Vanoita chadonha, fake juice cards uye bogus Police

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 22 ส.ค. 2024
  • Vanosunga vanhu vachinyebera kuzviita police, uye vanogadzira air time yefake.

ความคิดเห็น • 140

  • @user-mq9we3jp1z
    @user-mq9we3jp1z 6 หลายเดือนก่อน +7

    Varikuzosungwa here Vanhu ava, or vanongosvika votonyora vodzoka futi... 😢

  • @emptyyourheart9086
    @emptyyourheart9086 6 หลายเดือนก่อน +12

    Shaame mapurisa arimo mukati kuti vanhu vabirwe . Mmm this is pathetic..

  • @shepherdmudimu6447
    @shepherdmudimu6447 6 หลายเดือนก่อน +6

    Tsvina irimuzimbabwe vanhu eeh !It's really disturbing,this can only happen if people have lost hope completely

    • @silvestermariwowo4497
      @silvestermariwowo4497 5 หลายเดือนก่อน

      Stop politicising criminals , kubva kare chadonha yaiitwa iyi

  • @sinosmajayaya1112
    @sinosmajayaya1112 6 หลายเดือนก่อน +9

    Good job, expose those corrupt officers

    • @Drugger-vo6ot
      @Drugger-vo6ot 6 หลายเดือนก่อน

      😅😅😅but mukuda vararame neiwo Kan nyika yakamamam sooo ngativharane nekuvharane kana zvaramba ngatibeirei kuvakuru chaivo

    • @Mandholva
      @Mandholva 4 หลายเดือนก่อน

      @@Drugger-vo6otu must be a thief too

  • @chrispenayironi950
    @chrispenayironi950 6 หลายเดือนก่อน +7

    Good job wangu ramba wakadzvanya

  • @martinmare87
    @martinmare87 6 หลายเดือนก่อน +11

    Mbavha aneka vest ke red akamboiswa paweighbridge coz fast yainayo pakubuditsa nyaya, munhu anoziva kuti kucharge office kunofiwa

  • @tatendamandityira5391
    @tatendamandityira5391 6 หลายเดือนก่อน +1

    this is gd mhani,,,,econet ngaichitoita plan,,,,moenda futi kuteam iri kugadzira tumbwa varikuba life yema youth

  • @Chikatsa
    @Chikatsa 6 หลายเดือนก่อน +6

    PaZim paoma😢, well done guys

  • @honestdzafunwa
    @honestdzafunwa 6 หลายเดือนก่อน +1

    u deserve an international award,dai Mwari vakutungamirai pabasa ramuri kubata

  • @lovenessmaduro6996
    @lovenessmaduro6996 6 หลายเดือนก่อน +3

    Mkoma Tafadzwa mukurova basa.. well done bro.

  • @chituraahmedmelody6318
    @chituraahmedmelody6318 6 หลายเดือนก่อน +2

    Welldone Tafa eish vanhu vanosvota havo ivava ngavavharirwe nxaaaa

  • @Sitche
    @Sitche 6 หลายเดือนก่อน +4

    Sir Wicknell ngavaitewo plan nekuMatapi 😢😢😢 chiii ichochi kugara kunge urimumwena kudai

  • @tichaonabakolo244
    @tichaonabakolo244 6 หลายเดือนก่อน +3

    You are doing a fantastic job

  • @markmax3112
    @markmax3112 5 หลายเดือนก่อน +1

    Our beautiful country with 90% literacy.

  • @sekaikapanga8686
    @sekaikapanga8686 6 หลายเดือนก่อน +4

    Good job my brother 👏

  • @iceytino
    @iceytino 6 หลายเดือนก่อน +4

    baba vane blue azvina kufitana naye

    • @Dallaboyz224
      @Dallaboyz224 6 หลายเดือนก่อน +1

      ndiye ari dangerous manje.Conman

  • @godscenturyexecutivesworld9518
    @godscenturyexecutivesworld9518 6 หลายเดือนก่อน +1

    Iyo tsoko yakapfeka red iyoka. Gwara last.vabvuma fraud against network service providers vanochemberera mkati chete

  • @Michaelmushamba274
    @Michaelmushamba274 6 หลายเดือนก่อน +1

    Mkoma Tafadzwa you're doing a great job keep it up dai ndriri sir chivhayo ndaikutengerai MOTA ne bsa ramurikuita🔨🔨🔨 dzenyu

  • @antonygwenhamo6293
    @antonygwenhamo6293 6 หลายเดือนก่อน

    Mukoma Tafadzwa ndoda kukuitai mukuru we Police coz muri kupedza ma sports mutonnas

  • @edwinchingwena7009
    @edwinchingwena7009 6 หลายเดือนก่อน

    Welldone boss kedha expose police yavabhadhara

  • @taurainhepera6207
    @taurainhepera6207 6 หลายเดือนก่อน +2

    Saka mumaflats umu munotogara vanhu vaye vanoti pamberi ne zanupf

    • @fushayi7416
      @fushayi7416 6 หลายเดือนก่อน

      Ndomunogara calaz nana kinnah imomu

  • @JoyceChikwanha-qu4ob
    @JoyceChikwanha-qu4ob 5 หลายเดือนก่อน

    Kunetsa kwemabasa all these men shld be working in industries. Ppl left with no choice. Lord have mery on us zimbabweans

  • @Shawty_Tee_19
    @Shawty_Tee_19 6 หลายเดือนก่อน +1

    Yekunzi masungwa iyi ndakairohwa pachigovanyika ma1 wena

  • @nyashakairezi7916
    @nyashakairezi7916 6 หลายเดือนก่อน

    Ummmmmm mapurisa kubatsirana nembavha yoooo hatina kwatiri kuenda shuwa

  • @TondeeSizibaa-qq1qg
    @TondeeSizibaa-qq1qg 6 หลายเดือนก่อน

    Good job, but itayi muchiclinisa mu town or kumbare ukoo, motinyadzisa tiri kuno ku uk,,, toona nevanyarikani please please 🙏 🙏

    • @cossiejones8023
      @cossiejones8023 6 หลายเดือนก่อน

      Kunyareiko iwewe. Is this necessary here? Vamwe vanhu so

  • @nyaraitaderera9369
    @nyaraitaderera9369 6 หลายเดือนก่อน

    Gadzirisa nyika mukomana shandisa chipo chako plz usabvuka kutonyorwa ukangodaro wauraya bsa

  • @kinddzapasi7865
    @kinddzapasi7865 6 หลายเดือนก่อน

    Mukugona basa mukuru...
    Mapurisa epa central ayooo ndaapinde mutorongo

  • @vastinagonyora9604
    @vastinagonyora9604 6 หลายเดือนก่อน

    😢😢😢wasuu manje kubvee zasi iyoo kwaMutare kuuya koita chimbavha muno Harare yuwiii😂

  • @nyaachits2851
    @nyaachits2851 6 หลายเดือนก่อน

    Ndakaroverwa pay yose nemafon 3 neteam irori handina mate navo iiih

  • @royalgxo
    @royalgxo 6 หลายเดือนก่อน

    This is serious even the police is involved

  • @user-cs3kc1rk5m
    @user-cs3kc1rk5m 6 หลายเดือนก่อน

    God bless you wow what a good job 👌

  • @jenniferndlovu-pn1dw
    @jenniferndlovu-pn1dw 6 หลายเดือนก่อน

    Hii vazobatwa vakatorera gogo vaye mari hanzi maprayer pasipo vakatorerwawo 150 us zvakaoma chokwadi zami yauraya nyika

  • @edmoretamanikwa1554
    @edmoretamanikwa1554 6 หลายเดือนก่อน

    Kwana Sir Calaz uko panzwimbo yekuti uvagadzirire ma sewage Zanu inotenga mota...Bombo claat

  • @ellensekaichingwara33
    @ellensekaichingwara33 6 หลายเดือนก่อน +1

    we ❤ u detective

  • @TawandaNyabereka
    @TawandaNyabereka 6 หลายเดือนก่อน

    murikubata basa....chasara manje kufumura amwe mapurisa ari involved

  • @deeteemugari4343
    @deeteemugari4343 6 หลายเดือนก่อน

    Tinoda kuvaona vekuCentral vacho expose them

  • @LillianDzikarura-qe1dh
    @LillianDzikarura-qe1dh 6 หลายเดือนก่อน

    Varikudya nemapurisa saka kana vakasungwa vanongodzoka chete nekuti ritori deal nemapurisa acho vanongosungwa zvekufadza maziso evanhu chete

  • @desmondmoyo5185
    @desmondmoyo5185 6 หลายเดือนก่อน

    Mukoma Tafadzwa makanyanya haaa clean the City.
    Dai Police yese yakaita kunge imi Zim yakanaka manje vamwe mapurisa arikubatsira mbavha kuita ma deals

  • @giregrace317
    @giregrace317 6 หลายเดือนก่อน

    Musarega kuronda mapurisa arikuita huori iwayo
    Waiting for part 2

  • @elliotronald1884
    @elliotronald1884 6 หลายเดือนก่อน

    Saka manje kana ine mapurisa mkati Mkoma asingapfeke uniform imi Mkoma Tafadzwa hamusvikono nyararidzwe here

  • @Rebhara
    @Rebhara 6 หลายเดือนก่อน

    Kana gwereveshe harigari makadai😂😂😂😂

  • @user-yj8ql8tw9k
    @user-yj8ql8tw9k 6 หลายเดือนก่อน

    Urikubata basa guru chairo
    Ayo mapurisa ngabatwe basa ripere mukadaro magona ende vachadzidza zvavo veduwe

  • @user-vx3sc8vi4s
    @user-vx3sc8vi4s 6 หลายเดือนก่อน

    Rambai makadzvanya mukoma tafiii

  • @gibsonnyakudya6333
    @gibsonnyakudya6333 5 หลายเดือนก่อน

    Nhai i nzvimbo ipi iyo mu Zimbabwe

  • @proleathersupply
    @proleathersupply 6 หลายเดือนก่อน

    Batai vanhu guys keep the good work isu toona zvedu❤❤

  • @markmax3112
    @markmax3112 5 หลายเดือนก่อน

    Welcome to harare the sunshine city.

  • @user-rw8vj3sh1z
    @user-rw8vj3sh1z 6 หลายเดือนก่อน

    Waiting for part 2

  • @ExcitedCondorBird-st2np
    @ExcitedCondorBird-st2np 6 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂 Boys dzepaMutare dzakurovera chadonha pa Harare

  • @user-iw7hc8fl3u
    @user-iw7hc8fl3u หลายเดือนก่อน

    Nyika yedu ichanaka tafadzwa arikuita basa

  • @austinempinga3904
    @austinempinga3904 6 หลายเดือนก่อน

    Pamberi neZanu Pf ..........pliz ngavabhadharwewo mapurisa pliz huori hunoita ushoma

  • @africaunite2488
    @africaunite2488 6 หลายเดือนก่อน

    Dai CID yaishanda zvakadai it was nice

  • @mukunatadi
    @mukunatadi 6 หลายเดือนก่อน

    Ramba wakadzvanya imboko idzi

  • @blessingayden622
    @blessingayden622 6 หลายเดือนก่อน

    Apa ukurova basa but mbavha dzachona dzikutamba nemapurisa crime ichanetsa kupedza

  • @denheredenhere7204
    @denheredenhere7204 6 หลายเดือนก่อน

    Vamunenge mabata itai follow up vasangoburitswa 😂😂😂

  • @blessingmapiku9831
    @blessingmapiku9831 6 หลายเดือนก่อน

    Good job

  • @grammymakore1495
    @grammymakore1495 6 หลายเดือนก่อน

    Tamirira kuziva mupurisa wepacentral mbavha uyo

  • @iamable106
    @iamable106 6 หลายเดือนก่อน

    Kungoenda kuna sekuru Tasvu kurinani chete, kuti munhu akaure , munhu wese ari kusafa muZim, iwe hongoba zvako cheziya cheumwe zvongopera zvakadaro, kwete

  • @shepherdmudimu6447
    @shepherdmudimu6447 5 หลายเดือนก่อน +1

    I don't know how commenting on hutsvina is politicising criminals

  • @unclebob646
    @unclebob646 6 หลายเดือนก่อน

    Zimbabwe chinyika cheku mur mur

  • @user-dr6xb3cn4u
    @user-dr6xb3cn4u 6 หลายเดือนก่อน

    Keda urimunhu mukuru iweee

  • @milidzindlovu962
    @milidzindlovu962 6 หลายเดือนก่อน

    Mapurisa acho ngabatwe timuone

  • @tineshambambeva3592
    @tineshambambeva3592 6 หลายเดือนก่อน

    Tafadzwa zvazvinhu chibaba ichi

  • @nyaraitaderera9369
    @nyaraitaderera9369 6 หลายเดือนก่อน

    Mapurisa enyu munomaona ka

  • @prosperjanhi7779
    @prosperjanhi7779 6 หลายเดือนก่อน

    aaaa zim yaoma akomana saka zvinhu izvi zvakabva kare zvichiitika

  • @tichaonabakolo244
    @tichaonabakolo244 6 หลายเดือนก่อน

    Sungai mapurisa chaiwo ndombavha hombe chaidzo

  • @ttatendamarimos9837
    @ttatendamarimos9837 6 หลายเดือนก่อน

    Good job ,but please take care they will target you next

  • @tawandamusava8043
    @tawandamusava8043 6 หลายเดือนก่อน

    Bsa sebsa king mbavha mukati

  • @TinasheDev
    @TinasheDev 6 หลายเดือนก่อน

    Mmmm mukushanda varume

  • @emptyyourheart9086
    @emptyyourheart9086 6 หลายเดือนก่อน

    Saka unozoziva sei kuti jucy card ndiro chairo mmmm zvakaoma

  • @mikemaestromangara5176
    @mikemaestromangara5176 3 หลายเดือนก่อน

    Before fighting crime finish poverty first

  • @belindanyakurwa6931
    @belindanyakurwa6931 6 หลายเดือนก่อน

    Mapurisa akubawo futi

  • @lloydtaya9259
    @lloydtaya9259 6 หลายเดือนก่อน

    Isai wanhu mukati 10years

  • @user-uo3xx6yb1j
    @user-uo3xx6yb1j 6 หลายเดือนก่อน

    Good job tamirira part 2

  • @andremandaza5458
    @andremandaza5458 6 หลายเดือนก่อน

    Maflats emumbare anofanhira kungopazwa

  • @assassinatorZw
    @assassinatorZw 6 หลายเดือนก่อน

    Ndakamboiitwa😢kubirwa kunorwadza

  • @Proker_Charaqure
    @Proker_Charaqure 6 หลายเดือนก่อน +1

    Tsvina irimuma tapi boys

  • @angelmarima5355
    @angelmarima5355 6 หลายเดือนก่อน

    Eish baba vane blue avo havana kumbozvifita

  • @reubenchiwera5623
    @reubenchiwera5623 5 หลายเดือนก่อน

    Mbavha ndakadzimaka

  • @davidndhlovu7438
    @davidndhlovu7438 5 หลายเดือนก่อน

    Kugadzirisa nyika

  • @aminahtapfuma1756
    @aminahtapfuma1756 6 หลายเดือนก่อน

    Huwori hunopera seiko kana vemutemo vachiita madhiri nematsotsi? Boss batai vanhi n expose all

  • @user-dh2wh5zt2b
    @user-dh2wh5zt2b 6 หลายเดือนก่อน +1

    ummm apa mapurisa arimo mukati

  • @user-ru7yb7fx2g
    @user-ru7yb7fx2g 6 หลายเดือนก่อน

    Mutonazi amurarwe especially mbilazi ma1

  • @tawandachara4810
    @tawandachara4810 6 หลายเดือนก่อน +2

    Tsvina yacho

  • @LillianDzikarura-qe1dh
    @LillianDzikarura-qe1dh 6 หลายเดือนก่อน

    Varikusungwa vachidzoka futi kubira vanhu ava taneta kuvaona vanhu ivava

  • @user-wk2sz8kj7j
    @user-wk2sz8kj7j 5 หลายเดือนก่อน

    Yooo tsvina muflat iro.

  • @Bthula
    @Bthula 6 หลายเดือนก่อน

    Why is it that pese pano gara vanhu vatema pane Dosi? Be it Africa or anywhere in the world unongo ona tsvina

  • @Mo_tion
    @Mo_tion 6 หลายเดือนก่อน

    Vanoda kurohwa. Matatsunya evanhu

  • @it3788
    @it3788 6 หลายเดือนก่อน

    Mmmzanu pf tinyareiwo vanhu kugara so musitambisa marikupachivhayo shuwa cachitengazvimota

  • @thesigmasystems
    @thesigmasystems 4 หลายเดือนก่อน

    43k this channel is doing great. but u need to prompt people to subscribe

  • @softaz2447
    @softaz2447 6 หลายเดือนก่อน

    Batai basa vakomana

  • @cymkayz5613
    @cymkayz5613 6 หลายเดือนก่อน

    Great job

  • @moyomkhokheli9484
    @moyomkhokheli9484 6 หลายเดือนก่อน

    How can I get contacts for this wonderful police team

  • @eunie8253
    @eunie8253 6 หลายเดือนก่อน

    Good job mkoma tafie

  • @mikemaestromangara5176
    @mikemaestromangara5176 3 หลายเดือนก่อน

    This is dirty environment

  • @carringtonmasango5695
    @carringtonmasango5695 6 หลายเดือนก่อน

    Door ranzwa nekuknockwa iro

  • @KRZRECORDSKOPERA
    @KRZRECORDSKOPERA 6 หลายเดือนก่อน

    Mahwan

  • @bernatrixmakenah5770
    @bernatrixmakenah5770 6 หลายเดือนก่อน

    Itai basa ❤

  • @dzirikupisa
    @dzirikupisa 6 หลายเดือนก่อน

    Tiri kuona porisi iri kupihwa mari yekuba

  • @user-kz6pg6bz2n
    @user-kz6pg6bz2n 6 หลายเดือนก่อน

    Kip it up guys

  • @NatalieMusekiwa
    @NatalieMusekiwa 6 หลายเดือนก่อน

    Ummm kamukadzi ako ummmmmm