- 107
- 1 903 715
Matrix Private Investigation Diaries
Zimbabwe
เข้าร่วมเมื่อ 28 ก.พ. 2013
For your Maximum Security and Private Investigations
วีดีโอ
Man lost $4500 to ladies at Mashwede Gig, Suspects apprehended.
มุมมอง 33K12 ชั่วโมงที่ผ่านมา
The ladies accused of the crime narrate their side of the story.
She was saved by her social media post
มุมมอง 15K19 ชั่วโมงที่ผ่านมา
When she was under attack by her husband her social media post activated help
Discipline, Order and Respect
มุมมอง 91714 วันที่ผ่านมา
Train up a child in the way he should go, and when he is old he will not depart from it 🫵
Mufambi wemadekwana oba pakati pehusiku mushop yemutown
มุมมอง 7K21 วันที่ผ่านมา
Akauya masikati achimema akamirira kuti shop ivharwe ozopaza
Marooro omiswa nekuti vari kuroorana vese vane michato.
มุมมอง 13Kหลายเดือนก่อน
Tezvara vobatikana nekuti vanga vatorodza meno🤦♂️
Haaa Kwekwe matiremera🙌🙌😂
มุมมอง 11Kหลายเดือนก่อน
Hanzi mai vari kuda mapiriritsi vakazvara mwana akashaya.
Fake n’anga, vanongotora mari online havabvume kusangana newe
มุมมอง 13Kหลายเดือนก่อน
Fake n’anga, vanongotora mari online havabvume kusangana newe
Mai vekurova mwana nedanda vava mumaoko emapurisa.
มุมมอง 26Kหลายเดือนก่อน
Mai vekurova mwana nedanda vava mumaoko emapurisa.
Akabira mhuri yekwaakarorwa achiti anopinza bamnini basa kuArmy
มุมมอง 10Kหลายเดือนก่อน
Akabira mhuri yekwaakarorwa achiti anopinza bamnini basa kuArmy
Full Story: Akanyebera vabereki kuti ari kubatwa chibharo nematsotsi
มุมมอง 18Kหลายเดือนก่อน
Full Story: Akanyebera vabereki kuti ari kubatwa chibharo nematsotsi
Mukomana anga atona 4 maphone kuKadoma Show
มุมมอง 11Kหลายเดือนก่อน
Mukomana anga atona 4 maphone kuKadoma Show
N’anga dzenhema dzino vhundutsira vanhu
มุมมอง 33Kหลายเดือนก่อน
N’anga dzenhema dzino vhundutsira vanhu
Akangogumwa nevakomana kwakutoona iPhone yarova pasi.
มุมมอง 8K2 หลายเดือนก่อน
Akangogumwa nevakomana kwakutoona iPhone yarova pasi.
Tsotsi rekupinza vanhu mabasa kuVID neZinara
มุมมอง 15K2 หลายเดือนก่อน
Tsotsi rekupinza vanhu mabasa kuVID neZinara
Mikki Muringi serial scammer full story
มุมมอง 36K2 หลายเดือนก่อน
Mikki Muringi serial scammer full story
Vakomana vanogadzira maFake PoP (proof of payment)
มุมมอง 21K2 หลายเดือนก่อน
Vakomana vanogadzira maFake PoP (proof of payment)
Kuba hake preparation munhu akazvitakura
มุมมอง 17K2 หลายเดือนก่อน
Kuba hake preparation munhu akazvitakura
Ko nhai vachidawa hamusati mapihwa here masimba ekurova vanhu mumbomamisa vana ava
Mahure
2017 ndakanyudxwa
Twakaba Mari utwu twumahure utwu
Haaa nhasi mahure anenge akurevesawo zvanhasi chete asi dont trust mahure anoita yese yese aya kkkkk😂
Vaskana ava vari innocent..vakazongomwawo champagne havo asi vakutaura chokwadi😂
BaMaka panhau dzekutsvaga mari makavhirika
Mmm mufec haanzi waitress sistran😢
Handity wakaenda nayo uchida kuno spenda here saka urikuchemei ,plus munhu ari normal haeende nemari yakawanda kudaro kubhawa ...chedikita hachipfachurwe hama
mkomana waitress1;53
Innovative
Endai kwa prophet T Freddy kana kwa prophet miracle Paul munopedza nyaya yese
Be fair mabirwa ngawuye atawure nyaya yake
Ndiwo akaba mahure iPhone wakaiwana kupi
Muchinynya kuda mahure
Rubbish tafadzwa
Kuda mereji here pakaipa vamwe vanhu vanezvizvindi shuwa kuda munhu wepa Facebook
Online dating is for sex only and go back home
Mkoma Tafadzwa handina kunyatso kunzwa Kut mati mariiko ndine mwana wehama yangu inoba zvisingait Ane 19yrs so ndatoona zviri nane auuye kwenyu ikoko mumubatsire Kuda angachinja hunhu
Bouncer ndiye akaenda nemari taking advantage of these innocent ladies. Tafadzwa anotarisa kwabva mari kwete nyaya l see now.
A detective should avoid taking a client’s side and showing the defendant videos or other materials before collecting evidence and proof for several ethical, legal, and practical reasons: 1. Maintaining Objectivity • A detective’s role is to remain impartial and neutral, ensuring that investigations are unbiased and fact-based. Taking a client’s side prematurely may compromise their ability to objectively evaluate evidence and lead to confirmation bias. 2. Compromising the Investigation • Revealing key evidence, like videos, to a defendant before establishing proof can allow the defendant to fabricate an alibi, destroy evidence, or manipulate witnesses. This can derail the investigation. 3. Breach of Confidentiality • Evidence, especially if sensitive, must be disclosed in accordance with legal protocols. Sharing it without proper authorization may violate laws or professional standards and harm the investigation’s integrity. 4. Legal and Ethical Violations • Presenting evidence prematurely or without legal procedures could be deemed tampering. It might also render the evidence inadmissible in court, weakening the case. 5. Risk to Personal Safety • Disclosing evidence to a defendant could provoke retaliation against the detective or others involved in the case. Defendants might feel cornered and react unpredictably. 6. Eroding Trust in Justice • If a detective aligns with a client’s perspective rather than focusing on facts, it undermines public trust in the justice system. The integrity of the investigation is central to ensuring fairness for all parties. 7. Compromising Professional Reputation • A detective who appears biased or unprofessional risks damaging their career. Adhering to ethical practices is essential for credibility. 8. Legal Backlash or Liability • Missteps like sharing evidence prematurely can lead to lawsuits, accusations of defamation, or other legal actions against the detective.
Iye ayienderei nemari iyoyo ikoko kana anga asingade kuti idyiwe. Ndokudyiwa kwacho
Taura hako
Aya mahure aya pamari havana kutora zvavo
Girls ndibatei ndokubatsirai,bouncer toriwana
This is a marketing strategy for these girls, pachakechwa munhu
Koiye ayifamba nemari yakawanda kudaro kubhawa mahure akumaziva mushe here zviri paviri pane arikunyepa either mari yakatorwa zvekurevesa or hapana mari yaivepo or vakabawo zvavo mari vasikana
i dont drink urikuitsvakei ku club
Madire acho emurume ummm zvimwe usaita kunge wapererwa
Nyaya dzaTafadzwa ndinobhowa kty hatizoziva kwakaperera Nyaya
But mkoma ndozvava kuita vakomana he is the forth guy kuita soo varikunyebera vanhu vechikadzi
That's my boss Taflo Haa basa munorova mkoma
Magwasvisvi aya haana mhosva bouncer ndiye anenyaya siyai ana sisi avo muende kune vapari chaivo mukutya kurohwa here nemabouncer😂😂😂😂
Tafadzwa uyu anenge akuita chiwoko muhomwe needs to be investigated too
Chibaba chakadya mari ye client chakubika mastories😂😂
Kuudza matsotsi zvinhu zvakadai 😂😂😂Matiparira 😮
Update please
Mumwe mkomana,,i think he was a WAITRESS 😢😢😢😢SLAY QUEEN CULTURE WITH NO BRAINS
Haiwawo vana havana mhosva ava bouncer is the suspect
Muitire watafadzwa unobhowa. You are always against woman budisa both parties. So many videos uchibudisa one side. Change your ways
Yakazodii mbavha iyi
Sister vane pink varikunyepa vakapihwa malighter maviri vanotaura kuti wagwan
For now these girls are not guilty of anything, first mbava iri pachena ndibouncer akatora phone akasiya case yephone, uyo akuzviti akabirwa mari haana kubirwa nevaskana ava but anenge aitoda kubaya navo paden but nekuti vainakidzwa akaona mamwe ma loose pants akabaya naye vakamurova zhet now haachazive yakaitika, imi vema investigations munhu aka reporter nyaya hazvireve kuti anenge achiziva zvizere especially kana zvakaitirwa kumafaro, vaskana ngavato reporter stolen phone
I think i have to bring myself there
Bouncer imbomuvhunzai zvakanaka😂😂😂
Bouncer arikuziva kune mari. plus accuser ngango taura chokwadii akanyimwa sex now he is trying to fix them for drinking his champopo😂
4500 cash kubhawa hapana nyaya apa Rasta vanodeserver kubirwa
Mumwe mukomana ndiwaitress. 😂😂
Vasikana Havana mhosva vakatorerwa zvinhu zvavo nembavha dzikanoba Mari mu motor dzikasiya zvinhu zvevasikana ava mu motor musandipikise please nditoriwo mutongi wedzimhosva
hamusati mamboenda kubasement mukarohwa hamurase rase maoko aya...Also mukarohwa mnodzikama
mukomana ndiwaitress