My favourite Couple so far.....ever! I love this man. Mr Mafukudze muri chibaba. I love how you treat your wife. Zviri kuitika mu Zimbabwe izvi ❤️❤️❤️ Ndazvida izvi. Ukaona Baba Taps vamboti zii vachingoti uhuu uhuu then you know this man is doing something right. Rambai makabatana and loving each other. Unotoona kuti rudo ruripo pasina kutsvagiridza ba. Baba Taps thanks for advertising this man! Handingangobvi ndisina kutaurisazve.....Mubvunzei kuti une mukoma uri single here 😂😂
You exude a certain truthfulness and genuine love.Munoratidza kuratidza tsiga nemagariro edu kwete vazhinji vanoti vanonamata asi vachiratidza kushaya unhu.Your story is interesting! Keep the fire burning!
I love love mhani ❤️ since they do so many things, if they want, they should start a TH-cam channel about their work. Who knows- they might make money through that.
Free spirited couple and family. Kkkk. Baba vacho wo free spirit as well. I love and respect their love and determination. I envy them. Keep it up family
This is a wonderful and beautiful couple...Wekanyi wadadisa mani. They have shown that true love exist.. Zvinodadisa!!!! May God bless you more with your family.
Best young couple ever nyasha ngadziwande ,makarongeka❤
Very proud of this young couple. Vachaenda kure. God bless you nemhuri yenyu.
Zvakati hweee izvi😊
Zvakabati njosooo kuchena
My favourite Couple so far.....ever!
I love this man. Mr Mafukudze muri chibaba. I love how you treat your wife.
Zviri kuitika mu Zimbabwe izvi ❤️❤️❤️
Ndazvida izvi.
Ukaona Baba Taps vamboti zii vachingoti uhuu uhuu then you know this man is doing something right.
Rambai makabatana and loving each other. Unotoona kuti rudo ruripo pasina kutsvagiridza ba.
Baba Taps thanks for advertising this man!
Handingangobvi ndisina kutaurisazve.....Mubvunzei kuti une mukoma uri single here 😂😂
Munodadisa power couple great working together
Inspired with this young couple
Esp wife very supportive n humble kusvika pakuita Dhaka girl nekukanya zvidhina
Very rare this 20th century
Karanganda waiyapo here thank you baba Taps
Ndokuvaka ukamaka uku kwete zvataakuona kuti roora renge kutengesa mwana apedza mukwasha ogadzira muchato oga futi.Well done!Tsvisai rudo couple of the year!
Couple iyi inodadisa vana vadiki vakarongeka vanodanana uye vane respect
Sometimes kunamata kwakanaka munhu unokurawo uchidzidziswa, kutyà mwari kwakanaka
You exude a certain truthfulness and genuine love.Munoratidza kuratidza tsiga nemagariro edu kwete vazhinji vanoti vanonamata asi vachiratidza kushaya unhu.Your story is interesting! Keep the fire burning!
dai zvaibvira maitipakurira mazuva ose Monday to Monday 😅😅😅😍😍
Lovely couple. May the Lord keep blessing their union
I can listen to baTaps all day. He can laugh veduwe.
30:15 this family is blessed. Ndakuvati ndi Solo na Mutsai
Mwari akuchengetei beautiful couple.l love your story very much
I love love mhani ❤️ since they do so many things, if they want, they should start a TH-cam channel about their work. Who knows- they might make money through that.
Free spirited couple and family. Kkkk. Baba vacho wo free spirit as well. I love and respect their love and determination. I envy them. Keep it up family
Loving and hardworking couple. 💕 ❤
This couple inema blessings kubva kunamwari chaiko, zvese zvavanobata zvakaropafadzwa❤
Beautiful young couple ❤ may the Lord continue to bless your union ❤
So sweet ,wish them all the best ,watching from UK
This is beautiful love is a beautiful thing
❤❤❤beautiful couple vanobatira zvinhu zvavo pamwe chete may the Lord keep on blessing you guys
They will go a long way paida true love. Congrats.
This is beautiful 🤩
Beautiful couple! God bless your marriage continue to pray together, plan together and play together ❤ ❤️❤️❤❤
❤❤❤ love this couple God bless you
God bless this couple
Beautiful. May God continue to bless this young couple 💗
Love is a beautiful thing. May God bless your marriage❤❤
Beautiful!!!
Couple iyi ndaifarira hangu.looking good munogeza mose❤
This couple yakarongeka they will go far together
What a couple.God bless
They are blessed. They will go far.
Atezvara manyama❤❤ i love the way they wrk hard
Thanks ba Taps. Couples connection ndiyo ndakatanga kuziva b4 anything else. Mwari anesu and tinotenda nekuti pakurira zvino naka izvi
I like this couple. May God keep blessing you and your families 🙏🏿
It's orivha's smile for me
beautiful and respectful young couple
❤❤❤❤❤ lovely couple, May God continue to bless your union.
Inodadisa mhuri iyi apa ichidiki
Ndebele ba Taps
@@conciliabere119 Ava hauvagoni baba huchii kuti chuu
What a blessed family! Many can only dream of what you have😍
I love their motto ❤❤❤❤may God continue to bless this couple
Keep the fire burning Mr&Mrs Mafukidze
❤❤wooooww beautiful
Gody ndiye ane yese
Beautiful couple may God bless u
God bless this young couple ❤❤😅😅 yakarongeka
I enjoyed this please 🤣🤣🤣
Ma church mate angu iwawo❤❤
Neniwo ndafara mufunge chanaka chakanaka sure
Uum they are blessed ❤
Beautiful family ❤️ muchembedzane nezita raJesu
Beautiful couple❤😍 🎉
Lovely ❤❤❤ I pray for the patner like this
Kkkkk vatezvara manyama ❤, Mwari varambe vakasimbisa mhuri iyi vakasununguka,vanemufaro kuseka kwega kwega
Beautiful.
lovely....kkkk tezvara free spirit
Hanzi naatezvara tsvoo budi😂😂...imhuri yakarongeka ine rudo nehumwari plus vatezvara can appreciate muroora wavo...God bless you all
Couple of the year, ma Afm edu🎉🎉🎉
Beautiful couple..❤
The interviewer is very good ❤😂😂
Wow beautiful couple.
God bless this beautiful couple
I really love this couple my God bless them
God bless you mhuri yashe
Mwari akanaka veduweee
I love this guys
the couple is blessed
Vana vanodadisa ava❤. Ndiko kuti marriage yakabva kuna Mwari. ❤👏🙏
Beautiful couple ever ❤❤❤
This is a lovely couple
Keep fire burning Mwari aropafadze mhuri iyi
Lovely and. Romantic.couple of the year
Wow humble Couple, Couple goals for sure❤
Awesome 🎉😅
Kkkkkk hanzi kwati kwati voti tsvo tsvo tsvo kkkkkkkkk
Kwandiydzo yoooh baba huchi makafamba shame
Such a beautiful couple and vanowirirana zvinofadza tezvara avo ndavafarira vakasununguka
Beautiful family
What a blessed couple ❤❤❤❤
❤❤❤love this couple yekanyi
😂😂😂😂 father inlaw
This is a wonderful and beautiful couple...Wekanyi wadadisa mani.
They have shown that true love exist..
Zvinodadisa!!!!
May God bless you more with your family.
Nice couple !💓
Kuti chuu kwaristu kanyi kwenyu 💃💃💃
ba taps munondipedza kkkkkkkkkk kana muchibvunza ma couples munoita zvinakidze kkkkkkkkkkkkk
Hehehede 🤗 ende munonakidza
Proud of you anhu ekanyi kwangu
couple from my church, m proud
Lovely couple indeed
Beautiful
This is a blessed couple
🎉lovely couple
Great couple ❤
Nice couple. Asi handina kunzwa Baba Taps vachiti, "kuti chuu..."🤣🤣
Very smart 👌🏻
Karanganda woyee😂
😂😂😂😂motiitisa mabayo magona chose
❤❤❤❤ Lovely Couple
Godie itsotsi aiyitira mbuya kuti vaonekwe 😂😂😂😂😂
True ane muono wemberi akatoona iri good match 😅😅😅😅
Kkkkkkkkkkk
Kotsvake imba urimuna jeso kuti tsvooo❤❤❤
Tezvara ndavafarira ava kkk hanzi tsodi haichanyadzisa kk