@@fortula.tichwagoramuog8784 to those who come from Gokwe we do not hv to be offended patonzwa ichishorwa coz vazhinji vevanoishora vacho havasati vatombokusvika,,, yet Gokwe is even better than other places in 🇿🇼
But guys we claim that we are bota family but from what I see here is not clear to me,, you found out that a lot of people are watching the show but only few people liked and commented 😢guys lets support Mr DNA man let's show him some love ❤❤❤
@constancemabhonga1339 taura hako 💯 couldn't agree with you more but problem ndeye kuti these folks still think they can beat the machines forgetting that you can't fake genetics😊.But Gokwe yagara hayo ichingo shuta all the time,and perhaps if possible couples should try and go together kunenge kwawanikwa basa and try to avoid staying apart for extended periods of time coz munhu akangoita nzara ye bota chete the temptation to stray is high on both sides and with those beads aMoses I wouldn't be surprised kana kujoni ikoko kune mukhosa anekamwe kari ikoko,just going by what we hear muma streets e Whatsapp kuti vakadzi vekumuzanzi vanofarira varume veku Zimbabwe 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 and the way Moses was sweating fesi yake inoratidzackunge munhu anofarira bota zvemhando yepamusoro,sorry kana ndatuka,but this episode was something else.Being faithful and truthful will save you from a lot of problems plus there's no smoke without fire so those rumours going around the farm,people are not dumb vanhu vanenge vachiwona havo,Phillip angaxanyura😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂,but kunama akanama hake even though he refused but he used protection to avoid problems and I don't think he will ever look at another woman the same way again coz unozadza danga nedze kungo pomerwa😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂.😊
18k views 1k likes chii nhai hama dzangu why don't we support this good cause ye DNA platform. Let's support our DNA man he is doing great work above and beyond vamwe vachitoitirwa pachena no payment..let's be grateful bota family and like and share❤❤❤
Ini hangu I only like videos i want to keep,i hate having to save to watch list 😂So i like videos i want to access easily.Saving is alot of work when you can simply like
@@memoryncube8391 hapana anzi its by force utoriwo nezvinokunetsa that is why you are trolling on my comment. Handisini ndakakurambisa nemurume😝Vanhu vasiri murudo vanogara vaine stress depression yoga.
Eloquency iripo zvayo asi sense pakupindura mubvunzo hapana. As far as I know vana Mugabe avo havanyepi zvavo, particular as Mugabe the Company owner; coz akangobatwa chete anyepa Company yanyura. And, I can tell you kuti those guyz havaendesi maSamples kumaLaboratories anozikamwa nema Customers. But no system is foul-proof anyway. Asi zvingatoitwa nemaWorkers; but at a very-very high risk. Ukangobatwa ijeri straight!
@@innocenthapazari8699 no did not watch yese dear..handina kuzoona kuti zvafamba sei kumberi..was just commenting the way yaarondedzera nyaya pekutanga kuti unosara usina mubvunzo..will finish watching.
maya kana vakadziwo vanoda bonde sekuda kwatinoitawo varume. Anga agarisa murume ari Joni. Haisi mhosva kana . Ma feelings anobata munhu wese. Lets be realistic and fair
@@johannextivatyi6893 i think newe Uri hure futi nekuti hapana ungatafza kuziva baba vemwana chero Uchida bonde worara nevanhu vese avo you still call that ma feelings iwe ita mushe kana usina nyaya nyarara ubvise chi hure hure pauri duzvi remunhu
@deempala1163 kkkk hapana percentage inoitwa nyangwe dai vakadya nokuti its paternity test not relationship test Paternity nongori ne2 chete 0% and 99,999
Your relentless dedication to DNA testing profoundly benefits society, providing clarity and justice. Your work's impact is immeasurable, and your service is deeply appreciated. Thank you, Bota Family and Crew, for your invaluable contributions.
There must be certain unwritten laws that must be applied is such cases ,, Mkadzi kutamba nevanhu kudai anofana kurohwa uyu anotaura ,, mwana ndiye waari kuitira utsinye
Thank u so much Mr Mugabe ...makasvikawo nekumaraini kumayahwe uko . Ramabai makadaro chokwadi chichibuda pachena . I salute dread !!! ...akazvibata kusvikira chokwadi chabuda pachena . Kamukadzi ako kapenzi chaiko . Ko dei Philip akatemwa nedemo nemhosva yaadingazive shuwa
I think government ngaingoisa mutemo wekuti mwana achizvarwa ku DNA straight mukadzi uyu very stubborn nxaaa bt na Philip vakadanana zvavo woti uripfambi woti hustubborn kuda kuzoshungurudza mwana mukukura
Very stbborn,airamba achitenderedza vanhu achiti ndakadanana naphillip omboti hatina kumbodanana.kambwa ako..Leo is not even th father babamukuru vaati ndivo vaiuya kuzondiona chete vaakaoneka akuenda vanogona varivo muridzi wemwana or someone ari related nababaGladys...zvaLeo inhema akuda kupedzera vanhu nguva chete achinyepera kuzungaira
Thumbs up to this Chief kwete dzimwe mboko dzatimboona dzichitonga nyaya vanotuka nekutyisidzira vanhu. Thank you bota Family, we are behind you always
IMHO mwana ndewe makunakuna and i suspect mukoma waPhillip or his father since she lived with the in-laws. When she left for her parents she told Phillip’s brother. She didn’t even call her husband about it. So ipapa pane nyaya.😅 Please Mr Mugabe test tezvara vake mukadzi uyu and the brother-in-law.
Mambo Ava kutonga kwavo havagoni havo vanogoti Philip adzorerwe zvakashandisa sei iye akarara nemukadzi wemunhu anotofanira kutoripaka becoz hayisi nyaya yekungoti mwana chete but chipfambi kudanana nemukadzi wemunhu
Mai Gladys confessed wani pavabuda nemadzimai paya vakati she never had a relationship na phidza but because vanhu vaive vatofambisa guhwa rekuti ndonodanana naye ndosaka ndati ndiye baba vemwana asi munhu wandaidanana naye ndi Leo ngilazi
If you are watching this DNA show in 2070, just know that me and the other 99 were the saddest generation of our times, and finding true love was the part hardest part of living .😢
Chief makavaka henyu court number 1 pamachief ese andaona if you agree with me siya like 🎉
Gokwe inongosekwa yet it's just like any other place in Zimbabwe.A lot of people don't know how diverse Gokwe is!🇿🇼💓🙏🏿
@@fortula.tichwagoramuog8784 to those who come from Gokwe we do not hv to be offended patonzwa ichishorwa coz vazhinji vevanoishora vacho havasati vatombokusvika,,, yet Gokwe is even better than other places in 🇿🇼
Inosekwa nani ane nzvimbo yake yaakagadzira pano pasi, vese vanoseka nzvimbo vakadzungaira zvisingaite
Makamboona chief mutasa here? Arguably the most learned chief in the country
ndisu varanda vaMambo Chireya tine court iyoyi
But guys we claim that we are bota family but from what I see here is not clear to me,, you found out that a lot of people are watching the show but only few people liked and commented 😢guys lets support Mr DNA man let's show him some love ❤❤❤
That's true
Chakakosha ma views
Vakawanda vanoona live streaming
Tinashe is full of pride, akanyimirei vana vaya ma results avo?
Try kuuya kulive
Ndokumbirao minamato yenyu hama dzangu. I'm going through a rough phase 😭😭😭 maita basa
All will be well hama, namata Mwari vanokunzwa
It is well my dear. No situation is permanent, this too shall pass
Waita dambudziko rei tinamate nezvazvo
Uripi
Waita sei dear
To us who are becoming addicted to DNA shows 🎉🎉🎉
Who else again agrees with me kuti kuruzevha kune moto 😂
@constancemabhonga1339 taura hako 💯 couldn't agree with you more but problem ndeye kuti these folks still think they can beat the machines forgetting that you can't fake genetics😊.But Gokwe yagara hayo ichingo shuta all the time,and perhaps if possible couples should try and go together kunenge kwawanikwa basa and try to avoid staying apart for extended periods of time coz munhu akangoita nzara ye bota chete the temptation to stray is high on both sides and with those beads aMoses I wouldn't be surprised kana kujoni ikoko kune mukhosa anekamwe kari ikoko,just going by what we hear muma streets e Whatsapp kuti vakadzi vekumuzanzi vanofarira varume veku Zimbabwe 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 and the way Moses was sweating fesi yake inoratidzackunge munhu anofarira bota zvemhando yepamusoro,sorry kana ndatuka,but this episode was something else.Being faithful and truthful will save you from a lot of problems plus there's no smoke without fire so those rumours going around the farm,people are not dumb vanhu vanenge vachiwona havo,Phillip angaxanyura😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂,but kunama akanama hake even though he refused but he used protection to avoid problems and I don't think he will ever look at another woman the same way again coz unozadza danga nedze kungo pomerwa😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂.😊
kuri kudyiwa bota risina dovi
@@mitchelmako1461😂😂😂
Moto chaiwo😂😂😂
Kwakanyanya mabush kumamusha meaning more opportunities for bota risina nadovi kuti ridyiwe 🤣🤣🤣
Yaaaa chinonzi mukadzi surrendi 🙌 poor Firipi. Kuri kutemwa nedemo naDread đeno akatofira mahara.
Asi zita rake rakabuda sei
Pane nyaya
@@tafirenyikashylet4707haiwa bota akadya hake ASI vanga vakawanda
yaitoita ngozi....
Blah Phidzaa bota vakasundaidza zvavo asi Havasi vakamitisa havo
Bla Phidza vanga vachiziva munhu akamitisa asi kuti vataure vatya kuti pamwe anogona kuzobuda asiriye zvekare 😂
Dread is a great storyteller. Amai ava vandizadza nehasha mhaaaaani!!!!! Nxaaa
Vanhu vakadai vanoda mboma anoda kunyatsorohwa aaah chii chakadaro
Chero neni nxaaaa
Kushota rumamiso
Kari stubborn kanoda kurohwa
Vandibhowa njani nxxxx
18k views 1k likes chii nhai hama dzangu why don't we support this good cause ye DNA platform. Let's support our DNA man he is doing great work above and beyond vamwe vachitoitirwa pachena no payment..let's be grateful bota family and like and share❤❤❤
ha vanhu vakaoma vangu ndogara ndichidaroo
Ini hangu I only like videos i want to keep,i hate having to save to watch list 😂So i like videos i want to access easily.Saving is alot of work when you can simply like
Azvimanikidzva kkkk data nderedu
@@memoryncube8391 hapana anzi its by force utoriwo nezvinokunetsa that is why you are trolling on my comment. Handisini ndakakurambisa nemurume😝Vanhu vasiri murudo vanogara vaine stress depression yoga.
Ha mataura point zvenyu mukuru wank
Andaimboziwa kuti ma rasta anonzwisis kudai .........my brother you are a man👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏
Shuwa rasta munhu bho nezvaari izvoo unorohwa ukafa
We can't even fast forward today 😂😂
DNA test must be now mandatory at birth.
I agree to that munhu haafaniri kubuda muchipatara B4 DNA
Sure
It's a fact
I agree with you
Sure
Ndini ndega ndikuona tuku na jah prayzah here
I like the way Dread is explaining the issue..he is very eloquent.
Eloquency iripo zvayo asi sense pakupindura mubvunzo hapana. As far as I know vana Mugabe avo havanyepi zvavo, particular as Mugabe the Company owner; coz akangobatwa chete anyepa Company yanyura. And, I can tell you kuti those guyz havaendesi maSamples kumaLaboratories anozikamwa nema Customers. But no system is foul-proof anyway. Asi zvingatoitwa nemaWorkers; but at a very-very high risk. Ukangobatwa ijeri straight!
@@innocenthapazari8699 no did not watch yese dear..handina kuzoona kuti zvafamba sei kumberi..was just commenting the way yaarondedzera nyaya pekutanga kuti unosara usina mubvunzo..will finish watching.
Pfambi yema Koko Shem 😮😢😢😢
maya kana vakadziwo vanoda bonde sekuda kwatinoitawo varume. Anga agarisa murume ari Joni. Haisi mhosva kana . Ma feelings anobata munhu wese. Lets be realistic and fair
@@johannextivatyi6893 so ngaachipa mwana kuna baba vake not kupomedzera munhu asiriye.
@@johannextivatyi6893 i think newe Uri hure futi nekuti hapana ungatafza kuziva baba vemwana chero Uchida bonde worara nevanhu vese avo you still call that ma feelings iwe ita mushe kana usina nyaya nyarara ubvise chi hure hure pauri duzvi remunhu
@@johannextivatyi6893hatijustify chihure zvakadaro, chero ukaita mafeeling kana murume wako asipo haapo hautore weumwe,kana zvichimukunda ngaaende nemurume joni kwacho,kutomuudza kuti handisare handikwanise kugara kure newe,kwete zvechidhikondo zvaanotiitira izvo
Cheers to us who like before watching ✨✨✨✨✨♥️♥️♥️
Big up Rasta man you did explain very well but kamukadzi ako katsotsi
Mai irikushota rumamiso iyi
Anopisa hasha
Gokweeeee woyeeee has got a diginity chief. Chinobhowa mai ava vari rude havabatsirike vakadzi hatiregei kuhura .mai ava vanoziva muridzi wemwana
Mai ava vanenge vakamitiswa nehama ava
Mukoma vemurume haasi iye here muridzi vemwana.
@@tapiwabshonhiwa3275murume akati hatina hukama asi hamuna kupedza DNA
@@RestinaTambandinihaisi hama asi hamuna kupedza
Dread manga muchirova nemonemo haa chipo chetsananguro munacho, chigerai bvudzi muite henyu Madzibaba Moses 😂😂😂. Kamukadzi ako kanenge kakakurira kusina mushamhu nxaaa zvana zvinokura zvichirohwa neshizha remuriwo werape zvine mukonyo. Ndibatei ndisati ndakakwapaiza kamkadzi ako😂😂😂. Thank you Mr DNA man. Rwendo rwuno manga muri kumabiyedu kwana Yahwe kwaSireya kwatineja manyenya 😂😂😂. Vakadzi haaaa munozvinyanya, kungosiiwa pamba 2 minutes motosara muchipakura bota zvekubva maparira chikomba negwatsvira 😂😂😂😂.
True. She lacked a mopani wipenyana.
Mwana ndevababa mkuru why kuoneka bbamkur usingamirire murume wke
Dread manyama
Apa kuzodikitira kkk i think akarohwa ne mamba
Girlie ibhishu sick
Kunyepa zvese xaaa
Dread mukadzi rasirai mu bin imbwa dzinhonge
Thanks Mr TM makato koshera
Asi chief ibota zvaro ...kutonga havana simba
No
Vaiva pamurunguziva 🤣🤣🤣🤣🤣
Aizvee.mwana ndewaani
Mai vanodherera dare ava ngavarohwee
Vakushaya shamhu🤣🤣🤣
Pamwe team rese ririmo umu rakatlawo bota
Kabhichombhi kemuVillage.
The way rasta is sweating ka anogona kurohwa ne stroke 😢
😂😂😂😂arikutsva ngabvise jackert
Kkkkkkkk haaaa my gender l surrender
Thank you mkoma Rasta makabata nyaya yenyu nehungwaru hamuna wamakarova
MaZimbo munondishamisa hamudi reality shows here asi zvinongosekesa kana zvinonyadzisira ndozvamunoita like. Tisadaro like this .
Ko imi mabatikana nei hantie ma views vanenge vamawana .
Motaurisa, we have our own lives and issues
Phillip akadyawo bota but not in the conceiving month...mukadzi uyu ayipa bota vakawanda including babamukuru vacho
Philip haana kudya watercraft here zvaataura ari mukitchen paazotaura munhu chaiye wenhumbu
Aiwa azopupura chokwadi chake chese hanzi kana kutodanana naye Phillip wacho haana
Bamkuru must be tested
@deempala1163 kkkk hapana percentage inoitwa nyangwe dai vakadya nokuti its paternity test not relationship test
Paternity nongori ne2 chete 0% and 99,999
Ndinotenderana newewe mwana ndewabamukur
A reasonable king, who is reserved at last.
Thank yu Tinashe neDNA program chokwadi varume vaifira mhosva dzisi dzavo,mukadzi uyo ngaataure chokwadi kwete kupomera vanhu mhosva
Munofanira kutonga nyaya idzi chief mune mboma yekurova vanotambisira dare nguva
Kkkk kkk
Taura hako vanoda kurohwa zvose nevabereki vake musikana
Pandazoseka ndiri manje. Kazi usazodaro😂
Taura hako ah nxaaa kamukadzi kandibhowa zvisingaite kanoda kurohwa kupedzera dare nguva
@@josephchenjerai1075 vabereki vake vatadzeyi nhym paakangaa achiita chihure chake ayiwe kumba kwaakaroorwa, saka maida vaitewo sey, vaizvionerepi kut mwana arikujola iwo warikumba kwavo, musangopote muchipa vabereki mhosva nguva dzose nepavasina kukanganisa mwana kana atowe over 18 atowe adult aaakuziva chakanaka nechakaipa, varikutorwadziwa baba vemusikana uyu, havana mufaro kana rinopisa harisikudyika, haisi mhosva kuve mubereki venzenza nekuti vakuru vakati hura mapako hunozvara mbavha nemuroyi
Your relentless dedication to DNA testing profoundly benefits society, providing clarity and justice. Your work's impact is immeasurable, and your service is deeply appreciated. Thank you, Bota Family and Crew, for your invaluable contributions.
Mwana ndeva babamukuru
Ndazvifungawo ini. Amal ava vataura kunge vaiwirirana navo ndosaka vakavaoneka
Havasi babamukuru nekuti pangadai pane 80%
Ndichokwadi
@@dambudzomudyabhunu9474 DNA haidaro
@@dambudzomudyabhunu9474no paternity inongova zero as long as vasiri baba , relatedness ndiyo inoita ma percentage ayo
mambo Chireya thumbs up 👍🏽 vanoziva kutonga kwete zvimwe zvatinomboona
Chief Nyamaropa kopengewa😅
And Mambo Mutasa as well.
@@CleverManatsanachigodora number 1❤❤❤
Dread is an understanding person kungoisa hake maBeads but munhu aribho zvekuti
Kanodherera kamukadzi aka Chief varisoft ava
Pliz be patient nhasi mr Bota musaenda nemaResults ka imi zvamakaita.Nhasi tokutumirai Support Unity
Kkkkk abuda 0%
Which episode is that, I think I missed it
Anoonerwa Tinashe Mugabe.
Machinda amambo batai amai awa muwaise panofamba masvosvo emhamhatsi...after that mobata movarikita zvekuti nechitirobhooo because varikutambisa nguva zvese ne dare
There must be certain unwritten laws that must be applied is such cases ,,
Mkadzi kutamba nevanhu kudai anofana kurohwa uyu anotaura ,, mwana ndiye waari kuitira utsinye
Ndabvuma kuti wana JAH MAN /dreadman/dreadlocks hawazi wese wanorowa hashishi wobva warasika direction ....there are great man on earth fulstop
Thank u so much Mr Mugabe ...makasvikawo nekumaraini kumayahwe uko . Ramabai makadaro chokwadi chichibuda pachena . I salute dread !!! ...akazvibata kusvikira chokwadi chabuda pachena . Kamukadzi ako kapenzi chaiko . Ko dei Philip akatemwa nedemo nemhosva yaadingazive shuwa
Choice dzatinoita vanhu kadzi so
This guy deserves an Oscar arikugadzirisa nyika Chokwadi keep doing the good work Mr Mugabe
ln love with this show
KaHURE kudheerera Dare, akarara nemunyarikani possibly Baba vake
😢😢
Woti une stress yemabeads emusoro wemwana woita futi emusoro wababa aaaaaaaah.
😅😅😅😅
😂😂😂😂pakaipa
😂😂😂😂😂😂😂 iweka
😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂
Sei mambo ava vachijairirwa soo 😢
Mai iyo hustubborn hwavo ndehwe dofo chairo risingafungiri mwana and her family
Mr Mugabe to the world ❤❤❤we love you
37:55 manbo musatyiswa ratidzai power chairo kumunhu uyu ...stand chief stand
baba vebenzi Havana mufaro musikana arwadzisa baba vake
Kunyadzisa chaiko zvenyu
Kurwadziswa nekunyadziswa zvese. Zvakaoma
You doing a great job tinashe
Dred zvamukunda abva ati ziya nyakata
Mbanje
😂
😂😂
Kumira sandi nyore kikkkk
😂😂😂😂😂😂😂
Haaaaa Bota Family ikugadzirisa nyika ....... Thanks Mr Mugabe and team
I think government ngaingoisa mutemo wekuti mwana achizvarwa ku DNA straight mukadzi uyu very stubborn nxaaa bt na Philip vakadanana zvavo woti uripfambi woti hustubborn kuda kuzoshungurudza mwana mukukura
Hamuna kupedza DNA akataura ega paakambobuda panze kuti Phillip handina even kudanana naye
Muri matununu evanhu.Kungwara here kuramba tsika dzenyu.Makasvika kusina vanhu here.Saka makurwaravzvisingarapike!
Bamukuru vakaonekwa pane nyaya
Taura hako y was she comfortable kuvaoneka
But if bamkuru is the father ingadai here pama results aDread man pasina kubuda some percentage of relatedness 😢ndakanganwa biology
@@bridgetsibanda8051no still it was going to be zero percent because they were doing paternity tests not relationship tests
@@bridgetsibanda8051this is paternity test not relatedness. Even matwins it will show 99.9 for the father and zero for the one who’s not the father
Bamkuru Havas coz DNA ringadai rakabuda rine zvimwe zvimapecentage just to show they are related
Bamkuru ivavo bhudi varasta ndivo baba mukadzi uyu ngaataure chokwadi 🎉
PaGokwe ndoparirikudyirwa bota
Chief avo ndavafarira chaizvo. Vanotonga nyaya yavo vakapora zvavo. Havana hasha.
Nhasi ririkukwata rasta varikunyatso rondedzera .toridya kwaedza
Kkkkk taura zvako
Zvakaoma veduwe
Chief is calm and organized
Munhu akagara pasi kuisa ma bids mumusoro umo Mwari ave naye shuwa kuisa zvinyadzi kudaro 😂😂
😂😂😂😂😂😂😂
It was his 3yr old daughter 😂😂😂. Mwana aitotamba hake nemusoro waDaddy vake
😂😂😂😂
😂😂😂😂
@@Nakathabotaura hako 💯 that's a plausible fan theory 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂.
❤❤❤❤much love father bota
Nhasi andina comment hangu....ndongoti maRasta ehoyiii kkkk ayas
Varume ngavaende ku New Start
Aaah chikadzi icho chiri stubbon
I don’t think mukadzi uyu ari stabborn but Moze Baba Gladys ndivo vakamuisa pa fear I suppose
@@Gono77 Ari stubbon mni chii chaaitadza kt mwana ndewa leo achibgopikisana nezvisina basa
Aida kupiwa mucheka wembama aitaura chokwadi chituta chemunhu kunyepera kungwara ngwara semunhu ari kuchera nyoka zvenhema
Very stbborn,airamba achitenderedza vanhu achiti ndakadanana naphillip omboti hatina kumbodanana.kambwa ako..Leo is not even th father babamukuru vaati ndivo vaiuya kuzondiona chete vaakaoneka akuenda vanogona varivo muridzi wemwana or someone ari related nababaGladys...zvaLeo inhema akuda kupedzera vanhu nguva chete achinyepera kuzungaira
Thumbs up to this Chief kwete dzimwe mboko dzatimboona dzichitonga nyaya vanotuka nekutyisidzira vanhu. Thank you bota Family, we are behind you always
Chigodora! Iiiiiiii circus chaiyo 😅😅
what a clever trick
Good job camera man .. camera .....mumaziso chaimo 😂😂😂😂😂😂
Sure.Keep it up Mr DNA.
Chii hat icho chakapfekwa na Amai avo ndechema stubborn...akuna hat yakareba kudero😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
😂😂😂
Kkkkkk
😂😂😂😂😂
Kureba kunge chidziiriro chakashandiswa
Ngasungiswe muhure uyo deformation of carector
Defamation
Ma spelling matikuvadza kuno
Wooow, my Chief
Ndangandazviona hangu kuti chaka mitiswa ne hama chi mskana Ichi....nyika kumawere🙌
Ndinoda wangu wekuMaruzevha handingawane wemudhorobha....Singing hangu...MaWife material manyama🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Mahure vakadzi vekumamisha ava...unoona kufarira kuemda kumba ma Christmas kuti vawane kuvatana nema boyfriends avo ekumaraini😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 usadarozveee mudikani
Akamitiswa nabamkuru vaya vaiuya kuzovashanyira 😂😂😂
Mwana ndewa babamukuru
Ndambozvifungawo😂
Let me give a like before l watch ❤❤❤❤❤Gokwe my home so happy uko kunedzakawanda manje kkkkkkkk 😅
Bota family let's gather here
Nope Tinashe akuti dyairira
Well done mambo chireya munotonga zvenyu
Kahure kakadzi ako, ndofunga mukoma we murume wake ndivo muridzi wenhumbu
Ndizvo ndafunga nokuti ndivo vainoona madam vakaudzwa kuti ndakumboinda
Koinge ati ndi Ngirazi wani, hamuna kugutsikana?
Yaah ndivo mkoma vakadya bota
True
Mukoma va baba Gire ndiwo vakadya bota
Vanhu ngavagare pasi kana vachitongwa mambo wangu vamwe vacho vachembera
Kurebesa huro kachinyepera Phidza nhai 😂😂😂😂 nekungwara ikoko wotadza kuziva muridzi wemwana here kkkkkk kwayi mwana atoshaiwa baba kkkk azoti ndiNgilazi
Kunyepera kudzungaira kapenzi kemai
Ostrich
Philip akadya apona neburi retsono chete😅😅😅😅
@@priscamazoe694 gegegegegegege even my husband said so 🤣🤣🤣🤣
Ngarohwe anotaura chivindi icho ngechehure bba emwana achamazii ngataure ese akasara nawo
Vakomana vejoni vaye vazviita zvekare ,mabeads ayo mumusoro huye bodo 🙌😂😂😂
Imagine
😂😂😂😂mukadzi angatadze kunyengesa pakadai nxii
Waakawoneka achiti babamkuru ndiye muridzi wemwana uyu
Vanoda kumamiswa pafeya 🤞🏾
Vakadzi I secret here amana 🙌🙌🙌🙌
Maybe mai vakadya bota nanababa vakawanda saka havachaziwi muridzi
Murume ane respect nemukadzi chireshe
IMHO mwana ndewe makunakuna and i suspect mukoma waPhillip or his father since she lived with the in-laws. When she left for her parents she told Phillip’s brother. She didn’t even call her husband about it. So ipapa pane nyaya.😅 Please Mr Mugabe test tezvara vake mukadzi uyu and the brother-in-law.
Rasta, you are a good man,keep it up. Sorry for this young lady mabasa emujolo
Mambo Ava kutonga kwavo havagoni havo vanogoti Philip adzorerwe zvakashandisa sei iye akarara nemukadzi wemunhu anotofanira kutoripaka becoz hayisi nyaya yekungoti mwana chete but chipfambi kudanana nemukadzi wemunhu
Taura hako Philip akadya apona neburi retsono chete 🤣🤣
Mai Gladys confessed wani pavabuda nemadzimai paya vakati she never had
a relationship na phidza but because vanhu vaive vatofambisa guhwa rekuti ndonodanana naye ndosaka ndati ndiye baba vemwana asi munhu wandaidanana naye ndi Leo ngilazi
Firipi waramba nekuti akuti haana kumbobvira Arara naye
Chief ava ndibaba chaivo. Mai ava bodo zvakaoma shuwa .
Hehehe vakadzi vekumusha ndivo chaivo.. Hezvoo😅
Waiting for part 2
Batai murove mambo
Rasta vakabvisa mabeeds ndakaroorwa 😂❤
If you are watching this DNA show in 2070, just know that me and the other 99 were the saddest generation of our times, and finding true love was the part hardest part of living .😢
You can have the purest and most loving of hearts but it all comes down to not being enough for somebody...not fair
@foffoes7321 grace of Love must locate us ,we are dying inside 💔
@@KaiButteredField I'm dead already
@foffoes7321 so sorry dear ...
I've found my true love
Rasta ngaitewo maDna pana Gladys nevamwe kana varipo haanga ngoti vana ndevake pajedebu remukadzi rakadai
Are we liking and sharing family?
Complex is the case
Muridzi wemukadzi bhoo here unonyatsoona kuti mafoni apera mujoni wakomana. Mambo hawasikumira zvanzi ndinoda jongwe
😂😂😂😅😅😅😅😂😂😂😂
Hanzi mwana ashaiwa baba
Murandakadzi ka😂😂😂