ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/B9XssxrvWoE4VLBIMWlDxo
Very efficient court kwete vanopedza nguva dzevanhu zvichinzi endai munogairisana izvo zviripachena kuti rudo hapachina, I like these guys 😊
Musoro uyo unoxiva comb here uum
Inihangu handisuppote kurambana kwevanhu so sad
Murume wacho kunge huku iri worried
😂😂😂😂😂😂😂
Huku yashaya chikafu 😂😂😂
😂😂
Kunge gudo raita miscarriage 😅😅😅
Ndotype dzevarume vamunenge muchirwira nekuroyerana here idzodzi 🙈🤣🤣🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂😂
🤸🤸🤸🤸🤸🤸🤸🤸🤸⛹⛹⛹⛹⛹⛹⛹⛹⛹⛹
Imagine
Kutourayana nhai 😂😂😂
Iva mambo vanotora mari yegupuro ndovarambwa here
Iiiii nhaimi vanhu ,mari yegupuro rinotorwa namambo here ,ko chiiko chief Kandeya kukara mari kudaro
Murume uyo anopenga ka uyu iro vhudzi 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣😍
Zi chief iri mari yegupuro ndeyenyu hre
Wanted to ask that as well?
Cheri zvichinzi murume haadirwi handsome but uyu ndimupaka tsine chete
Murume uyu😂😂😂 Imi mai imi, kutonyengwa nerume rakadai otobvuma. Munoda kushandirwa
Kuti hamuzvizive here kuti vakadzi makashinga
@@BabaIdahTV ndahutya hushingi uhu
😂😂😂😂😂😂😂😂
@@BabaIdahTV😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂Hamudaro moziva
Comment section Mwari avenemi 😂😂😂😂😂😂
Mungati anogara nemukadzi here uyoo honai zvakaita musoro aaaayas
Hanzvadzi dzangu kuti muwanikweo muiteo dzimba dzenyu ndinoda chaizvo , ASI turume twacho twamuri kuwana mmmmm 😂😂😂kutosvikao kumba here muchiti ndauya nomkwasha????
😂😂 haaa murume uyo mukadzi ane zvivindi uyo yoo handsome pfacha😂😂😂😂
Hairstyle manyama😂😂
Kkkk 😂😂ndaseka murume wacho roorwai mega murume uyo ndiye chikwambo chacho 😂😂😂
Pamwe anofamba nebhora pabota zvekuti chero imi hamuzomboda
Asi murume uyu anopenga kai zvakaoma
Murume here iyeyu musoro unenda 😂😂😂
Benzi rombe remu rume ku believer zvema postori Nxaa gudo remunhu
Ummm haaa vakadzi tiri munhamo dzimwe type dzatoda soo
Masowe nevhudzi iro😂😂😂😂😂
Brain dzakadyiwa nengundu iri mumusoro .
Ngoni kamukono ketsambarafuta
Tatenda kuti masiyana murivapenyu.Kind yomurume wacho futi haaaaa ya.
Apa murume face yake ndoinenge yechikwacho 😅😅😅😅😅
Ah veduwe bvudzi rina baba ava bhoo here?
Iye murume uyu makakuwanepi uye zvivindi zvekugara nemunhu akadai maizviwanepi
This is the comment I was looking for 😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂 aaaa
Kkkkkk 😂😂😂😂 ndaseka
😂😂😂😂😂😂 uuuu vane zvivindi Amaiava
Uyu vakatombomuendera pasowe nekwagogo mamoyo vachishaya hope kkkk.
Haaah veduwe murume wacho kani ndachema zvangu 😂
Bvudzi raSamson chairo ,vakadzi tine nhamo chaiyo
Iti zvivindi kkkk
😂😂😂😂😂
Mutoriro wega
Hairstyle iyo kuseri 😂😂😂
Imi dare imimi murikubira vanhu cash,gupuro rino chajwa here $50 munoita yekutamba nayo here imimi bullshit mhen
Zvivindi zvekugara nemurume akadai wakanga wazvihodha kupi,kugara nemunhu ane face iri worried kunge gudo raita miscarriage 😂😂😂
Yooh zvakaoma vakadzi tine nhamo hey iko karume kacho kamukono ketsambarapfuta nekushusha kuita seane anorexia
Kkkklkk murume vacho kuita kunge anemudzimu
😂😂😂 comment section

Tatenda kuti masiyana murivapenyu.
Kind yomurume wacho futi haaaaa ya.