Dare iri rine confusion hombe,rine vanhu hobho vanoda kuzviita maningindava,rakasara dare iri,in this age ye technology mambo should just request printouts ema calls from network service providers
It sounds like mambo ava vaka receiver bribary kubva kuna accused uyo why is it zviri kuda kunetsa straight case ine mawitness emuhure kadzi uyo akatsva matama nechihure panapa 2nd murume ane concrete evidence chijira plus ID yatsaga uyo so mambo vachada huchapupu hwungadarika huripo here nhai musatiunzire machief akadaiso Nyamaropa or Makoni naMutasa case was supposed to be closed right now
Baba ava ngavasiye mukadzi uyu ivo vakarwadziwa memuripi wavakapuwa chakatanga ndochakachenjedza akadii kukwira dare pakahurirwa kare 😂😂😂tikukuziva nyaya dzako iwe dzubvurandi
I think this DARE & ra Chief Musana akanetsa matare avo ayo. Izvi Chief Bushu or Madziva vanopedza heavy, plus vari kupisa PA next court iye vasina kupedza kunzwa nyaya yacho, ndezve kuM*MA Izvi 🙆♂️
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/B9XssxrvWoE4VLBIMWlDxo
Zvoda chief Nyamaropa izvi
Mambo imimi nemakurokota enyu mese hamuna huchenjeri hwekutonga imimi hamugone kutonga
Pamusoroi Mambo dako renyu nemakurukota enyu ndapedza zvangu
😂😂😂😂😂watsamwa
Unorwara chete😂😂😂😂😂
unenge wasirira kuti rakamira sei😂😂😂😂
Kana kwawakaberekwa chaiko kune basa gukutu.
Dako ravo Mambo....
Dare risina kurongeka. Makurukota anopikisana pachawo, samunyori vanehasha chenyu kunyora kwete kurafura umwe wenyu. Umboo huripo wani vanhu vachadzikana vakaurayana
Chekutanga awa vanhu wanodanana baba siyai mikadzi uyo then chechipiri Mambo uuuuuum we are watching you
Saka tsano vairara nehandzvadzi yavo here,, hwakamira sei hukama uhwu😮
Pakaipa shuwa chekesai😮
Aaah chidare chenhema nhema ichi nyaya iyi iripachena wani
I don’t know judgement ichapiwa but vanhu vanokwirana
Ende nyoro chete chete 😢
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂
Regai munhu apedze nyaya yake kutsanangura ,ko murikumhanyireiko,idzo dziridzo dzirikuda kutongwa, akazotadza kuuya panext court mozodii zvipingaidzo zvinowanika kana rufu chairo,munozozvitauranani.
Vanenge vachibgomanyira ktonga dzimwe dzisina basa
Apana nezve court apa ,vaudzeyi avazive zvavanoita suspecting pakuda kutambwa chi guma guma chete.
Dare iri rine confusion hombe,rine vanhu hobho vanoda kuzviita maningindava,rakasara dare iri,in this age ye technology mambo should just request printouts ema calls from network service providers
Nyaya iyi inenhorowondo yakarebesa, payinoperera unenge watokangamwa kwekutanga kwayo.
Chidare ichi ndecheku murmur ichi ,, why postponing nyaya iripachena? Ohh l see murikuda kupa nhubu chance yekut ikupei fufuro 😢 bambooo.
Kkk spelling yacho yekut mama yakkadzidza
Why kumhanyira dzimwe nyaya iyi yacho vaisiira panzira kutobhowa zvoda Chief Mutasa izvi
Mambo voti kushata meso nekuhudofo nemakurukota ekupenga. Mbgwa dzevanhu kana ini chakye ndaiipedza nyaya iyi
Vakadzi varimudzimba munonyadzisa imi aaaah
Chief nyamaropa Ndiye chte chief akatukwa namwari endianotonga ega
Siyana nepfambi iyo ichakuurayisa.
Nyaya iyi ine humbowo hwekajira nechitupa chechikomba Moti wozopinda next time why ASI matengwa nechikomba hr mambo ndarwadziwa
It sounds like mambo ava vaka receiver bribary kubva kuna accused uyo why is it zviri kuda kunetsa straight case ine mawitness emuhure kadzi uyo akatsva matama nechihure panapa 2nd murume ane concrete evidence chijira plus ID yatsaga uyo so mambo vachada huchapupu hwungadarika huripo here nhai musatiunzire machief akadaiso Nyamaropa or Makoni naMutasa case was supposed to be closed right now
Dare iri rakadhakwa mbavha dzega dzega kusiya kweone muface anotaura chechokwadi but anogurwagurwa mambo tongai fair nemakurukota enyu kwete kudyira nyaya mhata mukosho mhani
Madzimambo hatichina paZimu mari yako chete nyaya yakapera kare iyii Mambo mandiradzisa kunge ndini ndatengerwa mukadzi ita plan yemamwe madzimambo
Ko chingopedzai Hombe yacho dzimwe idzo mozodzibata next court sei musingagone kutonga imi nyaya ndiyo yatanga kupinda uye ine humbowo moti muri kuda kumboinzwisisa kunzwisisa chii ipapa
Chidare chekumama ichii. Havaonevo here kuti nyaya iri pachena.endai kumadziva.
Izvi zvinoda Nyamaropa naMutasa kwete vamwe vose uyo murume ane mhosva uyo
Iri dare rine vatungamiri vanenoise. Chief Nyamaropa dare ravo idare zveshuwa. Vanotonga zviri fair.
Chiiko nevakadzi vakaroorwa ava why r they nt satisfied nemurume one Kuda kuchinja husavi hre
Aghrr zvima court izvi zvine kakudzvanyirira kanosvota so
Imi muri vadzvanyanyiriri Apa hamugone kutonga matengwa ere mambo kandeya endai kumba hamusi mambo anogona imi
pamusoroi mambo nemakurukota enyu ibvaii ipapo coz zvekutonga zvakaramba ipai varidzi basa rawo msoro yakazara mvura
Chikomba chacho ungati icustomer yeNyaradzo zvake
😂😂😂😂😂nhaimi
😂😂😂😂😂😂😂
Ava chief kandeya na Chief Makoni aah havatongi justice
Saka vanhu vachizopisirana mudzimba unoona kudhonzwa kunoita nyaya iri pachena inotora nguva refu kuti ipere
ichi chidhare matuzvi chaiwo, there is overwhelming evidence.
Kovanhu ava vakapanana gupuru mudare Wani vakapfeka hembe idzodzi chii futii
Mambo dai muchimboonawo matongero anoita vamwe madzimbambo e.g nyamaropa and bushu
Mambo imbavha panext court Mari yedare inodiwa zvakare here
Mambo muri duzvi ifa hako haufanire kurarama iwee unouraya nyika dzoro
makambozvinona kuri hure rechikadzi harinyare murume akatwa azoti nyarei hurei iro riri kutoita kunge pasina zvarinoziya
Baba ava ngavasiye mukadzi uyu ivo vakarwadziwa memuripi wavakapuwa chakatanga ndochakachenjedza akadii kukwira dare pakahurirwa kare 😂😂😂tikukuziva nyaya dzako iwe dzubvurandi
Mambo ava nemakurukota avo madofo ngavapinzwe mu chikoro che law
Coraption pasi nayo tongai nyaya zvichakonzerera kuurayana kwevanhu mambo hamugoni kutonga nyaya
Muchazvirega zvevakadzi hocho cause paunenge urikunemumwe iye anotodawo rudo iwe hanty urikufadzwa nguva iyoyo
Mambo ava iduzvi remunhu Havana chavanoziva
Duzvi chairo iro unoona iwe
Mapenzi mombo iwe ndosaka uchishandisa pole rephone setsvimbo nxaaaa
Kkkk huriii
Chidare chakadhakwa ichi zvoda chief Nyamaropa na mambo Mutasa
pamusoroi mukoma Mukadzi anorambirwa chihure
Munoda umbowo hwakadii kudarika chitupa nejira zvaakanhonga passport pavairarana
I think cheaf chigodora vanopedza ma sports
Saka ihanzvadz yemukadzi here chikomba ichi
Murume ane pink shirt dai vamuita mambo havo
Chigango is a village
Siyayi munhu atsanangure nyaya yake zvakanaka kwete kumudamburira nyaya yake
Apo mambo makundikana apo nyaya iyiyaichifanirwa kupera iyi aaaaa
Siya hure riende iro handiti vatone mumwe.mukadzi here
dai warizadza zenya katezvara ako nehure rako
Wakarasika keekuenda wena invasion ikoko enda kwa chief nyamaropa
Iridarevo futi chiiko imi tongai nyaya ipere next court yekudiiiko haaaa iri dare rakadhakwa
Pakuda kuitwa corruption apo ,nyaya yakapera kare why vachitenderera
Masinguru atova nehunhu kudarika vane misha
Hapana zvevatongi apa biased. Ari kuda dzvanyirira muridzi wemukadzi.
Mambo nemakurokota ake vakabhadharwa
Ko kuzoshandisa mucheka mumwe chete nechikomba mmmm chapa
Barika. Matuzvi
IZVi zvodaaNyamaropa
Saka munhu wacho mamupirei mukana wekutaura musingamirire kuti apedze..
You have 2 wives and you expect someone to be loyal kwauri,kwaakudhara bhudhi
Xaaa ndo machief anobhadharwa Aya 😢
Kana tazogara cheating inonakidza kana bonde racho rinofaya😅kana wabatwa mozotangira ipapo🏃hanti varume vanoti zvinoda kupota uchimbochinja muriwo here 😂saka musarwadziwe nenyaya yemjolo imi simbai hana varume.
Depends on character yamjoloist... some people tinosema. The idea of exchanging bodily fluids with multiple partners is disgusting
Nomsa mmmm unenge uri veteran remutambo uyu, unowanikwa kupi?
@ROGUE406 what qualities do you personally consider
Mungade humwe humbowo hwakaita sei hunopfuura hwataurwa apa kana mutadzi iri hama yenyu endesai kune rimwe dare
Exactly,, ndoozvandaonao ,
Murume tora jira iroro uende rogadziwa or kuDNA zvobuda kana vari ivo
Endesai kwambo Nyamaropa
Mukadzi uyo itsvina yemunhu Chihura nekunyepa
Mambo wekumama uyo uridako
Matengwa mambo
Vakadzi wakuhura kani chiiko imi zvakutonyadzisa kani
Mmmm zvakutonyadzisa mufunge henyu
Zvaingoda Nyamaropa
Yes
Chidare ichi ndechemukosho mhata yako mambo nemachinda ako
Vabhadharwa anaChangamire
Vabhadhagwa zviripachena. Nyaya yakajeka kudai chavanoshungurudzira vanhu kuti vadzoke chii?
Zitsvimbo renhema
Chikwata ichi chinenge chisingagoniwo kutonga
😂huya nekajira kacho wangu tifambire nyaya
Haaa wakaripotakusiriko enda kwachief nyamaropa
Chief muridofo henyu zvinoda chief nyamaropa ndiwo vanogona kutonga nyaya hamusi kuona kana nyaya muri kudzvinyirira murume muridzi vemukadzi ivai ne wisdom pakutonga apa
Musoro wenyaya mmmm zvakaoma
Dare rakadhakwa haasi mambo uyo imbavha iyo
Mkadzi haachada hake varume vache😮😢😮
Nditsano pkudiiko shona ycho hndinzwisise ini
Stupid chief .Kutadza kupedza nyaya iripachena kudaro
I think this DARE & ra Chief Musana akanetsa matare avo ayo.
Izvi Chief Bushu or Madziva vanopedza heavy, plus vari kupisa PA next court iye vasina kupedza kunzwa nyaya yacho, ndezve kuM*MA Izvi 🙆♂️
Gara nevakadzi vako vakawanda ibva apo wakapihwa gupuro iwe
Watumwawo iwe
Saka mai ava muri kutiza imba yenyu muchimhanyira ku#3 😅😅😅😅😅
Mudzimai arikutorara havo
Vatongi makapusa ndini ndadaro
zvine zodzo zvekutonga
What is pachigango
Pachigango it place
Inzvimbo asi ausi muShona
Dare mahumbwe iri....
Dare iri hapana zviripo
Take it to chief Nyamaropa chiorora mapenzi avo havagoni basa