My dear brother! You have the wisdom of King Solomon. Calm, cool and collected. If only we had only 5 chiefs like you in Zimbabwe. We would really be somewhere in this country. Welldone keep up the good work!
Ku abuser vanhu uko handina kufara nazvo zvavaita muchinda ane hembe ye Zimbabwe uyo vanhu vanenge vachisangana nematambudziko kudzimba so vanoda kuitirwa patients especially from vana Mambo ivava
I follow this story long back ruvengo mu family mbuya vaya vaiva vatengwa vakashaya time yekuisira zvinhu zvavo due to pressure yamambo akamuti endaunotora zvinhu
@@chingombedariesthats so true. Mbuya iya yakatengwa chete. Hakuna mudzimu unoita mashura akadaro. She was told the history of the family. Ehe Abisha anogona akabata but the way the mudzimu came haa no mhani
@@Tapera-c2q you are very correct. Amai Tino vakaita contact ne something just like zvinogara zvichitaura Mukotsanjera kuti ukaita contact ne something chinechekuita nemunhu iyeye zvinokuteera.
Hausi kuziva, mai vaya vakange vaudzwa history saka zvese zvavaitaura paya vakange vazviudzwa kare. Hakuna baba vemusha vanobuda votaura zvakamira, never. Manje mai vaya she never sat down kusvika vaenda, hakuna zvakadero, itsotsi riya
I have learned that chivanhu hachina formula as some people seem to think judging by their comments. I certainly don’t like those who disrupt matare by being argumentative during such family gatherings. It’s no use to continue arguing with someone akabudirwa. Just give them time to prove themselves or expose themselves. Kubata ngarara huiteyedza! We continue to learn but one thing for certain is there’s no formula.
Hahahaha so the question is who is linked to that woman 😅😅👀👀👀 will we ever know ??? Because this person has probably divided the family too including mambos time was wasted lol
Chimwe chinhu chiri simple mudzimu nema sneaker 😂😂😂iya imbereka iya kkkkkkk... Tumidzimu nhando musatishaishire dare redu ba mazvizwa here dhemeti.... Musadherere mambo vedu
Varikuti Mambo Mutasa vatadza , munoziva here havangotaure vasina advise. Humambo hwekwa Mutasa is very well organised haungogatwe uhu. Hamusati masangana nema conman. Plus ngozi yekuMalawi neya samanyika there are totally too different. Iyi either ingadai yakabudira kumba yemukwasha or muzukuru kwete munhuwo angori kwaqri. Also these people especially the ladies where leading this so called mudzimu. Vaitaurisa kunge vasiri ana samanyika. Ana samanyika vatinoziva vanonyarara votarisa. Akafa achikakama wobuda asingakakame. Uye kan aribaba vacho pachokwadi he wasa to lnow kuti mwana wangu nhingi na nhingi wont take this nonsense vaitoita nharo. Hapana mugara n'anga apa. Nexttime muchaunzirwa ambuya vekwachibuwe😂😂😂😂😂😂😂😂 rimwe tsotsi zvekare.
Very true. Ndakambozvitaura pa part1 yenyaya iyi kt vanhu wekwakanjanda patarisisei musati matambira mudzimu uyu nkt mudzimu chaiwo haubudi kumutorwa wekure kana watobuda kunze unenge uri kuvazukuru. Mudzimba dzevakwasha kwete kumunhu wo zvake. Hazviiti. Asi dai yanga iri ngozi. Yes ngozi inobuda pamutorwa. Mambo mutasa anoziwa basa rake hafanani netumwe tumadzimambo twatinomboona twusingagoni kutonga
Haaa apa pazoshanda mugaran'anga manje kuita seyekwaTonde ngozi iya yakangoitwa chop chop,musazoite zvekuti family iyi izorambe baba vavo kana vabuda zvekare inga vakataura wani mafambiro avo avakaita mambo musawanze chirungu imi zviriko zvinhu izvi iyo nyoka yacho yaigozobatika sei Abisha akasvikokonzeresa noise.vanhu vanobata nekusaziva chokwadi but zvinozopanduka asi pakubata apa munhu anenge achingoti ndirikupihwa kamuti.
To be sure it means that family ine zvainoziva but nyaya inoitika ndeyekuti munhu wacho ane mishonga anoita mhingiridzo yake kuti asabatwe,zvinoitika. Muri kutaura chokwadi pane Tsotsi pavanhu avo.
Haa mkoma imi makapfeka jersey regreen rakanzi Zimbabwe murikupedza nguva toda way forward apo.murikufungei next step ako kamai kakanyeba hakana kbata nyoka sekutaura kwaakaita kunaMambo
Mambo pane paari kutadza kunzwisisa. Zvinoitika stereki kuti munhu wamusingazive anogarwa nemweya wemufi waasingatozive. Inga mufi wacho akatsanangura kuti mumhuri hamuna kumira zvakanaka ndosaka ndakatsvaga mutorwa. Imagine dai vakabudira pamunhu wemumhuri ndiani ai believer. Saka he chose kunobuda pamutorwa asingazive nezvemhuri so that mhuri will believe. Remember nyaya ya Rebecca weku Malawi, akabudira pamunhu aitozviitirawo hake hupenyu hwake waasingazive. This is normal. Abisha akaenda nemugaraMambo i think😂😂😂😂
Kuti chuuuuu , Tapota rambai makabata tirikuuya neimwe irikupisa Sofa rese
Helaaa helaaa tiripo takati dhesheeeee
Ba taps ndiripo
Takamirira hedu 🔥🔥🔥🔥
Sofa rese😂😂😂😂
Tinofa nemi baba TAPs❤❤❤❤
My dear brother!
You have the wisdom of King Solomon. Calm, cool and collected. If only we had only 5 chiefs like you in Zimbabwe. We would really be somewhere in this country. Welldone keep up the good work!
Panyaya idzi hapana zvavanogona kana kuziva zvavo
Taura hako mambo vanoonera dhiri havo he is clever this one👌
I love action yemachinda 34:30. Ready to attack havadi na Changamire
Ku abuser vanhu uko handina kufara nazvo zvavaita muchinda ane hembe ye Zimbabwe uyo vanhu vanenge vachisangana nematambudziko kudzimba so vanoda kuitirwa patients especially from vana Mambo ivava
@@tafadzwatapeza7840there is protocol everywhere agara azvidza dare hauuye ku court uri drunk. Nyangwe une dambudziko hazviite ushaye hunhu
Karanganda family zivai different yemudzimu nengozi musabatanidzaba zvinhu 2 zvakasiyana. Mudzimu haubudi kunze uchiti ndauya kuzogadzira musha. mudzimu unobuda mumhuri mawo. Ngozi ndiyo inokwanisa kubuda kunze. Dai mai awo wakauya iri ngozi wachiti ndakauraiwa.zvaitambirika nekt ngozi inogona kubuda kunze. Mudzimu hauiti izvozvo unobuda mumusha mawo. Ndozvakaita chivanhu
I agree with you
Ko yaRebbeca yakaitasei
Ummmm unoziva cuz🔥🔥👌👌👌
That's the truth , ngozi ndiyo inopotera kwete mudzimu
Mudzimu kana zvakaoma unenzira yawo yekuzviburitsa chero panaani pawaona zvakakodzera. Nemunhu anokwanisa kusvitsa dare
Wisdom is better than cleverness chief, thank u cief for ur wisdom
NYAYA IYI HAISI YENGOZI, ndeye MUDZIMU WABUDIRA PAMUTORWA. Ndipo pane nyaya. CS nzwisisai nyaya musasanganise nyaya ba
I follow this story long back ruvengo mu family mbuya vaya vaiva vatengwa vakashaya time yekuisira zvinhu zvavo due to pressure yamambo akamuti endaunotora zvinhu
@@chingombedariesthats so true. Mbuya iya yakatengwa chete. Hakuna mudzimu unoita mashura akadaro. She was told the history of the family. Ehe Abisha anogona akabata but the way the mudzimu came haa no mhani
@@monnietaah9583 mambo vabvunza kuti asvika seyi padare minduro yashaikwa a family member is working nagogo
@@chingombedariesyou see now. They are working together na James uyo
Mudzimu haubudire pamutorwa nhaimi vanhu 😅😅😅 either chikwambo or arikunyepa dzimu roteera ropa
Chief Mutasa ❤❤❤❤ ne Karangandatv =Netflix 🎉🎉🎉🎉🎉
Mambo mutasa ngozi inobudira chero veduwe mai tino vayavakabudirwa wani nengozi yekumalawi asi hamuna kuinzwa here pa tilder show
Zvakatosiya neya mai tino iya. Yamai tino iya yaiwa ngozi. Kwete mudzimu wemumusha. Uyu mudzimu wekwakanjanda unobuda pamutorwa. Hakuna zvakadaro. Mudzimu haubudi kunze kwemusha ngozi ndiyo inobuda kunze.mudzimu unobuda mumusha mawo
Err ngozi inobudira pamutorwa zvamai Tino zvinonzwisika nekuti vakachera matombo padyo neguva remunhu manje uyu haiwaaaa hausi mudzimu.munhu akangoti dzororo kumira kana kugara pasi makazvionepi zvakadaro.ngawadzoke mudare Mai waya wanoda kurohwa.nekuripa dare ramambo vakanyepa
Kubudira pamutorwa imi musatenda mumanyepo
@@Tapera-c2q you are very correct. Amai Tino vakaita contact ne something just like zvinogara zvichitaura Mukotsanjera kuti ukaita contact ne something chinechekuita nemunhu iyeye zvinokuteera.
Haisi ngozi iyi .. mudzimu wemumusha uyu. There is no way mudzimu wemumusha unobuda pamutorwa
Munhu akafa achikakama even paanobuda anofanirwa kukakama
True nevoice rake
Nemutaro nemafambiro hazvirase ba hutsotsi hwawanda chokwadi
@@modistamaraidza1346voice harina basa
Zvoenderana
Sometimes havabudi vachidaro chivo chiripanyama not pamweya though imwe midzumu ichiuya nezvifo but apa pamutorwa so dzogona dzirinhema
I have noticed one thing from mambo Mutasa..havadi n'anga dzekunze vanoda dzavo chete
Bt apa vanganzi vakaramba here ivo vakavapa mukana wani ivo ndivo vasina kuuya kuzozadzisa chibvumirano chavo
@@LindaMunemo-k6z Wakanzwa zvavakataura vachishora pane vamwe vakanobatsirwa kwaTasvu here?
Huh akanza aende wani ska akadii kudzoka nenyoka yacho
Inga akanzi aende
N'anga dzekunze dzacho matsotsi
Ndakataura nezuro kuti Someone's behind ..one of this family ..anozivana neMai vaye
Mambo mutasa nzwisisayi pakuti munhu anezvinhu zvake anoedza paanegona kuvhiringidza kuti zvisabudw check chirimo family vairamba vakarambira naiye Mukotsanjera wani asi nhasi tiripi. Vakaramba varambazvee asi nhasi chaputika.
Sezvo vakaita mhiko lets wait for mhiko tione
Pamadzinga muchinda ane hembe ye Zimbabwe uyo marashika apo vanhu vanenge vachisangana nematambudziko kudzimba so vanoda kuitirwa patients especially kunaana Mamboo ikoku
Mambo straight to the point😅❤. Mukadzi uya akati mutumbi uripwe ngemombe. Saka vacharipwa sei mai vacho vatiza mudunhu?😂 Pane DRAFT yatambwa apa.
Kkk tumachinda twemubhu rekutonhodzwa kwachawuruka kuda kumera zenze pane kamwe kanoturikirira kanotawura kachitevera voice Ramambo kanondibhowa
😂😂😂😂😂😂 aaaaah kkkkkkk mbabvu dzangu .kkkkk n kuomberera mbavha hanzi mauya baba .... Apa father havagari pasi
MUDZIMU WEMUMUSHA HAUBUDIRE PAMUTORWA VEDUWE. Hakuna zvakadaro
Zviriko
Kana mumusha muine heshereketwa uye kupesana zvinoita anogona kubuda pamutorwa apinda mumusha ogadzirisa mhuri yake ,kana ayananisa,vanobva vazobvisa mudzimu pamutorwa vomuripa nemombe then mudzimu wavo unenge wakukwanisa kugara panewehukama mumusha
Ko waRebecca wakabuda pahama here
Aaaaah hautobudiri pahama manje unotoda mutorwa kazhinji
Rebbecaa akabuda sei akaenda kuMalawi
Mai vaya hanz ndri manjuzu 😂😂😂😂 Zvakaoma. Vanhu vobaiwa ne kuitiswa. Nokuda kwenhamo
Chief is very knowledgeable
May you live long Mambo you are wise.. i knew that lady itsotsi hahaha
Ndirikuona chief nevateereri vanenge varohwa nemugaran'anga ini
Zviripo wani zvaaitaura zvaibatika vana vakabvumiranan nazvo wani iko kutengwa kwekubva audzirwa zvese zviya here anhuwee ummm
Inga pakanzi wani ndabudira pamutorwa kuti mugutsikane nekuti dai ndabudira pamuri hamaizvitendaba nekuda kwenyonga nyonga yamunayo
Hausi kuziva, mai vaya vakange vaudzwa history saka zvese zvavaitaura paya vakange vazviudzwa kare. Hakuna baba vemusha vanobuda votaura zvakamira, never. Manje mai vaya she never sat down kusvika vaenda, hakuna zvakadero, itsotsi riya
Imbavha iya
Chief knows but in some cases he is getting lost...his advisors wanongobvumira wasingaise mapoints...kuti nyaya itongeke
Hapasha mugara n'anga apa
Vanga vaudzwa zvekutaura vaye kuti zvibude sechokwadi ,hapana chozikanwa paye
Vainyepa mai vaya lol mudzimu unomwa tea 😂😂😂 imi ka imi vakadzi 6 kushaya mwana kana muzukuru pekubudira
Karanganda basa sebasa watching from Kimberley Northern Cape
I have learned that chivanhu hachina formula as some people seem to think judging by their comments. I certainly don’t like those who disrupt matare by being argumentative during such family gatherings. It’s no use to continue arguing with someone akabudirwa. Just give them time to prove themselves or expose themselves. Kubata ngarara huiteyedza! We continue to learn but one thing for certain is there’s no formula.
Mambo Mutasa very clever and educated..haabudiki zvekudaro
Mwaiwapo ere
Well done mambo zigadzi riya rakatengwa ne vamwe vavo mukati imomo koz takatozvionavo
Iwo mudzimu wemumusha kana wakubudira pamutorwa unenge uchiri wemumhuri here diiii vanhu padzinza rese kushaya1 waangagare firimoni
I can't wait to follow you chief mutasa
Shavi rakange raenda Mambo ndosaka panga pakutaurwa zvenguva kkkkk
😂 exactly havasi kugona kutsanangura
Mambo ava ngevechirungu zvengozi nemudzimu mambo havazvinzwisisi izvi ndizvo zvandinoona
Mudzimu ne ngozi zvinhu zvakasiyana
Mudzimu ndewe mumusha haubudiri pamutorwa
Kkkkkkk
Nditoripo neni arikuona andina kugutsikana nekubuda kwababa avo taitoda kuona nyoka asi atina kudziona apo mambo mabvunza mubvunzo chaiwo wandinawo
Me too wna
Mambo should stop speculating. His mandate is not to question the credibility of traditionalists.
😂😂😂Mambo Mutasa takazvitaura kuti imbavha mukadzi uye nyoka nezvidhoma haana hatina kuzviwona Mambo munotonga hakuna mombe yanowana pasi nembavha😂😂😂😂😂
CHIEF MUSARASIKA MURI MUNHU MUKURU
Akazogara wani
Ini sekuona kwangu nganga iya akaita basa rakanaka.
Mambo Mutasa vari kuda kushandisa vaMukotsanjera asi vakukanganwa kuti vakati havatumiri vanhu kunganga dzavo. Gonye rapinda
Mambo nyaya iyi varikuitadza iyi,,
Ngavatsvake vanamazvikokota panyaya idzi,,
Mambo varikutya kuti mambo Zimunya vachati ripai munhu wangu makashanda naye musina kundiudza sei,,
Chief Mutasa ndinokumbira kukuonai ndingokumhoresai hangu
Because paFair mweya waifanirwa kungoudza strait kuti Zvaunazvo wakatora pakati kwete kuswero tendrera
Hahahaha so the question is who is linked to that woman 😅😅👀👀👀 will we ever know ??? Because this person has probably divided the family too including mambos time was wasted lol
Plus magariro anga akaita mai veye pa mambo last time hakuna baba vemusha vanotandavara kunge mkadzi 😂
Asi uyo wekubatwa ndimukonzanjera,ngeyi achiramba achibatwa umm
Mambo nyaya iyo haisi yengozi. Ndeyemudzimu. Nyaya haisi yamambo jyo . Ndeyemidzimu wemumusha.
Oh chinzwai vakutaura kuti chandakaona munhu uyu itsotsi... baba avo inga vaibata bata
Chimwe chinhu chiri simple mudzimu nema sneaker 😂😂😂iya imbereka iya kkkkkkk... Tumidzimu nhando musatishaishire dare redu ba mazvizwa here dhemeti.... Musadherere mambo vedu
Hanzi Zimbabwe chimbosimuka utaure😂😂😂
Mambo warasika ini mukadzi ndomutsigira, mukadzi haana chaakatadza Mambo wakuda kumutsvagira mhosva chete wakuda kudya chete
Murume Uyo ndiye akauya namai vaya Uyo vanhu vangwarireyi mambo
Varikuti Mambo Mutasa vatadza , munoziva here havangotaure vasina advise. Humambo hwekwa Mutasa is very well organised haungogatwe uhu. Hamusati masangana nema conman. Plus ngozi yekuMalawi neya samanyika there are totally too different. Iyi either ingadai yakabudira kumba yemukwasha or muzukuru kwete munhuwo angori kwaqri. Also these people especially the ladies where leading this so called mudzimu. Vaitaurisa kunge vasiri ana samanyika. Ana samanyika vatinoziva vanonyarara votarisa. Akafa achikakama wobuda asingakakame. Uye kan aribaba vacho pachokwadi he wasa to lnow kuti mwana wangu nhingi na nhingi wont take this nonsense vaitoita nharo. Hapana mugara n'anga apa. Nexttime muchaunzirwa ambuya vekwachibuwe😂😂😂😂😂😂😂😂 rimwe tsotsi zvekare.
O
Very true. Ndakambozvitaura pa part1 yenyaya iyi kt vanhu wekwakanjanda patarisisei musati matambira mudzimu uyu nkt mudzimu chaiwo haubudi kumutorwa wekure kana watobuda kunze unenge uri kuvazukuru. Mudzimba dzevakwasha kwete kumunhu wo zvake. Hazviiti. Asi dai yanga iri ngozi. Yes ngozi inobuda pamutorwa. Mambo mutasa anoziwa basa rake hafanani netumwe tumadzimambo twatinomboona twusingagoni kutonga
Iya yaive ngozi ndosaka yakubudira pamutorwa uyu mudzimu haubudire pamutorwa
Mambo ndinobonga ngekuti ndipei namba dzemerapi mambo🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉 ngaenderere nekupamakwesheni
Jimalo naAbisha varoyi vevanhu😂😂😂😂😂
Mai avo itsotsi. The chief is level headed and fair in his approach.
Chief Mutasa musazviyite an intellectual, amai vaya was real
Chief maputirwa nemugaran'anga apa chokwadi hachiputsi ukama
Karanganda woyeeee ❤❤
Ndakambozviona kwedu munhu akabudirwa nemunhu waasingazivi , akatorwa nemapurisa akaita 3days akavharirwa akangobudirwa asingadyi kana chinhu , vakamudzosa kumusha akaenda kwamambo , haa mkadzi akarova vanhu iyeye achitaura umwe neumwe zvaari, varoyi airova neshamhu nemahure , zviriko izvi takazvionera isu nemaziso edu tikatosarao nemubvunzo kuti sei achibudirwa nemunhu asiri hama yake
Kkkkkk nenahure 😂😂😂😂
Kkk kkk saka imi batapas amuna kutiudza kut mundau wakabv akutiza😂😂😂😂
Taura henyu kuita zvekunzwa ne guhwa
😂😂😂😂😂😂😂😂😂nhai zvako hanzi vavarimumota yevatori venhau
Mambo Mutasa mabaya dede nomumukamwa. Abisha Na James ngavafambe vari two ndivo vanezvavakabata vanoda kupedza mhuri chte nourombwa hwavo
Chief nyaya yemkadzi akafa wekuMalawi makamboinzwa here akazomukira muHarare kumutorwa. Mucharasisa mhuri dzevanhu Mambo. Nzwisisai nhau dzemidzimu nemashavi
True Ini ndinoona sekuti muridzi wezvikwambo arikuvhara vanhu kwese kwese,coz mukadzi Uyo haaimbodhinga Idi kubva kwaakabva kuswera achiita izvozvo achidei mumusha imimo,Inga Wani akataura Kuti ndaona Kuti ndikabudira pavari havagutsikani nekuda kwenyonga nyonga yavanayo Saka ndasarudza kubudira pamutorwa,imi mambo tarisai pa family iyo vazhinji vaitenderana nazvo Kuti ndivo baba only nhunzvatunzva dzakati kwete mambo musaita semavharwawo plus vanhu vakazotaura nemukadzi Va firimon vasuduruka

@@politedhakazhe3576 nhai oita zvese zvekuswera akabatwa plus kufamba netsoka nekuda mombe chete here. Mambo haaa vanomborasika ndati
Inga wataura wani kuti Malawian. Marudzi atosoyana and iya yaiva Ngozi not mudzimu or baba vemusha
Musapusiswa veduwe, kakadzi Kaya kaibudirwa naTonde pakakanzwa Kuti kanogona kusungiswa nekuputsa zvinhu kana tonde ayenda kakabva kanyarara🤣🤣🤣 anawasu vanema drama. Midzimu yavo inobuda kana paita camera 😂😂😂
Mambo ndinowirirana navo nekuti vekwaKanjanda vari kuramba kuburitsa hukama hwavo nemukadzi wekubudirwa uyo seyi
Mudzimu wekunyepera uya makaonepi mudzimu usingagare pasi kana kuuchirwa 😂😂😂makatambwa game chairo Man U vs Arsenal
Kkkk😂😂😂😂😂😂
Apa neshangu hadzibviswe
Kkkkkkkķk
Chivanhu hachinzwisisiki
Mambo idzi amudzigoni henyu kutaura chokwadi
Haaa apa pazoshanda mugaran'anga manje kuita seyekwaTonde ngozi iya yakangoitwa chop chop,musazoite zvekuti family iyi izorambe baba vavo kana vabuda zvekare inga vakataura wani mafambiro avo avakaita mambo musawanze chirungu imi zviriko zvinhu izvi iyo nyoka yacho yaigozobatika sei Abisha akasvikokonzeresa noise.vanhu vanobata nekusaziva chokwadi but zvinozopanduka asi pakubata apa munhu anenge achingoti ndirikupihwa kamuti.
Panyaya yaTonde mambo vayingoyi browser browser baba vaTonde vachida kuzama kutsanangura what mainini vaya did to Tonde
Chief vabatwa ne mugarananga big time
Wisdom from the chief
To be sure it means that family ine zvainoziva but nyaya inoitika ndeyekuti munhu wacho ane mishonga anoita mhingiridzo yake kuti asabatwe,zvinoitika. Muri kutaura chokwadi pane Tsotsi pavanhu avo.
Mudzimu unongobuda chero pamutorwa wani chief makutadz kutonga manje
vanhu munoti mukadzi uye ndiye aifanira kubata nyoka hr kana kuti mudzimu vawo mudzimu ukangobuda hapana zvaanoziwa munotonzwa kuti unozvigona hr usina mudzimu
Karanganda ❤❤
Zvinoitika remember nyaya yaMai Vaya vakabudirwa nemunhu weku Malawi asitori hama yacho
Haa Amai ava ngavataure chokwadi chakazara Chief munogona kutonga
👏👏👏
Business strategy,mai vaya vakatengwa nemumwe wemhuri,kunyanya uyo akadhakwa mudare ramambo Mutasa 😅
Mambo vakurasika
Chandaona chief akuita achirasika. Chief arikuda kupromoter Mukotsanjera.
Mambo marasika zvishoma.. Zvinogona kuitika sure asi sey Abisha arikubatwa pese apaa
Mukadzi uya anoita fake ,hapana chinozivikanwa ,kana mudzimu uchipotera unotanga vabuda mumusha then kana usina kutambirwa ndopaunozoenda pamutorwa ,manje uyu arikubvira kusango sei
Mukadzi uya ngaadzoke atiudze Kuti seyi asina kubata nyoka yacho.ko kuzoramba Kuti mombe iuyé aftre 3mwedzi
Zvakatadzisa tese takazviona tisarebese nyaya. Hakuna hurombwa hunobviswa vanhu vachipikisana zvoda muine rimwe
Mambo makachenjera
Mai avo handina kuvabeliever vaibudirwa nababa coz pane matsotsi akawanda anonyebera kubudirwa vaudzirwa full information yemusha iwoyo
Mamwe madrama ekwamutare anyanya Manicaland uuuuuum 😂😂munosvika pachikamu chekuzorora
Makuti kuvadza pa Sound iri very low Baba Taps
Mukotsanjera to the wold.
Mai iye inoda kumamiswa inotaura chokwadi.
Kkkkkk so true
@@farayichishongo9561nhai mudzimu unofamba nebhutsu 😂😂😂 lets be serious
By declaring kuti arikunotora nyoka nezvidhoma ndopaakairasa🤣🤣🤣🤣🤣
Vanhu vakaita noise chero ari mukotsanjera anosiya we
Abhisha ane zvaanoziva nkty nharo dzaakaita ikko zvakaoma abhisha ndiye akavhiringidza zviroo aizocomplisher mission sei abhisha akaresva changamire asi zvaitaura vnhu vane matambudziko mmusha vaingoti ndizvo wanii abhisha ndiye akanzi ane zvaanazvo muchanyra mngwana abhisha abtwa 😂
Haa mkoma imi makapfeka jersey regreen rakanzi Zimbabwe murikupedza nguva toda way forward apo.murikufungei next step ako kamai kakanyeba hakana kbata nyoka sekutaura kwaakaita kunaMambo
Chief mutasa wanotonga sando dzawo
Mudzimu uyo ndewechokwadi ko anamukotsa njera vakarambirwei fuyi
Asi źvinoitika zvekubudirwa neasiri hama yako ndakambonzwa imwe kwa Tilda iye yemukadzi akaenda ku malawi
Very true
Ngozi munh akauraiwa ada kuzorora nekuripwa mudzimu munh mukuru wemumusha akafa ada kugashirwa nekuraira mumusha
Kkkk hanzi ndoparikubva hurombo hwenyu cash talk yenyu mambo inorwadza😅😅😅😅
Ini chaindinetsa ndechekuti murume weMudzimai anga akabudirwa aiti akataura mudzimai ainzwisisa 😂😂 aipinda papi pangozi yevanhu uye murume uye
Apapowo pakambonditi vhiringidze😂
Taura hako
Mambo mutasa apa maakutirasisa nzwisisayi Shumba
Hiii nyaya iyi ndaifunga zvekti maita bsa karanganda😂😂
Silent waters run deep...I fill pity for this woman...😢😢😢
Good question Chief. Wise Mambo, you know Chivanhu plus you use wisdom and common sense.
Munhu ndewa James, James chitsotsi chako chabatwa!¡!!!
Chief anowanza kusabeliever.
😂😂😂dai mambo varibabavangu dainditoriwo princess zvangu ndichitonga kudai😂😂😂🎉🎉🎉🎉.
Hesi Patience
Feed back Baba wangu chief mutasa wanoida... mukdzi uyo ngarege kunyera vanhu.. plus Bab Taps kakuti shooo pamovie iri Kari kubvepi
Ukatonga nyaya yausingazozivi kwayaperera hapana chaunenge waita zveee kkkk
Saka mombe yatoendeswa Dora hre 🤔. Rino igore renzara changamukai
Mambo pane paari kutadza kunzwisisa. Zvinoitika stereki kuti munhu wamusingazive anogarwa nemweya wemufi waasingatozive. Inga mufi wacho akatsanangura kuti mumhuri hamuna kumira zvakanaka ndosaka ndakatsvaga mutorwa. Imagine dai vakabudira pamunhu wemumhuri ndiani ai believer. Saka he chose kunobuda pamutorwa asingazive nezvemhuri so that mhuri will believe. Remember nyaya ya Rebecca weku Malawi, akabudira pamunhu aitozviitirawo hake hupenyu hwake waasingazive. This is normal. Abisha akaenda nemugaraMambo i think😂😂😂😂
Mambo is right Nyoka iripi sekutaura kwake kana ini ndaitotiwo nyoka
Chief mukadzi uyu imbavha chaiyo akatengwa nevamwe vemudzinza itsotsi uum
Ini pandaona kuti panechitsotsi pakagara panzi vati muchabhadha mutumbi wandikushandisa mombe😮
Ndopakabuda hutsotsi hwese ipapo
But that's way mudzimu ukabuda pamutorwa
Ndozvinoitwa hazvo