ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Mmmm hachisi chipoko here mukadzi iyeye neumwe wake vanogona vakanga vari ana sisi vemuma bhawa vakapondwawo. Now vakuvhiringa vanhu rume
Sound quality very poor. Lots of background noise.
Vakamboenda kuchipatara here koongororwa zvirwere mujolo une paunozoenda napooo
Maifanira kubata sahwira wacho atore zvinhu zveshamwari yake.
Kumhanya kuda mari baba ava so it's sad ko kuti ndinoda kubatsirwa ndipore ndikwanise kushandira mhuri yangu kwete kukumbira mari iwe wakasangana ne problem nekuda kwekusa gutsikana munhu ane mukadzi anoda mahure futi chiii chakadaro
This guy must go get tested
Kudhakwa nekuda mahure too much. Ihwo hushingi here kungotora mukadzi wausingazivi uchisiya mukadzi wako.
Tawura hako vamwe vanhu vanoyita kunge vakaroyiwa
Vanhu va kupenga muZumbabwe vawanda
Ko noise kuback ground mati tiiko nayo😔
Mmmmm ini ndoona sekuti baba ava vakurasa njere
Pfungwa kurasika kuripo but munhu uyo akuda rubatsiro enda kwasekuru kanengo kana kwatasvu na bunzamukombe vanokubatsira
Bro imboendai kuchipatara
Hanzi ndakati kumhata kwenyu Muri 2😂😂😂
Kkkkkk aaaaaah mahwani
Ngadzimbotorwa ropa once dzaingo vigirwa MA baby
Havasi vakurwara pfungwa here mukoma ava,
Hanzi mumwe mdaraso ndakapiwa munamato ndewechivanhu doesn't make sense
Zvakaoma mweri batsirai azviwisisiki plus too much noise
Go get tested bro then accept Jesus Christ as your Savior
Mmm nhasi matadza pane noise plus poor quality
Noise yakanyanya
Mazuvano kuenda kunobatairwa kumasowe dzangova nharo ... Kubatsira nekuona kwacho kwakushoma
Kumasowe kunohurombwa hwana ekedhi😢
Tarisa uone panguva yadzaitaura Kuti ndakati kumhata kwenyu Muri 2 dzabva dzaseka chaizvo dzakatsvatiwa dzinenge dzaida mbutu sitereki manje vakadzirongera kudziberekesa chikwambo
Kkkkkkk haa gondo rakatukwa zvinyadzi kuudza gondo zvemukati
Mabasa ekrangooo akarohwa nechadzimira
Why cant he get a phone
Tonzwa sei too much noise......
Hiiiiii chipoko
😂😂😂😂😂kutukirira kwacho aaaaah
😂😂😂😂😂😂😂😂
PemaNduwe handina kupanzwa ini.
Zakaoma
Kumhata kwenyu 😭
Kkkkkk
Siyayi mutoriro mkomana
Kunyanya chihure varume dzikama chiona maje
No plobrem
Mental illness is Real please potayi muchiyenda nekuzvipatara
Kkkkkkk
Muface uyo ngaende kuchipatara, humwe hurwere haudi mapostorori