Guys mukubata basa makanyanya pa fair but ndine muvhunzo pamunenge muchi taura nevanhu ava vanenge vasingaone kuti varipa Camera here munenge makabata sei Camera yenyu.
Vaizomuti uku kwatiri kuenda necheck they are not trusting u unogona kutibira so chitipa fone yaunayo nemari tiise mu envelop tokupa kuitira patinonoverenga mari yedu usazosanganise neyedu. These guys vanokuvhiringa zvekuti unozosara wabatiswa envelop ine mapepa nedombo ivo vatotiza nefone nemari yako
Vanoda kurohwa twugaro twakaomarara itwotwo shitiiiiiii
Kkkkkkkk
😅
😂😂😂😂
Tune shena😅😅
😂😂😂😂😂
Munondigonera mkoma i follow you kusvika pakurara fambai mebsa
Keep up the good work brother
Kutosvika retirement age munhu achiba chete...kutochemberera mufield yekuba...but what i know haufe wakaita somebody nekuba
Thanks zimba news . Ndakambomutakura mudhara wawatanga kutaura naye uyo anonyepera kutaura chewa. They normally operate ku kamfinsa chisipiti and masasa. Matsotsi makuru iwayo ndaida kumusunga but ndakazokurumidza ndashevedzwa kubasa kwaita emergency. They are still surviving nhai? Lastly saw them in 2016. Mbavha dzinoda kumbogadzirirwa size inokwana
Ndakabirwa pa same spot
Munhu atochembera achingotambura saka varikubirei😂
Takabirwa pa same spot in 1997 me and my mom neskiri rimwe chete
Mukoma mune patience shuwa kufamba mombofambiswa shuwa Mwari vakuitirei nyasha shuwa ❤❤❤
Ukangoziva chete kuti chemahara mushana chete unobatsirika
Hanzi kuZimbabwe kurikuitwa mari apa vanobiira vamwe. Murikuitana sei madhara machembera.
Muridzi weKambani😂😂haaa ukaona maelder edu akudai hmm paCar Shatter
Dai ndirini ndaikarova kadhara ako ndokasiya kaapadhuze nekufa
Kkkkkkkkkk apa sekuru tsotsi I can imagine vana vavo, vazukuru vavo mkadzi wavo ummmm family yema thugz
Zvichiriko kkk my brother akasangana navo kuna7th akadzwa nekufamba ķkkk😂😂😂vakazoona kuti haana mari vatanga kutaura shona .
😂😂😂 ndaseka
Dhiri rekuti muridzi wemari anosara
Havabire anodoubter
Ndakaitambwa mulocation muwarern park d bt havana kuzobudirira,
Enda uchimhanya
Vanoda nyasha veduwe
Eish I know this people they hammer me 2019
Chero ini vakandirova 2019 vakatonditorera phone
Twachemberera muindustry😂
😂😂😂😂ndaseka macomment enyu vanhu kkk
😂😂😂😂😂haiboo 😂😂😂😂😂
Chembere mhenzi yakabva kuhumhandara.madhara akangokura akadaro
Iko kusanyara kutsva nezuva tuchembere utwu twurivei chaizvo
Vanyumwa pawaita audio apo, pavatoti endai munotora quotation i sign yavatopanana kuti endai ma1
sekuru ngavaende kumusha avo
Mbavha hanzi ndiri munyowani kuno kkkkkkkkk mbavha
Panerimwe raiita madhiri iwaya mumesina,rakambondizama rikakundikana,Tru munhu akangoziva Kuti Mari hakuna yemahara chete hauvharwe nembwa idzi bhoo
yaaah this is real ini ndakaitambwa ndri ku norton ndikato birwa phone ne 30us , apa vnhu vanozviita vanhu vakuru chaivo
Pamberi nebsa mkoma mbavha mkati
Ini vakandikuta paTshabalala zesa
Wagona Zimba News watidzidzisa kkk
Ngavachembere Vana kule
Tumadhara utwu twakambobira muzukuru wangu phone. nxaaa tunoda kurohwa
😂😂😂😂😂 hanzi HAUNA kuenda kuchikoro vavharirei kuchikurubhi hakusisina vanhu
Iiii vakatora mari yangu muna 2011 kuChitungwiza Unit L...mudhara uyo ka
Ndakambosangana naro team iri 2013 ndakavatuka vachinyepera kuti havagone shona ndakati endai ku police munobatsirwa ndakazocheuka ndakaona vachiseka
Team re bosh ndakambosangana naro 1997 rikandivhara
Yah ini rakandirova same year mutwn takananga pamupedza nhamo rakandirova mari nebag kkkkkk
😂😂😂😂
Ma ancestors aya😂
😂😂Haaa wadii kuvangongodza tusoro itwotwo
😂😂😂😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
🤣🤣🤣
Katsamwa kakuita rough hanzi.mhanya hako mbavha
Konhas hamuna kuvabata sey
Wakaipa zimba
Kubvunza kumusha kunge rudo
Company name.. Real deal 😂
Endai muchimhanya
Mawarvet asiri kudyawo pie akutambura manje akutsotsa mayouth..... Can't blame them but l du blame vanovharwa neharahwa idzo
Murume wangu akabirwa laptop netwudhara itwotu akasara akabata kabhodhoro kainzi mushonga wekunopa muIndia kuna 7th kkkkk ayaas
Ndakapunyuka last second 2017 paoppisite mbare zanu pf office pazvimatombo ndakazobuka deal at last
😅 ngwara pa town
And timhu irori rine patience rinokutenderedza kusvika wawapa zvese ma phone nemari yako😂😅😅😂ini wakandi potsa
Vanobira vanodisa mari kkk, what's the reason yekt muridzi we mari anosara
Bata mbavha tafadzwa
Cheque in 2024 😂😂haa madhara ngaanyare aya
Kkkkkk imagine kubirwa nemadzitateguru akai ,munhu aperabasa kudai kutadza kunoraya vazukuru kumusha uko
Chimbavha chakapusa.kubata kuzvadaga nezvitirobho
1$ Ari 100 mapegs . . iZIG hre or iUSA. Kumusha zvinhu zvaCheaper kkkkkkk😅😅😅
Kkkkkkkk
Vanoda kurohwa vakabviswa mabrugwa rova twugaro bedzi
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Ana mbavha vanoda kumamiswa chete avo
In 2009 ndakarohwa phone yangu ne trick iroro uko kudhuze ne VID
ko waregerei kumborova 1 mucheka.
3 thousand cash dollars
Guys mukubata basa makanyanya pa fair but ndine muvhunzo pamunenge muchi taura nevanhu ava vanenge vasingaone kuti varipa Camera here munenge makabata sei Camera yenyu.
😂 😂😂😂 Saka Uri kugaya kt zvaane kaacting mukati hre kkk
@@hanahgade 😂😂Maya wangu but dakungoziva kuti vanobata sei Camera coz munhu akaona kuti aripa Camera ka anotonyumwa.
Haa mutwn ukada kuzviita mwari ndopaunoona kuti Satan akabva kudenga zveshuwa mwari akasarako
Ummm ko iro zera racho😢
Kana uchimhanya mhanya hako
3000 us dollars 💸 😂😂nezvauri izvo kumwe knyeba kwacho
Kkk hanzi yatomboshota ne bhuru
Vanhu vanokura vachimba
I didn't get how the deal foiled.iwewe waizobirwa papi
Vaizomuti uku kwatiri kuenda necheck they are not trusting u unogona kutibira so chitipa fone yaunayo nemari tiise mu envelop tokupa kuitira patinonoverenga mari yedu usazosanganise neyedu. These guys vanokuvhiringa zvekuti unozosara wabatiswa envelop ine mapepa nedombo ivo vatotiza nefone nemari yako
@@aminahtapfuma1756 ohh okay.thanks for explaining
Twunemushonga twudhara utwu
Mamawanepi madhara aya
Kklkk pakaipa
ACTINGG
"enda uchimhanya..."
Hamu
Matsotsi ehosispati unochema kunge mushini wegonyeti
😂😂😂😂😂 bsa mberi tafadzwa
Ini vakandirova 50 us ne foni asi ndakazobata 1 gogo ndikazodzora 300 US
Ana khule vakatrainer avo
Kkkk kule
All thanks to Mkoma Tafadzwa 😂
Vanoda kurohweswa
Chembere dzakadai boe here
I skit hre
Chengetai vabereki venyu vasanyepere vanhu 2.500 todya 500😂😂
Kusarohwa uku zera rawo iro vanochichisa
Vatove nemakore akawanda vachingoita izvozvo zvekuba
Ndopaunoona vanhu vakadai vachingonzi endai uuum
😂😂😂
Ko vamwe ankile vazoendepi futi kkkkkk
Pakuti nditore mota unenge waakuda kuroverwa mumota
Kokuzofambisa manje
🤣🤣🤣🤣🤣🤣tumbavha
Kuharare handikuzive handimirire munhu handikunyeperei ndkabirwa2007 R10,000 yemavisa no handimire kuharare kwenyu
😂😂😂😂😂 vanogwara
Kelvin corner
Even me wakanditorerawo 2011 ipapo pakelvin Kuma industry