ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
"zvikanzi itai steady tsano, matorwa ne njuzu" If you know this Maskiri line, you are a LEGEND
Blue Movie
@@vhukilerimbi ukuziva wani 😂
Type yevanhu vacho kana vanhu vaitobika
Zvikanzi teerai mdhara iyeye ndiye watinoti mambo akapfeka suit vakuru nefour corner isina tambo...... this guy is a G.O.A.T
True Story baba
Mfana wangu nyambo dzako hadzisi dzekunyepa ..Haupere you where always like that even pataive kuchikoro tese
One munhu wandakaziva kubva kare asingachinje skills 👏🏾 our music is now in safe hands
General love and encouragement
Reminds me of e blue movie tape Madam mombe shora
Zita ainzi Simbarashe ..mwana anga akanaka achidzidza kuprivate xul..Ndakafa kudenga babe kuno kukunakidzaa madam mombeshora vana Princess Diana...Baba Nyasha naMaskiri musarweee .usarweeeMangoma mukumaziya here ayoo
Simba inotaura nemoyo ma1111
G.o.a.t,,,,,grew up to this guy
I love this guy! Welcome back skills!
The G.O.A.T of Zim HipHop
Maskiri is so talented guys eishh, 😂😂😂😂😂😂🙌🙌
my legend maskiri kkk
Kikkkkkkk bros bros Kura uwone chokwadi, we love you bros
we maskiiirii!
Hiphop Legends we Salute you
If you really know maskiri u know this story is called creativity
Maskiri Zim Rap Legend
He is wearing the same jacket worn by the gal he featured with in mabude...
Saka? Kaduzvi
Ndobasa iroro kushata
Skillaz kkkkkkk uyu ndewe maFirimuHaaa i respect you my guyHaaa ndiwe wega wangu
Maskiri so 🔥🔥🔥maons
Mkutikwadza nenhema wangu
Tate guru is back
LoL real hip hop is back
real talk
Maskiri kkkkkkk haaya chimbondimhorosawo plz listern from Mozambique Maputo Matola
Maskiri uridhara rangu, tirove mabude takubvisika chimdara
Skilaz to fullest🤜
Skillaz mface wangu pakuda Roqui paside
Wema wema ahhhh
Nhema idzo boo here king....unondiitira mushe hangu skillaz
Skillaz is intelligent
Maskiri wema skiri kkkk
Skillaz uri Chibaba tirikunakirwa ne music yako tipo pa queen
3:05 surprised reporter
@maskiri ko maOld Albums haapo pano please upload
Maskiri marry me abeg🥵🤩🤲
Kkkkkk hahaha
😂😂😂😂😂😂skillaz is back zvine power....urban grooves is back
Skillet Vakasiya madam mombeshora vakuda mai Mukudzeyi kkkkkkk
Girazi manjee😂😂😂😂
iripi song yacho baba,,for the story
Iwe chair yaibatwe nebhaibheri, chair inobatwa nemagaro.😂😂😂
🐐
Zvamakaita futi paTrue Story muchiti muchazoipedzisa nyaya yacho 😂😂
Nhanhasi takamirira wangu
Vadzoka hombarume.....tateguru
Ndovakaimba kare vakashare mastage nanadehwa
Mukomana uyo akaoma guys Story Teller
Maskiri
Skillaz
Tateguru
Song yako iya yekuti ukanditizira tichanakidzwa tichigara tese tichigeza tese muviri weseeee😅😅 yakandirovesa ini ndisina wekutizira wacho
" ndobva ndatotenga bhaibhiri mangwana acho" ndoyakandi pedzera😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣🤣 ahhhh maskiri unonyepa ahhh hanzi chair haibatwe nebible inobatwa nemagaro
😂 nyaya dzamukoma Maskiri hadzina kumbo siyana nedza Kevin Hart .
😂
😂😂😂😂
Kkkkk
3:05
Mukoma skilaz huyai ndikutengereyi whawha
Uyu mublaz uyu soo 🙌🏽🙌🏽🙌🏽😹
Hie guys Can u please help me here .am looking for song yaMaskiri, l don't know the name but aitura zveku repa mai vake mumota what what ..HELP please
Inonzi simbarashe
@@maskirimusic6806 thank you
Bho
Muchiri kuita muri nematatya here mdara?
Munorema mdara.....fit kunge honda
Iyi ndonyaya yemu book manje iyi kurunga nyambo ukuuu
Chair haibatwe nei😂😂😂🤣🤣🤣
😹😹😹😹😹😹LEGEND!!!!!
Ahh iwe tipedxisire nyaya apa
Ava vanonyeba 😂😂😂😂😂😂😂
Hona serious takarohwa apa tichidzwa true story
hanzi mamessage egeneral love kkk
isai ma songs pa ytube dhara
wema true story
Pakaipa skillaz😅😅😅😅😅😅
Hadzina mukadzi here idzi?
Ini ndoda song iya yekuti taienda bt tisiri kuaarriver
Unayo here
Tambudzaiiiii
@@freddiejecha8875 inonzi true storry
@@freddiejecha8875 its True Story not Tambudzai
Kkkkk haaa Maskiri itya Mwari kkkkk muchurch here makaitika yese iyi?
Hachipere ichi.
Ko song yacho irikupi
Kkkk chair haibatwe nebhaibheiri inobatwa nemagaro
Mozoti ndinonyepa rega ndirege kupedzisa
Muri mbinga sikilàsMa skills enyu bho Manyama
Looking like R Kelly
Tate
😂😂😂 wemaskiri
Hahahaaa ndakabatwa neshoko
😁😂😂😂😂😂bhoo here
🤣🤣🤣🤣🤣 Maskiri ka
Mufesi anonyepa uyu😂
Apa very calm😂
tate
Idzi dzinodenha😂😂😂
Matauriro aya ndeemunhu asina kumboenda kuchurch kwacho🤣
iwe na john m phiri munonyepa zvinonaka
kkkkkkk Maskiri anonyeba akomana mmmm kkkkkkk
Haaq Skillaz so...
😂😂😂😂😂😂skillaz is goat
Tipedzisirei nhai tete guru
🤣🤣🤣maskiri kana
Kwanzi chair haibatwi neBible inobatwa nemagaro kkkkk
You're a good Story teller Skilaz plz do the same with the rest of your tracks will be there always watching this channel gotta grow in no time Skilaz...#Simbilimbi #Ita steady watorwa nenjuzu...Haaa muri Legend rangu zvangu😅
Skilaz wadzoka manje
Skilaz
🤣🤣🤣🤣hakuna
magaro haabate ,haana maoko kkkk
2Pac
🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂😂😂 uye munhu ka
Maskiri anonyeba akomana...🤣
Hamuite mudhara
iri itateguru remashuwa
Chii chii chii chii😁😁
idzi inhema kkkkkkk
"zvikanzi itai steady tsano, matorwa ne njuzu" If you know this Maskiri line, you are a LEGEND
Blue Movie
@@vhukilerimbi ukuziva wani 😂
Type yevanhu vacho kana vanhu vaitobika
Zvikanzi teerai mdhara iyeye ndiye watinoti mambo akapfeka suit vakuru nefour corner isina tambo...... this guy is a G.O.A.T
True Story baba
Mfana wangu nyambo dzako hadzisi dzekunyepa ..Haupere you where always like that even pataive kuchikoro tese
One munhu wandakaziva kubva kare asingachinje skills 👏🏾 our music is now in safe hands
General love and encouragement
Reminds me of e blue movie tape Madam mombe shora
Zita ainzi Simbarashe ..mwana anga akanaka achidzidza kuprivate xul..
Ndakafa kudenga babe kuno kukunakidzaa madam mombeshora vana Princess Diana...
Baba Nyasha naMaskiri musarweee .usarweee
Mangoma mukumaziya here ayoo
Simba inotaura nemoyo ma1111
G.o.a.t,,,,,grew up to this guy
I love this guy! Welcome back skills!
The G.O.A.T of Zim HipHop
Maskiri is so talented guys eishh, 😂😂😂😂😂😂🙌🙌
my legend maskiri kkk
Kikkkkkkk bros bros Kura uwone chokwadi, we love you bros
we maskiiirii!
Hiphop Legends we Salute you
If you really know maskiri u know this story is called creativity
Maskiri Zim Rap Legend
He is wearing the same jacket worn by the gal he featured with in mabude...
Saka? Kaduzvi
Ndobasa iroro kushata
Skillaz kkkkkkk uyu ndewe maFirimu
Haaa i respect you my guy
Haaa ndiwe wega wangu
Maskiri so 🔥🔥🔥maons
Mkutikwadza nenhema wangu
Tate guru is back
LoL real hip hop is back
real talk
Maskiri kkkkkkk haaya chimbondimhorosawo plz listern from Mozambique Maputo Matola
Maskiri uridhara rangu, tirove mabude takubvisika chimdara
Skilaz to fullest🤜
Skillaz mface wangu pakuda Roqui paside
Wema wema ahhhh
Nhema idzo boo here king....unondiitira mushe hangu skillaz
Skillaz is intelligent
Maskiri wema skiri kkkk
Skillaz uri Chibaba tirikunakirwa ne music yako tipo pa queen
3:05 surprised reporter
@maskiri ko maOld Albums haapo pano please upload
Maskiri marry me abeg🥵🤩🤲
Kkkkkk hahaha
😂😂😂😂😂😂skillaz is back zvine power....urban grooves is back
Skillet Vakasiya madam mombeshora vakuda mai Mukudzeyi kkkkkkk
Girazi manjee😂😂😂😂
iripi song yacho baba,,for the story
Iwe chair yaibatwe nebhaibheri, chair inobatwa nemagaro.😂😂😂
🐐
Zvamakaita futi paTrue Story muchiti muchazoipedzisa nyaya yacho 😂😂
Nhanhasi takamirira wangu
Vadzoka hombarume.....tateguru
Ndovakaimba kare vakashare mastage nanadehwa
Mukomana uyo akaoma guys
Story Teller
Maskiri
Skillaz
Tateguru
Song yako iya yekuti ukanditizira tichanakidzwa tichigara tese tichigeza tese muviri weseeee😅😅 yakandirovesa ini ndisina wekutizira wacho
" ndobva ndatotenga bhaibhiri mangwana acho" ndoyakandi pedzera😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣🤣 ahhhh maskiri unonyepa ahhh hanzi chair haibatwe nebible inobatwa nemagaro
😂 nyaya dzamukoma Maskiri hadzina kumbo siyana nedza Kevin Hart .
😂
😂😂😂😂
Kkkkk
3:05
Mukoma skilaz huyai ndikutengereyi whawha
Uyu mublaz uyu soo 🙌🏽🙌🏽🙌🏽😹
Hie guys
Can u please help me here .am looking for song yaMaskiri, l don't know the name but aitura zveku repa mai vake mumota what what ..HELP please
Inonzi simbarashe
@@maskirimusic6806 thank you
Bho
Muchiri kuita muri nematatya here mdara?
Munorema mdara.....fit kunge honda
Iyi ndonyaya yemu book manje iyi kurunga nyambo ukuuu
Chair haibatwe nei😂😂😂🤣🤣🤣
😹😹😹😹😹😹LEGEND!!!!!
Ahh iwe tipedxisire nyaya apa
Ava vanonyeba 😂😂😂😂😂😂😂
Hona serious takarohwa apa tichidzwa true story
hanzi mamessage egeneral love kkk
isai ma songs pa ytube dhara
wema true story
Pakaipa skillaz😅😅😅😅😅😅
Hadzina mukadzi here idzi?
Ini ndoda song iya yekuti taienda bt tisiri kuaarriver
Unayo here
Tambudzaiiiii
@@freddiejecha8875 inonzi true storry
@@freddiejecha8875 its True Story not Tambudzai
Kkkkk haaa Maskiri itya Mwari kkkkk muchurch here makaitika yese iyi?
Hachipere ichi.
Ko song yacho irikupi
Kkkk chair haibatwe nebhaibheiri inobatwa nemagaro
Mozoti ndinonyepa rega ndirege kupedzisa
Muri mbinga sikilàs
Ma skills enyu bho
Manyama
Looking like R Kelly
Tate
😂😂😂 wemaskiri
Hahahaaa ndakabatwa neshoko
😁😂😂😂😂😂bhoo here
🤣🤣🤣🤣🤣 Maskiri ka
Mufesi anonyepa uyu😂
Apa very calm😂
tate
Idzi dzinodenha😂😂😂
Matauriro aya ndeemunhu asina kumboenda kuchurch kwacho🤣
iwe na john m phiri munonyepa zvinonaka
kkkkkkk Maskiri anonyeba akomana mmmm kkkkkkk
Haaq Skillaz so...
😂😂😂😂😂😂skillaz is goat
Tipedzisirei nhai tete guru
🤣🤣🤣maskiri kana
Kwanzi chair haibatwi neBible inobatwa nemagaro kkkkk
You're a good Story teller Skilaz plz do the same with the rest of your tracks will be there always watching this channel gotta grow in no time Skilaz...
#Simbilimbi #Ita steady watorwa nenjuzu...
Haaa muri Legend rangu zvangu😅
Skilaz wadzoka manje
Skilaz
🤣🤣🤣🤣hakuna
magaro haabate ,haana maoko kkkk
2Pac
🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂😂😂 uye munhu ka
Maskiri anonyeba akomana...🤣
Hamuite mudhara
iri itateguru remashuwa
Chii chii chii chii😁😁
idzi inhema kkkkkkk