I would like to appeal to Chief Mutasa as a Senator of Manicaland I seen almost two chiefs who need help mentally and educationally Zimunya and Mutambara madzimambo anoradzi kuti madhofo Havana kana chikoro
Give him a government post once coz according to zimunya he didn't follow traditional act and charging vanhu alot and watched all videos hapana chandaona
Chigodora started so well, but akarasika paakaunza vakomana vehasha kumberi kuye. The trio began to abuse people’s rights. Thank you Mambo, marema apa. Well done baba ve nzvimbo
Ko iwe mambo iwe kana uchishora media asi iwewe uchitaura pa media zvinorevei????? Iwewe hautongerani naChigodora iwe pachokwadi chaipo. Makarwadziwa nembiri yaChigodora kugona kutonga kwake motyira kutorerwa huMambo. Tatoona kunenyaya yenyu kare.😂😂
So Chief Mutasa muchamuita sei iye aine media yaanofamba nayo , boe marwadziwa apa mukuru handikunyeperei. Headman anobva pachigaro afa kuziva kwandaiita .
Imi Chief maita godo apa just because headman Chigodora is now popular than you mudunhu rako, iwee hatikuzive and we are going to unfollow you. Chigodora was doing a good job, varoi vaitobatwa nyika yosara yakachena. Pasi nemi Mambo munenge dofo imi.
Chokwadi mambo uyu arikutsigira kuti vanhu varoive nekusaripwa ngozi uyu mambo aifanirwa kudzidza tsika dzedu through muface uyo anonzi chigodora he was the best
Chigodora was abusing his powers he was there for money and humiliating everyone in front of whole village....plus over charging and corruption was deep in that court..
Chigodora aiwe akuzwinyanya, unnecessarily overzealous, unprincipled and corrupt alongside his lieutenants, so good riddance. Mambo Zimunya is trully humble and talks with wisdom. It is so sad, masabhuku, Headman, madzishe neamwe madzimambo exploit their subjects williy nilly!!
It was about time Chief Chigodora was stopped. He had begun to act as though he were above the law, even going as far as summoning bishops to halt their congregants from praying and enforcing his commands for everyone to visit fake witch doctors, demanding large sums of money from people who are already poor and struggling to afford food. I am truly happy with this news. Let the poor be free. Our country already burdens us, and to have local leaders adding salt to our wounds is simply unbearable.
You are a star and visionary,,not mafuza ajaira kubirwa mari nezvin'anga zvakatorombawo kuzobira vanhu.N'anga chaidzo dzkapera muno,,,chaivo vaiti unouya kuzobhadhara kana wapora/kuzotenda kana wabatsirika ,ukasauya vaiziva yekukutamba mumweya,,not zve one on one $400 na Tasvu....naChogodora wake..without proper solutions
Taurai henyu uyu akaona kut ma bhinya ake ofumurwa pamwe pane maari muhubhinya iye urikutaura pa media wani zvasiyana pari apa hatorina kuti changamu Changamu
Why don't you understand once and for all.He wasn't a Headman but he was just an ACTING.That's why he was moving fast because he knew that time wasn't at his side.Period.
Panyaya yemari Chigodora anga ozvinyanya zvake coz pane paaibhadharisa per person vanhu 6 mari ye dare yet inofanira kubhadhariswa 2 chete complainant na accused
I come from imba yeumambo kwaChivi,acting head anoita 2 years inonzi topwoo.Chigodora dai akasiyana nekuvhura TH-cam page .then paakatanga kutonga nyaya dzengozi akatanga kudzibata panga pamiswa mambo Zimunya
Apart from all the Headmen Chigodora was the best ndooozvinoita muZimbabwe vakaona uchigonera nyika they pull you down aaaa iyo istandard we knew ngavamudzosere ndiye watinoda we see him achitonga nemazvo thats why ari popular because anodiwa nenyika yese kusanganisa varimhiri
Ndakambozvitaura kuti Headman Chigodora and his court assessors were clowns. If you ate the accused they don't give you time to defend yourself. They are always cutting you resulting in very unfair judgements. Good riddance
after knowing ndebele fluently, I now realize most words e kumanyika, zezuru etc ane chi ndebele, but I don't know why it's the truth, most words are Ndebele
Chief Mtasa is on social media and a lot more chiefs. Why are you not on social media chief? This is a new era. Taurai zve makore maviri kwete dzimwe dzamava kutaura
Haaaa chigodora was good in the beginning and he became a bully.he was embarrassing elderly people..chivanhu chekupi chekuti nyangwe mukuru ari wrong momuita chiseko paruzhinji... and mambo vati vakatanga vambomutsiura asi haana kuchinja.....pride and ego destroyed many great ppl who had good potential
Just say his term has expired, zvimwe zvese manyepo nekuti evidence of court sessions is on record. Chigodora was a man of action and results, kwete kuvanza huroyi. Wishing you all the best vaZimunya.
MuZimbabwe vanhu vanongoita gundamusaira apa havatozivi mutemo kuti unotii.Chigodora was milking people and acting outside the parameters of his judicial powers!Chigodora ndakamuyambira kare check my previous comments!
Theres nothing good about abusing human rights. Chigodora was abusing people in the name of getting likes on social media. Zimunya is civilized, unotonzwa nekutaura kuti this chief is learned and reasonable. You cant force someone to visit a witch doctor what for? Keep up the good work mambo Zimunya, continue doing what is right. Kutonga hausi hudzvanyiriri. More love our nkosi.
Hyaa l agree with you Mambo Zimunya. Ma drama anga akuitwa naHeadman anga akanyanya comedy yet zvichito affecter magariro evanhu. Munhu haamanikidzwe kuenda kun'anga kana asingatende. Noise yemachinda acho ummm that was too much
Well done Mambo Zimunya ndizvo chaizvo zvandakaona taitoundurwa nema fans avo . Bullying yanga yakawandisa plus kucharger mari yakawanda. "Huyai $300 next week mufambe" haa ma villagers anoiwanepi mari refu iyoyo within 7 days
haya zvakangooma veManica post ndakaona imwe interview yamaibvunzawo vamwe mambo ndakaziva kuti headman nemiwo hamhuvafariri but Chigodora ane ari chazezesa zvake very intelligent
Chigodora akatanga zvakanaka popularity yakapinda mumusoro dare became an entertainment arena. Every case was being sent to Tasvu ndopakarasika ipapo he turned every case to huroyi. Slogan yanga yave gadzirai $400 muende kwaTasvu. Ndopakaperera hu Headman ipapo. New Mambo Zimunya made a good call.
The manica post munhu uyu murudzii he sounded like a ndebele.... We will support him kuti vavhure imwe platform isineyi nehu headman vachatofaya kudarika iwe dhoti iwe
Chigodora is just the best.He brings results.The new chief made a hasty decision instead of learning from the younger one.I doubt if the new Chief will last because he is definitely ill advised
What the Chief did is legal regardless of any other things. Traditional leaders act gives acting headmen only 2 years in those 2 years the clan should nominate a substantive headman. If 2 years lapses the minister with the may appoint anyone from the clan to be headman after consultations section 8(3) of the Act Seems according to Chigodora traditions Hushe hwaifanira kubuda muimba ye the current headman yoenda kuimwewo imba nababamukuru or babamunini
Kangoma kana koririsa kanenge koda kuparuka. I always said Headman chigodora was supposed to learn from Chief Mutasa,,,, look at how humble and clever Chief Mutasa is,,,, chigodora was money-centered and aitonga like a chief of which he was a headman. Pane akambonzwawo kwaMutasa kuchitaurwa zvemari here? Vanhu vanobhadhara asi it’s secret except for miripo, l like Chief Clayton’s character. Hatidi hutongi hune hudzvanyiriri mukati kana udyire NO!!!
Akuna iyoyo tinorega kuona zvematare then ,we learnt from chigodora! varoi vaibatwa ndivo vatoita kuti abviswe, now huroi huye hwakuchidzokera ku level 100. Haa apa matadza apa jelous morinyanya ,chigodora for chief he deserves better ngavhure hake chanel we will follow him
@@TheWatcher11119following will change thus what we mean ,inga ma church ema oyiri ariko asi vakapunyuka vakasiya wani asi ari empty achingozama kumira
@@Brenda_omnib95 Matare is our culture and agara aripo achagara ariko. Social media just ventured into our culture not the other way round, knowing our country it can actually ban zve social media kumatare because of these controversies
Mudhara Chigodora akaita headman 6years wani. Social media imi right now mutori pa social media pacho. Fungai futi musati matanga kutaura. Nyaya yenyu chaiyo tichainzwa gedu
Head man vakasiya hatitewere dare rako unegodo hauzive zvauri.midzimu ngozi zvirikungobuda pa media wani tadzidza zvakawanda nemadzimambo pa media wakagadzwa mhaimhanje wakuda kunetsa head haunyare godo jealous chigodora aita mbiri iwewe zvirikukurwadza kwana
@@mablangoZimunya is following what is according to the constitution of The Democratic Republic of Zimbabwe.That is the rule of law of which you loud us of if not followed.wake up with others when morning is due.Also, abstain from using vulgar.It's sin and crime.
I remember chigodora paakatonga nyaya yamai shirikadzi nenyaya yemagetsi haa paya vakabhaiza and the case yavaisvororodza sekuru vainge vaizviitira wee
There are some cases he shouldn't have judged in his court as they were beyond his powers. One example is that rape case where someone ended up taking his life. True about social media. Mambo Zimunya needs to do his job and grow leadership skills. He's a bit weak and needs to restructure his court so he gain people's confidence!
Hurumende ndiyo inotevedzera chivanhu endorsing the lineage yemaFamilies ehumambo. Imba yaBen hairamba ichitonga kana Mwana mambo weMumba waBen afa or obviswa, imba yaBhobho ndiyo inozopinda. Gvt ravo kuReducer Hondo neruvengo pakugadzwa kwe next in line pahuChief. Mukaziva izvozvo munoziva why Gvt is involved. VeHuMambo ndivo vanoappointwa and Gvt youTsinhira and it’s not handpicking from one family. Baba vako kana vari Chief hazvireve kuti you are next in line. Zvino Endayi Kune imwe imba, Pabatei ipapo. No maFirimu avana Chigodora nana Chief Bushu
❤❤❤❤❤ Godo zvanzi ndatsikwa na Chigodora mmmmmm ma1 apa ❤❤❤❤ munopera hapana Mambo ❤❤❤ kana asingadi kuenda kuvavheneki ❤❤❤❤❤ motopera makatarisa❤❤❤❤ BACK TO SENDER BHOOOO ❤❤❤❤❤
Musi Uno akatouya pa Melly diaries ku Facebook achitongoita SA headman ndatoshamisika he later on demanded 100 dollars panyaya yaanga adedzerwa @@MaryMucheka
Chidora was very good zvingataurika hazvo nepaside but ini aindiitira zvangu Headman Chigodora,tinoziva kuti munhu haangagone zvese hazvo but he was good for me
Headman Chigodora you are a Star! Mhoswa yenyu ndeyekuti munotonga zvinonwisa mvura. Mamwe maheadmen vatisingazive vakadzingwa nekugona kwenyu basa, asi kuti mudzingwe mega it would have looked like victimisation nekuti nyaya chaiyo hapana apa. Ndimi makakodzera kuve muri pachigaro china musharukwa Zimunya. The Chief must not feel inferior to a junior surbodinate! Hapana patichatiza social media nekuti ndiwo mararamiro avepo. The same social media ichamubata musharukwa uyo, zvatirikutomuita pano. Mambo dzorai moyo!
Inga ataura kuti anga akangobatira plus hazvigoni kuti baba waz headman iye woita futi zvakufanira kuenda kunedzimwe dzimba ushe madzoro Dzimwe dzimba dzinofanira kutora ushe ihwohwo dzinonzwa sei chimbopfekai bhutsu yacho . Ini wangu headman ndi Nyamana kuMadanga uko ward 26 Mambo atonga zvakanaka ayitira kudzima popoto mudzinza KWETE mu community or mu social media but ayitira dzinza kuti vagarisane zvakanaka . Kana humambo hwadarika menyu ipai vamwe Isu kwedu tatomurira kuziva kuti tichapihwa ani
Iwo ma chief acho habvisike here tito voter, iye arikubvunza mibvunzowo hagone kubvunza maida kuti huroi husabatwe here ,ndosaka takasara se nyika we want chigodora back with immediate plublic demand
@@shingiraitrevormboto2105 anovhura chanel yake then by that public demand ,be it macheso or chivanhu as long as vana vevhu vachi batsirika and growing it can be requested, he was not destroying, he was building ,vamwe chi salad takatsveta and started understanding tradition so we not requesting out of childishness we mean it zvaitapukira kuwana to learn, so mind we are not dramatic tichanodzidzira tsika kunedzimwe nyika
Apa haisi nyaya yekuda kunakidza media but it was a better way yekudzidzisa nekuonesa vamwe vasiri padare kuti mhosva dzinoparwa sei uye dzogadziriswa sei. We had learned much better from Chigodora and Mutasa . Vanogona basa I like them n the way they rule.
Ko, what about machiefs ese arikubuda pasocial media?? This is nonsense. In fact, matare ese are supposed to be public, there is nothing to hide. I salute Mambo Mutasa and Mambo Buchu. These are learned chiefs.
What's wrong with social media??? inga kune ma chief all over Zimbabwe vari ku tonga vari pa ma social media, apa papinda shanje chete. Headman Chigodora for the people 👏👏👏👏 vaigona. Ko chief Zimunya makangodii kungo korekta headman Chigodora?? Imi hamutadzi here?? Bring back headman Chigodora by public Demand!!!!
Haaa Chief Zimunya matokanya apa Headman ngawadzoke pabasa pawo ,Mutare yanga yanani and zvangazvakupera zvekuroyana nekuurayana imimi makubvisa munhu arikugona basa zvesocial media azvina basa ingamachief mazhinji angoripo wani.Murume itonga hake uyu chero hangu ndiriwekuMasvingo but ndaitoona kuti Chigodora was supposed kutotonga nyaya Zimbabwe yese asi arimashure machief Mutasa ndowarume2 chete wanofanira kutotona wanogona zvawo .Chikumbiro ndechekuti you must put Headman Chigodora back on the thrown THE LEGEND THE HERO PERFECT EXCELLENT INTELLIGENCE MAN EVER.
What kind of kutongaKuya kwaiitwa naChigodora nemazipenzi ake Gucci&Magraz kuti munhu hapihwe time yekutaurawo??warawara kutaurisa Mwamama well done CHIEF 🎉🎉🇿🇼
@laurenemasaraa6516 😅😅😅next time vanhu ngavapihwe good time yekutsanangura nyaya dzavo🤝kana uri mambo wevanhu you must be Flexible kumunhu wese,kwete kuti 2 minutes Iwe-Iwe ndokutamba yandakatamba CHABODO naMATUTSA
Iknew Chigodora was going to be in deep shit 1 day, anga ave kupfuuridza jurisdiction yake. Akanga avekuita chitonge tonge and vanhu vanga vaakuti vakatongwa neumwe mambo vanhu vaizobva voenda kwaheadman iye oshora dare ramambo akatombokwesherana naMutasa
Ummmm zimunya dzosai vachigodora he was trying to fix the country kna kutomuita mambo muhombe anogadzirisa😍nyaya dzengozi nevaroyi muone kuti hainaki hre pliz mambo mungava henyu muhombe bt mumwe namumwe anezvanogo chigodora ndi baba vanogadzirisa nyaya dzehurombwa varoyi
Mubvunzo wangu kuna mambo. ...muri kuti munhu haamanikidzwe munezvaasingatendere mazviri.... Chokwadi here. Chivanhu chine approved ways to solve disputes. KwaTinashe vamunoendesa,, do they believe in that? I have other questions
@@chingombedariesAaaaaa musadzidza kutuka vanhu vemusingazi muma social media. Musapinda nemoyo mu media.vamwe vakazogadzirwa nenhau yekutuka munhu asina chakutadzira pa media
Only Chief Mutasa exhibits true traditional leadership. Chief Mutasa can handle Supreme Court & Concourt than the current crap in the cock-pit. Chief Mutasa for President!
God 🙏 bless Headman chigodora he is a true leader
Mambo vakaita godo kuti Headman is now popular than him. I didn’t even know him😂
Chigodora was a popular person varikurwadziwa vange vatora chimuti
48 Laws of Power
True
Chief vanotaura sevakatomwa mudzepete aah tseki
well zvatopfura izvo mambo vaita decision yavo he is never coming back
I would like to appeal to Chief Mutasa as a Senator of Manicaland I seen almost two chiefs who need help mentally and educationally Zimunya and Mutambara madzimambo anoradzi kuti madhofo Havana kana chikoro
Mutasa haatodi kunzwa nrzva chigodora nekuti anga aakuita zvisizvo
Hamugone kutonga imi.makaona kuti mavekukundwa kutonga navachigodora .kusatonya chaiko
zvisizvo zvichi tizivewo @@mablango
Give him a government post once coz according to zimunya he didn't follow traditional act and charging vanhu alot and watched all videos hapana chandaona
@@philkonbenco3197he was charging a lot and forcing people to go to n'anga against their will
Chigodora started so well, but akarasika paakaunza vakomana vehasha kumberi kuye. The trio began to abuse people’s rights. Thank you Mambo, marema apa. Well done baba ve nzvimbo
Tru
Chief zimunya + chief marange haaa nzvimbo idzi dzri kutongwa nana kasongo
True but Marange akura hake asi uyu ari nonsense
@@catakudzwa kkkkkkk
ita mushe iwe kkkkkkkkkkkk
Kasongo voye vapedza kkkkk
@@catakudzwa kkkkkkkk kasongo mumbarenanga🤣🤣🤣🤣 w
Vanhu vose vari kupopota muri madofo. The chief is interpreting the act for you imi makuti ngaa mbunyukidze mutemo. Kwanai imi.
Madofo taura zvako
Ko iwe mambo iwe kana uchishora media asi iwewe uchitaura pa media zvinorevei?????
Iwewe hautongerani naChigodora iwe pachokwadi chaipo.
Makarwadziwa nembiri yaChigodora kugona kutonga kwake motyira kutorerwa huMambo.
Tatoona kunenyaya yenyu kare.😂😂
Humambo hautoreranwe sebhora sezvinoitwa hup resident
mambo zimunya imhata yemunhu
Kkkkk
Taura hako uyu igodo chete iri
Itaiwo samambo mutasa Mambo zimunya vanhu vanopedzana muripo
So Chief Mutasa muchamuita sei iye aine media yaanofamba nayo , boe marwadziwa apa mukuru handikunyeperei. Headman anobva pachigaro afa kuziva kwandaiita .
Imi Chief maita godo apa just because headman Chigodora is now popular than you mudunhu rako, iwee hatikuzive and we are going to unfollow you. Chigodora was doing a good job, varoi vaitobatwa nyika yosara yakachena. Pasi nemi Mambo munenge dofo imi.
Chokwadi mambo uyu arikutsigira kuti vanhu varoive nekusaripwa ngozi uyu mambo aifanirwa kudzidza tsika dzedu through muface uyo anonzi chigodora he was the best
Mambo hamusi bhooo
Manicaland zvikwambo cleaning ,zimunya unehurombwa , ne gona .
Iwewe ndiwe benzi chairo toda kukuita unfollow
Head man Chigodora was very good
Very corrupt and stubborn.
Was there for money in his Courts, remember Matuta and other one
iya inyanzvi pakutonga uya
Chigodora was abusing his powers he was there for money and humiliating everyone in front of whole village....plus over charging and corruption was deep in that court..
@@HiltonChimbizi-hy2rnhavasi corrupt vaya but varoyi havadi kufumurwq
Chigodora aiwe akuzwinyanya, unnecessarily overzealous, unprincipled and corrupt alongside his lieutenants, so good riddance. Mambo Zimunya is trully humble and talks with wisdom. It is so sad, masabhuku, Headman, madzishe neamwe madzimambo exploit their subjects williy nilly!!
Uyu avvekukanganisa Clayton Zimunya, iyaa iwewe urimunhu anosuporta mabhinya nevanhu vakaromba, Headmen Chigodora aigona basa chose ❤💯💪💪
Unopenga iwe
ummmm uyu mambo ndiye dako chaiye kungopinda kwakaita mnje mnje wakutoshaisha kubvisa Chigodora kutya kutorera mbiri since yanga yagara yafamba Chigodora to the fullest
@@ExploraTV-mb7xg do u knows 2 people die vamwiswa muzepete nen'anga
Chigodora ndiro dako kubva kare...
@@chingombedariesvakafira kupi
Get away Chief,Chigodora must back.
He was not a chief.. He was a Headman (ishe) not mambo
Chigodora musoro wake
It was about time Chief Chigodora was stopped. He had begun to act as though he were above the law, even going as far as summoning bishops to halt their congregants from praying and enforcing his commands for everyone to visit fake witch doctors, demanding large sums of money from people who are already poor and struggling to afford food. I am truly happy with this news. Let the poor be free. Our country already burdens us, and to have local leaders adding salt to our wounds is simply unbearable.
You are a star and visionary,,not mafuza ajaira kubirwa mari nezvin'anga zvakatorombawo kuzobira vanhu.N'anga chaidzo dzkapera muno,,,chaivo vaiti unouya kuzobhadhara kana wapora/kuzotenda kana wabatsirika ,ukasauya vaiziva yekukutamba mumweya,,not zve one on one $400 na Tasvu....naChogodora wake..without proper solutions
Uyo muroyi afara
unoziva iwe
HeadMan Chigodora ndiSarapavana weNyika yese nhererera dzichaonekwa Nani kana mabvisa waChigodora
Taurai henyu uyu akaona kut ma bhinya ake ofumurwa pamwe pane maari muhubhinya iye urikutaura pa media wani zvasiyana pari apa hatorina kuti changamu Changamu
Taura zvako baba Abraham chaivo father of nations
Vachigodora is a favoured man vanodiwa nevanhu uye namwari himself and truely God will surely came through for yu vachigora ❤ peace be unto to yu
Torai muvavhotere kwenyu kana kuvaita mambo wenyu
He is Anointed indeed
@@wirimayimukarakate9619 he might not be perfect cuzzy but we wish yu all the best kuna mambo mutsva wamuchapiwa
Bring back Headman Chigodora . Chief mune huori imi.
Why don't you understand once and for all.He wasn't a Headman but he was just an ACTING.That's why he was moving fast because he knew that time wasn't at his side.Period.
Chigodora was getting bigheaded, extortionate, abusive, bullying and acting outside the perimeters of his judicial boundaries!!!!Magoma!
Panyaya yemari Chigodora anga ozvinyanya zvake coz pane paaibhadharisa per person vanhu 6 mari ye dare yet inofanira kubhadhariswa 2 chete complainant na accused
Move yatorwa yakanakisa zvekuti vaive vasina respect nevanhu vakuru kuchembera wakutonzi uri muroi kumanikidza vanhu kuenda kun,nga dzavo vachita mari huroi wega wega chidare chachigodora
I agree with you Shye
I come from imba yeumambo kwaChivi,acting head anoita 2 years inonzi topwoo.Chigodora dai akasiyana nekuvhura TH-cam page .then paakatanga kutonga nyaya dzengozi akatanga kudzibata panga pamiswa mambo Zimunya
KwaChivi murichief ano imi
Apart from all the Headmen Chigodora was the best ndooozvinoita muZimbabwe vakaona uchigonera nyika they pull you down aaaa iyo istandard we knew ngavamudzosere ndiye watinoda we see him achitonga nemazvo thats why ari popular because anodiwa nenyika yese kusanganisa varimhiri
Very true Zimunya uyo anotooneka kt hapana2, even Marange haasvike pana Chigodora...
Tinoda kuzoona hungwaru hwenyu pamuchatongawo nyaya dzenyu dzamuchatonha
PHD pull him down Zimbabwe corruption, it was on media pajekerere
Kune vanoziva chivanhu uye nyaya dzeushe vanoziva kuti mambo hawana kutadza ushe hwakatobuda mumba mavo pakashaya Baba va vachigodora vanga vakabata rinonzi ida chete, vanga vakuzvipa masimba akanyanya uye kutonga nedemo
Ndaizviziva kuti dzungu rake hapana kwaanosvika. Magona mambo. Kwasara benzi riye rinonzi chief Nyamaropa.
Ndakambozvitaura kuti Headman Chigodora and his court assessors were clowns. If you ate the accused they don't give you time to defend yourself. They are always cutting you resulting in very unfair judgements. Good riddance
Aaah vaiwe neudzvanyiriri awa
I totally agree with you mate!!!
Chokwadi, especially panhau dze huroi. Mamwe marombe vasingade ku shanda aingomhanyirako ko pumha chembere mudzimhuri no vanozvishandira
True
It was abuse of power at apex.
Haa inini hangu headman chigodora waiwe vaine kakuvhuririkira kakuzviita vanogona kutonga. Vachitongera favour vaiwe nemakuhwa futi. Ini hutongi hwavo hwaiww nehudzvanyiriri. Nekuda mari futi . Gucci anofara nazvo . Ha magirazi ndiyw mumwe aifurira headman. Im happy with the move. Vanhu wachiendeswa kunanga by force
I second you.Pride goes before a fall.
Kana kamutauriro kaita wema girazi nevanhu kanga kasina kunaka aikwidzira vanhu voice
Varoyi ndivo vasingade kumanikidzwa kufamba
Vakamama kufosa vanhu kubida pazvimakamera vachida malikes
Kkkkk
Why does he sound like he speaks ndebele? Is his shona tone correct??
Kkk ane chirimi chete,,ndisamanyika uyu
after knowing ndebele fluently, I now realize most words e kumanyika, zezuru etc ane chi ndebele, but I don't know why it's the truth, most words are Ndebele
Inyaya yechiririmi
Chief Mtasa is on social media and a lot more chiefs. Why are you not on social media chief? This is a new era. Taurai zve makore maviri kwete dzimwe dzamava kutaura
Chief Mutasa is being filmed nevanhu vane mapage avo . Handina kuona page rakanzi Mambo Mutasa .Maviews haaende kuna Mambo Mutasa anoenda kuvaridzi vema page. Headman Chigodora vakavhura page vakatenga macamera ekuzvitora mavideo mudare mavo. Vaiita rough vachifadza chaunga nekupusher ma views.Hameno kana mapabata
@@Chiravirwazviya hazvina kana basa takuda kuziva kuti why mambo varamba media varikutya hudofo hwavo
Vauya pamedia kuzozikanwa
The moment he started his own channel huh ipapo headman vakabhaiza.
He is still running his business musi Uno he charged mumwe 100 to solve a case
Thank you for clarifying this Chief Zimunya👏👏
Very true, I love this chief. He is doing a great job. May the Lord bless him. He is fair and reasonable.
@@zvikomborerozimunya8661which great job
Mambo mazuva enyu ekurarama akakosha haifanirwa kupinda nekutanga nehondo kutonga zvebhinya kutongoti ini ndini ndapamusoro pako mobva mabvisa munhu anga ari mukuru we dunhu kwenguva yareba uye headman vabatsira vanhu manje imi mambo manvisiro amuri kuita headman zvichasimudza mhepo yakawanda kwamiri vavengi vachava vanhu vanokubikirai sadza uye kuva mambo zvinoda munhu ane rizivo great wisdom apa zvamurikuita ndezvechi gangster kuti ndini ndakutonga motadza kudzidziswa nevanga vachitungamirora dunhu vachikuudzai zviromo munyika yenyu chigaro chamuinacho chonotyisa nekuti vanhu hamuzive zvavainazvo uye chero munhu ane mheni yake ukamuremekedza unorarama makore akawanda apa mambo dzokerai munodzosera ma headman ese morarama makore akawanda muchifambidzana kwete hondo yamatanganayo hapana mambo ati amboita zvamatanganazvo izvo nekuti mutungamiriri zvinoda munhu munyoro kwete zvamaita izvo ndinokunzwirai tsitsi nehondo dzamakasimudza ne vanhu idzi dza politics dzamakuita ini hangu mandirwadzisa ndinokunzwirai tsitsi
Haaaa chigodora was good in the beginning and he became a bully.he was embarrassing elderly people..chivanhu chekupi chekuti nyangwe mukuru ari wrong momuita chiseko paruzhinji... and mambo vati vakatanga vambomutsiura asi haana kuchinja.....pride and ego destroyed many great ppl who had good potential
Just say his term has expired, zvimwe zvese manyepo nekuti evidence of court sessions is on record.
Chigodora was a man of action and results, kwete kuvanza huroyi.
Wishing you all the best vaZimunya.
Very true thank you, vakamiswa nekuti materm avo had expired. Tsanangudzo dzese idzo ratova drama. Dai angogumira paexpiry chete. Zvimwe izvo zvakumushaisa respect.
Well done chief Zimunya, chigodora raiva syndicate raKiben rekibira vanhu mari
Kiden bvirindi almost sold our throne,isu Sana Mutukwa
This was a syndicate of thief
Duzvi 😊
MuZimbabwe vanhu vanongoita gundamusaira apa havatozivi mutemo kuti unotii.Chigodora was milking people and acting outside the parameters of his judicial powers!Chigodora ndakamuyambira kare check my previous comments!
Theres nothing good about abusing human rights. Chigodora was abusing people in the name of getting likes on social media. Zimunya is civilized, unotonzwa nekutaura kuti this chief is learned and reasonable. You cant force someone to visit a witch doctor what for? Keep up the good work mambo Zimunya, continue doing what is right. Kutonga hausi hudzvanyiriri. More love our nkosi.
He is wrong traditionally iripo nekugadzirisa zvotadzikana kuchirungu uyu mambo haatokwanisi kutewedza chivanhu chedu. Uye kutaura kwemunhu achangopinda pachigaro soon anonga amugwara. Akuziva kuti chivanhu chii
Unotoona nezita rako kuti you are a brown nose😂
Kufamba ndochivanhu chedu zvichifambirana nematare acho echivanhu not chirungu chaarikutaura icho
He is a good chief for your own information @@takundamangudya2670
Haaa Changamire marasika. Chigodora aigona basa chose. ndosaka akaita Headman of the year muna 2023. maita godo nekuti Chigodora aigona. kana 2 years dziridzo dzepamutemo madii kungomuita substantive. Chero mukatonga zvinengei changamire wangu pana Chigodora hamupasviki.
Hyaa l agree with you Mambo Zimunya. Ma drama anga akuitwa naHeadman anga akanyanya comedy yet zvichito affecter magariro evanhu. Munhu haamanikidzwe kuenda kun'anga kana asingatende. Noise yemachinda acho ummm that was too much
Nhaimi ko why vanhu vaisaona kushungurudzwa kwaiitwa chembere na headman chigodora you see a lot of people vachiti aigona
Well done Mambo Zimunya ndizvo chaizvo zvandakaona taitoundurwa nema fans avo . Bullying yanga yakawandisa plus kucharger mari yakawanda. "Huyai $300 next week mufambe" haa ma villagers anoiwanepi mari refu iyoyo within 7 days
Meaning urimuroyi unofarira kutambudzwa kwevanhu satanic
hauroye here iwe?
@@tafadzwavambe1098 ndiyo problem yematofo anokurudzira hudzvanyiriri. Shandai nesimba musiyane nechindaroyiwa. Proof yekuti munhu apumhiwa uroyi kwaHeadman venyu anenge achiroya zveshuwa ndeipi.
N'anga ndidzo dzinocharger mari idzodzo plus muroyi agara haadi kufamba but mafamilies anenge achipera
Saka mukutaura chii
haya zvakangooma veManica post ndakaona imwe interview yamaibvunzawo vamwe mambo ndakaziva kuti headman nemiwo hamhuvafariri but Chigodora ane ari chazezesa zvake very intelligent
Mambo ava tichazonzwa
@@davidmakanani5426 you are right ndakaiona interview iyoyo vachitaura nachos Mutasa
He was appointed illegally. Zimunya chieftainship has 5 houses but only two are appointed as chiefs. Nonsense.
Chigodora is the best Marange haatogone kutonga kunge Chigodora, even imi VaZimunya hatisati tanzwa yamakatonga makaneta neta siyai Chigodora uyo
Good chief, Chigodora anga akunyanya kuda mari zvakanyanya, naTasvu vanoziyana
Unoshaya wangu
Chigodora akatanga zvakanaka popularity yakapinda mumusoro dare became an entertainment arena. Every case was being sent to Tasvu ndopakarasika ipapo he turned every case to huroyi. Slogan yanga yave gadzirai $400 muende kwaTasvu. Ndopakaperera hu Headman ipapo. New Mambo Zimunya made a good call.
Taura hako wangu
Sure, sambuya vakanzi 1500 kubvisirwa zvinhu kwatasvu
Ko Mukotsanjera anocharger marii
Haaaa team rekuromba rinotoda firm hand otherwise munopera kufa mari inotsvagwa imwe but hupenyu haudzokororwe
@@nomsanyika151 Idzo fake n’anga dzinorombesa chiiii yet it’s all fake. Ndeupi wawakamboona achinzi akaromba ane mari.
The manica post munhu uyu murudzii he sounded like a ndebele.... We will support him kuti vavhure imwe platform isineyi nehu headman vachatofaya kudarika iwe dhoti iwe
What kind of kutongaKuya kwaiitwa naChigodora???? 😂😂chigodora haazivi chinhu kana,hwani uya😂ayngoti warawara kutaurisa anga asingape munhu nguva yekutsanangurawo nyaya yake,well done to the Chief 🎉🎉🎉🎉🎉
@@JoemanTransiwe ungapa bhinya mukana vekutsanangura unenge uchida kuti rikunyebere
Apa hapana chinobuda apa na Clayton Zimunya ava rinenge bharanzi iri
Iwe aaaaah kkkk
Kakayamwira kamudhara aka
Zibharanzi no intelligence at all anotongeyi.
😂😂😂😂😂 Hapana kwatiri kuenda, kunge munhu anodya derere kudaro@@TheBarglermanTheBarglerman-h5m
Zimbabwe is cursed, zvima chief izvi zvingoripo kutora mari dzevanhu they don't solve nothing.
Chigodora is far much better leader than this nonsense.
Pakubira vanhu mari here ,Vagona chief
True its cursed cause tine vanhu vanokurudzira hundyire sewe
Chigodora is just the best.He brings results.The new chief made a hasty decision instead of learning from the younger one.I doubt if the new Chief will last because he is definitely ill advised
What the Chief did is legal regardless of any other things. Traditional leaders act gives acting headmen only 2 years in those 2 years the clan should nominate a substantive headman. If 2 years lapses the minister with the may appoint anyone from the clan to be headman after consultations section 8(3) of the Act
Seems according to Chigodora traditions Hushe hwaifanira kubuda muimba ye the current headman yoenda kuimwewo imba nababamukuru or babamunini
Nhai akagadzwa recently, aakubisa vamwe
Where can we put a petition to stop this fool 😢 kusapota varoyi. CHIGODORA to the people
Maresults api, he was abusing people, nekuda mari too much
@@MillisentSimango-ho6bumari ipi yaaitora Inga kwaingonzi gwai raheadman mombe yambambo300 ndeye n'anga
Kangoma kana koririsa kanenge koda kuparuka. I always said Headman chigodora was supposed to learn from Chief Mutasa,,,, look at how humble and clever Chief Mutasa is,,,, chigodora was money-centered and aitonga like a chief of which he was a headman. Pane akambonzwawo kwaMutasa kuchitaurwa zvemari here? Vanhu vanobhadhara asi it’s secret except for miripo, l like Chief Clayton’s character. Hatidi hutongi hune hudzvanyiriri mukati kana udyire NO!!!
Mari dzakafanana dzinobviswa
@ hadzina kufanana
Muroyi ega ndiye anofeeler kudzvanyirirwa
Yeah Mtasa chibaba
Mambo Zimunya 0 % - 99% Headman Chigodora . Mambo Zimunya mune godo, Ini ndiri wezhira handibvi kwa Mtre .
Uri mhata
Unopenga iwe chief wakazviwanepi izvo by pblic demand headman chigodora ndovanofanirwa kutoita chief
Unfortunately social media or public demand haaziriyo inogadza Madzi Mambo nevatungamiriri, zvaharana zvaChigodora, sad.
Iwe he dealing nen'anga achibira vanhu imhata chigodora
Vapeyi pension
@reginaphiri3487 they civil workers vanopiwane government
Akuna iyoyo tinorega kuona zvematare then ,we learnt from chigodora! varoi vaibatwa ndivo vatoita kuti abviswe, now huroi huye hwakuchidzokera ku level 100. Haa apa matadza apa jelous morinyanya ,chigodora for chief he deserves better ngavhure hake chanel we will follow him
Iwe urikutsvagei pa media
Headman nehuchief hau expire
Unfortunately matare haamire, agara aripo and will always be there, whether vanhu vamira kuona social media or not
@@lovemoremuverengwi1268taura hako
@@TheWatcher11119following will change thus what we mean ,inga ma church ema oyiri ariko asi vakapunyuka vakasiya wani asi ari empty achingozama kumira
@@Brenda_omnib95 Matare is our culture and agara aripo achagara ariko. Social media just ventured into our culture not the other way round, knowing our country it can actually ban zve social media kumatare because of these controversies
Mudhara Chigodora akaita headman 6years wani. Social media imi right now mutori pa social media pacho. Fungai futi musati matanga kutaura. Nyaya yenyu chaiyo tichainzwa gedu
Head man vakasiya hatitewere dare rako unegodo hauzive zvauri.midzimu ngozi zvirikungobuda pa media wani tadzidza zvakawanda nemadzimambo pa media wakagadzwa mhaimhanje wakuda kunetsa head haunyare godo jealous chigodora aita mbiri iwewe zvirikukurwadza kwana
ngaaende isu toteedza tsika nemagariro ngaabaye uyo
@@mablangoZimunya is following what is according to the constitution of The Democratic Republic of Zimbabwe.That is the rule of law of which you loud us of if not followed.wake up with others when morning is due.Also, abstain from using vulgar.It's sin and crime.
Buy public demand Head chigodora
Hazvishande zve public demand coz hushe haisi wake his father was chief now it's time for another imba kutora hu headman
Mambo zimunya muri muroyi chaiye Dai musiri muroyi musaizo Misa vachigodora murikuside re mabhinya ne varoyi I think imi wacho munoto bhinya vanhu pa zimunya township Paya bcz mataurire enyu ndekusupport
Varoyi have ganged up against Chigodora, huroyi has won the day. This is a shame.
Ehe pakushanda godo neshanje havade kukurirwa
Chigodora akabhaiza pakutovhura channel it's showed kuti he's nolonger about justice but for views
Regai vamudzinge, asi uya haasi mambo, hapana kwanosvika. Chigodora muri kumuwengera chokwadi
Chogodora anodiwanevanhuiwewe thick lips wakambotongaani erasing kunachigodoraendaunozviitakwamtasaiwewe😂
I remember chigodora paakatonga nyaya yamai shirikadzi nenyaya yemagetsi haa paya vakabhaiza and the case yavaisvororodza sekuru vainge vaizviitira wee
@@TonderaiBMandioperatrue that aigona basa
Mambo bushu vane channel wani
Petition bring back Chigodora?
ita wega
There are some cases he shouldn't have judged in his court as they were beyond his powers. One example is that rape case where someone ended up taking his life. True about social media. Mambo Zimunya needs to do his job and grow leadership skills. He's a bit weak and needs to restructure his court so he gain people's confidence!
Ndeipi yeakaita suicide coz of rape charges kwaChigodora , yakandipotsa iyoyo
Uku kuwanza politics muchivanhu chedu.Pasichigare humambo,husabhuku zvaienderana nefamily kwete zvekuti hurumende hurumende izvo.Politics munodziwanza kwazvo
Hurumende ndiyo inotevedzera chivanhu endorsing the lineage yemaFamilies ehumambo. Imba yaBen hairamba ichitonga kana Mwana mambo weMumba waBen afa or obviswa, imba yaBhobho ndiyo inozopinda. Gvt ravo kuReducer Hondo neruvengo pakugadzwa kwe next in line pahuChief. Mukaziva izvozvo munoziva why Gvt is involved. VeHuMambo ndivo vanoappointwa and Gvt youTsinhira and it’s not handpicking from one family. Baba vako kana vari Chief hazvireve kuti you are next in line. Zvino Endayi Kune imwe imba, Pabatei ipapo. No maFirimu avana Chigodora nana Chief Bushu
❤❤❤❤❤ Godo zvanzi ndatsikwa na Chigodora mmmmmm ma1 apa ❤❤❤❤ munopera hapana Mambo ❤❤❤ kana asingadi kuenda kuvavheneki ❤❤❤❤❤ motopera makatarisa❤❤❤❤ BACK TO SENDER BHOOOO ❤❤❤❤❤
mmmmm that's wrong, Headman Chigodora was good and was becoming very popular, pane vaita godo.
Aaaaah mutemo munouziva here imimi infact kari kuzovharirwa kaya watch the space.
Do u know law chigodora was abusing vanhu
@@MaryMuchekaayendesa vanhukwa Tasvu vachigerewa bvudźi
Musi Uno akatouya pa Melly diaries ku Facebook achitongoita SA headman ndatoshamisika he later on demanded 100 dollars panyaya yaanga adedzerwa @@MaryMucheka
Chidora was very good zvingataurika hazvo nepaside but ini aindiitira zvangu Headman Chigodora,tinoziva kuti munhu haangagone zvese hazvo but he was good for me
Headman Chigodora you are a Star! Mhoswa yenyu ndeyekuti munotonga zvinonwisa mvura. Mamwe maheadmen vatisingazive vakadzingwa nekugona kwenyu basa, asi kuti mudzingwe mega it would have looked like victimisation nekuti nyaya chaiyo hapana apa. Ndimi makakodzera kuve muri pachigaro china musharukwa Zimunya. The Chief must not feel inferior to a junior surbodinate! Hapana patichatiza social media nekuti ndiwo mararamiro avepo. The same social media ichamubata musharukwa uyo, zvatirikutomuita pano. Mambo dzorai moyo!
Mambo uyooo akarwadziwwa na headman,sei akatadza kuwapa warning
Mambo munorwadziwa ndofunga murimuchigemu chevaroi nemhondi imi.VaChigodora dai ndivo vakaitaMambo .kusadzidza kunonetsa veduwee mambo muchapedzesa vanhu mudunhu menyu coz murikureverera mhondi nevaroyi.Chigodora to the pple 😮
Kana pfungwa dzashandiswa na mambo pakumisa headman dziridzo dzaachashandisa pakutonga haaa ndaona kwa Zimunya kwaitwa mahumbwe
Iyo miromo, apa vanhu vacho ana Murahwa waive vakaromba. Which literally mean kuti Zimunya is in support
😂😂😂😂😂😂😂plus haagone kutaura nechirurimi chaanacho
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Inga ataura kuti anga akangobatira plus hazvigoni kuti baba waz headman iye woita futi zvakufanira kuenda kunedzimwe dzimba ushe madzoro
Dzimwe dzimba dzinofanira kutora ushe ihwohwo dzinonzwa sei chimbopfekai bhutsu yacho . Ini wangu headman ndi Nyamana kuMadanga uko ward 26
Mambo atonga zvakanaka ayitira kudzima popoto mudzinza KWETE mu community or mu social media but ayitira dzinza kuti vagarisane zvakanaka . Kana humambo hwadarika menyu ipai vamwe
Isu kwedu tatomurira kuziva kuti tichapihwa ani
So what is the point removing headman musina aripo, kudzokera sure senyika
Time is due.
Time is due.
Time is due.
Headman Chigodora was abusive.
Iwo ma chief acho habvisike here tito voter, iye arikubvunza mibvunzowo hagone kubvunza maida kuti huroi husabatwe here ,ndosaka takasara se nyika we want chigodora back with immediate plublic demand
Public demand inoshanda kuma band kwaana macheso. Not pane zveumambo.
Nhai nhai aigadzirisa nyika zvataitifara nhadzo mhuri zhinji dzakayambuka kubudikidza navo,huhu avo vakutokurudzira mhondi nevaroi
@@shingiraitrevormboto2105 anovhura chanel yake then by that public demand ,be it macheso or chivanhu as long as vana vevhu vachi batsirika and growing it can be requested, he was not destroying, he was building ,vamwe chi salad takatsveta and started understanding tradition so we not requesting out of childishness we mean it zvaitapukira kuwana to learn, so mind we are not dramatic tichanodzidzira tsika kunedzimwe nyika
@@politedhakazhe3576nhaimi, vari opposite vese vaito vaviwa nerusungunuko that is why they wanted things hidden vanhu voramba varimuhusungwa hwevaroi
@@Brenda_omnib95Akangotonga tamubata tonomuisa kunana Chabodo naMutusva.
Mambo rovai basa sebasa. Well done mambo Zimunya🎉🎉😊
Akadakwa warthog pasi naye
Kazimunya kasongo wona wewo
Chigodora made Zimbabweans appreciate our culture & traditions. Unlike others who are nothing but deadwood passengers waiting for a pay check.
Apa hapana mambo apa chigodora ndiye mambo
Zanu pf hayidi ma junior anoita more popular than seniors.
Kwandinobva masabuku arikungofa achisiyirana venhuri, izvi akutotanga kuzvinzwa.
Chikuru headman Chigora totenda Mwari mabva muri mupenyu.
i think the chief is right .chigodora ws not giving good judgement .but he was an entertainer
Apa haisi nyaya yekuda kunakidza media but it was a better way yekudzidzisa nekuonesa vamwe vasiri padare kuti mhosva dzinoparwa sei uye dzogadziriswa sei. We had learned much better from Chigodora and Mutasa . Vanogona basa I like them n the way they rule.
Ko, what about machiefs ese arikubuda pasocial media?? This is nonsense. In fact, matare ese are supposed to be public, there is nothing to hide. I salute Mambo Mutasa and Mambo Buchu. These are learned chiefs.
Vachigodora vakazotadza pavakaita page ravo re social media.saka panenge pava conflict of interest. Imwe nyaya hutongi hwakatobuda mumba mavo pakafa baba vake unoenda mune imwe imba mufamily.
Nhai madzishe ese aripa social media
Remember he was acting ishe coz baba vavo ndo vayove headman so ishe hwakuenda kune imwe imba
You understand from the tail and not from the head.It so happens when dealing with People Of Various Opinions(P.O.V.O).
@@prosperplumbers5098page harina kana basa
Heardman Chigodora ano remera ma chief mazhinji atoona pa TH-cam ...he is the Goat anotonga zvakajeka huye Sandiye anoita social media ega ahhh nhy
Koo mambo yenyu contact ndeye makore mangani
What's wrong with social media??? inga kune ma chief all over Zimbabwe vari ku tonga vari pa ma social media, apa papinda shanje chete. Headman Chigodora for the people 👏👏👏👏 vaigona.
Ko chief Zimunya makangodii kungo korekta headman Chigodora?? Imi hamutadzi here?? Bring back headman Chigodora by public Demand!!!!
Mambo Zimunya mabatwa nejerassi..murikutaura nyaya yenyu muri paPlatform ipi?
😂😂😂social media.
Udofo hwacho you will be surprised kuti tikudzvanyiwa takatarisa. This Zimunya guy is total loss to all the Zimunya people
So all other chiefs must be fired coz his not the only one using social media
Haaa Chief Zimunya matokanya apa Headman ngawadzoke pabasa pawo ,Mutare yanga yanani and zvangazvakupera zvekuroyana nekuurayana imimi makubvisa munhu arikugona basa zvesocial media azvina basa ingamachief mazhinji angoripo wani.Murume itonga hake uyu chero hangu ndiriwekuMasvingo but ndaitoona kuti Chigodora was supposed kutotonga nyaya Zimbabwe yese asi arimashure machief Mutasa ndowarume2 chete wanofanira kutotona wanogona zvawo .Chikumbiro ndechekuti you must put Headman Chigodora back on the thrown
THE LEGEND
THE HERO
PERFECT
EXCELLENT
INTELLIGENCE MAN EVER.
Public Demand
Chokwadi ukada kutarisa chirume chemagirasi chinozviita muprofita wemashura yaive n'anga. Plus akanga akuwana mari nen'anga dzaitumira vanhu kuti vanobatsirwa obvious vanatasvu vaimupa mari nekuunza customer. Vanhu tikasaziva Mwari uye kutedza maprofita tinongogara tifunga kuroyiwa. Vamwe vanhu vaibata vana vavo or vevakwasha chibharo zvakudzoka muchiti sekuru or mbuya vachembera varoyi.tsvagai Mwari achiri pedo.
Mwari anotsvakwepi zviya?
It's not fair.Bring him back by public demand😢
What kind of kutongaKuya kwaiitwa naChigodora nemazipenzi ake Gucci&Magraz kuti munhu hapihwe time yekutaurawo??warawara kutaurisa Mwamama well done CHIEF 🎉🎉🇿🇼
Unenge vakaromba basi iwe
@laurenemasaraa6516 😅😅😅next time vanhu ngavapihwe good time yekutsanangura nyaya dzavo🤝kana uri mambo wevanhu you must be Flexible kumunhu wese,kwete kuti 2 minutes Iwe-Iwe ndokutamba yandakatamba CHABODO naMATUTSA
@@JoemanTrans hapanabaaa chauri kutaura munhu akaromba haambovirirane nachigodora period
@@JoemanTrans mwakachena here imwimwi 😂😂😂
@@modistamaraidza1346 mwakachena ere imwimwi 🥱😅😅
Iknew Chigodora was going to be in deep shit 1 day, anga ave kupfuuridza jurisdiction yake. Akanga avekuita chitonge tonge and vanhu vanga vaakuti vakatongwa neumwe mambo vanhu vaizobva voenda kwaheadman iye oshora dare ramambo akatombokwesherana naMutasa
All this is aimed at Chigodora, you are jealousy.Why are you here saying all those things as a chief.
Ummmm zimunya dzosai vachigodora he was trying to fix the country kna kutomuita mambo muhombe anogadzirisa😍nyaya dzengozi nevaroyi muone kuti hainaki hre pliz mambo mungava henyu muhombe bt mumwe namumwe anezvanogo chigodora ndi baba vanogadzirisa nyaya dzehurombwa varoyi
I said it chigodora was full of himself
Taura hako
Jealous,politics ,hatred and abuse of power it’s a shame to our communities in Zimbabwe
Ndakazviona pakagadzwa mambo zimunya kut chigodora haana mufaro.
Mubvunzo wangu kuna mambo. ...muri kuti munhu haamanikidzwe munezvaasingatendere mazviri.... Chokwadi here. Chivanhu chine approved ways to solve disputes. KwaTinashe vamunoendesa,, do they believe in that? I have other questions
phutseki sekuru imiii
All those headmen were not in support of his appointment thats why he acted like that.
nhau yaHeadman Chigodora ndakamboitaura zvangu kuti ndaona kumberi uko pazoita nhau........panguva yacho hazvina kutambirika semunhu anga achirira ........ndinotenda denga rakandionesa chaizvo chaizvo
Kkk i also said it and repeated it when he started a channel and partnered ng'anga. I knew he is gone.
Headman Chigodora was the best Headman ever
Godo iro nekti Chigodora vaita mbiri kupinda Chief
Chief avo vachangobva kugadzwa...saka haisi nyaya yekuti mambo havana chavarikuita
@@chingombedariesAaaaaa musadzidza kutuka vanhu vemusingazi muma social media. Musapinda nemoyo mu media.vamwe vakazogadzirwa nenhau yekutuka munhu asina chakutadzira pa media
@mesiMutepfa newe usadzidza to reply people u don't know it apply same to u we all humans no God between us
Asi zvakatombobvunzwa mambo ava vasati vagadxwa kuti zvinobvumirwa here pachivanhu kuvhura social media or vana baba Taps nevamwe ndivo vane kodzero
@chipogumbo6296 chigodora acted foolishness on camera aida maziso evanhu too handling dzimwe nyaya dzisiri dzake
Only Chief Mutasa exhibits true traditional leadership. Chief Mutasa can handle Supreme Court & Concourt than the current crap in the cock-pit. Chief Mutasa for President!
Headman Chigodora ndizvo makutya kufumurwa kah
Ndinokumbira nemweya waMwari kt Chief Zimunya vanzwe Public demand about headman Chogodora ngavadzorerwe pabasa ravo pliz musaita godo ndapota 🙏
Amwe mamambo futi soka zvakaoma,,kufarira kutambura kwevanhu uku
We want him back
God bless Headmam Chigodora ...