Kubva Kuna chief sabuku Vera naChibaya vese vanehuori varikunyeperana zvarikunyatsoziva havo , vanhu ava varikurwira pekutengesa, chero chief wacho anotozviziva , music must be be removed or to be reduced the volume
That background audio is not necessary at all! I think Mambo Seke approached this with wisdom nekuti chakakosha apa kuti vanhu vagarisane. Vese varimudare umo vane hukama and ndizvo zvakakosha izvozvo kubatanidza vanhu. Mozotipa update video isina audio yenyu yekupenga iyo
Please your background music is making noise can you take notice of it
Thank you for the video. i know its your trademark but the back ground sad music is not necessart pakadai
Thank you Destiny but we need this more please
Destiny give Stella Muusha an opportunity to interview this chief taking into account viewers opinions!
Chimambo ichi chine pride. He must go and learn from Chief Bushu and Mutasa. No issue that he tackles fairly
Taura hako iwe imboko
😂😂😂😂 for us who read comments before watching
Anosvota kani zvekuti Stella dei arega kuita nezvavo otherwise she will lose ma viewers
@@GladysRumbidzo Kkkkk seni pandangoona first comment iyo ndabva ndarega kuona.
@@Rebhara titambisirei hedu data redu isu tatonzwa ne Comment section kkkkkk
Chief seke you are the best, Munogona Mambo
Chief is deliberately misunderstanding the petitioner
Havana kubviswa physically but mubhuku mambo varikurasika papi.
Mambo uyu idofo haagoni kutonga uyu pride too much
Kubva Kuna chief sabuku Vera naChibaya vese vanehuori varikunyeperana zvarikunyatsoziva havo , vanhu ava varikurwira pekutengesa, chero chief wacho anotozviziva , music must be be removed or to be reduced the volume
That background audio is not necessary at all! I think Mambo Seke approached this with wisdom nekuti chakakosha apa kuti vanhu vagarisane. Vese varimudare umo vane hukama and ndizvo zvakakosha izvozvo kubatanidza vanhu. Mozotipa update video isina audio yenyu yekupenga iyo
What is the point of having others in court when they are never given an opportunity to contribute.A real despot!!!!
The audio quality of this video is bs. Whoever recorded or edited this was out of the game or learning
Destiny the village live and direct 🎤 Stella muusha
Dare rotongwa nevanhu mambo ozopa judgment chete musatonga mega vhuramayi potayi muchiuyawo kumatare kwedu...
Music yemariro evarungu tibisireiwo dai muchitoisa henyu sahwira oye ndangendichiuya not iyi yekumagravesnehorror films😂😂
I hate this mambo rinobhowa never fair kuzviikudza kwakanyanya
This Chief is so sarcastic and arrogant
Mambo makadhakwa sei musingape vamwe mukana wekutaura
Seke chimukundikani chakakundikana kudhara chinongorebesa nyaya
Nice
Dzidza kupa vamwe mukana vapewo muono wavo,ndi ishe rudzii chokwadi😢
Ndinofunga kuti mazita ainzi abviswe mune rimwe bhuku vachipinda mune rimwe kwete kuti vanhu vatamiswe jinda akakanganisa kunyora ndoomaonero angu
Ndipeiwo no dza mambo seke
Chirungu chega mudarr rechivanhu.Chief arikudya nekuti ari mumadziro eHarare.Kurikuitwa huori kwaSeke big time!😂😂😂😂
The music is too much can you please try to reduce
Mambo uyu haagoni kutonga
Vamwe vamunenge muchiti vapihwe mukanwa munenge muchida kuti vataure pfungwa dzipi dzinokunda dziri kupiwa na Chief
Tinokufarirai mhofu seke slow motion zvenyu haite zvekumhanya motaura zvenyu pole pole zvisina haha murivahombe big up mambowedu❤❤
CHIEF SEKE HAMUMANYI NENYAYA UYE MUNOPA MUNHU MUKANA WEKUTAURA NHAU YAKE.
AS SOFT AS A WOOL
Ane style yake uyu yekutonga nayo
Muono kuvanhu dare haridi munhu one
chief seke chibaba
Mambo seke munondigonera
VaVhera 😮😮😮
This chief is the worst ever
Can't understand this simple 😂😂😂
Rume rimwe harikombe churu
Vanhu vekwaChibaya imboko i
Mambo munotibvisastress tikuseka pamatiwavekundiconfuser nematuriroenyu kkkk zvinyoronyoro 😂😂😂😂😂😂
Dare rudzii risina makurukota
Nhai zvko zvriko izvo Kuma chief ese vnotidzwawo pfungwa dzevamwe ivo sekutongi ndovanozoongorra dzinoita nedzisongaite
Mambo Solomon