can someone like my comment so that I can come back to listen to this song every time I get a notification .......I dont know why I found myself crying listening to this song
Mambo you're the best 👏👏👏 Mwari vakakutumai for a reason kumhuri ye Zimbabwe 🎉 ndoteerera this song more than 15 times a day ndinonzwa kudzamirwa nayo. Muri mambo chokwadi homie 👏👏👏👏👏
Kune vanowirirana nenikuti mambo music yavo ukaiterera unekamwe ka filing kekudenga kaunonzwa .vanonzwa izvo zvandinonzwa Siya like yako mambo hoyeeeee
Amana listen to the lyrics hanzi hakuna chinodzimba kudarika kurwiswa nemunhu wawakambobatsira ende hakuna ane godo kudarika munhu wawakambobatsira 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥😭😭😭haaa this is my favourite song on this album😭😭🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Mambo ndafara this is the best song,Dare guru ozotovera,l love ❤️,l wish to see you,come and do your Live show in Gweru,you are the Best Mambo,well done,God Bless you
Anobvumirana neni kuti mambo is the 🐐 siya like
Amen 🙏
@Tamary-j5h 🙏
Wese ashaya zvekutaura nekunakirwa isa like plzy
vanobvuma kuti mambo vahombe siya like
Dakakai small
0:28
amen 🙏 amen 💖 God bless his heart song
mahorror uyu pa msg
Thank you
After 8 yrs ndichitambura mbereko Mwari vakandipa mwana mukomana this yr muna a February ndinongotii Messiah Messiah
can someone like my comment so that I can come back to listen to this song every time I get a notification .......I dont know why I found myself crying listening to this song
Varikudawo kusunungurarwa siyayi like apaa❤❤❤
❤
🎉
❤
❤❤❤ Mambo dhuterere maalbulm akuita Kashoma fn yng ichiri nespace Mani caver space iyiiii 🙏
I’m going to leave this so that when someone like, I’ll be back to listen this masterpiece 🇿🇼
I guess you have listened to this song 97 times now
@@The_Gentleman_24its now 176 times now
@@The_Gentleman_24the whole day bro 😂🔥
@@chantelleangel3533😂🔥ndichiripano iripa repeat 🔁
@@Mrchitown-official usatombobve pano sahwira
Mai dhutereres fans gather here
vanospicer soo zvonakidza,,, thumbs up mai dhuterere
Tipano🎉
She is gorgeous
Vanogona mambo
She is very beautiful
Vari emotional 😭 seni kana uchi play song 😢siya like
It's on repeat 😭😭😭😭
Me too ,it's on repeat 🙏
I cried 😢
chibaba ichi haaa vanogona ava kana uchitenderana neni siya like
🔥🔥🔥🔥1million views guys let's go
Haaaa tinosvika manje manje chiri kunaka ichi
Nopenga iwe ...now9na sekungani 1million ndeyekutamba ..ndakavara
1 million soon.... Everyday I watch about 10 times
Am going to leave this so that when someone like my comment I'll come back and listen to this masterpiece 🤸🔥👌
Huya
Mai dhuterere mukadzi anetsika akakomborerwa anokoshesa mwari and she always support her husband I love you murandakadzi washe makagona song kani
Ndinodawo kusunungurwa❤❤❤can someone like here please
Anobvumirana neni kuti mambo vahombe Siya like
I. Can't. Hear
Iam in UK l can’t stop listening to this song.Thank you Mambo Dhuterere
Hayas zvekuti muri Uk zvatokwana apa kkkk
Kkkkkkkk
To honest guy yes mambo vanogona but Makumbe production timupewo maruva Ake anowiriraneni isa like
is your name real?🤔
@@marindiretakudzwa-xb3xf😂😂😂😂
@@marindiretakudzwa-xb3xf😅😅😅😅😅
@@marindiretakudzwa-xb3xf😂😂😂💔
Taura hako makumbe ishasha
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 mambo Dhutes muhombe ndabvuma ,ndipeiwo like ndodzoka please
"Hakuna munhu anegodo kudarika munhu wawakambobatsira" eish🤔 ndapabata ipapo👏
Zambian here,am leaving this for you
Ma song Ababa ava anodzimba moyo veduwee ummm mwari Dai.matisunungura ne zodzo 😢😢♥️🙏🙏🙏
Ummmmm yaaaah mukuru makaimba apa ❤❤❤ like ngarifamba🎉
@Sibonglekanyama6602 taura hko
Those who believe Mambo Dhuterere is the best gospel musician in Zim leave a like.
Vanobvumirana neni kuti mambo ndi mambo siya like ❤
Mambo mabata ma situation edu apa... Abatwa ne shoko iri isa like
God bless you
Mambo you're the best 👏👏👏 Mwari vakakutumai for a reason kumhuri ye Zimbabwe 🎉 ndoteerera this song more than 15 times a day ndinonzwa kudzamirwa nayo. Muri mambo chokwadi homie 👏👏👏👏👏
2070s babies am glad I was part of this generation that was on fire for Christ leaving my foot print here😊
🎉🎉🎉 mamboooo avo haaaa dhuterer never disappoint 🎉 Zimbabwe since he starts ❤❤❤❤❤ I love this man❤❤❤❤❤ those who like him siya like 👍
Dhuterere pamessage chi Ancestor chavo vese,ko voice kunwidzana ne beat heee imi bvumai kuti Mambo Dhuterere ndimambo for sure....Mambo Dhuterere(King Dhuterere)
Haaaaaaaa munhu ane chipo shem
Kana mazogara Dhuterere muhombe dziyo dzake dzino paridza shoko nekunamata.. ano tenderana neni isa like
🎉🎉🎉 congratulations
Tamu 1.3 million views ❤❤
How can i like this song 100 times♥️♥️♥️
Cyclone Dhuterere.Class is permanent.Tapendera 2024 nenyasha
Every year Mambo dhuterere vanoimba zvinenge zvichiitika mu life mangu😭😭😭
Hausi wega wena ini ndakatombofunga kuti pamwe pane hama yank irikumuudza mararamiro angu
Not only u guys we are at the same pge
Story of my life
We are running the same race😢
Kudai Mwari atinzwawo hama dzangu
Ndini nani ticharamba tichidzoka pano kusvika yapinda million views🎉🎉
Dhuterere ndimambo zvavo if u agree isai like
Proper music, kwete dzimwe svima dzatinohwa
Good Gospel Mambo🙏
Music ya Dhuts inonaka mhani siya like..
In 2098 my grand kids will come and search this song and see that they are grand father had a lot of enjoyable gospel musics 🎶
😂
😂😂ok
Kkkkkkkk
Kune vanowirirana nenikuti mambo music yavo ukaiterera unekamwe ka filing kekudenga kaunonzwa .vanonzwa izvo zvandinonzwa Siya like yako mambo hoyeeeee
On behalf of the Ndebele speaking fellas, ngithi uma uvumelana nami ukuba
most of Dhuterere's songs anokuthoba inhliziyo drop a like.
Ndauya Baba kuzokumbira Simba 🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏 this song Mwari ndinzweiwo🙏🙏
This Song is the song of the year if you agree with me siya like
Let's go to top 50
Amana listen to the lyrics hanzi hakuna chinodzimba kudarika kurwiswa nemunhu wawakambobatsira ende hakuna ane godo kudarika munhu wawakambobatsira 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥😭😭😭haaa this is my favourite song on this album😭😭🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
This man is something else, he is a legend ❤❤❤❤❤❤
Pandinoda kudzvanyirirwa Mweya huyai 🙏🙏😭😭
❤❤❤ mamboduterere rambai makadaro❤❤ ndinokudayiii
Mambo dhutere cant disappoint each and every year to those who agree with me let’s gather here ❤❤❤❤❤❤❤❤ 0:49
ndovatemba sei ❤
Ndauya ndese
Dhuterere ndi Dhuterere chaiye 🐐who agree with me here 🎉
Mambo Dhuterere ndivo Kasongo mbona wewe nekuti imbudzi 🐐 🔥 🔥 🔥
Kuzipigwa kushaya zvokunyora🎉🎉🎉
Maitabasa mwari matisunungura nezodzo🙏🙏🙏
Excellent work my brother 👏🏾👏🏾👏🏾
Ndiruramiseiwo Mwari moyo muchena wamaive mandipa wakatindivanzwa,wakatindivanzwa nevanhu.. ndine chigumbu nevari pedyo vanondinyeya vanondiroya uri mukana vaindiponda nedzimwe mhandu ndigere nadzo kwandinorara mmm havana moyo.vanotsvaga kudzimwa mwenje
Ndirangarireiwo Mwari anoera,shungu dzinondidyira munyengetero dzondipa hosha mmmm
Sunungurai ne zodzo...
kana kuna iye Jeso mambo raiveko dambudzo
Powerful
❤❤❤❤❤❤I'm from Malaysia 🇲🇾 I don't know shona but mambo dhuterere ndiye the best gospel singer munyika yeZimbabwe ❤❤❤❤
U are from gokwe
😂😂😂😂@@jeffirymapenda9086
@@jeffirymapenda9086😂😂
Yaze yangilapha lengoma lapho angikho right ngiyifake ku repeat ngoba iyawuthoba umoya wami ,,,uthixa akubusise Kanye lemuli yakho Mambo Duterere🙏
On point mambo dhuts
Hoyooooooo Mambo Dhuts to fullest haaaaa apa murikubvira Mambo this song kaaa💃💃💃💃💃💃💃💃💃🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥👏👏👏👏👏👏👌👌👌👌👌
Powerful message ❤❤
Mambo ndiwo wega akatumwa kuzotiparidzira kuburikidza nekuimba murume uyu anomba zvinondisvitsa panamwari paridzira nyika muranda rume🙏🙏
Pakuzoti ndiwe wega mazviwanepi
@@MabhenaMabhena maonero ake ,but anoita hake murume uyu pachokwadi zvatinosangana nazvo muupenyu infact ari kuti vhura pfungwa
Kunditeera nezvimuka zvinofema😢😢😢😢 too deep😢😢😢😢
Mambo makatumwa kuzotunungura nyika nemharidzo yenyu yakanakisa🎉 dai matisunungura nezodzo
Siya like for Makumbe Productions. Well done Mambo Dhuterere and crew!
Those who are saying 2030 we will still be here
Those who have been waiting impatiently for this big tune ..let's gather here❤
Am listening this from Zambia keep it up ❤❤❤❤
Mambo dhuterere imbudzi ✔️🔥
Ngatimuisire sanda dzake murume uyu baya like kana pane anakirwa😅
Ava Ndi Mambo Ava , mimhanzi yavo Chero uchirwara ukangoterera unopora ,your music ma pills 💊 . Ayiwa munoremera Mambo 👏🙏
Uyu muhombe uyu famba Mambo 2030 tiripano nezodzo
nedzimwe mhandu ndigere nadzo
Thank you Mr bande n yr team.. Touchable song yandibata
Aiwa ndabvuma chipo chenyu chirimuropa hapana anogona kuchitora rabata makadaro❤❤❤❤❤
This song yabva pakadzika dzika pemoyo powerful prayer
Uyu mukuru mazvinzwaka musazoti handina kudaro, apa mhanzi dzake dzinonama uye dzinoparidza.
I second you sir
I like it❤❤❤❤
Chiripa repeat, homeboy anoseva, well done brother Mambo Dhuts
Tel mambo vazotora mbudzi yavo for this excellent song
Izvi ndezvedenga, great gospel artist of our time. God bless you Mambo 🎉... Maruva enyu torai henyu
In Jamaica ,Montego Bay we have stopped playing Vybz kartel to play this jam 👏
Munoyera Baba,,, Anoyera Mwari,,,, Mweya unoyera🙏🙏🙏🙏
❤❤❤❤ hoyoo
força pai. Deus seja louvado
Mambo ndafara this is the best song,Dare guru ozotovera,l love ❤️,l wish to see you,come and do your Live show in Gweru,you are the Best Mambo,well done,God Bless you
18Nov 17:13 I'm here on behalf of all the Ndebele huns❤❤❤. We love your music Mambo
Your songs are amazing. They arw healing. Thank you Amen
He is the best gospel artist❤
Am from Zambia but a day can't go without playing your songs 🎉
Munoyera Jehovha mbiri yenyu inogara nekusingapere Amen 🙏 may almighty God add more Grace the world have to know the power of God 🙏 🙏 🙏
Mukaona ndati ziiii ndiri kumboterera album ra mambo dhuterere ❤❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Mambo Mambo Mambo ndadaidza Mambo itirwai zvakanaka tinosimbiswa panguva dzakaoma kudai
Murume anoimba uyu mmmmm ndadzamirwa
Sunungura nezodzooo 🙏 Ndiruramiseiwo Mwari😢moyo muchena wakatindivadzwa nevanhu😢 😭 Ndirangarirei Mwari
This song heals my soul
I like the way mai Dhuterere yavano Supporter Baba vemusha vanotamba zvinodadisa varipabasa ravo
Album of the year is here 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
i agree with u🎉
Ndabvuma sure murimambo album of the year
Let's give Dhutere his flowers 💐 this guy can mend a broken soul ❤🇿🇦21 Nov 2024 like my comment so I can come listen again🙌
Very true. Mambo Dhuterere makataura chaizvo zvinoitika. Sunungura nezodzo
Mambo Dhuterere muhombe munhu uyu dai matisunungura nezodzo🇿🇼 proud of u Mambo
This is a master peace.aiwa mambo vakapedza masports kuvharisa 2024 .
Mama paside vachitsigira zviri kubuda sweet mambo vanopisa zvavo 🔥🔥
Pa3minutes 3seconds aiwa zvechokwadi tabvuma munehumambo purizi❤❤
🎉🎉🎉 ngatirambei tichibatsirana tisaneta! Mweya anoyera atichengere!