Haaaaaa Ollah wakaoma plus unoziwa kufamba nevanhu wako,this is beautiful baba.Maskiri haaaaa bit rako ndorifarira rough wangu-keep it up mdara wangu apa munenge makato putsika henyu kutyoka chibaba plus sasi rako baba ndomaOne wangu.
Maskiri, is a legend in initiating Zim hip-hop, we respect you! But l was intrigued by the story yemukadzi wemunhu kkkkkk. That was good guys, thanks to Dj Ollah that you ask exactly what people need to get clear !
Tateguru great one. MA bars anobuda apa haasi Ema 2K. Olla keep up the good work. Unorova pamongo chaipo nemubvunzo. U know value ye data ne kubata MA Q anenge ane vanhu.
My all time favorite, still playing blue movie nyangwe yakambondibamurisa ndichakura ndasvikirwa ndichiiridza ndkanzi wakuita zvevakomana😂😂😂😂. Zvana Holy what what hameno vanovaziva
DJ Olla ukumberi. But please get a cue from a response given that the guest is uncomfortable with certain type of questions. Once you notice that, STOP, and bring in a different subject. Kwete kuti une ma assets hereee, assets wise une imba here, unema assets here. Ha wangu.
I think there is a misconception when it comes to music, so many a times we have heard questions such as "music yenyu inodzidzisei".. I believe music can also be listened for entertainment purposes, hatingodzidze pese pese...
Number 1 rapper muZimbabwe no 2 nsiGumbura kkkkkk ava ndimdara ava
My best rapper in Zim , thnks ollah lam watching you from Greece
maskiri mdara
Haaaaaa Ollah wakaoma plus unoziwa kufamba nevanhu wako,this is beautiful baba.Maskiri haaaaa bit rako ndorifarira rough wangu-keep it up mdara wangu apa munenge makato putsika henyu kutyoka chibaba plus sasi rako baba ndomaOne wangu.
Nyc interview
Bt song iri ku background iyo it wuld hve been bttr if waisa song yaMaskiri pane vigro deep iro frm my point of view
For a guy who produces captivating lyrics Maskiri is shy uummh
A legend yesterday, today and tomorrow. 20 years and still counting
Maskiri, is a legend in initiating Zim hip-hop, we respect you! But l was intrigued by the story yemukadzi wemunhu kkkkkk. That was good guys, thanks to Dj Ollah that you ask exactly what people need to get clear !
Kkkkkk pama assets apa mamubvunza zvakaoma mamushungurudza
Chete iye wacho anogona hake kupindura
TATEGURU, THE LEGEND - the pioneer of Urban Grooves music. Big-up TATEGURU, ndimi vanezuro, nhasi nemangwani.
Maskiri anemaskiri. Murimudhara vangu. Keep pushing mukoma
Tateguru great one. MA bars anobuda apa haasi Ema 2K.
Olla keep up the good work. Unorova pamongo chaipo nemubvunzo. U know value ye data ne kubata MA Q anenge ane vanhu.
Respect weMaskiri, always love you and our music 🎶🎵. Keep our music burning bro.
Skillaz 👊👊 ndoking of hip hop
Skillaz one of my best raper. Haaaaa ma barss ari tiiiii
Ndadzidza pa ma label apo thanx maskiri
Aaaàaaag maskiri anotoremera vana holy ten t gonzi ndavagare pasi avasati varema sezvakaitwa namaskiri
Kkkkkk hanzi best handisati ndaiita
Enough respect Maskiri always number one bar dropper of all time
Bigup skillaz my BIGGEST raper from Chingling together we1 with the Vision
Best Rapper Alive
Chi-Tate-Guru
#GoAt
Much love Tateguru, I miss our old Zimbabwe. All names mentioned remind me of the good old times
Masikiri, Zvidobidobi, Skills, Champion for real! Haana kudhiskavhiwa last year kunge zumbani.
Ahhhh ndaspakwa
Haaaa Ichi chibaba 👏he is the best. Salute to Olla, this is the best ever interview yaMaskiri
Maskiri to the world 🌍
Bars bars🔥🔥🔥🔥🔥 tateguru varikuseri
Chibaba...cool guy
Yes indeed maturity comes with age. Hope Stunner is learning something
HIII MABVA MATAURA NYAY HOMBE MUKURU
Still in love your music even though my husband vachigara vachinditi kura ziva music yekuridza pareal maskiri unondiitira
Ichoo chibaba Maskiri ane skri
WeMaskiri matateguru e urban grooves
Wenera maskiri na nox akapedza hake
If it's still the Maskiri we knew as kids pamahard drugs kumurevera nhema, he was into matial arts and quite disciplined.
Big up Ollah I am watching you in Canada
My all time favorite, still playing blue movie nyangwe yakambondibamurisa ndichakura ndasvikirwa ndichiiridza ndkanzi wakuita zvevakomana😂😂😂😂. Zvana Holy what what hameno vanovaziva
😂😂😂😂😂Holy wat wat ama2000 hayaass
@@nyengeteraichandirekera6915 ama 2K
Maskiri is misunderstood. He is forever a legend. And also he has matured a lot but touch haibude 😂.
Rombe wkanyanya 🔥🔥🔥🔥
DJ Olla ukumberi. But please get a cue from a response given that the guest is uncomfortable with certain type of questions. Once you notice that, STOP, and bring in a different subject. Kwete kuti une ma assets hereee, assets wise une imba here, unema assets here. Ha wangu.
The programme is called “ on the spot” . In case you missed it
Noticed that too, don't think it was necessary at all.
Let him grill because ndizvo zvatinenge tichida kuziva izvozvo
Thts true coz kudzikisirana
@@karematimura9166 kana mukaziva kut haana imba then what??
Musician one ane personality!! This was a fun interview
Maskiri we Maskiri haaa ava vakapenga
I love this dude
King skillarz vanorema mhanii
Maskiri kkkk🔥🔥🔥 haaaa uriko wangu
Chitateguru full stop. Vamwe zvana big up Skillaz
Best song; Tambudzai 🔥
nyaya yemu third floor ritori rimwe skiri
Big Up Legend!!!✊
I think there is a misconception when it comes to music, so many a times we have heard questions such as "music yenyu inodzidzisei".. I believe music can also be listened for entertainment purposes, hatingodzidze pese pese...
Chibaba ichiiii legend
Wemasikiri I luv this guy
Skillaz ma1 uyooo🔥🔥🔥🔥🔥
Tateguru ve Hip Hop
Maskiri to the world 🌎 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Am a real fan of this legend wish timbosangana ❤❤
Vanonakidza manje ndakambosangana navo vanenge vachingonakidzwa zvavo
chakaipa 💯💯 Tateguru
good work olla👍 pliz help us video neaudio zvive in phase
Ko munonyeperei ati haana kujamba wani
audio and video are not in sync. but thanks for the upload
Makuruwani avo 🔥🔥🔥
kupera kuitasey, imbobvunza maksiri 😂😂😂😂😂😂😂 y'all remember holy 10's bar 😅
Lizwell Vheremu speaking
I would like to meet this guy one day
He is great
sure
Even me
Living legend love yu to the fullest wemaskiri
kkkk haa MASIKIRI WEMASIKIRI muri chibaba
Ollah 7million
Skillers used to see u muzvishavane ...pabhiza apoo nana chole na Sam dread..Tichita zve bvaru bvaru..
Skillaz pane wisdom
Living legend 🔥🔥
Zvakafanana nekunzi Taps eeezve Mdara mukuziva zvinhu zvacho
best interview kkkk maskiri mudhara
Maskiri wemaskiri
Mhondoro!
Rangu cd reblue movie rakapwanywa naMhai after vandi banner kuterera weMaskiri. Ndakapinda mumachira neshangu , i was so sad 😞
🤪🤪🤪🤪 tateguru vane ma bars!!!
Phelix Kapendeka huya uone bhururu wako.......
My king my fadda
unondigonera maskiri
The king 😊
King of bars
Maskiri🔥🔥
Luv you tateguru
King ve hiphop 🇿🇼
Nuff respect to Maskiri
Munozobhombha henyu nemibvunzo DJ . Hanzi uneden here kkkk
Kwesheni yema assets yanzvengwa nzvengwa! Kana marriage yatizwa tizwa futi. kkkkkkkk
Kubvunza kusina kungwara from the DJ
CHIBABA ICHO Skilazzzzzzzzzz
Chibaba icho
Maskiri anongoda 3 hour interview, yakasika kupera
hi Nyenge, sorry the vid and aud are not syncing and i think the previous one was doing the same as well
Shuwa
Yekusvetuka mu3rd floor ndakamerera
GOAT
Maskiri kumberi Sando dzake ndini fanuel linje
Kkkkkkkkk Msikiri taura mhani
🤣🤣🤣🤣🤣olla the hype man
Mudziyashe
Ollah anokanga vanhu uyu. MaQuestions acho maBULLETS
Hanzi unemba here imajin 🤣🤣
@@nicksongift4963 🤣🤣🤣🤣🤣
But zviri bhoo
🔥🔥🔥
Tateguru 🔥🔥🔥
Maskiri idhara
Team rakamborira zvaro iri.
Skillaz
Mwana waGumbaz nablaWellaz