@@Tinoe03 anenge asitorina nhumbu uyu.listen again paabvunzwa kuti unenhumbu here or ndeyekuisira she didn't answer..nhamo yake yanyanyo dii munhu ariku driver
Taura hako. It does not matter if its a fake pregnancy or not. The truth of the matter is the the Zimbabwe has driven people to desperation. And as you can tell from the comments here Zimbabweans have got no compassion for each other. Tine hutsinye neMoyo yakaipa ndoo saka tichiitwa zvikorobho nevamwe vanhu. Shame.
Pasi nembabva ko iye munhu anombireiko vanhu vanoba vanonzwisa tsitsi kana vabatwa asi vasiyana kubatwa unenge vatouraya munhu nekuti anenge ahodhavo ini mbabva handichatonzwira tsitsi mazuvano
It's not easy kt umwe munhu anenge achifa kushanda kt mbavha dzingouya dzichiba ...inini personally I don't have any ounce of mercy in me kumbavha ini...
Zvinenge zvakaoma kuti munhu asvike pakudaii ndokwanisa hangu kumutengera preparation shoma obatsirikawo
Don't you think you will be promoting humbavha,nothing justifies kuba
@@Tinoe03 anenge asitorina nhumbu uyu.listen again paabvunzwa kuti unenhumbu here or ndeyekuisira she didn't answer..nhamo yake yanyanyo dii munhu ariku driver
Kungoda kunzi une mwoyo wakanaka pa social media the lady is driving
Taura hako. It does not matter if its a fake pregnancy or not. The truth of the matter is the the Zimbabwe has driven people to desperation. And as you can tell from the comments here Zimbabweans have got no compassion for each other. Tine hutsinye neMoyo yakaipa ndoo saka tichiitwa zvikorobho nevamwe vanhu. Shame.
Ndoo zvakaita face yemunhu anoshaya here nhay iwe bhangu
Mukadzi akanaka zvake uyo though 💯
Kkk kuba kuba
@@isheunesumusenda905 just like kunaka kunaka baba 🤣
Kuba inhamo anodaro frets donzvo
Mbavha iri innocent 😂😂😂
Ndipeiwo number yavo ndoda kutenga preparation yavo 😂😂😂😂❤❤
Hanzi face was not necessary nekuti aita face irinane vese vanosiba vachibudiswa maface hamutauri nei ah Haiwawo,... Kuba kuba...
Imagine wena 😂😂😂😂😂😂
Kuba Kuba nhy zvako 😂😂
Yoooo ZIMBABWE nhamo
Thank you
Eiiiiiiish veduwee ngaanake mwana wevaridzi😢
Vanhukadzi ngatinzwirane tsitsi mmmm kubva maita dzungu kudaro
This lady looks so much like Rues hair from face to voice
😢😢eish ndarwadziwa vasikana zvakaoma eish ngavamuteste or vatarise anenge akaomerwa
Haa kubirwa nemunhu akatsvukira kudai kunobhowa .. atorinewo ma dhiredzi😂..sungai uyooo
Uyu munhu musati mamusunga mukoma wangu imbogarai naye pasi munzwekuti chiii chikunetsa
I shavi. Munhu anouya kuzoba nemota. Imagine pamwe wacho waarikubira anotokwira makombi
Haaaaaa mbavha dzakanaka kudai hadzifanirwe kusungwa
Kkkkk
Kkkk
Nyadzi dzokunda rufu
Reva hako dear
Nhai sisi matifungirei chaizvo
Zvaari musvinu😢😢😢
Nhaimi zvakaoma musvinu svinu
Murikuti face yembavha isabude sei asi i syndicate yenyu . Mbavha ngadzifumurwe
Inga zvakaoma munhu ane mota
Outlook, mari yaashandisa fuel dai aenda kumupedza nhamo anonhonga nhonga imbavha hayo apana zvekuti ndatanga nhasi
Imbavha iyo tete wangu ndobasa ravo vanemota 2 neimba chizimre park but hey vanotora
Unitovaziva?
Ishavi maybe shame
Aahhh
She is not struggling only selfishness she was given money to buy use it for hair nd other staff
Mbavha mbavha ndopanotangira corruption why mu treat vamwe vanhu zvine hutsinye vamwe zvakanaka but vane mhosva dzakafanana
Iri ndoo ronzi shavi chairo hapana nhamo
Munhu mukati mhani mukumunyengerera chii sungai munhu .
Kuba hake asi akanaka ummm
Family yembavha murume wake imbavhawo futi. Anotoshandisa kunaka ikoko kuti asafungirwe kuti imbavha.
@@nicholasfungurani9677 ha zvakaoma hazvidiwo kuzorarama nekuba
Imbavha imbavha guys....ko kukumbira unobvei pane kuzonyadziswa zvakadai
Haaaa uyu anoshoresa HIGHLANDS PARK
Apo glow kunaka zvake nhamo yakaipa vasikana
Saka moti mbavha dzinenge dzaka shata chiso hre nowadays mbavha dziri kutorova ma suit
Haa zvosiririsa umm inhamo ere nhy imi, 😢😢 muregererei vanhu woye
Nhamo but she affords fuel yemota
tichikura zvaisavako izvi ed wauraya nyika mwana wemuroyi
saka mimba iripo hre shuwa kana kt ifake
Mbavha😂😂😂.mota yaarikuti mota yangu haana kuiba
Saka mai ava vano driver voba futi
Haiwa kuba nemota inodhura iyo
haaa imbavha iyi kudayi arimurume ipapa atoneta nekurohwa rowaimunhu mhani dhemeti
Kana wakamobirwa unoziwa pain yacho mbavha no mercy at all
Mai ava vanotoba ava.
Imi vanhu imi nothing justifies kuba zvinenge zvakaoma kudii
Idori mbavha iyo
Kuba nemota kkk
😂😂skillful kupavamwe pressure dziri mbavha
Tibatireiwo Muchemwa chicken Inn
mbavha iyo haana nhamo uyu kuba preparation ko fuel Imvura here isingadi mari
Pasi nembabva ko iye munhu anombireiko vanhu vanoba vanonzwisa tsitsi kana vabatwa asi vasiyana kubatwa unenge vatouraya munhu nekuti anenge ahodhavo ini mbabva handichatonzwira tsitsi mazuvano
Majority muZimbabwe imbavha no one is surviving mostly on basic salary kwatiri kubira ndokwakangosiyana
Taura mbavha dzikubata dzimwe 😂😂😂😂
@@kudzaimutari9415 aaaa 🤣🤣🤣🤣🤣
Saka vakadzi vane mota vanotobawo😂😂
ndagadzira go fund yake. ngatimubatsirei please
😂😂😂Unorwara iwe
Imika siyai ma drugs. Funding mbavha?? what for
Hapana kana nhamo apa ndokubasa kwake that's why kutsvukira
Munhu atone mota
Eish hanzi zvirimo mumota yangu .
Kkkk having a car yet failing to afford preparation mmmmm
@@royalonwards3058 kkkkkkk imagine
@@CarolineSibanda-i4m ko mimba hanzi ndeye sure here
@@royalonwards3058 I don't think 🤔
@@CarolineSibanda-i4m kkkk vakadzi musazodaro kkk
It's not easy kt umwe munhu anenge achifa kushanda kt mbavha dzingouya dzichiba ...inini personally I don't have any ounce of mercy in me kumbavha ini...
Vakandei mukati.
Munzwirei tsitsi Zimbabwe kwakawoma please
Ko iye vaarikubira ndovasina kuomerwa here
Anemota anobirei hake ngatengese mota iyo apa nganake futi
Shame, so sad
Varume chengetai vakadzi
life yedu mazim yave pakaoma
Mbavha iyi
Mota iyi haina kubiwa here
Haa situation yemuzimbabwe ma1 Honai munhu wacho zvaari musvinu chaiye
Eheka kuti musamufungira kuti imbavha
Rovai mbavha. Dzirikuondonga nyika nxaaa. Kusanyara . Woti zidumbuzenene🤦♀️🤦♀️🤦♀️
Apo ngachinake chimoko ichii
Kuwana mari ye fuel uchishaya ye preparation 😊😊😊
Nhayi zvako iwe 😮😮
Ummmm pkaipa
Pakaipa
Haisi nhumbu iyi
Ngaateñgese mota
Vanhu varikutambura kunze uko dear president take action please 😢😢😢
Kuba ishave chero ndine nhamo handitore ndisina kupiwa
@@petronellachiyangwa6766 petronella unenge usati warohwa ne nhamo harisi shave kushaya chaiko
@@Michaelmushamba274kushaya zvekudira fuel achienda kunoba kkkkkk
@@MercyAlmero 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@@MercyAlmero tima Honda ft iti ukaisa fuel ye $3 unobva mu Harare kusvika chinhoy Saka anogona atoisa ye $1
Poverty!!
Sorry zvarwadza
Zanu pf effects pakaipa
Maone
Weduwee tengesai madomasi hazvinyadzise pane kuba munhu musvinu akadai
Taura hako ngaatengese motokari iyo atange bhizimusi pane kufamba nefuel yekuba
Ishawi chete Mari vanayo Mai avo
Zvinoita marii zvino izvo shaa ,that is not stealing ,inhamo n nhamo yemumwe ino vharirwa nerudo not exposing someone paa kundikana
Nhamo ipi iwe ukwane. Munhu anogona kudira fuel yemota ozoshaya mari yekutenga zvinhu zve$3. Hapana nhamo apa itori mbavha. Ukada kuteera business raanoita anotoba achinotengesa munhu iyeyu. 100% profit
She has a demon munhu uyu
Muregerei kani
Ko zvavaine mota voba zvinhu zvevana pane dambudziko apo
😂😂😂
Finish
Go fund yeyi munhu atorine mota???
Most of the times mota idzi ndedzevanhu vanovatuma kuzoba
Saka face yake mukuibuditsirei munhu akutaura zvine.musoro
Why embarrassing her heyy, ingosungai munhu chete kwete kuda kumuita embarrass
Mwana ndiye atora, amai Havana mhosva 😅
😅😅😅😅😅😅😅😅
Zvowanikwa hamadzangu muregereiwo kuba kwemukadzi kunonzwisatsitsi weduwee
No need to publish these sad stories embarrassing vanhu who are so desperate
Kokugimira munzira was thinking kuti ticharakidzwa kuti nhumbu ifake 😂
Shame
Chiii mazim
Mota yacho haina kutobiwa here? Vanoita business rekutengesa zvinhu izvo mbavha dziri muZimbabwe hanzi kuno kunotsvagika mari vari diaspora hamuna brain. Ndidzo brain dzacho idzodzi dzekubiira vamwe. Nonsense
Face was not necessary though
its necessary😂😂😂😂
Why, it's necessary shamwari
It was
Uchimbobirei
Ndiwe wamutuma kunoba nhaika. Unoita business rekuba. Nonsense
Why embarrass her by showing her face. People steal when they're in trouble
Apa isu tetichimuda futi😔
😂😂😂zimbavha, rinoda kuvanzirwei, aaaaa tamuziva makoti
Mbavha imbavha, munhu ane mota anoba aaah imi
Unopenga. Saka mbavha haifaniri kuratidzwa face nekuti yakoshei? Kuti agofamba achibiira vamwe futi. Nonsense expose mbavha
You show that you have never had any business and will never . To business pple stock theft kills profit
Ndipei number yake mukadzii uyuu
Kana wakamobirwa unoziwa pain yacho mbavha no mercy at all
Kana wakamobirwa unoziwa pain yacho mbavha no mercy at all