga ndosaka mwana uyo akazomupfimba 16 year yeah inzo mbanje idzodzo ndodzakamutuma zvisina bsa saka nhasi ndezvipi kusakwana
Home gero kunonz kwaMazungunye
Hama yangu Siya Mwana Ari kunamai vako chero vane nhamo but vanomuchengeta...how can you trust mutorwa pamwana mudiki akadrero nhaiwe
Kana nanhasi hausati waona chiedza nekuda kwekutaura kwako mwachewe.
Tarisa kudenga ndookunogara Mwari kwete pasipano.
Mataurire ake kuita mbanje chaidzo
Simbi ye basa kudhasharara makumbo senge mabhora oda kuputika
😢zvakaoma
Pfungwa ndedzekuroorwa chete
Muriwo uyo
Amai ava ngavapike havo mhosva dzavo mwana mudiki nechamba
Havana kunyengwa vakavhevhetedza mwana
Plzzz people out there musanyepere chamba .. yaaa maybe mamwe madrugs Ana guka but chamba musachinyepere
Its obvious
She's free spirit
Vana Wasu, chihure kani manyanya. Kwesekwese kwamuri pasi pedenga, munohura. Chiiko nhai?
Bikita haasi vana wasu
Haasi Wasu muvhitori uyoo
Dzine nhema idzi 16yrs old ayishanda nekubhadhara rent haiwawo 🙄
very sorry
Mbuya imi tsverukai mairara nemwana Ane 16yrs imi muone murume dhemeti ,Saka mwana aive nemari here
Musatuke munhu iye Mwana iyeye idaei kune mai ivava Vana vemazuvano vanoda zvinhu 2 munorara mu1 room nevana saka vachiita musikadzwa sorry kana ndakutukai
Yaaaa ndodzinwe nyaya dzokonzeresa
Mataura chokwadi 😢😢
Ko sisi ava sei vachingoda vana vadiki kwavari murume wavo ayiva mudikj kwavari kozoti chimwana chakazovapindza mujeri channa ummm amheno
Anditi ndimi mova nyengedza muchiti love haina age
😑😑but wanga une murume futi ,pikai Jeri renyu amai
Ko kubva afanana naRobert Tapfumanei wani
They are brothers
Chero nevoice@@ronaldmafoti7979
Ini nguva yese iyi ndaingofunga kuti munhu 1 😂😂 ndakatozozviona musiuno mavoice acho akatofanana
She sexually abused this young boy arh nhai omg. Shuwa why.
Ama2000
Mubairo wezvivi rufu