Extremely brilliant young Chief, he digests points of arguments quietly and his judgement is articulate, brief and sharp not the circus we find with some overzealousness Chiefs dotted around the Country!!
Hukama hwemitupo vanhu munonyanyozvikoshesa too much hant, ini as long as usina surname yangu / ropa rangu tichishare same totem kudhara ikoko hatina hukama zvachose
Munouraisa vanhu imi. Mhuri icompany here inoita human resources manager. Kana muine murume ari pamoto chete. And kana muchienda kubasa, kune basa chete kubasa ikoko.
Kuenda Kuchikoro kwanaka futi unobatsirika pakunzwisisa Nyayaa haina kutanga kungomuka yavekunzi Musataure mese ayewaa panezvakatanga kuitikaa then ndokuzopanana mitemo murume he was trying to Defend his Marriage But mukadzi akaramba kuteerera
Chief's assessors need training on how to cross examine witnesses. Asking leading questions is sooo wrong. They are bullies.You cannot expect justice to be delivered by these bullies.
Murume wase anonyenga mkadzi ndiye hure why akada munhu iye anemurume ??????shamwari kana uri munhu siya hure riende wango bata chihure chemukadzi chasara anokuuraya wangu
Wife sharing is very common these days. People chase after siblings wives, vana maiguru nevazukuru etc. Promiscuity is ripe bc of over exposure to social media and under employment. If ppl didn't have so much time to kill. These problems wouldn't be this prevalent.
Thanks a million for watching
good picture quality ...good sound ....dare racho rine moyo murefu kwete zvatoona zvimwe
Dare rakarongeka no noise plus havamhanyise munhu kutsanangura 🙏
Extremely brilliant young Chief, he digests points of arguments quietly and his judgement is articulate, brief and sharp not the circus we find with some overzealousness Chiefs dotted around the Country!!
taura hako its better organised that zvimwe zvatioona, but in general vanenge vese vane ka common character. Bvunzai one one
I like this chief for sure. Very young and looking brilliant. A good listener.
Chances are high kuti babamukuru ndivo muridzi we vana.
Poor young man, hope he’s safe because the accused doesn’t look healthy.
Old age inodaeo nemadoro aya anatumbwa
Hmmm waona chaizvo.
True
Kamudhara aka kakatanga kudanana namaininikudhara vasati varoorwaa
True
Excellent pic quality. Thanx for bringing us new chiefs. Soon tichaona tichkach atevera futi ikoko.
😂😂😂😂😂😂😂
Tichkach ane nyaya but broadcasting yake nekaG tel aisi kubuda😂
@@St-G2 Tich kach mhosva yake ndeye censorship
Tichkach ane kachief kanonzi Ngorima kasina order kaanobvisira comment section 😂😂
@@marvelouszinyemba9736 ehe ndakakaonawo
Isu kwedu babamkuru kuna mainini ndibaba bt pakuzoti shaa kuna mainini umm and nguva dzacho musango vari two ❓ ngaa
Zvaiwe zvekare nowadays wawekungohura wose
Ndicho chi Shona ichocho
Kare kapi ndosaka muchizobatirwa vakadzi
Bamkuru varikurerutsa nenyaya yekuti vagara vari mainn munin'ina vemukadzi wawo + hukama hwacho ndehwemutupo haaa pakaipa vanodyanana awo
Ichokwadi, havanyari mukoma
Good picture quality and sound. Well done
Hukama hwemitupo vanhu munonyanyozvikoshesa too much hant, ini as long as usina surname yangu / ropa rangu tichishare same totem kudhara ikoko hatina hukama zvachose
Dare rekumusha kwangu ❤❤
Mambo ava vanopa munhu nguva yekutaura rambai makadaro mambo❤❤
Sound quality and picture makumberi ❤❤
Sei aiende kwadoka kunogadzirisana hazvibudi mushe
Musabvunza vanhu verdict. Vanhu vanotya kutaura chokwadi,kugarisana muraini hazvizobudi zvakanaka.
‘ Kusvuura hwodzi hwefosi’ ndoslang ye Hurungwe yekusvira. Gorekore rese rinozviziva
Good quality pic mukarongeka kukazouya Zigo zvodhakwa
Taura hako ane kadzungu like
The most hardworking detectibe of 2024😂😂😂😂
That's the reason I like chief Makoni,he will tell you direct that munosvirana
Shaaa shaa inobvapapi apa
Nhai zvako vanodanana kakadzi kanenge karikuita zvechinzenza nabamukuru chete . Koz munhu hangangoti shaa shall from nowhere
Photographer wakakora kipi iti apu kwariti pikichasi and muchechetere wevoice thengi you
Please tell this young man kubuda hake mu relationship iyi mukadzi wake Ari kuseka kunoratidza kuti hazvina basa
Kuri kurumwa nenyoka 😅😅 veduee
Mumwe akarumwa jenge ne chiva pa Consession Apa
Munhu ano suspendwa kutaura nemumwe munhu kuti uri Human Resources here?
Munouraisa vanhu imi. Mhuri icompany here inoita human resources manager.
Kana muine murume ari pamoto chete.
And kana muchienda kubasa, kune basa chete kubasa ikoko.
@ saka munhu asi achiti saspended? Kuno suspendwa kubasa. Marriage is not a job
Kuenda Kuchikoro kwanaka futi unobatsirika pakunzwisisa
Nyayaa haina kutanga kungomuka yavekunzi Musataure mese ayewaa panezvakatanga kuitikaa then ndokuzopanana mitemo murume he was trying to Defend his Marriage But mukadzi akaramba kuteerera
Kkkkkkk human resources, une company here?
Of all the traditional courts ka iri is the best
Makamboona here dare raChief Mutasa.
@mathewmukosera9136 handisati not zvekwabushu zvisina order
Chief's assessors need training on how to cross examine witnesses. Asking leading questions is sooo wrong. They are bullies.You cannot expect justice to be delivered by these bullies.
Kahupenyu kechihure mukoma nemunin'ina hubenzi chaihwo
Mukadzi uyu anodanana na babamukuru vake zviri pachena ende vachiri kutodanana dai mukadzi uyu achida murume wake abuda pachena padare
Imba yemahure iyo siyai izvo bamunini
Mukadzi ipfambi uyo
Thank yu mambo thot yanga ichangopera pasina kuripa
Murume wase anonyenga mkadzi ndiye hure why akada munhu iye anemurume ??????shamwari kana uri munhu siya hure riende wango bata chihure chemukadzi chasara anokuuraya wangu
Dare rine order iri
Vanhu kana vatanga chihure vanoita zvivindi zvinokunda zvasatani veduwe havabvume mhosva kana yabuda
Ndochokwadiii
Ko pakadeedzwa nevana mai ava vakadii kudaira 👀☹️😎
You should have recorded this incident
Zvimadhara hazvigoni kubvunza izvi. Vanhu varikuhurirana zvavo ava😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂
Havagoni kutonga ava vanhu ava varikudanana
Anoda Shamhu uyo
Sound quality is good
Family yekumukadzi mahure vese vanochinjana varume apana zvembewu apa dewasiya tswina iyo mukoma rowora mukadzi kweye ayo mahure musha wese ndosaka cc vacho vavharidzira nyaya vachiyiziva nokuti ivowo vayizwiyita vachirikugara nemurume wavo
Tongai ane mhosva chief
Mavachatisa vanhu ava havarambani henyu
Good story teller
Mambo zii havo 😅😅
Munotaurisa baba imiiii
Kamudhara Kari kunyepa,aka
Pakusaaa😂😂😂
Sha shaa shaa
Chief mombe 3 paChishona dzinofanirwa.dzinemazota
Kana dzisina. Kuripisa inumber kurwadzisa munhu kut asazoitazve mhosva.
Baba mukuru handiti ndibaba hre pachivanhu chedu
Babamukur mukoma wemurume ndivo baba.Murume wasisi murume,vanotamba chiramu namainini chero kutoroorana
2 years akachengeta nyaya ...anogona kuuraya munhu baba ava
Takudzwa ukutotonga shuwa ndaiti its a joke am happy for you my sekuru my classmate 😂
Dare guru
❤😂😊
Ummmh bamkuru murwere APA vanoda vakadzi plus ngavanwe mapiritsi mushe kwete kujambira
Lol...violence
Nice
1 question yaifreezisa bamkuru ndeyekuti waiita sorry yei kuna bamnini,
Sister is defending her sibling
Queen itsotsi
Apa mnn biz smiling zvekutodada nabmkr chaizvo uye kupatisa sis
Endai for blood test bcoz pashata apaa chipoko round.
Vanhu vanodanana awa yaida Mambo Mutasa yaibuda pachena .
Kwai vaiti shaa shaa nemukadzi wemunhu wasingadanani naye imi ka 😂
Seni zvangu kut shaaa hakuna basa uko. Especially kuvanhu vanozivana havo
Darw iri rine order.
It's sad though 😢
Kamudhara ako itsotsi
Baba mukuru avo inhubu yemunhu chikomba cha mainini.
Kumwe kutsanangura kunodyisa nenyaya
Chokwadi zvinoda kungotaura ma many points
Zuva rese here uchitaura nhai iwe 😂
Kadhara katema kane bhachi dema kana muti mugumbo
Wife sharing is very common these days. People chase after siblings wives, vana maiguru nevazukuru etc. Promiscuity is ripe bc of over exposure to social media and under employment. If ppl didn't have so much time to kill. These problems wouldn't be this prevalent.
Bamunini vanenge mupfanha mukadzi iyo kagogodera
Makurukota asiirira kubvunza chikomba kuti waiita sorry yei, but I like the verdit. Mudhara wesutu yeblack is a proper PP, anobvunza chose
😊😂
Vanhu vekumusha kwangu chiiko hurungwe
The brother has failed to account jis movements
Bamunini maipawo mukadz zvino gutsawo hre
Hure ihure, samusha. Chero ukaripa zvemhando yepamusoro, rinohura chete
Ndozvirikuitwa mukadzi wako @tafadzwangamurani3468
Vamwe munodhuva kugumira pamvuma muchifanira kuenda masvingo
Kana usingagute ipa murume gupuro uende kwete kusaguta wodya kuNext door urimumba memunhu
True @@TariroEmelda-yv5jq
Ngabhadhare kuti Shaa kumukadzi wemunhu
Kuti shaaa hakuna basa uko. Shaa kureva kut shamwari. And ava ndimainini kuna babamukuru mudzimai and ushamwari.
Haisi nyaya.
Bt pakuzodhonzana vachibuda kuenda musango manje...zvabva zvadhakwa. Yaaimwe nyaya iyo.
@shingiraitrevormboto2105 are you still a zanu member?
Bmkuru makaramba muchidai iiiii murikuisiwa demo
Siyana naro hure irooooo
ndokutonganuku not zvabushu anoita kunge anofunga nepakati pemagaro.
chief bushu uri dhodhi
Chief maStones ava ndevekupi?
Unonyanyopedzera nguva mukutaura saka mukadzi akakwakuzwa urimboko siya mukadzi adiridzwe garden zibenzi
Haaa zvimatare izvi zvinofanira kumiswa. Mambo ambotanga ataura zvekun'anga, change akutaura mombe 3. Mukadzi aramba saka evidence iripi?
Why did you change your logo Manas?
Its called improvement 😅
Mai ava varikungoseka havasi serious
Madhara Aya haatonge chinhu kunyanya vane cream suit zero zero chaiyo
Yaaaa waona maonero andaita chaiwo too much speed +dzungu 😂
Bamnini makamhanya hamuna evidence dai makapa vanhu tambo refu maivabata
Evidence yaitozoda anyatsorarwa murume akatatisa hanty?
😂😂😂😂😂
Mambo ndozvo mombe 3 once zvaendwa
Guhwa rinobvunza pajekerere kwete chihwande hwande.Babamukuru vakadii kubvunza munin'ina wake naamainini navanhu vaitaure?Dai vakaita izvi vakavaka imba yavo neyomunin'ina.
Aaa mungati hapana umboo asi vaviri ava vanodanana
Kumhondoro ngakuendwe
Taking too long to narrate his story
Achitaura zvema 120 or 140 mitres, 🤣🤣🤣🤣🤣
maiguru itsotsi iri
Hakuna Queen vakadai 😰
Vatongi vedzinyaya
babamukuru haisi Mhofu iyo ndiMhofunyamudufu
Mkoma vako vanenge vakatanga kutodya bota iwe usati wamuroora mkadzi wako uyo