Beautiful couple, ava vanoratidza kuti vanoitira zvinhu zvavo pamwe, vane kamwe kahuchulastic chemistry pakati pavo. Ukaona munhu achiti akataura, umwe wake odavirira kana kusekerera zvinoratidza kuti vanoshanda as a team and vanodanana, well-done. Rambai makadero
@@Karanganda kuti chuuuuuuuu ngepedu pano. I can feel the aroma kuti zviri kubikwa naBaba Huchi uchi pachezvahwo.Couples Connection, one show yekuti mhuri yese inoona, no bad language, no zvinyadzi, everything mutserendende kuti chuuuu
It’s pleasing to see the show growing every week with excited audience. I’m really really excited. Thank you Ba Taps. I wish you the best in all your media endeavours.
A perfect example of how true love is. Happy and God fearing couple with a lovely home. Baba Huchi dai muchizopedzisa nekubvunza zvishuviro zvawo maybe some may need to help them realise such dreams
nothing is more impressive than seeing men doing well besides the hardships that surround them. Miyedzo yenyama neyeZanu iri muZimbabwe yakaoma to overcome. Love to see it.
Kuti chuuuu, BaTaps une muriro pahosho apo mwangotomuka basi 😄😄😄😄😄, thank you for bringing this show. God bless this couple. BaTaps munauyawo kumba kwangu kanyi Chipinge asi chiini katika
This couple left me hanging in spirit with their song "Kana mandidana ndinodaira baba". This was fantabulous indeed! May God keep blessing them in many ways.🙏🏻
Guys I have an ask: munonditendera here kukumbira on this public platform to interview BaTaps naMaiTaps as one of our future couples. Timbovaitawo couples connection, this time varivo vanombotiudzawo rwendo rwavo rwerudo kkkk. Hameno zvikapera mushe kkkkkk
Baba Taps makabvangepi ne program yema couples inonakidza kudai. Iyi couple ndayi farira inotya mwari . I wish mwari avatungamirire nelife yakanaka vasabva panamwari
baba Taps ka, unondikuwadza zvangu- Bhoooora rakaramba kutambika kwatete kkkkkkkkkkk, ndazviona kuti sandinyooooooole. Chokwadi rudo vaviri shuwa, hanzi anga akaonda ndini ndirikuite feeding. I wish them the best in future. Tinosvikawo ipapo manje manje newandakasarudzawo
Kubva kutanga kwavo ndange ndichingoseka kunakirwa .this couple is blessed
Beautiful couple, ava vanoratidza kuti vanoitira zvinhu zvavo pamwe, vane kamwe kahuchulastic chemistry pakati pavo. Ukaona munhu achiti akataura, umwe wake odavirira kana kusekerera zvinoratidza kuti vanoshanda as a team and vanodanana, well-done. Rambai makadero
Yeah
Beautiful couple. Respect and acceptance at all levels... sacrificial love.
Chulastics dziripo ,kkkkk get ready something brewing !!!!!!!
@@Karanganda kuti chuuuuuuuu ngepedu pano. I can feel the aroma kuti zviri kubikwa naBaba Huchi uchi pachezvahwo.Couples Connection, one show yekuti mhuri yese inoona, no bad language, no zvinyadzi, everything mutserendende kuti chuuuu
@@gladysmutyiri586 kunze nemukati
I worked with Manjeese in 2009. Great to see you Buddy. Handikanganwe zondo rawakatibikira rimwe zuva soo tina Zengeni naBepete.
Ndomanata kuna mwari vandipe murume akaita samukoma avo ndoda mereji yakadai very friendly 🤣🤣🤣🤣🤣I'm new here please welcome me💕
Ndiripano kkkkk
Pane rudo , zvinodadisa izvi. That moment when they sang together ndamedza mate 🥰🥰🥰🥰🥰
It is inspiring to see such a happy couple in an African way. Happiness in simplicity! Love from Botswana.
Home boy
Beautiful wife with a natural look
Pawati natural apo wabeteya, super natural wena
shes pretty naturally zvekuti short hair no makeup
Very beautful❤
Beautiful couple, beautiful home, Happy people .. I see lots of respect for each other.. itirwai zvakanaka Baba na Mai Manjese
What a beautiful couple who love and respect each other. God has blessed them with children and a beautiful home situated in a beautiful scenery.
May God bless this beautiful family.Baba Taps ropafadzwai nashe muri kuti varaidza zvakanyanya.
It’s pleasing to see the show growing every week with excited audience. I’m really really excited. Thank you Ba Taps. I wish you the best in all your media endeavours.
Pidigudhiii tete vakasvika ichiri flour🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🙆♀️🙆♀️🙆♀️🙆♀️ Baba Taps kaaa
Haaa bataps mune misikazwa I wish to see you one day munosetsa
Vane musha wawo wakanakisa chose . Blessed couple
So beautiful mukawirirana nothing is impossible suitcases yakatsva Kona nebonde to a beautiful home dai vakaramba dai vakatoruza
Beautiful couple and nyc home ngazviende mberi amai munogeza natural beauty
Hareroya imba uye imhuri inotya mwari mumba memutendi mune rufaro uye mm agutwa 🙏
A perfect example of how true love is. Happy and God fearing couple with a lovely home. Baba Huchi dai muchizopedzisa nekubvunza zvishuviro zvawo maybe some may need to help them realise such dreams
Respect simple fungus blesd
Fun
Beautiful couple. Beautiful home
Lovely couple,God bless you Mr and Mrs Manjeese
Chirongwa chofaya ichi...good one Baba Taps
What a couple, I enjoyed watching this programme.
Lively and bubbly couple, beautiful home, calming views.
Beautiful views!
Love is beautiful thing, such a happy couple and nice home too😘😘😘
Lovely couple, so happy. May they be blessed in their life. ❤
Arikugona kuchengeta mukadzi Mukoma Elson. Mukadzi arikubwinya she is looking good and she is so beautiful.
i enyoyed every bit of this show and this couple is full of joy and they respect each other its written allover the show
nothing is more impressive than seeing men doing well besides the hardships that surround them. Miyedzo yenyama neyeZanu iri muZimbabwe yakaoma to overcome. Love to see it.
Seeing Mai Chisamba vibes in this lady 👩 😍
Nhasi ndazofara guys whole episode ndichingopfachuka this is therapy Baba taps
Ndodawo kuti tione Couples connection na Mai Taps😅
Tru
Tete vanga vaka ngwarisa ,ko vanhu vaka Zara ma fans a baba Taps .Nice 1 🔥
The lady is beautiful. God bless their home 🙏
Absolutely amazing
Lovely couple,nemusha wavo vamwe vanofunga kuti town ndoopane yese
Vana chihwa number one tisu anhu acho ndafara maningi kuoana chimwe chihwa nice couple makoti tete vamwe.vari pano
Eho chihwa ndafaro chihwa cheGuhune
Kuti chuuuu, BaTaps une muriro pahosho apo mwangotomuka basi 😄😄😄😄😄, thank you for bringing this show. God bless this couple. BaTaps munauyawo kumba kwangu kanyi Chipinge asi chiini katika
Tinogumeyo kumuzi kwenyu kona iyoyo
This couple left me hanging in spirit with their song "Kana mandidana ndinodaira baba". This was fantabulous indeed! May God keep blessing them in many ways.🙏🏻
I'm happy to see this people cz ndiwana homie wangu n that's my chch ❤️👌
Anhu ari kunakirwa neProgram yenyu baba Taps! Keep it up!
Aitya kukwira mukadzi kkkkkkk big up Tete awooo waka kuvhura pfungwa
Look at ganda ravo. Vanobvumwa nemvura.
Baba Taps is funny 🤣
Love naturally 😍what a beautiful couple and love story ❤
Chinhu chinonzi rudo chakaoma Murume uyu akange aripa chokwadi . Mudzimai uyu haana kutsvaga zvakawanda .Wakagutsikana nezvange zviripo vamwe wanosiya munhu achiti murombo . Asi hupfumi uchazouya
Beautiful couple.Very bubbly. May God keep blessing them
Lovely ngavatsikise kambo ako nice voices👏👏👏
Ooh what a good 👍programme thanks 😊👍
This couple inondinakidza chero kungodzokorora kuona hazvina basa so lovely 🌹 I wish to meet this couple
This is lovely ba Taps young couple irikuita zvinodakadza 💛💛
Sandi nyore kkkkkkkk........my favourite show
Guys I have an ask: munonditendera here kukumbira on this public platform to interview BaTaps naMaiTaps as one of our future couples. Timbovaitawo couples connection, this time varivo vanombotiudzawo rwendo rwavo rwerudo kkkk. Hameno zvikapera mushe kkkkkk
I completely agree!
Lovely couple, God bless you abundantly
Really lovely couples l like to watch them ,Wish you all the best fit the rest of your Life 🌹💞
Same to you!
Only Baba Taps🤗🤗 can make this show a success 🙌 ...you are gifted keep on the great work beautiful show
Beautiful couple apa pane rudo rwechokwadi. 🥰🥰🥰👏❤🙏
Ndanga ndine shungu dzekuona atete vakukiira vanhu mumba🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Nice couple and nice home
Baba taps🙏mhuri iyi ngairambe ichikomborerwa zvinofadza chose
This couple will always be together, they are a blessed people
the most beautiful programme is the couple connection it warms the heart. beautiful homestead beautiful couple. thanks baba Taps.
So nice of you
Always heartwarming and so funny. This is some of the best content online! Top Marks!
Glad you enjoyed it
Did you feel & see energy yanga ina BaTaps on this episode?
May God continue to bless you family.ndanga ndirikuseka the whole show.love you couples.
Ndokumbirawo plan yekitchen iyo please. This is beautiful. A blessed couple indeed
The lady can laugh and mucherechedzo wwkukombe kusununguka kwavo mai avo
Pakutanga Mwari , wonderful couple
Baba Taps mayivepo here? 30mins hosho dzirimudenga 🤠🤠🤠🤠🤠👐
Imagine 30 mins hosho imudenga
@@gellysibanda7375 🤠🤠🤠🤠🤠🤠👐
Eeeeeh unofana kudzokera kumusha nekuty hauna chibetsero kutown 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🙆♀️🙆♀️🙆♀️🙆♀️🙆♀️🙆♀️
😂😂😂😂😂 nhasi ndaseka zvangu
kkkkkkk Sandinyooole
Ndabva ndafunga ku church anoimba amai avo ndinooodaira baba haaa zvanakidza
Zesa should ask Ba Taps for energy he is full i mean full of energy..... much love for you
May the lord bless this couple.. i was grinning throughout this episode
My eyes are glued on that lady she is a beauty
Beautiful May the couple be blessed
Tete played very big role i really appreciate.sando dzavo❤❤❤❤
Baba Tapps chirongwa ichi makachizarurirwa nedenga chaiko...masvitswa kumaraini kwangu chaiko..Baba Manjese takakura tese...God bless u
Best couple well organised home
Thank you so much 😊
What a divinely connected couple. God bless 🙏🙏🙏
Mai Vanotamba nemvura she is very smart uye vanofara vose
Loving couple. God bless them.
Beautiful couple God bless you 👏👏
Thanks so much
I love this programme. What a beautiful couple. Nice one baTaps 👏🏾💕
Thanks so much
Beautiful couple. May God richly bless them 🙏🙏
Beautiful couple thank you bataps tiri kudzidza 👏👏👏
Baba Taps makabvangepi ne program yema couples inonakidza kudai. Iyi couple ndayi farira inotya mwari . I wish mwari avatungamirire nelife yakanaka vasabva panamwari
Lovely couple. May God bless and grant you your dreams.
Wow,ko ndamboziva here kuti kune programme inonakidza kudai.Well done.
Kuti chuuu kumusha kwangu ukoo Dai mambo endawo pamanhede kwama woko I wish kunzwa wo sekuru n ambuya vangu
😆😆😆😆😆🤣🤣🤣kubva na9 kusvika na3🤣🤣🤣
Haha dza zouya ndimi prophecy papa
Best program baba Taps mibvundo nhando yenyu yakanyanya inoita kuti zvimafiner details zvijeke.
Kumakomoyo kwendinobva I love my pple 🥰
Ndanakidzwa nhasi baba ataps neword rokuti zvivhara ngozi ndinofarira couple connection ndikaishaya every week handinzwi mushe
sandinyooole kkkkkk
Asi atetevo kkkkkkk, kudai ndirini ndakazvitirwa 😄😄😄😄😄
Kkkkkkkk ndazoseka Baba muneyese 🤣 hino makutyaura here vamunyori
Baba Taps, ndirikudzoka just now!!
Zvanhasi ndanakidzwa thanks baba Taps baba Vangu
Musha uyu wakanaka Baba Taps,,,,,neCouple yacho number 1
baba Taps ka, unondikuwadza zvangu- Bhoooora rakaramba kutambika kwatete kkkkkkkkkkk, ndazviona kuti sandinyooooooole. Chokwadi rudo vaviri shuwa, hanzi anga akaonda ndini ndirikuite feeding. I wish them the best in future. Tinosvikawo ipapo manje manje newandakasarudzawo
Hahahada baTaps munopenga ndazonakirwa nhasi hahahada
Amen&amen!!(kuti chuuuu thnx bro baba Taps tinodzidza zvakawanda!!
amen
Ndabva ndatamba bheriya haka haka wasara iweeeeee💃💃
Haa BaTaps pane pamasiirira kani,dzokayiyo hee baba namai ambopise bheria mhani,Zviratidzo ndeyeBheriyia...rimwe gore ndakapotsa ndawira muchoto ndabatwa nekadzungu kekutamba,imwiiii.Painge papungwe paGunura apo.
Kkkkkk wakafunga kuti waamumweya ere ? Kkkkk
Ehoo kani kkkkk pane nguva yainzi majivisi chete haaa campaigning yacho inenge yakasimba.
Lovely 😍 👌 keep up the good works baba Taps tirikudzidza
Haaa iyi couple yandinakidza chose pane mamwe mashows amunosiita baba Taps
😂😂😂😂🤣🤣😂🤣😂🤣😂🤣🤣😂😂🤣😂babaTaps nhasi ndaseka kwayi aubetseri dzokera kumusha
Ndinodaira baba kana mandidanaaaaaa💃💃💃💃👍👍👍👍👍