Mambo avo vakadhakwa last number circumstances that led to the incident zvotariswa.Murume is trying to save his family.Ndomatongwrwe ari kuitwa vanhu what a circus thank u SM for exposing this drama court.Madhaka chaiwo Mambo avo ndavaone zvinoitwa naBushu,Mutasa at least adzidze otherwise he doesn't deserve to be Chief
Mambo humboo hwemu fone mahurambirei that woman was provoked to find someone in your bedroom. Jane must also be charged for being Intimate with someone's husband knowingly. Hatidi kuti mahure ajairire kubira bira varume vevamwe Nooooo.
Mwamwe ma chief haana chiono nezodzo rekutonga amana. Nyaya yatotonodzwa...Saka Jane akaroverwei? So baba ava tsananguro dzese idzi i creation here? Dare ratadza kuenda pamudzi wenyaya apa...kupotsa chaiko.
Ummmm data rangu veduwee raenda richichema chii chakadai chinenge ngozi zviriko here izvi Evidence yacho inga iripo wani kuti akabvarurwa hembe aripamba pemunhu Imagine zvivindi zvaJeni kudheerera rudzii kutobatwa ari mumba memunhu haa nxaaa Mambo with due respect nyaya dzakadai kana muchitonga soo kaa
Aaaa mambo mukadzi aitorerwa murume ndiye womobhadharisa sei uye zvipfeka zvake zvaishandiswa ko kana akakuvadzwa nhy iiiiii mambo tongoi muchitarisa mativi ose imi
Vanhu murikupesana nenyaya. Pamhangarwa nyaya yekurohwa not yechihure... munhu aharohwe, unomhangara kumapurisa or mambo. Jane is in the right in this case
Mai imi endai munomhan'ara kune rimwe dare mambo uyo nevamwe vake madofo havagone kutonga,endai kuna Nyamaropa,Mutasa kana Chigodora ndovakaenda kuchikoro vanoziva kutonga
Asika Jane aramba kuti Indiana na Baba avo. Apa arikunyepa kuti haagone iye akaroverwa ku bhora kunoendwa nevanhu vasingagone here? Jane ndiye aifanira kuripa.
Mambo uyu haagone kutonga nyaya iri pachena kt Jane ibishuu ramudhara uyu , mambo vanopihwa makumbo na Jane. Mambo vanokurudzira chihure ava. Musatipe nyaya dzinosvota kudai please
Ava Mambo avo Havana uchenjeri,pamwe vanodananawo naJane.this is not fair.mambo potai muchiendawo kumatare emamwe madzimambo munodzidzawo.apa muri wrong zvenyu.
So far tine madzimambo matatu chete muZimbabwe......Mutasa.....Bushu na Nyamaropa rimwe rese ratove drama iri.
NaVachigodora
@@mollinemupamhanga8911 chigodora ýes bt ndi headman
Na Seke
@@mollinemupamhanga8911 Chigodora wekubhadharisa Mari dzekwaTasvu vanhu vachinonwiswa mudzepete?kubira vanhu
Anovenga chigodora akaromba period @@Chidhuwa
Mambo avo vakadhakwa last number circumstances that led to the incident zvotariswa.Murume is trying to save his family.Ndomatongwrwe ari kuitwa vanhu what a circus thank u SM for exposing this drama court.Madhaka chaiwo Mambo avo ndavaone zvinoitwa naBushu,Mutasa at least adzidze otherwise he doesn't deserve to be Chief
Taurai henyu ngavasiye vana Mutasa vaite havo ukuuu hakuna zvozivikanwa
Mambo ibvai pachigaro apana chamunoziva
Mambo ava vari kutonga zvisiri fair. Jane is too clever. Anodanana baba ava chaiko but mambo havasi kugona kutonga chete
Mambo vakaravidzwa makumbo na Jane 😂!
Mambo humboo hwemu fone mahurambirei that woman was provoked to find someone in your bedroom.
Jane must also be charged for being Intimate with someone's husband knowingly.
Hatidi kuti mahure ajairire kubira bira varume vevamwe Nooooo.
Mwamwe ma chief haana chiono nezodzo rekutonga amana. Nyaya yatotonodzwa...Saka Jane akaroverwei? So baba ava tsananguro dzese idzi i creation here? Dare ratadza kuenda pamudzi wenyaya apa...kupotsa chaiko.
Thank you SMTV ...magona kuti buritsira mambo avo zviri pachena kuti vanhu varikutongwa zvineunzvinyiriri nyaya iri pachena kuti Jane akahura imi hamusi kuzviona zvese izvozvo .... Chimboendai Kwa Chief Zvimba
Dare harigone kutonga iri kkkkkk madofo chaiwo
Zimbwa ra chief hamugoni kutonga kuswera muchi vhiringidza nyaya iri pa chena
Jane ihure raka dzungaira kupusa
Zi huure iro
Hahaha Chief avo vandityisa…hapana chandanzwa chinemusoro chavataura…maybe Nyakurohwa ihama yavo…T/shirt ingachajwa mombe 2 …$700,00 apo dai vaita re-visit Mutongo wavo….dzokotorai nhau iyoyo msmbo….
Jane ndiye akapinda Mumba memunhu makupesvedzera mahure
Aaaa mambo ava idutye takarasimba nenyaya yekubvarurwa hembe tsvee nyaya yauya mudare haa chii chakadaro ichocho mandisvota mhani mambo imi nemakurukota enyu
Ummm nyaya iyi haina kodzero yemombe mbiri varume zivai kutonga nyaya
Ummmm data rangu veduwee raenda richichema chii chakadai chinenge ngozi zviriko here izvi
Evidence yacho inga iripo wani kuti akabvarurwa hembe aripamba pemunhu
Imagine zvivindi zvaJeni kudheerera rudzii kutobatwa ari mumba memunhu haa nxaaa
Mambo with due respect nyaya dzakadai kana muchitonga soo kaa
Ha we want justice for murifzi wemurume. Atongwa nedare revanhu vasina kana chavanoziva avanenge vanerimwe naJane. Ha ngatibatsire mai avo
Mukurambirei evidence yephone nhaimi hamusi fair
Utsotsi uhwu 😢
Mukoma sly batsirai mai vekutorerwa murume vaende kune umwe chief uyu ndewekumama
This court must learn from Bushu Mutasa and Chigodora
Mambo havasi fair ava. Munhu akahura ngaarohwe
Ko ka mic karikungo fambiswa fambiswa,,,ma reporter should not be distracting/ interfering with proceedings
Aaaa mambo mukadzi aitorerwa murume ndiye womobhadharisa sei uye zvipfeka zvake zvaishandiswa ko kana akakuvadzwa nhy iiiiii mambo tongoi muchitarisa mativi ose imi
Kutonga kwemadofo ndochii ichocho what a sham of a court
Mambo ngavadzokere kumbondodzidziswa kutonga. Havagoni kutonga chief ava. Mahumbwe avarikuita.
This court is so disappointing, zviripachena kuti Jane arikudanana nababa ava wasting my data for injustice
C
Some of these chiefs shouldn't be judging anything
Sly tasuwa sekuru Amandu
Jane arikuramba hake but vanodanna
Uyu mnhu hapana zvamambo apa
Hapana justice apo mai avo vangangorove munhu pasina
Vanhu murikupesana nenyaya. Pamhangarwa nyaya yekurohwa not yechihure... munhu aharohwe, unomhangara kumapurisa or mambo. Jane is in the right in this case
Mai imi endai munomhan'ara kune rimwe dare mambo uyo nevamwe vake madofo havagone kutonga,endai kuna Nyamaropa,Mutasa kana Chigodora ndovakaenda kuchikoro vanoziva kutonga
Haaaa Chigodora hamusikumuziva imi kkkkkk hazvina kutombosiyana neiyeyu akurasa nyaya uyu
@TheChekaskana ecd A hapatorina
Mambo munokurudzira chihure ndimi munoita kuti dzimba dziparare imi hamugone kutonga imi
Jane is clever😂😂
Mambo nemakurukota enyu musatanyoko munochinjana Jane ihure renyu mese,inga mkadzi uyo akabvarurirwawo t shirt naJane akurakidzai hamuna kutaura nezvayo wani,murume arikunyatso tsanangura mafambiro aiitai naJane murikungozvi tsikatsika,makuona kunge murume arikutaura zvemufirimu,munoti Jane haaone kokuchikoro kwaakazo bvarurirwa t shirt ndimi makanga manomusiya ikoko here?mkadzi arikunyatso tsanangura kuti vakabuda vakadungamidzana vachibva mumba zvese hamusi kuda kutererawo,mombe muchagovana mari naJane hure renyu,Jane kusviba kunyangara kunge kunze kwemusha
Asika Jane aramba kuti Indiana na Baba avo. Apa arikunyepa kuti haagone iye akaroverwa ku bhora kunoendwa nevanhu vasingagone here? Jane ndiye aifanira kuripa.
Nyaya dzimwe hadzidi madhara akadayi. Kana munhu achiita kubirira nguva yekutarisa zvese izvozvo
Mambo munokurudzira chihure mudunhu mwenda mberi. Jane atora advantage apa akatora murume wemunhu futi
Haa joki haurigoni kana mbavha inopika nenhema zvakaoma
Mambo matengwa naJane
Vanenge vanohura naye Jane wacho
Hamigoni kutonga Chief imi chii chakadaro.Mwari achakurangai
Hamutongi mambo imi airoverwei Jane wacho nxaaa
Chihure hachifi chakapera saka
Mudare munoshanda ma facts. Jenny haana mhosva. Mambo vagona kutonga. Murume ahura anodedemura sezviri kuita baba ava mubikirwa wenyaya.😂😂. Waienda kwana Mvere Mvere uko.😂😂 Benzi rerume iri.
Baba vanonyepa ava nxiiii ibenzi pane irikudhonzera imwe 😅😅😂😂😂 Kutambisa nguva yedare. Ngavaripe Jenny uyu. Vakato practiser manyepo semhuri. Everything is choreographed. Shuwa Jenny kufambira 2mins noodle 4km. Unenge uchitopenga ukati Jenny i hure rababa ava.
Mambo hapana zvinozikanwa mubvunzo vacho ndewe hudofo nyaya iripa chena jane ihure rakangwarisa rinonyepera kusaona but arihure ,mambo siyai humambo hapana zvamunoziva panyaya dzekutonga idzi
Kkkkk
Mambo ibvai pachigaro murimarara chaiwo munhu akaroverwei nxiiii I stand with chigodora ,nyamaropa na bushu
Mambo vanonyengena naJane futi avo ndafa nehasha nyaya iri pachena
Mambo kwanai imi
WTF yowe Chief Dofo Chirau. Jenny karma ari munzira adress anayo.
Kamunhu kasingagoni kupfeka bhurugwa richigara muchiuno.kana wakahura nemurume wamai ava Mwari vachakutonga mark my words
Mambo uyu haagone kutonga nyaya iri pachena kt Jane ibishuu ramudhara uyu , mambo vanopihwa makumbo na Jane. Mambo vanokurudzira chihure ava. Musatipe nyaya dzinosvota kudai please
😅😅😅nhau dzekwamambo ava please musatipewo
Vanombonxi anii ko mambo avoo
AAA hezvo Mambo imika kana mukazohurihwa muchatora action azvisi kwenyu nhasi Moringa mativi ose matengwa nehure iro kana Kuti motohura naye paaombera maoko kakutaura Jake pamuri pakati potse
Mai avo nyarikunyepa vanodanana nemurume uyo ichokwadi
Taura hko nyaya iyi iri pachena
Mambo imi nemachinda enyu hamuna zvanoziva zvachose. Moda kubhadharisa mombe mbiri dzei kumunhu akatorerwa murume???? Haaa imi hamugone kutonga zvachose, kadare kemahumbwe aka. Sakunatsa ndiye sakubaiwa?
Jane ndiye aachifanirwa kuripiswa apa amboramba haazive kumba kwamai avo murume akupupura akauya mukusapota chihure imi mmbo aapa kupnda mmba mmwe mkadzi aasi ndzvamoitawo kni😅
Haaa Jane anoripa here kurara Mumbamemukadzi uyu
Imi mambo hamusikuona here kuti Jane arikuramba zvinhu zvaanoziva anodanana nawo baba awo
Nekuda kwemacomments ndisina kupedza kuona i think mambo vanombokechesa chete vepatouchline thats why vatadza kuona nyaya.
Mambo ava ndevekupiko
Ndeyekubikira nyaya iyi, kudanana neZimcare 😂 kufamba 4km wokwirwa 2mins😂 apa haoni husiku 😮 zvinhu zvacho so
Havangamanikidze murume kuenda kwe gerofurendo...and Jane ngaarhwe kana achipinda mumba memumwe mukadzi
Mwendamberi apo matonga zvisirizvo coz jane akawanikwa mumba memunhu achangoramba achiita chihure nekuti achati mambo vanondiitira zvandoda
Mambo musatanyoko wenyu munotsigira mahure arikupa vangu zvirwere nekupaza Misha.
😂😂😂😂😂
Kikiki 😂😂
Aaaaaa saka mahure asarohwa here.
Ko ukarova obva afa???mukore uno kungotarisa nekusiya .
Aiwa rovai mahure zvekut nekubvisa mazino ukagona vaitewo danga remombe
@@eniakaduwe3554kkkkk😂😂😂😂😂 seems kwaChirau unoswera wabroka ukarova mahure. Kabanga nechirwere pamusoro
Kugwadama Pai....asi munoshura...uasabhadhare kana chinhu futi.infact ingosimuka ubve ipapo...kujaidza vanhu.motonzwira tsitsi munhu arikuparadza imba yemumwe ..nonsense
Ma Bhishu 😂😂😂 mambo mune basa 😂😂
Ava Mambo avo Havana uchenjeri,pamwe vanodananawo naJane.this is not fair.mambo potai muchiendawo kumatare emamwe madzimambo munodzidzawo.apa muri wrong zvenyu.
Zvinonyadzisa zvaitwa nachief.
Iya murume uyu akakwana here?
Arghhhhh ndasvotewa mhoti woti kudyirwa mrume woti kuripiswa mashura akabhoiliswa chaiwo
Ka adzimai vaBvunzai pavakabata Jane arikubuda mumba mavo sei asina kuendesa nyaya kumatare???
😅😅😅kudunhu iri hakuna Mambo.
Havagoni kutonga ava shame
SMTV rongekai imi ahaaaa murege tsika yekubata bata vakadzi vevanhu padare ramambo
Iri dare rakadhakwa ,kutadza kutonga nyaya iripachena kudero nhaimi ,makadhakwa imi mambo nemakurukota enyu
Chiiko chirikuiswa pazvifuva zvevakadzi ava
Jane anoziva nyaya mambo kana munhu achitaura musati anorwara pfungwa
Dare reku marrrr marrr
Mambo ibvai pakutonga hamuzive zvamunoita endai kunemamwe madzimambo muone zvinoitwa hamuna zodzo imi benzi ramambo
Mambo ava havagone kutonga inini ndatorerwa murume ndini ndoripiswa
Chidare ichi ndechekupenga ichi nxaa
Mambo avo hapana zviripo.Imi mambo hamuonewo hr mamwe madzimambo achitonga nxaaaaafokoro kani
Mambo muri maranishi chaiwo .hapana chamatonga
Nyaya yaJane yekudanana nemurume iripachena, asi mutemo venyika havubvumidzi kuti munhu arove mumwe.
Mambo vari ku side kwa Jane. Mambo vari ku promoter chipfambi cha Jane.
Ndofunga Jenny igirlfriend yamambo ava futi why vari saidhira iye aine mhosva yekudanana nemurume wemunhu
Idzo chembere idzodzi ndodzikunetserana zveubhishu here😂😂😂
Mambo kutonga hr ikoko kudini shuwa musadaro vanhu nyaya iripachena Zvakaoma
Chief avo handifungi kuti vanogona kutonga nyaya
Mambo hamuzive zvamuri siyayi kutonga
Kurova munhu imhosva, kutozobvarura hembe dzemumwe mkadzi paground pazere vanhu. Kana usingageze hurirwa, Jeny haana mhosva. Mambo Bhoo zvekudaro.
Mambo imi zvekutonga chimbomirai haaa mese kureva Kut hamusi kuona nyaya,
Mambo uyo ngaabvutirwe humanbo hapana zvinoziikanwa
Iduche chairo
Sk chibhishu chirikubharaaa nhaikaaa
Dayi wakarova murume wako hure anopinza mumwe mukadzi mumba iye anemukadzi ibenzi remurume,mukadzi akakangaisawo nokunirara mumba memumwe mukadzi.
Dare iri idare or idrama😮 hapana kana chisvinu apa
Madzi mambo ndinoona vano tseketudza nyaya kuți atanga kuuya nenyaya ndiye ahwinhe
Haaa Mambo matongero enyu ndekumama ayo cey mati Jane ndiye akatadzirwa
Jane akuchemera mombe kkk