Thanks tete Stella Muusha ,your journalism is of a high standard,one lady who is such an eagle when she flies,May God Bless you ,and May Destiny TV grow in leaps and bounds,the Village is a must watch show
Izvi zvaradwa veduwe. Ndafunga Mai vangu vakangobva pamba kungovawana vakatoshaya after 2 days.😭😭Ndinoti dai vakabatwa vanhu vakauraya vana Mhamha ava.
@@alvinachimedza2964these days vakukasika vanobhowa chete pakuti vakasvika mhondi iri mumba nemahostages vanozara panze vachiita negotiate mhondi inotouraya vanhu vese till azosurrender ega. I am addicted to crime series
Ndopaunonzwa vanhu vachiti mu Zimbabwe mune runyararo when horrors like this are becoming frequently common and the so called police are only vigilant when dealing with suspected political dissidents
Saka muzimbabwe ndomuri kufa vanhu chete here? Zviri sei pasouth apa panofa munhu every 7 minutes? Mapurisa aita sei apa? Vakatiza vakasiya vanhu vachipondwa here? Ndijekesereiwo kut mapurisa aifanira kuita sei to save these two precious lives? Definately rufu harunakidze and harupembererwi bt pointing the police...moda kut vaite sei? Varambidze vanhu kuenda kuhuni here?
Zimbabwe marwadzo we act normal as if it's okay no electricity no water now a 69 year old woman has to go for fire wood as if its normal mhondi dzawanda mu Zimbabwe taking lives of old women who have nothing to give tashupika sevana ve Zimbabwe, it's now scary to be in Zimbabwe Lord please intervene
Mupofita mupurisa chimbomubatai ataurwa apa sei muporofita akaudza vanhu zvebute ahana kurombesa vanhu awo here ko aka4ne mupofita ndiyani Sekuru aka4nera muporofita wanoziwana papi sei wakamu4nera number dzemuporofita wakadzitorepi😢😢pane Nyaya ipapo mapurisa mhanyai now now
Mukoma ava vari kurwadziwa veduwe. Ini hangu ndabatikana pataurwa zvepfungwa dzavo dzakadonha dzamuchembere. Aah veduwe 59 years vanga vasati vambonyanya kuchembera. She still had a lot of life to live. Chete hatizive maPlans aMwari pahupenyu hwedu.
This lawlessness got worse during the law of liberation, where human life got cheaper in some parts of the country. It accelerated post 1980 through 1986, and post 2000 it picked up pace. Today life if so cheap in Zimbabwe. The country will not find peace with human remains lying everywhere. Every killer will have his life end the same way, and the sad part is that in our black spirituality even the killers relatives pays the heavy price
I’m deeply saddened ,Leaders must do something please these things are happening and reported but no action WHY..May all families be comforted in the Lord in this difficult times 😭😭😭
Ndozvinototaura mutemo wacho izvozvo wauri kut haukko. Every one is considered innocent untill proven guilty in a court of law. Hanty vamwe vakavharirwa tiri kunoimba pamberi pematare kut sunungurai vanhu havana mhosva?
You are a good reporter. Keep up the good work. Very articulate.
Marwadzo ndabatikana ...
Mwari vakunyaradzei vakusimbisei Hanzvadzi
Thanks tete Stella Muusha ,your journalism is of a high standard,one lady who is such an eagle when she flies,May God Bless you ,and May Destiny TV grow in leaps and bounds,the Village is a must watch show
@@NyashaMugarisanwa ichokwadi Tete wanoziwa basa rawo chaizvo kana vachitaura wanotaura zvinhu zvinobatika chaizvo uyu kubvunza zvine rutsigo
😢kuona murume mukuru akadai ochema kuburitsa misodzi kudai zvadzimba
Destiny Tv makatikoshera l thankyou nekugona basa
Ndomafiro akaita baba vangu iwawa vakaenda sanhs ndokuzowanikwa mangwna acho makuseni sanhu riripaside huni paside 😢😢 continue to rest baba😢
Shem
Sorry hama
Maita bsa namanje hatizivi kt vakashaika nei soo painful
Vanhu vakafa nenzira iyi vanoda kuvigwa nezviyo mukanwa moisa mutsvairo pamusoro peguva mosiya mozoona zvenyu.
Srry iii
Vanhu veZimbabwe plz ngatidzokerei pakare paya.Ndaiziva nyika yedu iine vanhu vari disciplined uye vanotya chinhu chinonzi kupara mhosva vanhu vaive nerudo uye vachibatsirana ko izvi zvave kubvepi nhai vanhuwe .Ko vakaurairweiko vanhu ava haa ndarwadziwa ini
Sry mkoma wangu ..l know kufirwa nemubereki its not easy kunyanya amai hapana asingade amai vake chero wakura sei rudo rwaamai rwagara runokosha. Mwari ngavakunyaradzei panguva yakawoma kudai .this is so sad .l cant control my tears amai vanokosha chero mozogara
Nematambuko Mwari vakunyaradzei chokwadi rufu rwakadai runorwadza
Kana vanhu vakuzobudirwa nengozi after many years unonzwa vamwe vachiti madrama😢
Shuwa😢
Iyi haimboite many years, inomuka fast because marwairwe akadai anorwadza 💔
Taura hako ufunge
Kana ngizi yakuzobata zvonzi ma drugs
@Faith-vc4vc wataura chokwadi vachiparira Vana vachingobarwa
It's so sad, what is really happening to our nation Zimbabwe, I can just imagine the pain these women went through until they died, Mwari pindirai.
Shem Kani pamwe kuita maduzu maduzu wo pamwe kwaiwe kuzvuzvurudzwa pamwe vaizamawo kutiza askana
@@nyashabuwerimwe-sw6qu Izuva, extreme hot/cold weather can coz human body(skin) to react.
Mwari muripi 😢😢 Kuponda gogo wane 69 makore mapurisa muripi Zimbabwe ichidai tinehurombe kuhama dzarasikirwa mwari vawe nemi pa nguva yakawoma kudaiso. Mwari wakunyaradzei hama dzangu💔💔💔💔
Ko mapurisa...asi akatiza akasiya vanhu vachipondwa?
Police is only active on political matters. Police is for opposition parties only.
Mufunge henyu
Mapurisa ndivo vatova mharadzi dzakanyanya
Umm ende vakafa vachitambura vachirwadziwa.
Zimbabwe yazoshata hama wee
Nhai Mwari vana VeZimbabwe tapindwa nei umm zvinorwadza izvi.masazorore ana gogo rwisai vanhu vakakupondayi
😢😢😢😢
😢sry bro eish zvinogwadza Mwari 😭😭 vakunyaradzei amai vakafa vatambura
Kufa kunorwadza
Zvakaoma ufunge zvinorwadza izvi.ukaona mrume oburitsa musodzi anenge arwadziwa kusvika pekupedzisira😢😢😢
😭😭😭😭😭Ndatadza kudzora misodzi yangu apa ndri pa basa asi vanhu chiyi kudaro kutema vanhu kunge mombe 💔💔💔 nyaradzwayi na mwari hama dzangu 😢
Hazvitambirike mufunge
Nyika yedu yakutyisa veduwee yoweee vakafa vachitambura anagogo ava😭😭😭😭Musazorore rwisai kusvika mhondi dzenyu dzabatwa
Destiny Tv, thank you, nebasa iri ramunoita kuti zivisa nenyaya idzi munyika medu.
Zvnoita kunge drama zvchtsanangurwa neumwe kudai ingo imagina iriwee mwana uchtsanangura rufu rwamai 😭😭😭so sad
You can say that again. Zvinorwadza wena and rufu harwujairike
Mweya wekuuraya wanyanyisa muzim kuti uti chiitazvishaya mwarianyaradze vanavavo kupondachembere muchazvona henyu ngozi yacho😮
WHAT'S HAPPENING IN ZIMBABWE EVER SINCE MUGABE DIED?
Uuu not easy at all
@@it3788nhamo
Mwari Zimbabwe yaipisisi chokwadi 😭😭😭😭😭nyika iyika mwari pindirai vana wenyu tatambura
Zim yaipa iyi ummm vanhu vakunyanya kupondwa vanhu vakuromba ummm
@@mikemataka6309vari kupondwa kupfuura musouth africa here?
Dzimwe mhondi nembavha dzavakabudisa mujeri nekuti havasi vese vakapfidza kutadza pavakasungwa saka pakaipa chaiko
Drugs
@@chingombedaries chokwadi
Mutsai vafi ava nechivanhu ndo the best nekuti vanhu ivava kana varivapfuuri vanogona kusabatwa.
Izvi zvaradwa veduwe. Ndafunga Mai vangu vakangobva pamba kungovawana vakatoshaya after 2 days.😭😭Ndinoti dai vakabatwa vanhu vakauraya vana Mhamha ava.
😭😭😭😭 ukaona munhurume asvimha musodzi zvoreva kuti abatiksna
😭😭😭😭ooooh my God can't stop crying chiiko mhuri yezimbabwe nhai askana 😭
Mmmmmmm l know it hard but may god give you strength and mwari vakunyaradzei
I love your voice stella❤
Nyaya ye 24 hrs inofana kutobhanwa kupolice uko 2hrs its enough mamiriro aita nyika mazuvano hazvichamboda 24 hrs waiting makamirira 24hrs mhondi ine ichitotiza kuenda kure l think vakarapwa nemunhu wavakaziva
Aah nhai like in this case it s not necessary
Even in the USA ndozvinoitwa
@@alvinachimedza2964these days vakukasika vanobhowa chete pakuti vakasvika mhondi iri mumba nemahostages vanozara panze vachiita negotiate mhondi inotouraya vanhu vese till azosurrender ega. I am addicted to crime series
Ummmm ndarwadziwa zvisingaite nekupondwa kwakaitwa ana gogo ava . Ndinoti kunyaradzwa kune vemhuri idzi nesu tese tiri kuchema navo. 😭😭😭 Mondi idzi Mwari ave nadzo 😭😭😭 Mweya yana gogo ngaizorore murugare rwaShe 🙏😭😭😭
Zvakaoma satani wava muvanhu zvinorwadza
Saka pamwe makorokoza ndiwo akarepa vanhu vakawuraya Shem zororao nerugare😢😢😢😢
Ehee team remakorokoza ranetsa veduwe so vakazviitira kuromba kubata gold💔
Kana even muporofita
yaa ndaona sekudaro
Makorokoza ndezvemushonga
Vanhu wakauraya please wemutemo batai vanhu mwari ariko musaite chihoko muhomwe ngozi irikuuya kumbakwenyu ihombesa kuponda munhu arikutora huni wadachiii😢😢😢 kuromba mishonga nehupenyu hwevanhu
VeDestiny totenda motipa nyaya dzakakosha dzatenge tisingazivi thank u so much, mwari dai aita kuti mhondi dzibatiwe zvorwadza💔😢
Ndarwadziwa ini haa Sei ko Nhai kusvika pakuponda here
Chegutu yakutoda Army chaiyo uye mapurisa ese echegutu vane 5yrs and above ngavabviswe vaendeswe imwe provinces nokuti vadyairirwa nemakorokoza
Very true mapurisa ngaachinjwe
Police are corrupt too , chegutu is very small for soldiers if police was working like they did before ,
Vanodya vese nemakorokoza
Security guds must be investigated
True security guards mukati mujeri chaimo
Shuwa
Makorokoza
Uyo munhu akafona achizvit muporofita mmm I think anechekuita pakuurawa kwevanhu ava
Why do u think so
Vati vakambopashaya munhu kuti akanomudzosera here ivo vanga vavepo
Zimbabwe vanhu varikuromba ndatiiii everyday kukurawa vanhu hiiiiiii it's very sad aaaa chiii nhaii mwariii
God have mercy this man is really heart broken 😭 😭 😭
I just got emotional when the lady narrated. Shuwa mhondi iyi or idzi NGOZI kwamuri Chete. Hakuna munhu anofanirwa kufa mafiro akadayi.
😢😢ko mukwasha uyu wekutaura shiti uyu akanga aripi pakaitika izvii💔💔
Mkwasha uyu ndiye akaponda ko zvekuti arikunyengwa akazviona sei mkwasha mhondi
Ndiye vele akati asiye abhinya saheira wachoka hake kwaakuvaponda vese what are the odds yekuti ataure kuti varikunyengwa then voonekwa vakapondwa umwe asiri mukadzi wavo akabviswa panty
Mukwasha uyu something wrong mukadzi wako arikushaikwa iwe wotaura rough
Mukwasha ane zvaanoziva akatorwa nemapurisa anotaura chokwadi
Mapurisa vari kutononoka mukwasha anoziva paaitaura shit yanga yatotanga ngozi aitoreurura coz munhu haunga taure rubbish yakadaro kuti kana apedza kunyengwa achauya anga akanyanyo mutadzireiko mukadzi kubva waita humhondi hwakadaro😭
Ndopaunonzwa vanhu vachiti mu Zimbabwe mune runyararo when horrors like this are becoming frequently common and the so called police are only vigilant when dealing with suspected political dissidents
Hapana runyararo apa aaaa💔
Saka muzimbabwe ndomuri kufa vanhu chete here? Zviri sei pasouth apa panofa munhu every 7 minutes? Mapurisa aita sei apa? Vakatiza vakasiya vanhu vachipondwa here? Ndijekesereiwo kut mapurisa aifanira kuita sei to save these two precious lives?
Definately rufu harunakidze and harupembererwi bt pointing the police...moda kut vaite sei?
Varambidze vanhu kuenda kuhuni here?
@@shingiraitrevormboto2105I think if punishments are served zvaiita nani police is blamed coz they are given money nemhondi vanotodziziva
Very sad may their souls rest in peace zvinorwadza
Ndabatikana vanhu vamwari
Munyika medu chii chapinda 😢😭 sorry hako mwanangu 💔Ndarwadziwa ini
Zimbabwe marwadzo we act normal as if it's okay no electricity no water now a 69 year old woman has to go for fire wood as if its normal mhondi dzawanda mu Zimbabwe taking lives of old women who have nothing to give tashupika sevana ve Zimbabwe, it's now scary to be in Zimbabwe Lord please intervene
This is heartbreaking 💔...Mwari vakunyaradzei
Mapurisa api acho the late president Vamugabe vakaenda nemapurisa avo.
True
Is it a farm where this happenned. Is the farm is guarded have the guards been investigated?
Yaah kumapurazi chinhoyi road
Madzongwe farm
Shame zvakawoma kufirwa naamai dai Mwari vakunyaradzai😭
Umm so touching.. people nowadays are being used by the devil..may God help us 😭😭😭
Zvinorwadza ma twn Chegutu ummmm humhondi hwanyanya
Mupofita mupurisa chimbomubatai ataurwa apa sei muporofita akaudza vanhu zvebute ahana kurombesa vanhu awo here ko aka4ne mupofita ndiyani Sekuru aka4nera muporofita wanoziwana papi sei wakamu4nera number dzemuporofita wakadzitorepi😢😢pane Nyaya ipapo mapurisa mhanyai now now
😭😭😭😭 nyaya yandirwadza iyi chikwadi vakafa vatambura vanamai ava shame so sad .ngozi ichauya kune vakaponda
Mukoma ava vari kurwadziwa veduwe. Ini hangu ndabatikana pataurwa zvepfungwa dzavo dzakadonha dzamuchembere. Aah veduwe 59 years vanga vasati vambonyanya kuchembera. She still had a lot of life to live. Chete hatizive maPlans aMwari pahupenyu hwedu.
💔💔💔💔 Zvakaoma veduwe Chegutu yakuita seMasiphumelele vanhu vakungouraiwa sehuku
Mmmmmmm zvakangooma hazvo.
Zvinorwadza, Mwari pindirai.
Vanhu vapanduka.
Chegutu yakawanda makorokoza yoo,
Vanhu taishoropodza Mugabe but he was a disciplinarian. Nyika yaive ne hunhu now tave ne ngochani,mhondi ne mahure akawanda. Nyika yadhakwa.
Huh chegutu DAI tabatsirwa ahasi makorokoza muprazi imomo ndozvamuri mourayiwa vanhu zvisingaite anyways rip 💔 mai diva na Mai might tarwadziwa veduwe 😢😢😢😢😢😢
Sorry my brother your pain is my pain ..Zimbabwe hai chisiri Nyika yazara mhuka😢
Ende vakafa rufu runorwadza 😭😭😭😭🙆 izvi zvakaoma hazvo chokwadi
Haa unoita kupererwa shuwa kty chii chinenge chapinda muvanhu, musazorore musati marwisa mhondi dzenyu💔💔💔
Ndarwadziwa asi kuuraiwa kwevanhu zvanyanya
Mwari pindirai 😭😭.what going on plz Zimbabwe .
God we are tired of this world 😭😭
May the Lord heal your broken souls.
Nhaimi nhaimi 😢😢 Zimbabwe chiiko chakadaro nhandimi haa Mwari pindirai😢😢😢
Sekuru weku4nera muporofita handisi kuwachenesa number wakadzitorepi Zimbabwe ngatibatsiranei apa zviriko hre izvo😢😢😢
Kufonera muporofita yatova mhosva here nhai? Munhu akanzi ane number dzemuporofita kana n'anga ungashamiswa nazvo sure sure!?
Hatingati zvawareva watadza kan kt wagona sei ndadaro tarisai zvaita Mai lesy Pana tapiwa makore vaimira Mira kuita kunge hapana chavaiziva ska zvekufungira hazvina kuipa munhu haacha tembeke
Shame I'm very sorry my brother may the Lord comfort the family
Sorry bro. This is so traumatic. May their souls rest in peace.
Zvinorwadza chokwadi vakaponda chembere mbiri idzi Mwari ave nemi asi kudenga muchanotsva henyu, uye ngozi yamaparira nzinza renyu rakaoma uye Chegutu yakawanda vanhu vechirudzi
This lawlessness got worse during the law of liberation, where human life got cheaper in some parts of the country. It accelerated post 1980 through 1986, and post 2000 it picked up pace. Today life if so cheap in Zimbabwe. The country will not find peace with human remains lying everywhere. Every killer will have his life end the same way, and the sad part is that in our black spirituality even the killers relatives pays the heavy price
Baba avo vakati Alice arikunyengewa kusango achauya ndiye ataure zvakaitika ndinehurombo nechiitiko chinotyisa kudayi ngavarwe vabuduse akavauraya
That man is insane woman I struggling to feed kids ,him he's only thinking about sex ringing in he head
He might not even be involved asi language dzemumamapurazi soo ka l once worked navo vanhu ava uhmmmm life dzacho ka
Ummmmm asi unonzwa sei kuRapper munhukadzi akura zvekuve mai vako kana mbuya vako..Mwari havarare hope zvavo chaunodyara ndicho chaunokohwa
ZVAKAOMA MUFUNGE MHURI DZAFIRWA NYARADZWAI ZVINORWADZA
Yoooo shame,vafira nhamo vabereki awo💔💔💔
Zimbabwe zvambonyanyodiiko patasvika apa chokwadi 😭😭😭 zvakaoma hazvo vakafa zvinorwadza 😢
So sad Zimbabwe yaiva isina kudai ngavazorore havo murugare vana mai vedu
This is painful i also cry ummmm vanhu havachatya.....i pray vabatwe
Because iniquity shall abound the love of many shall grow cold
Ummmm chegutu zvkanyanya kuurayana kwacho
Shuwa police hayisi kuita basa rayo
Mukuru wenyika muri kuonawo here kutambura kwaiita vanhu venyu tioneiwo topera here
Munoda kut aite sei?
A mukuru upi hapana hangs nazvo Mwari tinzweiwo
Jesu huyayi mununure nyika yezimbabwe
Veduwee vanaGogo vourayiwa vachitsvaga mari yekuchengeta mhuri
Nyika yedu Haina mutungamiri
I’m deeply saddened ,Leaders must do something please these things are happening and reported but no action WHY..May all families be comforted in the Lord in this difficult times 😭😭😭
Wat shld leaders do? And who are these leaders?
Madzongwe knows what is happening why they is surport unity at her farm
Ana gogo dont rest in peace till your case is settled. Mwari ave mubatsiri wenyu. Ivhu ngaritaure
Mmmmm chegutu yaoma
Nyika yedu yakutyisa tofambirepiwo Tenzi weeeee todiikp nenyika yedu😭💔😭💔
Haaa pakaipa wangu ,ukaona kwadoka uchimuka urimupenyu tenda Mwari nekuti next day hauziwe chinokuvira.
Zvorwadza 😢😢😢Mwari vabereki vedu tichengetereiwo
Chakunetsa munyika hamusisina mutemo chokwadi munhu akaponda akupihwa bail zvoreveiko izvozvo
Kuno kubva 2018 munhu akauraya zviri pachena achingori panze ne bail further remind
@@TapiwaKateena zvakaoma kana kwedu vakatombosungwa mumwe wacho akanzi anga atora loan kubasa .akatoregedzwa
Ndozvinototaura mutemo wacho izvozvo wauri kut haukko. Every one is considered innocent untill proven guilty in a court of law.
Hanty vamwe vakavharirwa tiri kunoimba pamberi pematare kut sunungurai vanhu havana mhosva?
Mmmm muise razor mumavhu mumakuva avo muchetura wengozi hokoyo musha wese uchakuiyiwa 😮
@@it3788 unoisa uchitaura here hama
😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭 it's so sad and painful ndabatikana and murume uyu arwadziwa ndabva ndachema
Ndatadza kubata misodzi 😢😢..ndarwadziwa hangu
😢😢😢 weduwee zvinorwadza vakafa vachirwadziva vnhu moyo vakaisepiko matyira vnhu vakamaisepiko sorry mudikani chemai netariro kumhuri yose😢
Ndarwadziwa
Kubva zvakabva aMugabe nyika ino yave upside down dai Mwari apindira tichapedzesera takunge kuSA
Mugabe was go to public order he was not a person who like lawless people
Let's pray for our beautiful country Zimbabwe satan aripabasa tikasadaro kwatikuenda marwadzo 😢
Mwariweeee batsirai nyikayedu😢😢😢
Zvinorema zvinorwadza chokwadi dai mwari matinzwira nyasha,R.I.P vana amai vedu
Team remakorokoza rapedza vanhu veduwe🥲💔
Akauya nepfuma yehurombwa ndiye arikukonzeresa mhosva dzose idzi.😢😢😢😢😢😢😢
Muporofita is the first suspect
I don't think so. Amwe maporofita anoona,uye achataura vakauraya futi.
Why?
muporofita anoziva ndiye suspect.
Kana hurumende inebasa nevanhu vemuchegutu ngaimbobvisa mapurisa agarisa muchegutu cz vave part and parcel yemhondi idzodzo😢 vanoda mari sterek izvozvi mhondi idzi dzakabatwa dzakangobuditsa mari chete zvavharana saka tototemba nevashakabvu ivavo varwise vega chete
muzukuru wangu akapotsa afa pachristmas achekwa nemapanga
Ndarwadziwa Shem
Zvichapera here zvinhu izvi nhai hama Shuwa chemberewo zvadzo dzadii Dzaurairweiwo chokwadi
Izvozvi ananyakuponda vanenge vachitoonawo video iyi, ameno kuti moyo yavo irikutii.
Its so painful 💔 kosei police yakati endai munotsvaga mega mozo tiudza kana pane zvamunenge mawana 😢