Chief Bushu nemakurukota enyu munogona zvinonwisa mvura. Mune ruremekedzo uye ndinonyanyofarira kavhunziro kamunoita kusvika tose tawona pane nyaya chaipo. It's all because of your exceptional questioning skills and your ability to actively listen to both sides. I have learnt a lot from your court sessions.🙏🙏🙏
Chief has respect.He says baba or amai.Kwete zva chief Nyamaropa,Makoni,nekamwe KaHeadman kemagirazi.Munhu wese anongonzi iwe.Madzishe should lead by example not kuita zviri against tsika nemagariro edu.Well done Chief Bushu.Nyasha dziwedzerwe!
Murume haana mhosva uyo sei muchikurudzira nekuvaridzira vakadzi , murume wese chinhu chake chinosinuka kana asinga rware kana akaratidzwa kuti huya udye saka sei muchioa varume mhosva kuti abhinywa here
Mukomana akahurirwa uyo kwaurindoti i am so sry my brother zvorwadza zvawakaitirwa nembwa yemukadzi iyo but chimusiya uyo bcz mangwana uchazozviuraya or uchazomuurya neshungu
Chief you're wasting your time here, these two are not going to stop their shenanigans. Let them exchange wives once and for all. It has always been a mismatch
mukadzi uyu anonyepa zvakapusa, two times caught redhanded achiregererwa, i think muchinda arikufarira kuvhevhetesa mota yatezvara pamusoro peupenyu wake
Sly please check on your sound projection especially the indoor court sessions .The noise from the people in attendance is more audible than what the complainant's n accused's voices
Mambo munoziva Basa renyu rambai makadero you judgement is very reality rambai makadero mbende ngadzibudiswe pachena hama this is good work chief
Haa dare iri ma1.Sando dzenyu mambo ne makurukota enyu💪💪💪
Chief Bushu nemakurukota enyu munogona zvinonwisa mvura. Mune ruremekedzo uye ndinonyanyofarira kavhunziro kamunoita kusvika tose tawona pane nyaya chaipo. It's all because of your exceptional questioning skills and your ability to actively listen to both sides. I have learnt a lot from your court sessions.🙏🙏🙏
Chief has respect.He says baba or amai.Kwete zva chief Nyamaropa,Makoni,nekamwe KaHeadman kemagirazi.Munhu wese anongonzi iwe.Madzishe should lead by example not kuita zviri against tsika nemagariro edu.Well done Chief Bushu.Nyasha dziwedzerwe!
Ichi ndochokwadi
Ayiwa ndobvumirana nemi ipapo....and dare ra Chief Bushu vakadzikama ......... Keep it up Chief Bushu ne dare renyu👏👏👏👏👏
Chief Nyamaropa is very rough. Vane dzungu nekuzvikudza too much.
True especially kemagirazi
Chief nyamaropa vanondisvota zvangu vane pride yakanyanya,vanogona senge ndovega vanofunga kudarika munhu wese
Dai varume taiziva kuti kuhura kunodhura, kunoti kupedza mari koti kupedza hutano koti kupedza simba kushaya mano.Kuhura nemukadzi wemuvakidzani wako kushaya hunhu nxaaaaa.
Aaah kuchine varume vakadai kudamkadzi ambohura nxaa
Murume haana mhosva uyo sei muchikurudzira nekuvaridzira vakadzi , murume wese chinhu chake chinosinuka kana asinga rware kana akaratidzwa kuti huya udye saka sei muchioa varume mhosva kuti abhinywa here
Mambo makoni akataura zvinhu zvinopedza pfuma yemunhu muromo wake nemb*ro yake
Tanga wapiwa mombe wobva waramba pfambi
Anoramba sei iye achifamba ne motor yatezvara
Iri ihure remukadzi aaa
Well done chief amai awa ihure chairo , landlord awo vakatoina kuti mukadzi uyu anoda zvinhu zvisingaite
Pfambi ndodziri mudzimba... Shiri yakugadzira rekeni mazuvano
Mukomana akahurirwa uyo kwaurindoti i am so sry my brother zvorwadza zvawakaitirwa nembwa yemukadzi iyo but chimusiya uyo bcz mangwana uchazozviuraya or uchazomuurya neshungu
Intelligent chief ever well done chief
I'm really appreciate all hve u done chief bushu I respect u gd bless u
Tezvara vangu ndi manager ku farm ranga riri birthday ra pastor 🙌 yooo
😂😂😂
Nhoroondo dzacho ei
🤣🤣🤣
Haaa mukadzi waGold buyer uyo I salute her
Wisdom Chief thank you 🙏👑
My chief magona mukabhabharisa mai ava bcz mai ava chihure chakanyanya
Mai avo vanohura shemu mmmm dai varipa mombe dzakawanda thank you chief nekutonga kwakanaka
Mmmm vakadzi wane varume warikuhura
The most humbled and intelligent Chief ever
Soko muri chindomundomu
@@albertmugabe3344xz
Mukadzi ayita profit ndeuipi
Baba ava kutosiya mukadzi musvinu haatomboshoreki achida mhengeramumba iyo
Guyz ngatibatei vakadzi bho mukadzi akabata vanhu munhu munyoro i love the way yaari kutaura
Intelligent Chief ever well done chief Bushu
Ah murume uyu kupusa here or kudyiswa kuramba akanamira pahure yoo mahure ari kutogara mudzimba vasiri mahure havasi mudzimba yoo
skirts kurasikirwa nebasa kwaTezvara
Arikufira kamota katezvara kaanofamba nako.
Very young n intelligent chief,Ukaona waendeswa kwabushu nenyaya yemukadzi wemunhu woziva kuti mombe 5 dzikurova pasi
Chief you're wasting your time here, these two are not going to stop their shenanigans. Let them exchange wives once and for all. It has always been a mismatch
🤣🤣🤣🤣
Chinekewoooo
Aikaka🤣🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkk you are right chief
Mudzimba murikuhurwa zvinosemesa
Zvakaoma hazvo. Ritori shave rechihoto
Soko vanoda shamu but after all Chief Bushu you are a blessing ba Solomon of our time.300 Kuti Soko irwadziwe ifunge kuramba hure
This went correct
Tinashe Mugabe awana competition, this is a good reality show🤣🤣🤣🤣
mukadzi uyu anonyepa zvakapusa, two times caught redhanded achiregererwa, i think muchinda arikufarira kuvhevhetesa mota yatezvara pamusoro peupenyu wake
😂😂😂.... ndatozvionawo kuti mota ya tezvara inodiwa zvisingaite nemface uyu
Idofo iro, achafira Mota yatezvara🤣🤣
Kungoti pese ndofamba nemota yatezvara padiki mota yatezvara ...mukadzi adyiwa beans womuregerera😢😢
Dambudziko yaidyirwa mudanga
I think muface uyu akatorohwa nemukondombera saka akutoona kuti better kugara ne bishu rake
Best chief
Mukadzi wemunhu ichemba chero mvura yemo ikachena sey haimwiwi
Mukanya garai masiya kambizi Ako hakana hunhu hakarambani nechikomba chaiko I feel sry naamai vakabereka mwana avo so hmble n cool varumeka munorwadzisa kambizi ndakaende zvako
Chief Bushu deserves recognition and a higher office in Justice or Local Government!
Chief Bushu makasimba here
Shem ndanzwira tsitsi mukadzi wemurume uyo shem apa ane mwana mudiki so landlord uyo ibenzi remurume
His not the landlord
Soko zidhomudhomu
Taura hako. Mkadzi uyo chakatotyokera. Anonakirwa ne🥒
Chairo
hakuna soko yakadaro inobvuma zvakadaro
kuda kudriver mota yatezvara
Soko imhata
Mambo i saloot yu moziwa zvamunoita big up
Sly please check on your sound projection especially the indoor court sessions .The noise from the people in attendance is more audible than what the complainant's n accused's voices
Kovarume vakadai tovawana kupi jeez this guy is cool damn
ndiripo
Good job chief
Chief Bushu always on point
Wonderful woman anemwana uyo.
Chief ava ndinoda wo number dzavo pliz
Taura zvako shaa
Good mambo magona ktonga hure ngariripiswewo ndafara pavaripisa Mai avo
edzayiwo kuona kuti noise yaita shoma plse.
I agree vana vadiki varikuitei mudare
@@ellasuku7862 havana vekusiya vana vacho navo
Kkkkkkk upenyu ma one ukaona urikuchengetwa KWA TEZVARA mukadzi anotohura chete coz hapana zvaunomuita .
They must go and rent somewhere
Shiri ine muririyo wayo hairegi
Bba muroja vakasangana neinonzi mbinjiri vakapedzerwa nehadzi yawo
Mmmm vakadzi vari mudzimba mahure ende varume vacho havarambe mukadzi uyo mwana mucheche endai kwaTinashe mugabe
@SlyMedia, Haa mukoma Robert hamugari pasi yoo last week maive kwaMutare m, Mukomborerwe naMwari nekusabhadharisa kwamunoita number dzevabatsiri
Try also Follow Chimuti Chedare Or Bhozhongora latest vanowanzokanda number dzevabatsiri pamhepo free of charge
Asi wakadyidwa Kani murume uyu anoda hure rakadai
Chief Avo kumberi
Haamboregi kuhura uyo. Mukadzi wemunhu chaiye chaiye haanyengeki
Aaaaayas ndanyara nhasi 🤪
Pakuzodzokerana nehure manje apo ndopandazoramba nekuti achasiya uyo but anototsvaka chimwe chikomba chete kudzokerana nehure ropinda murume mumba mako panezvimwe zvidhanana zvevarume kkkk
Kuda kudriver mota yatezvara kkkkk
@@memorytchiware7877 kkkkkkkkkkk iwewe
Akadyiswa uyo
Ungatora mkadzi ahura here nhaiwe
Mai vanonyepa ava.
Kkkkkk Soko musadaro kupusa kusvika pakudaro unofungakuti mukadzi wako arikuhura nemurume iyeyechete musadaro Soko
Soko varikuchengetwa natezvara pabasa, vachityaira mota yatezvara. Vaomerwa 😀
Uuuummmm zvakaoma zviri mudzimba umu
😂😂😂chihure achidi paunogara😂😂😂now 5n'ombe unodziwanepi sinai nebota rokuurayayi
Ungagara nehure kunyengerera motor yatezvara yawuri kufamba nayo kumwe kupata so xaaaa
Dunhu iri rinohurwa zvedi mambo uyu nyaya dzake dzaanotonga ndedzekuhura chete ratova business chairo
Kkkkkk
But apa dai vangochinjana apa varume ava vakadzi vongodanana vese vari4 adakuraraneuyu nhasi adauyu nhasi pasina kuchavandana
Variko here varume vakaita sana Soko. Hakuna zvakadai
Mmm kuhura kwacho kwekusatya kuti mukudz wacho aripo
😂😂😂😂😂 hanzi ndsnyatsopinda here
😂😂😂😂😂😂
Aaaaa bebe classmate yangu srry dia
Amai awa ihure awa
Nhaiwe murume iwee siyana nekahure aka vakadzi vakawanda mhaniwee kana Ini hangu ndingatokude nyange ndachembera hangu 🤪
Hauna kunzwa kuti ndofamba nemota yatezvara type yekuchengetwa kumba kwemukadzi ndosaka achihurirwa kudai
@@fortunatemuchekadzese1939 mmmm kikkkkk musazodaro
Ndipo contact
Kana ndatobhadhariswa mombe ndatorooraka Zvino kusiyana kuchanetsa chief atorodza zviri official kkkkkkk havasiyane avo pamwe baba avo Havana moto mubhurugwa please chief bvunzai kuti musana uchiri kushanda here uyu
Chief:- Amai munoyerei
Naughty Amai:- ndoyera Mbizi
Court Audience:- Burst 💥 into laughter
My question is:- Ko Chii chasetsa pamutopo we Mbizi?????
Asi Mbizi dzine History??????😢
Mazopanzwa here hanz vaHanzvadz kwanai😂😂
I think the chief is mbizi that’s why
@@jamespandehuni9154 l see many thanks
@@samanthakane9986 Has Chief vapinzwa busy navahanzvanzi,
Thanks for explaining
aita same totem na chief
But ini hangu dai ndiri chief ndaingoti kana murume adanana nemukadzi wemunhu like ava ndange ndisingamboripisi chikomba ndaingoti mukadzi uyo wemurume akahura nemukadzi weuyo vachitobva ipapo uyo wombopawo uyo mukadzi wake kwe 1 week pamba ipapo pavanogara woraranaye sezvaita uyo woyo wobva ati kumukadzi wake akahura rarapasi achitabonde neuyo achinatsochemerera kuti avo vanzwe kurwadzawo kwazvo vari2 bcz apa nyange akaripa anototi bho haregi bcz kutochatiswa saka ngavape uyo ambondorova mukadzi wauyo ndokozviite 50 50
Kkkk Norman Basso unotongera chitororo kkkkk and hapana aizofa akahura futi
Nxaaaaa mazipfambi Aya. Uchitori bishi kubabaika kuti mhuri irarame nyamba rimwe zimwana rikutonyangadza haro
Soko zvamaita izvi ndazvishoora tiri kudzidzisei kune vanhu regai ndikuudzei pakambofamba napo mvura hairegi kufamba napo....zvimwe hazvidi kutombo taurirana zvitori nemutongo wazvo kudhara kana mukadzi ahura anoenda kumba kwake anyatsoita zvinhu zvake akasununguka
Kkkkkkkk vamwe varume vanezvindi
Dai dzakaitwa 6 mombe @350 each apo
Mash central is full of gentlemen vanotambira havo mukadzi ahura
vakadzi vakuhura mmm I give up 🙉🙉
Eish situation yako wangu inorwadza
Siya hure iro iwee unofira mahara ,vakadzi vakatendeka variko Kunze uko ,mwana iyeye zvimwe haasitori wako iwe Enda Kuma DNA
Mpururu chief mukutonga dzebonde chete here ?????
Madhuve akatinyadzisa
So sorry my brother soko makoti usadaro Soo namata demon rechipfambi ribude mauri dia
Nhasi chief magona kuripisa vese kuti upombwe hupere kkkkk
Ngavango chinjana zvipere😮
How come no one is pointing a finger at the guy? Vese vanechihure
Ndopawaita mistake wangu munhu ngaende chihure hachipere chirimupfungwa😮😮
Mambo makanyanya ndiko kunonzi kutonga .......
Chief Bushu is the best
Ma Zebra kana kumbo nyara zvenyu😌
Soko dai vari vamwe vaenda nevana Ku DNA hazvishamisi vasina mwana neka here ako
Poor audio Sly .try personal mouthpiece
Ko uyo hure anoridii?
😊gender iyi ayisarendi
Mambo muri kukundikana kutonga. Muri kupa varume rezenesi rekupfimba vakadzi vevanhu... Chivanhu chinoti murume apfimba mukadzi wemumwe ndiye anoripa
Mukadzi ahurirwa ndiye ayita loss, mukadzi ahura ndiye ayita profit😂, vanhu vatema matongero acho soo, i give up🙆
Apa pari kuda Tinashe Mugabe the DNA man apa. Vana vemurume ndeve chikomba ichi. Chief ngavadeedza Tinashe vaone
Aaa mrume uyu aramba achida mkadzi wake hure iroooo ummm apa aripirwa mombe 5 atopfumiswa nehure rake iroo xaa
Chihure akaita achiziva kani mamboo
Uyu mukadzi womuchenjerera achakukuvadza rega aende haasikuda imba.