MUTOKO......NYAMUZIZI....VARUME VATATU VEMHURI IMWE VODANANA NEMUKADZI MUMWE CHETE

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 11 ก.ย. 2024
  • MURUME MUMWE OZVIURAYA MAPFUPA OUNZWA NEMBWA PAMBA
    WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica

ความคิดเห็น • 91

  • @user-oo3xx4xz7x
    @user-oo3xx4xz7x 3 หลายเดือนก่อน +12

    Vaneshamba mwari vakuwedzerei makore100 pamusoro hatigoni nemi munoti vhura njere munyika muno❤

  • @user-fg3rf4xj5d
    @user-fg3rf4xj5d 3 หลายเดือนก่อน +17

    Munhu anoimba mhiripiri nyoro uyo anoziva zvaanoita unotombokanganwa nhamo waakutamba

  • @nyaraitaderera9369
    @nyaraitaderera9369 3 หลายเดือนก่อน +8

    Ko chinonetsa chii apa vehukama ngavafambe ka vadzwe kuti chii chakamuuraya ngavande kugata

  • @user-cl9mu2dj2u
    @user-cl9mu2dj2u 3 หลายเดือนก่อน +7

    Mafiro ake munhu uyu une mubvunzo vanhu ngazvifambire pane zvichabuda chete

  • @user-bo8fg2nd6l
    @user-bo8fg2nd6l 3 หลายเดือนก่อน +6

    tamirira

  • @SilverSinoia-jw2xg
    @SilverSinoia-jw2xg 3 หลายเดือนก่อน +4

    Pane zvakaitika mukafamba semhuri zvichabuda be strong hama Mwari vakunyaradzei

  • @TatendaKaduta-lx1ib
    @TatendaKaduta-lx1ib 3 หลายเดือนก่อน

    Mudzviti ummm haana nyaya kuwafana wake uko kunenyaya

  • @rhodah4466
    @rhodah4466 3 หลายเดือนก่อน +3

    Funny zorora murugare nyaya yekuvillage kwedu 😢😢

  • @Rumbidzai-rq6gx
    @Rumbidzai-rq6gx 3 หลายเดือนก่อน +2

    Mkoma Andrew Neshamba mukutoita hwe ZIG kudhura.👏👏👏👏👏👏👏👏👏

  • @georginakajengo3172
    @georginakajengo3172 3 หลายเดือนก่อน

    Mhuri iyiwo chii chakaita kuti musanotaure kumapurisa.
    Apa amai murikuita semusingazivi muridzi wemimba yemuroora wenyu.
    Vanhu imika hameno.

  • @user-hw3eh3nk5c
    @user-hw3eh3nk5c 3 หลายเดือนก่อน +1

    Akaoma mukadzi iyeye vana vemunhu umwe chete kuvasanganisa zvekudaro

    • @user-tv3wb3mn6x
      @user-tv3wb3mn6x 3 หลายเดือนก่อน

      Akawoma zvake muroora uyu hure chairo

  • @reginamatienga7504
    @reginamatienga7504 3 หลายเดือนก่อน +4

    Ko musoro wenyaya hausikuenderana nenyaya yacho wani

    • @RegisSigauke
      @RegisSigauke 3 หลายเดือนก่อน

      Ehe nhai

  • @georginakajengo3172
    @georginakajengo3172 3 หลายเดือนก่อน

    Mudzviti amboti hatina kuzokwanisa kuonana Sunday nekuti ndange ndazoenda kunotengesa fodya.
    Asi uyu Bernard arikuti Mudzviti akatuma mwana kunodaidza sahwira wake akazonzwa kuti sahwira haasikuwanika.
    Nyaya yenyu inoda kunyatsoferefetwa.

  • @davidzopamberi7092
    @davidzopamberi7092 3 หลายเดือนก่อน +2

    Musanetseka ngozi inobuda yoga

  • @marthachinyanga4664
    @marthachinyanga4664 3 หลายเดือนก่อน

    Yakapera kwauri asi mumoyo aikuwara ....haisi nyore kudyirwa bota nemun,inina😢

  • @memorymemory3700
    @memorymemory3700 3 หลายเดือนก่อน

    Benard,Benard wakakonzeresa zvako

  • @patiencemukwazvure1874
    @patiencemukwazvure1874 3 หลายเดือนก่อน +2

    Yoweee

  • @shingiraitrevormboto2105
    @shingiraitrevormboto2105 3 หลายเดือนก่อน

    Jiti racho mhani....!!🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉

  • @MichaelFisher-xl6nh
    @MichaelFisher-xl6nh 3 หลายเดือนก่อน +1

    Andrew Neshamba Shumba live and direct 🎤

  • @marthachinyanga4664
    @marthachinyanga4664 3 หลายเดือนก่อน

    Poison anogona akanwa hake nenyaya .....nenyaya ye mukadzi

  • @user-xp6qh8pq3c
    @user-xp6qh8pq3c 3 หลายเดือนก่อน

    Ngavataure chokwadi vanochiziva ava

  • @georginakajengo3172
    @georginakajengo3172 3 หลายเดือนก่อน

    Sahwira arikuti $50 imi murikuti $40

  • @OrripahNdarande
    @OrripahNdarande 3 หลายเดือนก่อน +4

    Uuuuuum varume ava pane zvavakaita mukoma wavo

  • @user-tc9pb7gl4e
    @user-tc9pb7gl4e 3 หลายเดือนก่อน

    Ndahwadziwa fani kuona Nyagore amaweeee ,papiko ipapo

  • @user-tc9pb7gl4e
    @user-tc9pb7gl4e 3 หลายเดือนก่อน

    Maiweee Drewmass pfacha kweduyo .Matoko kaiwai kuNyamuzizi ikweyo .Tirikukusandurai

  • @user-xu1oe1hx9r
    @user-xu1oe1hx9r 3 หลายเดือนก่อน +1

    Kwaziwaiyi vaneshamba tinoti nematambudziko kumhuri iyi.asi vari kuita noise kubck ground

  • @ZisengweChimutsa
    @ZisengweChimutsa 3 หลายเดือนก่อน +1

    Kana pamusha pasvika vatori venhau zvakakosha kuti pwere dziende kure kuitira kudzivirira ruzha.

  • @vachihoro
    @vachihoro 3 หลายเดือนก่อน

    Muricei mose shumba 🤝👏👏

  • @user-tc9pb7gl4e
    @user-tc9pb7gl4e 3 หลายเดือนก่อน +1

    😢😢😢😢😢😢😢😢😢,maiweeeee matozoita ko svika kweduyo .PaNyadzonya kaiwai????

  • @fortunatechipfiko8781
    @fortunatechipfiko8781 3 หลายเดือนก่อน

    Zvakaoma

  • @thandiwetangwena2451
    @thandiwetangwena2451 3 หลายเดือนก่อน

    Kumusha kwangu ikoko

  • @RegisSigauke
    @RegisSigauke 3 หลายเดือนก่อน

    Umm asi akaurayirwa 40us iyoyo

  • @preciousmasiya6473
    @preciousmasiya6473 3 หลายเดือนก่อน

    Munin'ina uyo akuziva zvakaitika Mapurisa ngaamurove anotaura zvese uyo

  • @daisychirambwi8758
    @daisychirambwi8758 3 หลายเดือนก่อน +1

    Mudzviti Mudzviti handikuchenese hangu, mukoma akaurayirwa 40 us

  • @user-xu1oe1hx9r
    @user-xu1oe1hx9r 3 หลายเดือนก่อน +1

    Sak mudzviti ngaasungwe uyo anoziva zvkaitika

  • @EuleriaNyagano
    @EuleriaNyagano 3 หลายเดือนก่อน

    But pafeya Baba na mai how come to you soon imi muchiziva zvakaitika muni funga kuti zvingangopera easy

  • @user-xp6qh8pq3c
    @user-xp6qh8pq3c 3 หลายเดือนก่อน

    Vangu ava ngavataure nyaya yàvo zvizere sei vasiri kutaura zvemukadzi wake vari kupanzvenga akaurayiwa nehama idzo

  • @melverchawasema4905
    @melverchawasema4905 3 หลายเดือนก่อน +1

    Ngayiuye

  • @Net-lr1fo
    @Net-lr1fo 3 หลายเดือนก่อน +2

    Aaah mkoma Andrew noise noise irikunyanya

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa 3 หลายเดือนก่อน +1

    Neshamba mhoro hausikubatika mazuwano 😢

  • @user-uw9to2yy9q
    @user-uw9to2yy9q 3 หลายเดือนก่อน +2

    Too much noise uye baba ngavataurise

  • @tanyaradzwajeche4764
    @tanyaradzwajeche4764 3 หลายเดือนก่อน +1

    The deceased was in pain ,Mukadzi airara nanabamnini 2 akaita mwana so murume uyu it's either was killed by those 2 brothers or he committed suicide because he was no longer trusting anyone

  • @auxilliahmaramidzi9016
    @auxilliahmaramidzi9016 3 หลายเดือนก่อน +2

    Pane nyaya apo

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 3 หลายเดือนก่อน

    Hamban liyozwa ukuthi kwenzeken coz three suspects abalala lomfaz

  • @nolinendebvu5743
    @nolinendebvu5743 3 หลายเดือนก่อน

    Kumusha kwedu pfacha Drewmas

  • @user-xu1oe1hx9r
    @user-xu1oe1hx9r 3 หลายเดือนก่อน

    Noise veduweee vana avo ummmm ngavanyaradzwe

  • @simonmutambi16
    @simonmutambi16 3 หลายเดือนก่อน

    Ngavafambe muvabatsiri zvinobuda pachena

  • @shingiraitrevormboto2105
    @shingiraitrevormboto2105 3 หลายเดือนก่อน

    Tiri musango kanondiuraya zvangu ini

  • @nomsaenias8383
    @nomsaenias8383 3 หลายเดือนก่อน +1

    Vaneshamba munyararidze vanhu vanoita noise

  • @ngonidzasheguta
    @ngonidzasheguta 3 หลายเดือนก่อน +1

    Makadii pano

  • @MemoriesMadoda-tl7uq
    @MemoriesMadoda-tl7uq 3 หลายเดือนก่อน

    Uuuuum ndazviziva kuti vakamitisa maiguru chete vanhu ava

  • @margiendlela8356
    @margiendlela8356 3 หลายเดือนก่อน +1

    Drewmas hoyoooo

  • @PaulMoyo-rp4zv
    @PaulMoyo-rp4zv 3 หลายเดือนก่อน +2

    Noise too much Neshamba

  • @TracyMushayi
    @TracyMushayi 3 หลายเดือนก่อน

    Pasi rashata iri. Mwari huyai tinokumbira mupindire.

  • @marthachinyanga4664
    @marthachinyanga4664 3 หลายเดือนก่อน

    Munapota muchibvisa vana ...back ground noise iri too much

  • @RegisSigauke
    @RegisSigauke 3 หลายเดือนก่อน

    Munzviti anodaro akaisa ruoko

  • @StellaPaul-do4ii
    @StellaPaul-do4ii 3 หลายเดือนก่อน

    Zvakaoma kani

  • @ZisengweChimutsa
    @ZisengweChimutsa 3 หลายเดือนก่อน

    Munin’ina vemushakabvu apedzisira kutaura ndiye akaitisa amaiguru pamuviri.

  • @tinashechinyowa9596
    @tinashechinyowa9596 3 หลายเดือนก่อน

    40dollars mombe yose here

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 3 หลายเดือนก่อน

    Shumba Nyamuzihwa taisa maoko 👏🏾👏🏾👏🏾

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 3 หลายเดือนก่อน

    Instead of looking after mhuri yamukoma mave kuita mashura akadai. Iye mukadzi wacho haaa.

  • @colletamakanjera4722
    @colletamakanjera4722 3 หลายเดือนก่อน

    Akatofira ka40 us ikako vanhu tsvagai mabasa

  • @user-nu2nv7qx8b
    @user-nu2nv7qx8b 3 หลายเดือนก่อน +1

    Headline nezvikutaurwa zvikufambidzana here apa

  • @ZisengweChimutsa
    @ZisengweChimutsa 3 หลายเดือนก่อน

    Mapurisa handivo vanoita interpret postmortem, panobudiswa report naChiremba. Postmortem yakabuda here.

  • @user-wn4ll9px1b
    @user-wn4ll9px1b 3 หลายเดือนก่อน

    Mudzviti arikuziwa zvakaitika

  • @gladystanyanyiwa9851
    @gladystanyanyiwa9851 3 หลายเดือนก่อน

    Batai Mukotsanjeri nekukasika

    • @mamoyopee8246
      @mamoyopee8246 3 หลายเดือนก่อน

      Yaaaaa uyo anogona zvengozi nekuburitsa zvose zvakavanzika

  • @Net-lr1fo
    @Net-lr1fo 3 หลายเดือนก่อน

    Ummm Amai varikurwadziwa ndiri kunyatsonzwa pain yacho

  • @user-vl9qi6oc2w
    @user-vl9qi6oc2w 3 หลายเดือนก่อน

    Drewmas media makorokoto mane kandege manje kkkkk kandege kwenyu aka

  • @PrimroseChitedega
    @PrimroseChitedega 3 หลายเดือนก่อน

    Nyaya hamusi kuda kuibudisa pachena but mukuiziwa but anyway karma will deal with you guys may his soul rest in peace

  • @clemencetavashure5749
    @clemencetavashure5749 3 หลายเดือนก่อน

    Ummm mudzviti uyu kaaa ane ka this and that imbwa kuenda nemusoro kumba kwake why

  • @ZisengweChimutsa
    @ZisengweChimutsa 3 หลายเดือนก่อน

    Mwana kana aberekwa ngavaite DNA tests hama dzake dzese. Muridzi venhumbu anobatwa chete ipapo.

  • @VeronicaMunyawiri
    @VeronicaMunyawiri 3 หลายเดือนก่อน

    Background noise iri kunyanya purizi vana avo sound iri kungoti shiiiiiii hayi veduwee

  • @rutendomarufu2929
    @rutendomarufu2929 3 หลายเดือนก่อน

    Noise ku background too much

  • @urayayi
    @urayayi 3 หลายเดือนก่อน

    Reporting iyi yeku sensetionaliza nyaya is not right.
    What happened to just reporting zviri kutaurwa rather than what you think or suspect happened.
    None of them admitted to bedding the late’s wife.

  • @f.madzivire1731
    @f.madzivire1731 3 หลายเดือนก่อน

    Nhaiwe Neshamba noise on the background wati tidii nayo? Ruined your show

  • @JamesMandizvidza-yw8cm
    @JamesMandizvidza-yw8cm 3 หลายเดือนก่อน

    Mutoko yazviita again

    • @SyenaMagaya-iy3nf
      @SyenaMagaya-iy3nf 3 หลายเดือนก่อน

      Ko mushonga wemakonzo unonhuwa hr unogona uriiwo wakaiswa mu bodhoro umo

    • @SyenaMagaya-iy3nf
      @SyenaMagaya-iy3nf 3 หลายเดือนก่อน

      Ko doro racho akanwira kupi uye nani ndiani akapedzisira kuonaqchinwa doro

  • @shingiraitrevormboto2105
    @shingiraitrevormboto2105 3 หลายเดือนก่อน

    Jiti racho mhani....!!🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉