Secretary deserves a 🏅. Mambo deserves a more comfortable chair and 🎤 to carry out his duties. Dare panel deserve a better set up. Thank you to the whole Mutasa panel in this court. They are doing an excellent job. All of them👏👏👏💯🌹
In cases such as these, the woman should also be asked to pay her husband for her infidelity nekuti she knew that she was married. She must be punished together nemunhu wake waakadanana naye because it appears these 'get-rich schemes' are on the increase munhauranda. Mmm ipapo madzishe tibatsireyi
Great work Chief Mutasa👏👏👏. Tinotenda nekubatsira vana venyu. Tinotenda ne building yamakavakira dunhu renyu. Mwari vakukomborereyi neupenyu hurefu Mambo. You are very wise, patient and caring to both parties plaintiff and defendant. Vanhu vedunhu iri makakomborerwa zvenyu chokwadi. Sando dzenyu Mambo🔨 🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨🙏
Mombe 4 at $350 pamombe=$1400 plus mbudzi at $40 plus $10=$1450.00. Dai akabhadhara Bhishu at $5 pungwe maMutare aikwira ka 290. Kuri kunzi anobhadhara ka1 pasvondo aikwira different Bhishu for 5.6 years. What a waste of money. Ngaamuitise mwana as pay back obva atiza kwaMutare kuenda kuSouth or kuBlues.
I I zvangu mambo Mutasa I never miss your court sessions and you are a blessing to the community. I watch you from the UK 🇬🇧, munogona chose👏👏👏🙏🙏🙏
Same here😂
Ari nani pana tsotsi Chigodora.
Ndipowo Cos
Dzogonesa
Same here. He is such an inspiration full of wisdom
Chief Mutasa you are excellent, you're intelligent 🧠, and full of wisdom, you are second to none. Munoteverwa na chief Chinamhora.
Varikufara nebasa raChief Senator itai Ayee
Aaaayee
Aaayeeee
Aaaaayeee
Ayeee yeee
Ayeeee
Mutasa woyeeeeeee Mambo ndovada ava ummm basa varikubata shuwa umm. ❤❤😅😅😅😅
Vadzidzisei Mambo Mutasa.
Chief Mutasa's wisdom 🙌 is unimaginable!
Mukadzi uyu kabenzi chokwadi haana hunhu, nzenza chaiyo. Hazvigariki nazvo izvo.
😂😂Amen
Zvese zvataurwa nemunhu
Yas varume vanonyengedza zvekuti unobvuma ukasatosimba kuramba
Unotsotswa bhinzi nemaHwindi ayo. Mahwindi haatambisi. Kunyanya vasikana vekuHigh skuru. Vanokwirirwa chicken inn box neFree lift kuenda kuden.
Kana Ganda kumeso hana zvake mwana wemunhu kuzvishaisa chimiro kushaisa nevabereki hunhu pavanhu
Chief Mutsa, God have blessed you with Wisdom and knowledge, you have a gift of king Solomon
Vakadzi vakaroorwa vavenzenza kupfura masingle ladies
Varikupedzera ma single ladies varume
Taura hako yatova fashion
Taurai henyu tirikutodzidawo dzimba idzi
Anenge akagara ari nzenza
Varikutambisira varume vanhu ivava mufunge
Secretary deserves a 🏅. Mambo deserves a more comfortable chair and 🎤 to carry out his duties. Dare panel deserve a better set up. Thank you to the whole Mutasa panel in this court. They are doing an excellent job. All of them👏👏👏💯🌹
True dat
Vagadzirisei mambo thank yu so much. Nice building
6:39 Unorambira munhu kuti anotamba nemurume wako kana kuti unomuramba because wakaroorwa😂😂😂😂
Kkkkk ska vamwe anotobvuma 😂😂😂😂
@ ma1😂😂
Chief wedu vadzoka. Inga court house yenyu yakanaka. Now the good work can go on in rain or shine.
Well done Mambo and welcome back beautiful building ❤
Nyaya dzine ma audio dzoda kty pave neka Bluetooth speaker kty zvinyatso nzwika Mambo wangu 🙏🙏
Kkkk 😂😂😂
Unoda nyaya iwewe kkkk
Speaker remakuhwa here😂😂😂😂
E blue white black red
Kkkk vanoda here'kutengerwa speaker sure
Sando dzenyu mambo,mune wisdom from the above,may the almighty continue to grant you more wisdom,you are worth to be a Chief🎉🎉🎉
Mambo hats off for your wisdom🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉watching from Capetown
Mambo Mutasa raramai nekusingaperi, munobata mabasa makuru. Munogonesa
Handina kumubvuma asi taidanana 😂😂😂😂😂😂 hure remukadzi
..😂😂😂
In cases such as these, the woman should also be asked to pay her husband for her infidelity nekuti she knew that she was married. She must be punished together nemunhu wake waakadanana naye because it appears these 'get-rich schemes' are on the increase munhauranda. Mmm ipapo madzishe tibatsireyi
Zvino akabhadhara murume maths yacho haibude anenge akuti musana wangu ndiwo wakashanda
It's true both must pay ,bcz apa vakadzi vanoita vachiti hapana zvavanoitwa?
Those who say Chief knows his job 😜 say yes
yes
Ko madzimai evarume vakubatwa nemhosva murikutiiwo navo ... zvikomba zvikaramba zvongoripiswa vakadzi ava vavarikuita chipfambi navo vachisara, hunzenza hauperi. Vakadzi ava ngavaripewo vakadzi vavarikutorera varume ...
The man whose calm and full of wisdom Chief Mutasa
Chief Mutasa is so cunning chibaba chakakora kana tazogara.❤❤Chief Manyama.Uuuuu vanozonyanya kupisa guzs.Anokunyudza ukapara.
13:42😂aayyu Mambo soooo kkkkkkl.nice court room/ house fit for Mambo
Mambo is specially graced for his job + his people
Haaaaa mukadzi uyo inzenza ungati hapana chakaitika😂😂 then you go on to say makabvisana nhumbi😂
😂😂😂😂😂😂 haaaaa kwamambo Mutasa and team ndoku JUDGEMENT YARD ,thank you KARANGANDA AND TEAM🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥💯💯💯
Great work Chief Mutasa👏👏👏. Tinotenda nekubatsira vana venyu. Tinotenda ne building yamakavakira dunhu renyu. Mwari vakukomborereyi neupenyu hurefu Mambo. You are very wise, patient and caring to both parties plaintiff and defendant.
Vanhu vedunhu iri makakomborerwa zvenyu chokwadi. Sando dzenyu Mambo🔨 🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨🙏
Welcome back Chief
Mambo Mutasa in the Building
😂😂😂😂Chipfambi chinonkidza usati wabatwa ukangobatwa chete zvakadhakwa ngatidzidzei kuda varume vedu kana usisade ingoramba munhu wonyatsoita chipfadza zvisina anokuudza zvekuita
Mukdzi uyo arikunyepa akarohwa nyoro
😂😂😂😂chokwadi
Well done ndabonga mambo chironzo 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉 Tongai mambo mwashuma baba ataps
Apa akazvinakira mukadzi uyo
Chief Mutasa you are excellent wisdom like. Solomon clever and intelligent from Zimbabwe
Inini i will never Reserve mombe dzekuti mukadzi akwirwa# Wance ndangoziva kuti mukadzi akwirwa=Ndopakaperera sarungano ndoZviperekedza kumba kwazvo🎉
Once
True izvo ndezvekutsvagaari
@@LearnmoreMagwenderese 🤣🤣
Waugere naye ndiwe wakamuboora?????
@@ChipoMponde I don't even take English seriously I'm not from USA or UK😒kasi wakaperekedzwa here nhai chipo?
Mambo ndovada zvangu keep doing great job Mambo
I love Chief Mutasa's court hearings❤
Chief Mutasa the anointed one genuine chief from Zimbabwe
Chingindi machinzwa here haaaa Mutasa ndibaba venyika😂😂😂
Maiweeee mukadzi Uyo ihure chairo
Mukuru vazopusa pekupedzisira apa vatanga vanemagetsi😅😅😂😂
Akazodhingurwa😂😂😂
😂😂😂😂😂 Chief Mutasa is too much
Zizungairwa remukadzi
Ndosaka ndichitya kuroora hangu. Zvinorwadza kuzonyengerwa mukadzi 😢 .
My man you are strong it's not easy 😢😢😢😢
Kusvikira riini
@PraiseVuyexaba kusvika ndawana Ari nane or kugara ndega for life
Wotoita fata kkkkk
Ko vakadzi vakaroorwa asi varume vacho vachihura
Unotogona kuzotanga chihure waroora. Better uite usati waroora. Asi usaite Sinyoro.
Am Watching ndiripaBlues, guys, when the chief says eskolo apooo, waaaal I can't help but indulge more
Vakadzi vanourayisa .Ini hangu ndozvigarira!Ndakamboedza zvikaramba!
Vnhu havafanani dea
Variko vakachachena
Uripi 😅
Uya hako tigare tese ndadzidzawo upenyu kkk
Tiriko takadzikama aaaaah veduwee zvino tongofira dzevamwe here veduwee
Mambo you are excellent 🎉🎉🎉
Pakasvirwa munhu apo
Vakadzi vakadai ndovanoitwa tirambidzwe kuenda kuschool
Taura hako Fay. Now tese tinenge tongopendwa nebrush rimwe chete. Totorambidzwa kuenda kumabasa nekuda kwenzenza dzisingagoni kuzvibata.
Chokwadi 😂
Aaaaa mahure akuwanda kudarika vanhu chaivo 😂😂😂😂
Iyezvino dai madzimambo achiripisawo vakadzi ivavo vanobvuma mumwe murume iye achiziva kut Ari pamurume hunzenza hwakuwanda muvanhukadzi,,, ngavamboripewo zvichida hunzenza ungaita hushoma....
Ndinobvumirana newe, asi mukadzi anemurume akahura ndiye anofanira kukwira dare achpomera mumwe mukadzi kuti akarara nemurume wake.
Uyu mukadzi ibhishu chairo. Ana mambo vanofanira kutanga kuripisa futi vakadzi vanobvuma zvikomba ivo vari pavarume! Chii chakadaiso ichochi
Idi taura hko vanotunhidza vakadzi uye hunzenza hunozowanda vakaroorwa kudaro koz vanenge vachiti hapana zvatoitwa.
Kkkkkk mahure zvaari ma married kkkkk muchazvirega zvema merechi😂
"kumubvuma handina kumubvuma
Kurambana handina kumurambana
Tichiritise😅
Well-done mambo Mutasa mariudza nemo nemo gombiro iro
Crushing on mambo 😊
😅😅😅 mukadzi munhu habatwi kkkkkkkkk heyi
Haaaa the intelligence here is too much 😂
Hanzi nditumire chingindi😅😅😅
Kkkkkkkkkk ndazviziva hangu kuti Mupfanha pana Mambo Mutasa waita kamwana kadiki diki zvakoo kkkkkkkkkk
Wisdom that surpasses the highest Court of law,this is not intelligence but wisdom
uchibata zamu ibva waziwa kuti mombe yaenda, ukabata chidya ibva waziwa kuti dzawe mbiri...ukazopinda mukati ibva waziwa kuti nhatu plus mbiri dzekutanga zvaendwa🤣😂🤣😂🤣chihure ndirege ini ndiri murombo hangu
Kusarara naye anogona kunge asina zvinoitika😅😅😅
Sando dzenyu Mambo Mutasa mwari ngawakuchengetei amen
Sando dzenyu Mambo hakuna kugona kunodari apa 💪💪
Alicebakeki it's true irindironhazi yutong rinokwirwa nemunhu wese dust bin rinorasirwa marara naeveryone muchero wemusango unookwirwa nemunhu wese from Zimbabwe
Mambo Mutasa rambai makadaro mune justice. Varume vapfidze ruchiva rusina basa. Watching from UK.
Muviri wese changamire😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
My chifi ❤ chifi mutasa is the best 🔥 ini zimbabwe nhamba 1
Building rakazopera😊😊
Murume uyo akanyarara hake ❤ ari umwe dzave nhoroondo iyezvino
Bota haro rakadyiwa
Muna 2025 rinotodyiwa
Benzi remukadzi
Muti wemusango mukadzi uyu kuisa pamba hauite 😢
Mombe 4 at $350 pamombe=$1400 plus mbudzi at $40 plus $10=$1450.00. Dai akabhadhara Bhishu at $5 pungwe maMutare aikwira ka 290. Kuri kunzi anobhadhara ka1 pasvondo aikwira different Bhishu for 5.6 years. What a waste of money. Ngaamuitise mwana as pay back obva atiza kwaMutare kuenda kuSouth or kuBlues.
Best Chief 🎉🎉🎉
My Igwe Chief mutasa I salute you
Mambo Mutasa number 1 .makazomupengera hre 😂😂😂
Mukadzi uyu anonyepesaaa ihure guru ma movement ose avaita ndekudanana kkuru mrume nemkadzi vese mahure xaaa ngavaripe vese half half
Mambo we wisdom usatambe navo watodzva
Vanhu wemumaraini munonyadzisa,iwe mukadzi naLife mese murimbwa dzevanhu
Kundibata mwiriwose ayi bata 😢😢😢😢😢
Kkkkkkk mhosvaaaaa iweee ndouya kkkkk.
Nhasi ndaseka ndega kkkk.
Haaaaa zviri munyika umu zvakaoma.
Thanks to media.
Tiri kudzidza chokwadi
😂😂😂😂
Ndokuti vanhu wasiye hunhu wakadaro ,ummmmmmm shamwari neshamwari
Dai mamuripisawo kkkkk mukadzi iyeye aripa murume wake
Hongu mambo 😅😅😅kutonga nyaya kusvika munhu abvuma mhosva yake to the last haaa shuwa mhosva mhosva 😅😅😅
The Chief has got wisdom
Chief Mutasa woyeeeee, pfumvuuuu
Hwangove hubharanzi mnikina dai wangobvuma wanyarara zvatopera,ko nhoroondo yave yei apa uchinyepa kunge mwana mudiki.imba hapachina hapo uri kabenzi
Nhai zvako nhoroondo ndeyei
😂😂😂😂😂😂 ndanga ndichiti ndini ndoga ndazviona. Chatova chilukasi
Chatove chichemo Mambo maUsher ngaaronge vanhu vachibva mberi kudzokera sure nekuti avo vanonoka kuuya are interrupting the court session vachiuya mberi. Titende
Baba vane green kuita kunge Mr Zuma
😅😅
😅
Mkadzi aifanirwa kuripawo because akadanana nemurume wemunhu knowing kuti uyu murume wemunhu
Mukadzi musvinu pachiso bedzi mupfungwa .ka bedzi
Mhosva iwee ndouya 😂😂
Wise words from Chief. Let the girl child grow first varume. Munhu anosauka kana abatwa but kana achizviita ishasha. Thoko waro ngabhadhare
Yooooo varume nyika yashata
APA team ndereAreus yangu haaa vandimakisa
Masahwira edu awa 😂😂😂😂
Baba Taps takakuteerai kuno kwa Mambo Mutasa uko kwa headman Chigodora takatosiya kkkkkk
Uuuh chief vazonyanya kunyepa havo this episode 😂😂😂
Vanyepa papi?
Makagona mkoma kurowa hakusiko kutonga mhosva munhu anorambwa kna ahura nt kurowa
Vakadzi gutsikanai mudzimba umo hanzi akuda kundiendesa ku college haayaa 😂😂