Mukadzi is 100% right because murume waarikugara naye anga akaudzwa and it seems vanga vakapedzerana. Kumu rume dzanga dzangova shungu dzekuti akuda kuziva munhu arikudanana nemukadzi wwarikugarisana naye asi rudo pasisina. And mukadziwo kubuda asingataure zvanga zviri bhooo cz kana marambana hapana anofanira kuziva ma moves eumwe neumwe, I like the way how this petty and bitter case was handled; i.e getting insights from all parties zvinova zvabva zvaburitsa chokwadi kuti nyaya yanga yakapera kare before ma investigations asi murume aigara nemukadzi aingoda kuziva akaba moyo wemukadzi waaida. Well done #MatrixTeam! At the end of each case solution ndochinhu chinodiwa and I'm happy they managed to come up with a solid solution pasina mvonga-mupopoto.
Work on subtitles for the benefit of those who don't understand shona. You could be having many viewers by now and also if you can show people's faces to make it a hit show like Uyajola SA.
Mkadzi handisi Kupa mhosva apa baba ava vanotori ne mkadzi zvavo apa vanonyepa futi kuda kuzviita victim ye kujolerwa kunge ku side kwako wakachena ngavasanyepera kuzungaira
I really enjoyed this episode but next time please try and get clarity around situation ye relationship kuitira ma surprises. The alleged husband should have told you kuti haasati aroora uye kuti ane imwe mhuri.
Aah truck driver haunyari sure kutandanisana ne gerofrend uine mukadzi. Tafadzwa usagumire ipapo, report him also kumukadzi wake becoz ariku cheatawo mukadzi wake. Sisi avo vari right, move on neuyo wawakakura naye asina mukadzi, wagonesa. May your union be blessed.
Handingati mkadzi uyu ihure bodo...atori a victim yechihure chemrume akamunyebera so now awana hake wematongo ari ega akafirwa ,which is good let her start new life 😅...vamwe vamunoti mahure havasi chokwad cz hure harikuudze kuti handchakude ndanemumwe😅
Ukanzwisisa nyaya iyi u won't say that again...remember mkadz uyu akanyeberwa ari joni kt huya ndkuroore handna mkadz then later wanike mkadz arikokumsha ,onzi gara for 5yrs ari small house aah no roora saka azowana anomuda wore gera mkana here?
This was handled professionally…no noise…just gentleman Talk…no kuurayana,no mapanga…haa perfect kani
Inini ndokuendesa
True life goes on
Mazita tisataure hedu asi maface toda kumaona😂
Vakadzi tirikutsva kudumbu nemusa Tinashe mugabe Na Tafadzwa 🙌🏽
Kkkkkkk
Kkkkkkkkkkkkkaare is not mke sure
Ayaan ndoma1
Muchaita straight zvenyu.
Kkkkkkk zvinenharo wena
We are behind you Tafadzwa. I can't wait for part 2. Please drop 1 or 2 episode per day❤️❤️❤️
Wow magona guys level of professionalism on point❤
Thank you for finally bringing up this program! Wow! Please don't stop
Zim udy
Hurai at your own risk 🤣🤣🤣🤣 Tinashe on the right hand. Mukoma Tafadzwa to the left. Tirikutsva vakadzi.
Finally!,
Our own African Zimbabwean CHEATERS program 😭♥️💃
Finally but ngaagadzirise video quality
I think arikushandisa phone
😂😂😂Not kwa king ginger
there is room for improvement
@@bossgmlambo7405 "ziyakhala mntanami,😂😂😂 it's going down it's going bininis"
This man’s heart was beating 😂😂😂😂😂
😂😂😂 haaa zvadhakwa muzim Tinashe na Tafadzwa vogadzirisa nyika
wasisira Shadhaya pa list yevanhu vari kugadzirisa nyika
Big up gentleman, you agreed peacefully, thank Tafadzwa tikasvika level iri nyika yese inodadisa
this tym mumwe achangoti tafadzwa na Tinashe obva afa😅😅
Blending with Tinashe Mugabe haa mumwe anomama chete.
Kkkkkkkkkkk😊
@@itaimashaire3170 mbavha mazuva ano dzichadzokera kumusha
@@artwellziyenge7185 kkkkkk mahwani
@@itaimashaire3170 Taisi temba nemaporofita nenanga asi izvezvi takutemba naTinashe Mugabe naTafadzwa Chidawo
Mukadzi is 100% right because murume waarikugara naye anga akaudzwa and it seems vanga vakapedzerana. Kumu rume dzanga dzangova shungu dzekuti akuda kuziva munhu arikudanana nemukadzi wwarikugarisana naye asi rudo pasisina. And mukadziwo kubuda asingataure zvanga zviri bhooo cz kana marambana hapana anofanira kuziva ma moves eumwe neumwe, I like the way how this petty and bitter case was handled; i.e getting insights from all parties zvinova zvabva zvaburitsa chokwadi kuti nyaya yanga yakapera kare before ma investigations asi murume aigara nemukadzi aingoda kuziva akaba moyo wemukadzi waaida.
Well done #MatrixTeam! At the end of each case solution ndochinhu chinodiwa and I'm happy they managed to come up with a solid solution pasina mvonga-mupopoto.
Uri muSatanist
Work on subtitles for the benefit of those who don't understand shona. You could be having many viewers by now and also if you can show people's faces to make it a hit show like Uyajola SA.
Very true
Its unlawful to show images of people if tgey did not consent
They should learn Shona then it’s not by force to out subtitles clearly the audience is predominantly Shona
@@helloitsme4722waratidza lack of intelligence apa but its ok sis😂
@@darkskinneddutchess4007nhai nhai zvako
Mkadzi handisi Kupa mhosva apa baba ava vanotori ne mkadzi zvavo apa vanonyepa futi kuda kuzviita victim ye kujolerwa kunge ku side kwako wakachena ngavasanyepera kuzungaira
Nhai kutoti mukadzi wangu kunge vakaroora
Thanks very much for the maximum professionalism
Vematongo ava be careful kkkk nzenza inzenza 😂😂😂
Nyika inogadzirika zviri smart pasina violence
the idea is good but however the delivery and the final product can be improved ...hope to watch the show more
Well done. Its good to hear both sides of the story.
Good program ine order, live this
Tsano vanonyepa ava vakuziva kuti munhu akaroorwa
😊😅idisguise
Endeeeeee zvakaoma veduweee nyadzi dzokunda rufuu,kkkkkk ko kuzonyepa kut aMainini vari bhooo
😅😅ksasvoda
Vanezvikwereti zvedu munoteverera here pane munhu wandinetsa nemari yangu
😂😂😂😂😂😂😂
Good question. Tivape Basa
Haaa washata
@@thulanisimunyu83 vanhu vane zvikwereti vanodherera mhani vanoda kuitirwa plan
Hayaa
😂 Tafadzwa and Tinashe muri kutigonei cnt wait for nxt chapter part2
Good job broo
Hanzii ndakamurova chiweti 😂😂🔥🔥
🤣🤣🤣🤣
Well done team paku negotiate exit date magona.
Tafadzwa & Tinashe then Tinashe Mugabe, good job guys. Haa munhu wese anoita straight chete, #KugadzirisaNyika.
Kuita order chaiyo kkkkk
T-fried nedivi😅
Job well done tafadzwa. Our own jub jub
Haa iyi program yawauya uya nayo iyi ka i 100% apa wagona manje nekuti infidelity yanyanya... Wish you the best
Good job guys keep it up
great understanding between the lads and thanks tafa na tina for bringing order in our society
Guys thumbs up 👍 you are too much keep up the good job
Varume musazodaro kana munhu ati barika noo itai decision ka1 coz pane 1 ano suffer chte
😂😂😂😂 iko kufeya kuita Ryan
This was well handled
Murume uyo ngaasiiwe akadhakwa😅😅😅
Maface ngaabude please zvinyatsonakidza
Mumwe achangoti mjolo mjolo ndiye sarai
Good job my brother 👏
Ahh ahh ahhh 😂😂😂mati tiddiiiiikoooo nhai imi
Vari right zvavo😅kudzoka uchinyepa batai ma cliff
mazi genturumen ega ega asangana apa hahaha
Mukadzi Ari right uyo
Kuzoita barika revarume vamwe tisina kudai chii chakadaro chinenge ngozi 😀😀😀
Kkkkkk give me your number😊
Itori Ngozi
Taura hako nhai
Kkkkkk hazvichiviwe izvo itori mweya wesvina chaiwo hakuna mukadzi akadaro
😂😂😂😂😂
Aisawa mukadzi vemunhu, vaibika mapoto. You can't claim kuti mukadzi vako.
Cohabiting is legalized. If you live together for 3 months + you are together. Pakuparadzana makutogoverana hupfumi 😂
Emm haa pamwe pacho ..vakadzi vanozozvinyanya Kkkk
Tafadzwa wakagona ukavabatanidza vaiurayana sure good
Hoyoooooo tafadzwa😅😅😅
Kkkkk mjolo futi haibo
Haaa zveku investigater ndezve kushaya😂ingodzosera hure kumba kwavo
Fact😅
Nhai zvako
Unoziva sei kuti ihure usina kuinvestigator
Ko gold hamukwanise kudzifambirawo here makanyanya😂
Vakadzi tofarirepiwo. Kuti tidai kwauya Tafadzwa wemjolo. Kuti tidai Tinashe Mugabe😂😂😂😂
Ifai varume tisununguke
Kkkkkkkkkkkkkkkkwaaaaaaaaaa
Kkkkk hooo
Saka munenge mave ku cucumber varume vese vakafa. Here
😂😂😂😂😂
Im proud of you gents..mataura nyaya sevarume.
Tafadzwa tafadzwa tafadzwa uchatikuwadzisa ukatibatisa apa😂
😂😂😂😂😂yaaah apa kuvhunzwa nemunhu achiziva chokwadi iwe uchinyepa
big up varidzi ve program and also varume avo mmmmmm vagona kuzvi controller. mabata basa
Good guys rovai basa ndokutsigirai
Ndro ye blue hanziko pa programme sadza ratodyiwa rikatopera😅😅😅
Tichikura taingonzwa kuti 'Set a thief to catch a thief' Tafadzwa imbavha chete! 🤣🤣🤣🤣
I really enjoyed this episode but next time please try and get clarity around situation ye relationship kuitira ma surprises. The alleged husband should have told you kuti haasati aroora uye kuti ane imwe mhuri.
Turns out kuti alleged husband atori gerenga zvake, he was being untruthful.
Imagine watching your husband on cheaters zim achiteerana nezvikomba zve girlfriend nxa imboko murume uyo
Hahahahahaha haaa show yenyu yakutyisa iyi. Its nolonger fun
This is good work.
Ximbabwe iya yavakuzonakidza manje ndaizvishuvira kuri zviitikewo zvatinongoona kuno kunyika dzirimhiri
Nice program, thumbs up
Aah truck driver haunyari sure kutandanisana ne gerofrend uine mukadzi. Tafadzwa usagumire ipapo, report him also kumukadzi wake becoz ariku cheatawo mukadzi wake. Sisi avo vari right, move on neuyo wawakakura naye asina mukadzi, wagonesa. May your union be blessed.
Ah baba avo kiki zvakaoma vakadhakwa
Kana matibatawo nevakadzi venyu mutaurewo nesu zvakanakawo gentlemen 😂 hazvidi hasha
Kkkkkkkkk kumaraini kwangu😂😂😂😂😂😂😂😂
Keep it up bro🎉🎉😊
Kumasowe iye ari busy kutsotswa bhinzi 😹😹😹😹😹
Angaarikushandirwa😂
Haaaa Tafadzwa wave kupisa hauchabatika
Murume uyo imboko iyo. As much as vakadzi vakadhakwa this issue is complex.
Taura hako, he's very deceitful
It was Tinashe mugabe now Tafadzwa,fixing the kantri😅
Saka uyu akuita maguts ekuroora hure iro here lol
These two Gentlemen must go and see Victor
Doing good job bro❤❤❤
Tafadzwa dzemujolo idzi dzine makuva pasi unofunga kuti waipedza ipapo vanhu vosara wachibayana kunyanya pauri kuti vapedzise mwedzi vari mumba mumwe chete
Ngwara pataundi kkkkkkkk
Haaaaaaaaa pakadaro handna explanation yandodq ndombokudira chamatsenganzungu wozotsanangura
mukoma tafa mukupedza bhora haa makanyanya
Handingati mkadzi uyu ihure bodo...atori a victim yechihure chemrume akamunyebera so now awana hake wematongo ari ega akafirwa ,which is good let her start new life 😅...vamwe vamunoti mahure havasi chokwad cz hure harikuudze kuti handchakude ndanemumwe😅
Hanzi haa makamurova...
Next time ask for the proof of mukadzi or murume wangu...
Baba vekuHire PI AVO Mari iyoyo Dai makanoroora henyu 🤣
Ma horror aya kugadzirisa nyika uku nyika inovakwa nevene😂😂😂
Kkkkkkkk hanziiiii makamurovaaaa😂😂😂😂😂😂
Handled professionally
Ndoinonz Man to Man
Chi blaz icho chinofamba nebhora pa sadza apa kana ariwo mafambiro anoita futi haaa ma1
😂😂😂Tipei varume vacho kana zvarambana
😂baba avo kutoti mkadzi wavo shuwa 5yrs no roora and vane mkadz kumsha haaa ngavasare havo Havana production😅
Hanzi haa wakamurova
Vanhu vacahpfidza gore rino . Tafadzwa neuku tinashe neuko wo😂😂😂😂
Inonzi double T entertainment 😂
Once a snake will always be a snake .....mukadzi uyu haaregere mabasa aya ....so ukazoona ft wekumusha unoenda ft kkkkk
Ukanzwisisa nyaya iyi u won't say that again...remember mkadz uyu akanyeberwa ari joni kt huya ndkuroore handna mkadz then later wanike mkadz arikokumsha ,onzi gara for 5yrs ari small house aah no roora saka azowana anomuda wore gera mkana here?
Mjolo unokuwisira pasi kuti pata😂
🤣🤣🤣uyajola 9/9...
Kugadzirisa nyika
Makumberi guys makuita zve cheaters welldone
Hmmm its necessary to hear all sides of the story ,at first I was judging the woman BT now I understand a lot
Rambai makadaro team team mahure ese achatsva 😂😂😂😂