Baba vane Magirazi avo imhondi iyo vanofanira kunge vachitopika ku Jeri chaiko bhinya iro who does that shuwa dai ndirini ndakaurawa ndaivapa mutongo wakakurisa dhemeti bhinya
But mwana komana arwisa Kingi mumhepo kuti akwanise kutaura kuti ndini Paul asi Kingi arikundisunga, welldone zvawataura izvozvo its enough nyaya yotoyenda mberi from now
@marysvoto2283 ndasekerera fani aaah ndandichisvotwa richizhinya ,that boy is suffering munhu oseka ,chero zvikanzi iguka help him kaa asiye sezvo murimi anababa nhai
Zimurume iro ririkusekeyi mazizino akati nyena mwana achirwadziwa
Anema girazi uyo zvirikutomuitira funny arikusekeyi , why vanhu vachitora hupenyu hwevanhu vachihuwomesa kudayi hazvifadzi kana kusetsa iye ega ndiye arikunakidzwa dare rese rakanyarara 😢😢😢why achidaro mkuru uyo 😢😢😢😢
So sad, uyo KINGI akatsipika mufi kuti asataure.
Ndopaunoona akuti anoda kuripwa mombe 50 onzi aewa dzakawandisa ita unoda 20😢
Ndiye atorinenyanga pakutsipika uyo saka mazwi asirikubuda
Regai zvichinzi babamunini havasi Baba vako ,shuwa the boy is suffering umwe arikuseka ,
Tichati guka ,tichayeuka nyaya yaSimba here wekugwesha uya
Tsura hako
Taurai zvenyu Simba akkazoporera kwa Tasvu now atove mface bhoo but zvainzi anozviitisa
😂😂😂😂😂😂kuzhinya kuya kwaperaka wanamwa mbama
Baba vanemagirazi mazizino enyu anenge enjiri murikusekei ipapa ,chii chirikusekesa the boy is suffering 😢😢😢
Ndoosaka arohwa ndiye arikutsipika mufi
Vanoda kukwapaidzwa futi
@patiencechimwanda1204 sure mwana akutambudzika uyo vaunenge uchiti anababa vachinyenama kuseka,
@@A_JM585 imagine
Akomaana, ngozi dzakupinda mudare umu ndedze mhando yepamusoro, champions league yengozi yavekutambirwa mudare umu 😢
Madhara imi munoziva nyaya dzenyu bt makungwara ngwara ngozi haingarovi mahara, hamurwadziwi nempfana uyo kubuda ziya achiedza kutaura apa mamuvhara kutaura kwacho musaita soo mhani
Apa iro kungo nyenama mazino anenge mbamgo dze varoyi
Ngavaende kwaTasvu vaone magirasi haabatwwe here.
Baba vane Magirazi avo imhondi iyo vanofanira kunge vachitopika ku Jeri chaiko bhinya iro who does that shuwa dai ndirini ndakaurawa ndaivapa mutongo wakakurisa dhemeti bhinya
Yebo yes ngaarohwe magirazi hanzi iguka ndiye mhondi
Anoda kugurwaa zvizino izvozvo muroi wechirume nxaaa😢
Uyo wwmagirazi anoda ndandi woisa bhaudho worova msoro then kuseka kunopera
😂😂😂😂😂😂 aaaaah ndaseka ini
Akafa achidzipwa uyo akafa atambura munhu ari kubuda apo uyo
Plus kutsipikwa vanhu vanoshereketa veduwe sure uyu akafa achitambudzika kani
But mwana komana arwisa Kingi mumhepo kuti akwanise kutaura kuti ndini Paul asi Kingi arikundisunga, welldone zvawataura izvozvo its enough nyaya yotoyenda mberi from now
Baba avo varikusekei ndiye Kingi wacho here? Kusaremekedza Mambo ndosaka. Musanongedze Mambo kani imi. Pane chinosekesa here ipapo? Pane akusunga kuti ngozi isataure. Shame munhu anetsekanuyu. Kuzodikitira kudaro🤔🤔 Shame shuwa. Ngozi ngaiuye naSekuru wacho arikugadzira.
Mukadzi wangu muNdebele zvese zvengozi izvo havazvizive ba, same newarungu so mubvunzo ndezvedi ere izvi
Yaa, I sometimes wonder why isu tanyanya kuita special in these matters
ndanga ndichitombodawo kuti iguka but mbama iyo haibvi kune munhu akadhakwa. zenya iro rabva riine support yemunhu akafa chaiye. vakuru avo vatsemurwa nechipoko dai mavarega vapihwa yechi2 or 3
mambo mutasa muvhimi wengozi nenhubu dzapedza wanu motambura henyu chingoshingai mambo wangu Dot mukotsajira nganyeapo arimo makare mwahomde
Nyaya yekutadza kuisa topic mudhara 😂😂😂 usadaro
Magirazi muroyi
100%
Kingi ndokuti King vekwaNyahanana pagomo paMatengambiri apoo
Mambo vanofanirwa kuita action munhu akatsikwa uyo ngozi yakavharwa hayikwanise kutaura
Anga achizhinya nguva yese dai anyatsopiwa chematsenga nzungu.
Shumba yeNgozi sekuru Tsoka Mukotsanjera
Asi imi baba menge muchingoseka mwana wehama yenyu achinetseka kudaiso. Dei mwana ari wenyu muchit iguka here?
Taura hako
Wanga wanyanyisa kungozhinya zhinya kunge nyin'inya. Wagonekwa kupiwa gwama
Good ratambidzwa good mbama ,dai mambo mangoriripisa remazino iro
Zenya😂
@marysvoto2283 ndasekerera fani aaah ndandichisvotwa richizhinya ,that boy is suffering munhu oseka ,chero zvikanzi iguka help him kaa asiye sezvo murimi anababa nhai
Dai adzipa huro
Apa Mambo varemerwa nemuchinda anga achinyinura uyo.....
King Nyahanana usadaro home boy!!!
Mabhinya aya dai muchimaendesa ku Jeri mambo Mutasa
hakaka famba nayo karanganda toida kusvika kwainoperera inogona kuperera kwa Tsoka futi iyoyi, nhau dzakadai hadzidi kuita dambe nadzo, mhepo inobuda sekutamba vakadzidza zvavo vototi mutoriro, guka nezvimwe asi mukazomboti ngatipinde pachivanhu manje aaa...! mutanga kufumurwa nemhepo yeguka iyoyo
Mambo mutasa munofara here
Murimupfumvu nenhau dzewanhu mmmm mwari ngaakutunamirireyi
Anorwa nengozi handiti anga achiseka so mambo muripisei
Taura hako anoziva zvaari
Zidhara riri kuseka iro..ririkuti anonyepera
Apo ndiro zimhondi
Magirazi anechekuyita zviripachena wani cy arohwa mudaremuzerewanhu
Mwana uyo arikuvharwa kuti asataura
Ndazwisisa paazotaura wemagirazi ndanga ndatomuisa pamasuspects angu but for now ndamuclear until proven guilty sezvataurwa namambo senator Mutasa.
Magirazi ishiti yomunhu
Murume uyo mudhafu unosekei mambo asingaseke
Ane magrass ndiye anenyaya sei achiseka
Magirazi achabatwa
Kana baba Taps vatoshayawo caption . magirazi ayo ummmm
Uyo murume ane shirt chenab azopfeka magirazi uyo haana hunhu. Haakodzeri mudare ngaadzingwe next time
I mhondi kaaaa
Kutaura arikuda but arikubatwa
Mhondi dzakaoma ,kumubata mazwii mwanakomana zvinosiririsa
That was a good one 😂😂😂
Kkkkkk
Ndaiwepo🎉🎉
Vaonera kumwe tokumbirawo mupfure ,manga manuka sei.
Zvengozi izvi ma1 sure
Magrazi anoda rushamhu
Kingie sunungura munhu
Uyanyanyisa lobaba uyahleka what is funny yinja lobaba ngumthakathi sengathi angafa laye sathane womuntu demon.
Sake raiseka rinoziva zvarakaita
Kingi kingi how many times did i call your name
Hanz naKingi iguka.
Uyo murume arikunakidzwa neyi?arikusekei?
Nhayi hanzi guka even riri guka zvosetseyi mwana achirwadziwa kudaro
Vanoipedza Vamutasa kudherera kwakupera
Kkkk pakaipa apo
Magirazi anoziya nyaya
Akangwarisa nhema mufunge ibhinya chairo
Zvimwe zvinhu its best to seek medical attention than seeking devine intervention.
😂😂😂I😂😂😂iwe ngozi inoda medical yekupiko vanhu makurasha chivanhu
Chii shuwa, medical attention!!!! Watumwa naKingi here to say that.
Magirazi imhondi arikuziya nyaya yake shit yemunhu
Kingi kingi kkkkkkkk
Ndavepo karanganda ❤❤❤❤❤
Taapo merry Christmas everyone 🎉
Edward kkkkkkk
Mumhuribukangoita seunekamari vari kutambura vanotanga kunongedza iwe.
Tiripo kare pano