ANOTHER CHANCE-PART 1 (The Heartbreaking Plea of Magumise Gwaze: A Prisoner's Cry for Family Visits)

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 11 ต.ค. 2024
  • In this episode, we delve into the story of Magumise Gwaze, an inmate serving time for murder, and has not received a single visit from his family. Despite his actions, Gwaze yearns for the presence of his loved ones and is making a heartfelt appeal for them to come and visit him behind bars. Join us as we explore the complexities of forgiveness, redemption, and the power of familial connection in the face of adversity. Will his family answer his plea? Watch to find out.

ความคิดเห็น • 208

  • @TambuNechiwowe
    @TambuNechiwowe 3 วันที่ผ่านมา +13

    I respect mambo Mutasa bcz vanoti dare rengu harirambanisi vanhu uye kana marambana ini handigovi zvinhu uye hamugovani mega zvinogovaniswa neCourt

  • @VimbaiBayanai
    @VimbaiBayanai 2 วันที่ผ่านมา +11

    Garamo zvako pasina anokuona Zvitori bho. Vana vamaiguru havana mai nekuda kwako, chema nhema.

  • @chiherawenjanja
    @chiherawenjanja 4 วันที่ผ่านมา +30

    Shame akatadza hongu but this is so heartbreaking 😢

    • @WalterShayanewako
      @WalterShayanewako 2 วันที่ผ่านมา

      w

    • @Tapera-c2q
      @Tapera-c2q วันที่ผ่านมา +1

      Heartbreaking yacho apa haisi kushanda zvayo.vanhu ngavarege kuita hasha kunze uku ko demo aive aribatireyi ndiro basa remutemo dai akaenda kupolice.saka maikuru vakafira muromo wavakataura wekuti zvinhu ndizvo zvatiri kutora.

    • @munyaradzinherera3383
      @munyaradzinherera3383 วันที่ผ่านมา

      Kuzvikudza nehasha ndezvake uyo. Vana vamai avakauraya vari kuita sei

    • @TalentMaregedze
      @TalentMaregedze 16 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

      ​@@Tapera-c2qpamwe arikutonyepa zvake coz marobdedzero aita mkoma wake neake akasiyana

  • @mildretmatarauka
    @mildretmatarauka 3 วันที่ผ่านมา +11

    Oh God no...
    I'm crying with a stranger again today 😭
    This is sad

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora 3 วันที่ผ่านมา +2

    Thank u Zbc God bless u ndiri kudzidza zvakawanda ndiri pa south Africa 🇿🇦

  • @momof3941
    @momof3941 3 วันที่ผ่านมา +12

    I understand hama, ndodzinosara ne mutoro wokubhadarana ne ngozi and being ex communicated, saka kuti regererai for the sake of hukama zvinonetsa

    • @FainaBlessing
      @FainaBlessing 3 วันที่ผ่านมา

      True apa kuuraya mnhu semombe hama dzake dzakutoti akafawo

  • @samanthakane9986
    @samanthakane9986 4 วันที่ผ่านมา +25

    Comment section unobva waona kuti ma Zimbabweans forgive anything. Ndosaka Zanu ichitiita yese yese

    • @preciousmahlisa7160
      @preciousmahlisa7160 4 วันที่ผ่านมา +8

      Nekuti tiri vanhu kana mwari vachitiregerera who are we totoregerera yes

    • @chiherachashe8208
      @chiherachashe8208 4 วันที่ผ่านมา

      ​@@preciousmahlisa7160 hemeni

    • @mcdonaldkaronga3583
      @mcdonaldkaronga3583 4 วันที่ผ่านมา

      ​@@preciousmahlisa7160dai uriwe wakaponderwa mwana

    • @samanthakane9986
      @samanthakane9986 3 วันที่ผ่านมา +8

      This man is crying for visitors not because he’s sorry. He’s lying according to his own brother

    • @thandiwechinaa5453
      @thandiwechinaa5453 3 วันที่ผ่านมา +1

      Ummmm I'm crying with him weduwee mudeiwo hama dzake kungonomuona chero pasina chekumupa

  • @graciouskasanga9345
    @graciouskasanga9345 3 วันที่ผ่านมา +13

    Chivi chinotiita vanhu vakashata sure,ipapa akunzwisa tsitsi,KO Hama dzakaurairwa dzunonzwa sei Ivo Vana vemufi havo 😢😢😢😢

    • @SinikiweMpengesi
      @SinikiweMpengesi 3 วันที่ผ่านมา +2

      Namata kumbira ruregerero Maari vanewe

    • @conniemehlo5557
      @conniemehlo5557 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Ende baba munezvivindi kutogona kusmiler muchitaura zvinotyisa kudai you should pay big time u deserve it all.

    • @conniemehlo5557
      @conniemehlo5557 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Wanga uchitiza chiiko iwe waita zvawanga uchida

    • @conniemehlo5557
      @conniemehlo5557 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Hapana mweya unopfeka munhu iwe ndiwe wakapfeka mweya continue to be brave baba endai nenyika

    • @conniemehlo5557
      @conniemehlo5557 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Iwe waakuda kuratidzwa rudo iwe wakaratidza here rudo kumukadzi wako waita mwana Panettiere door.dai waive nerudo wakatonyatsa kuzvityora kumukadzi wako pakukumbira ruregerero nemoyo unorevesa.usaisa hama dzako pakona.ko wakumbira here ruregerero maiguru vawakaponda

  • @samanthakane9986
    @samanthakane9986 4 วันที่ผ่านมา +20

    This man is not remorseful. Arikutozvichemera kutozvinzwira tsitsi. Murikuona kuti he’s not telling the truth still? Brother yake is telling a different story of how the murder happened. He intended to kill his wife but she ran so he killed her sister. Iye he’s saying something else.
    What does the Bible say about a man who is quick to anger and has no self control??

  • @freedomjunior5291
    @freedomjunior5291 4 วันที่ผ่านมา +11

    Tongai Gwaze aka Great man dai wanoonawo hama

  • @charlotte1868
    @charlotte1868 3 วันที่ผ่านมา +4

    So heartbreaking ......eish veduwe 😢

  • @kundaiveronica
    @kundaiveronica 2 วันที่ผ่านมา +3

    Yea zvinorwadza. Kunyanya kumhuri yakaurairwa munhu asi vana vake dei vaenda kunomuonawo havo

  • @talentmabuzve
    @talentmabuzve 3 วันที่ผ่านมา +9

    Ko mai vawakaitisa mwana kunze varikudii kuuyawo

  • @brendamandizvidza1761
    @brendamandizvidza1761 3 วันที่ผ่านมา +3

    Shame Magu uyu 😢 ndichauuya kuzokuonai mhofu aitova munhu kwaye mufunge

  • @monalisatinotendatapasowa9597
    @monalisatinotendatapasowa9597 4 วันที่ผ่านมา +11

    Zvakaoma shuwa ,kutadza kuri matiri asi kuregerara kunonoka

  • @Hungwe
    @Hungwe 3 วันที่ผ่านมา +8

    Achema pasipo was supposed to cry panga achitsanangura matemero akayita sisi vemukadzi kwete pakataura nemkoma. Crocodile tears

    • @bernardmubwanda7605
      @bernardmubwanda7605 วันที่ผ่านมา

      musaita zvekutamba nekushaya hama inokuona kujeri ofcourse i understand hapasipo pangadai achema musaita mafunnies nekushaya hama inokushanyira in times like these uchiona vamwe vachivingwa nevana crime committed yes we don't dispute that but in times like these ka pakaipa

  • @sidudumba
    @sidudumba 19 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    I recall visiting my cousin in prison,there is no shame or judgement as all visitors are there to see loved ones. You are still related no matter the circumstances.

  • @mancuencube5409
    @mancuencube5409 3 วันที่ผ่านมา +7

    Nxaaa firamo firamo firamo, vanhu vawakauraya urikumbovafunga hre, unotemera mnhu marata chaiwo, firamo iwe

    • @MaryMupatsi
      @MaryMupatsi 2 วันที่ผ่านมา

      May The Lord forgive you hama dziuyewo dzikuone

  • @runyararobauti8134
    @runyararobauti8134 วันที่ผ่านมา +2

    😢😢😢😢kugara round table uteme futi mumwe afe noo firako

  • @berthamadeu6633
    @berthamadeu6633 3 วันที่ผ่านมา +6

    Anonyepa Magumise uyu , his brother is contradicting his version.Ngaatange adzidza kutaura chokwadi.Wozokumbira ruregerero kumhuri dzose dzaakatadzira.He is a very violent and dangerous man .

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora 3 วันที่ผ่านมา +4

    Zvakaoma veduwe binya chairo zvakaoma dai ukasabuda unochemera hama kuti dziuye kupi wakatoparira ngozi mumusha

  • @tapiwaartmore5523
    @tapiwaartmore5523 4 วันที่ผ่านมา +5

    Vane hama dzakasungwa plz endai munoona hama dzenyu

    • @mekong7529
      @mekong7529 2 วันที่ผ่านมา +1

      iiiiii tisiye.

    • @Lettymasibae6771
      @Lettymasibae6771 2 วันที่ผ่านมา

      ​@@mekong7529😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @PatronellaDube
    @PatronellaDube 2 วันที่ผ่านมา

    Mwari ndimi munoregerera ndinoziva kuti isu tokwanisa kukundikana asi nhasi ndinodaidza imi mwari kuti muve hama yake ndinoziva hasisona hope uye agumirwa mwari chitangai tokuzivai hamugumirwa ndarwadziwa ini😢😢

  • @NeshiaMatemba-hc7ot
    @NeshiaMatemba-hc7ot 2 วันที่ผ่านมา

    Zvakaoma hazvo Mwari tipeiwo moyo wekuregerera;dzimwe imhepo dzino sayirirwa dzopfeka muvanhu.Tikangamwireiwo Ishe 😭😭😭

  • @nellymatenga
    @nellymatenga 4 วันที่ผ่านมา +2

    😢shame zvakangooma asi variko vanhu vanototonga kunge ndovana mwari

  • @RueRuru-ey4ci
    @RueRuru-ey4ci 4 วันที่ผ่านมา +7

    Ko vana vamaiguru varikuchemera kuonekwa plus murume wavo unombozvifunga here iwe zidzoro.gara imomo wega so heartless. Maiguru vauya kuzokuyananisa wakuvatema nedemo nekuda kwetuma solar rubbish.wakadii kutema mukoma wako.tuhasha twako ngatuku shanyire imomo

  • @lancymakande7246
    @lancymakande7246 4 วันที่ผ่านมา +5

    Thumb up zpcs this a good initiative

  • @FainaBlessing
    @FainaBlessing 3 วันที่ผ่านมา +4

    Ini ndrikutorwadziwa nemhuri yakaurairwa mwana nemhondi iyi kuuraya kunge uri kuuraya mombe ukuda kuonekwa nekuti uri mupenyo kaaa ko vana vamaiguru vachaonekwa nani

    • @langtonmafararikwa4273
      @langtonmafararikwa4273 2 วันที่ผ่านมา +1

      Taura hko xaaa imagine kuzama kurerutsa mhosva hombe pano paNyika

  • @melloechidaushe338
    @melloechidaushe338 19 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Aaah veduwee indayi munoonawo hama yenyu hazvichinji chero akatadza 😭

  • @MelodyFeremba-lf7pg
    @MelodyFeremba-lf7pg 3 วันที่ผ่านมา +4

    Zvaari ktaura nezviri kutaurwa namkoma zvakasiyana, garamo kusvika wakutaura chokwadi

  • @marciatapiwa465
    @marciatapiwa465 4 วันที่ผ่านมา +7

    Mbuya rera yurita magumise huyai muone bhururu wenyu

    • @natashamangwende8162
      @natashamangwende8162 4 วันที่ผ่านมา

      Maihweeee cuzzy mandipedxa

    • @netsietumu7767
      @netsietumu7767 3 วันที่ผ่านมา

      Kkkkk

    • @PaloSant
      @PaloSant 3 วันที่ผ่านมา

      Kkkkk

    • @thabotembo2478
      @thabotembo2478 3 วันที่ผ่านมา

      Ko mukambokwana nhai😂😂

    • @nashemancube
      @nashemancube 3 วันที่ผ่านมา

      😂😂😂😂hama yambuya rera

  • @nashemancube
    @nashemancube 3 วันที่ผ่านมา +4

    usamakikidze hama kuti dziuye kuzookuona, vachauya kana vakuregera haisi nyore kuregerera mhondi, ingozi yawakaisa mumusha ichada kuripwa rega vanhu vatore nguva yavo vachauya kana vave ready

  • @ChilufyaSakala
    @ChilufyaSakala 2 วันที่ผ่านมา +1

    Please add English subtitles

  • @heatherchitukutu
    @heatherchitukutu 2 วันที่ผ่านมา +1

    A anotyisa kuuraya mainini yoo

  • @tinomutenda7658
    @tinomutenda7658 3 วันที่ผ่านมา +2

    Visitirwa zve namai nhanha vawakapa mwana

  • @Tapera-c2q
    @Tapera-c2q วันที่ผ่านมา +1

    Magumise gara kujeri hako kusvika gore rauchabuda kana hama dzako dzisina kuuya kuzokuona ndikoko.haukodzeri kudzoka kucommunity nekuti unoti hasha dzako dzinopera wauraya

  • @rewardmukos2815
    @rewardmukos2815 3 วันที่ผ่านมา

    Round table is needed

  • @RumbidzaiCharambira
    @RumbidzaiCharambira 3 วันที่ผ่านมา +6

    Haaa uyu moyo wangu waramba kumuregerera inn mutorwa kuzoti hama dzacho,,,,mhondi ngaishungurudzike kusvika yafawo

    • @TalentMaregedze
      @TalentMaregedze 16 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Ndamboona umwe kumusoro uko ati chero mai vake airova uyu

    • @RumbidzaiCharambira
      @RumbidzaiCharambira 7 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      @@TalentMaregedze iiiiii amheno varikumuregerera arikutooneka face yake ndeyemhondi

  • @helloitsme4722
    @helloitsme4722 3 วันที่ผ่านมา +1

    Munonzwira tsitsi mhondi vanhu imimi hamusati mambourairwa Hama they must all get death penalty no mercy.

  • @PatienceMutsipa
    @PatienceMutsipa 2 วันที่ผ่านมา +1

    Anoregerera munhu ndiMwari no matter what
    Akatendeuka nekurevesa Mwari vanoregerera nyangwe vanhu tikasaregera hedu

  • @chipochipo8415
    @chipochipo8415 3 วันที่ผ่านมา +5

    I can't judge as a human being but firamo wangu uri wega ,next time unorega hasha dzekuuraya munhu

    • @lindachinobva71
      @lindachinobva71 3 วันที่ผ่านมา

      Mutsvene wacho ndiani!!!!!!!

  • @SarudzaiMushweweshiri-rk7ko
    @SarudzaiMushweweshiri-rk7ko 2 วันที่ผ่านมา +1

    Murikuchemera kuonekwa ko vana vamakauraira Mai varikuonekwa Nani

  • @Evelin-j1k
    @Evelin-j1k 4 วันที่ผ่านมา +2

    Shame,so sad makakanya homeboy

  • @EniyaDeke-w4l
    @EniyaDeke-w4l 4 วันที่ผ่านมา +4

    Ndozvinoita mhepo kana yada kudeura ropa

    • @liciousnyamande4251
      @liciousnyamande4251 3 วันที่ผ่านมา

      Imhondi iyo he deserves everything going his way

  • @shadreckchimuka5089
    @shadreckchimuka5089 3 วันที่ผ่านมา +2

    Inomboitwa after when such visits akadai?

    • @PaloSant
      @PaloSant 3 วันที่ผ่านมา

      Vanowanzoita ma family days in September if I'm not mistaken. Takamboenda yeku Harare central prison kuine muzukuru wangu.

  • @sueeland5675
    @sueeland5675 3 วันที่ผ่านมา +1

    Aahhhhhh mannnn😢😢

  • @RonikaMajawi
    @RonikaMajawi 2 วันที่ผ่านมา

    You doing good job

  • @abrahamhungwe8522
    @abrahamhungwe8522 2 วันที่ผ่านมา +1

    Musati kana munhu apara mhosva momurasa, murume andirwadza uyu

  • @ivychigonga3366
    @ivychigonga3366 2 วันที่ผ่านมา +1

    Gwaze,s family warikudya rinopisa , ndekuti unotona kuti haana remorse whatsoever. Ngaite hasha arimo mukati. Ndimo make chaimo. Kuchema zvenhema chete

    • @TalentMaregedze
      @TalentMaregedze 16 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Nhai ko vana vaakauraira mai vachavaonepi

  • @taniamunenge2784
    @taniamunenge2784 3 วันที่ผ่านมา +5

    Shem dai awana anomushanyirawo veduwe kutadza kunowanikwa

  • @FainaBlessing
    @FainaBlessing 3 วันที่ผ่านมา +1

    Haaaa imi hngu iri sister yangu yauraiwa andimbofe ndikakuregerera chokwadi chakanaka

  • @FrankKutamah
    @FrankKutamah 3 วันที่ผ่านมา

    Lovely ❤

  • @kudzaimlambo4687
    @kudzaimlambo4687 3 วันที่ผ่านมา

    Nyaya iyi yandirwadza zvisingaite mufunge..kushayao nemumwe chete here .. Briton akatadzisa bt anoshanyirwa mmmm veduwe.. ndarwadziwa

  • @blessesblencoh1457
    @blessesblencoh1457 วันที่ผ่านมา

    Muwedzerei mamwe makore uyu

  • @gloriamandaza2347
    @gloriamandaza2347 3 วันที่ผ่านมา +2

    Akashandiswa nemhepo ya satani mufunge bcz kuuraya munhu asina mhosva

  • @nostermadzivanzira-te3bz
    @nostermadzivanzira-te3bz วันที่ผ่านมา +1

    Ngaagaremo munhu vaakauraya ndi gogo vangu ayirova mai vake futi

    • @TalentMaregedze
      @TalentMaregedze 16 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Yuwiiii kurova maiii?

  • @rutendomarufu2929
    @rutendomarufu2929 2 วันที่ผ่านมา

    Dai ndiriku Zim ndaiumushanyira hangu

  • @MargaretMukondiwa
    @MargaretMukondiwa วันที่ผ่านมา

    Mwari tibatsirei

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora 3 วันที่ผ่านมา

    Zvichadzora mufi here

  • @portiapaidamoyosakupwanya3547
    @portiapaidamoyosakupwanya3547 6 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Other than kuponda munhu this guy lived a live yeku vhunga vamwe, thats why pasina arikuuya

  • @MatthewShava
    @MatthewShava 2 วันที่ผ่านมา

    Uyu anochema nhema

  • @AmandaMandy-td3bh
    @AmandaMandy-td3bh 3 วันที่ผ่านมา +1

    Iye hake ari kuchema ari mujeri uye mupenyu wat more mhuri yakarasikirwa kufirwa korwadza guys mybe akasiya vana vari kutotambura

  • @BrianBlancoChovotaBlanco
    @BrianBlancoChovotaBlanco 12 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Dai vasina kuuya pamba Pako usina kuvauraya.....50/50

  • @pellagiatigere4642
    @pellagiatigere4642 วันที่ผ่านมา

    Saka uri kuchemei wakauraya munhu

  • @nyashagrace11
    @nyashagrace11 3 วันที่ผ่านมา

    Maybe Hama hadzisati dzazvigashira they may still be grieving

  • @mitchellekashiri8638
    @mitchellekashiri8638 วันที่ผ่านมา

    Haaaa mo bhowa imi...
    Ko siyai zve nyaya iflowe zvakanaka ipere

  • @VincentKanjanda
    @VincentKanjanda 2 วันที่ผ่านมา

    Ngaagare kujeri

  • @MariaNyika-n1b
    @MariaNyika-n1b 4 วันที่ผ่านมา +3

    Uyu akagara ainazvo chero mukukura kwake Wave kuda kushanyirwa ko uyo wawakasiyisa vana nemurume wake Musatambe nekufa kwemunhu gara ikoko

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora 3 วันที่ผ่านมา +1

    Binya hasha dzisina umhondi pakati unozvidzora

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora 3 วันที่ผ่านมา +1

    Rudo rwei rwaunoda urikumbo fungirawo here hama dze wawakauraya usarwadziwe kuchema uko kutoyema zvako

    • @TenaciousMutandwa
      @TenaciousMutandwa 3 วันที่ผ่านมา

      Akutoda zvofadza nyama aaa aaaaa mai guru vana vvo vakutotambura dzanyerera aaa

  • @highlyfavored1143
    @highlyfavored1143 3 วันที่ผ่านมา +4

    Haaa uyu dai vakapihwa condem

  • @JuliaMadanha
    @JuliaMadanha วันที่ผ่านมา

    Kuparira vanhu ngozi zvakaoma sure wakutaura kuti mweya Inga wati heeee ndinehasha saka wawakutizei cowad

  • @theresamuhenyeri
    @theresamuhenyeri 2 วันที่ผ่านมา

    Haiwawo

  • @tambuzivengwa3869
    @tambuzivengwa3869 วันที่ผ่านมา

    Ini ndiri kurwadzirwa vana vave nherera vakaurayirwa Mai uye ngozi yaaisa mumhuri nekuda kwekusazvibata zvake kuchema nhema nxaa

  • @talentmusaja3905
    @talentmusaja3905 3 วันที่ผ่านมา +5

    Haa he is not even sorry uyu.ngaafire mujeri

  • @PatronellaDube
    @PatronellaDube 2 วันที่ผ่านมา

    Ndobva ndamutya chero pa fon asi mwari muregerereyi

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790 3 วันที่ผ่านมา

    Zvakaomawo...akatadza asi forgive

  • @brianchiramba3684
    @brianchiramba3684 2 วันที่ผ่านมา

    Hama dzemkomana inzwaiwo kuchema kwake arikuchemerawo ku gara round table

  • @franklintinei
    @franklintinei 4 วันที่ผ่านมา +1

    Shame akufungawo veduwe

  • @jamesgordonphiri362
    @jamesgordonphiri362 2 วันที่ผ่านมา

    Jere nooo

  • @preciousmutasa8619
    @preciousmutasa8619 2 วันที่ผ่านมา

    Round table, Round table ummmmm baba ava ummmm

  • @patienceChirunga-lg6sj
    @patienceChirunga-lg6sj 4 วันที่ผ่านมา

    Yooo sory shameee ndarwadziwa zvekty dai ndaive ndinapo ndaiuya kuzokuona hangu

  • @rasbeewekwatongo6446
    @rasbeewekwatongo6446 วันที่ผ่านมา

    vakadzi tovada hedu but pamwe ukasazvidzora unoguma waamujere

  • @GugulethuChiwandire-o5g
    @GugulethuChiwandire-o5g วันที่ผ่านมา

    Orange uniform makes better sense

  • @HenryMaringire
    @HenryMaringire 3 วันที่ผ่านมา +1

    Aa ungatema munhu asina mhosva newe garamo

  • @VmailMudzu
    @VmailMudzu 4 วันที่ผ่านมา

    Mwari vanoregerera hama

  • @loxlux8118
    @loxlux8118 4 วันที่ผ่านมา +1

    Fira mujeri kumusha kwako hakuna anokuda unotyisa

  • @melodymutsvairo
    @melodymutsvairo 2 วันที่ผ่านมา

    Ko mainini waakamitisa hawauyeo here kuzomuona

    • @TalentMaregedze
      @TalentMaregedze 16 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Bvunza hako

  • @SandraShumba-r7m
    @SandraShumba-r7m 3 วันที่ผ่านมา +1

    this man is not remorseful, wakahurira mkadzi after that ndokumuurayira sister yake n zvese izvi hausikuona kushata kwazvo , you need Jesus my brother , ukagamuchira jesu ukakumbira kuregererwa uchaona life yako ichachinja

  • @FelistasMafuwa
    @FelistasMafuwa 2 วันที่ผ่านมา

    😢

  • @PrettySithole-c1e
    @PrettySithole-c1e 3 วันที่ผ่านมา

    Shame😢

  • @NommaMakaki
    @NommaMakaki 3 วันที่ผ่านมา +1

    Shame hama dzidzai kuregerera hama yenyu muchiishanyieawo zvinorwadza izvi

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora 3 วันที่ผ่านมา

    A OK

  • @heatherchitukutu
    @heatherchitukutu วันที่ผ่านมา

    Ko mainini vaipinda papi only become of marata

  • @GugulethuChiwandire-o5g
    @GugulethuChiwandire-o5g วันที่ผ่านมา

    Ko iye he's explanation yasiyana wani neye brother yake ati maiguru vakauya kwaari, his brother said he attacked maiguru vakagara 🙄rot there brother nonsense

  • @LucasMoyo-r9c
    @LucasMoyo-r9c 3 วันที่ผ่านมา

    Tese tirivatadzi asi iyo yokuzouraya munhu iyo aiwa firamo wangu

  • @welshmanwellyrichardmaredz3827
    @welshmanwellyrichardmaredz3827 4 วันที่ผ่านมา +3

    Ko mutsvene wacho ndiani???
    Amana hamusi vana mwari saka musa jaje.tese tiri vatadzi

  • @judithchikandiwa9165
    @judithchikandiwa9165 วันที่ผ่านมา

    Nemazita atinopihwa nevabereki akarema zvawo Magumise zvichimborewiko

  • @LucyDudu
    @LucyDudu 4 วันที่ผ่านมา +1

    Zvimwe tingaregerere asi kuponda ummm

  • @mancuencube5409
    @mancuencube5409 3 วันที่ผ่านมา +1

    Firamo hako, you don't deserve kuonekwa nehama, nkt wati hasha dzinokukunda, unozopedza dzinza firamo kasingaperi, knawafa usavigwa upiswe nemoto madota ako aiswe mutoiretii iputsweputswee toiretii iyoyo, unochemera vist kovawaurayira firamo iwe