Kana sekuru ava vasirivo vakati mwana apenge mwana uyu chero akaenda kune vamwe vanorapa anofanira kurapika ASI kana sekuru ava vari Ivo vakonzeresa haarapiki
He is lying. Mudzimai wake akati ange asingazive kuti mwana uyu anogara same area navo iye ava kuti mudzimai wake akati anoziva mwana uyu plus mai vake. Varoyi ava should be arrested vajaira huroyi. Mwana haashoperwe pana mai vekwa baba vasipo.
Vanetsamba yezinatha here ? Vanorapa munhu mupasina hama se? Ko mashoko avakamuudza munzira Dai akazvisunga since manga maona kupenga kuri kuda kumubata
Drewmas Media makadii.Sekuru ava ndirikuvanzwisisa.Musikana uyo ngaanotestwa futi zvimwe zvirwere zvoda chipatara
Mubvunzo wangu urikuti Imi sekuru Mai nwirei mazai emwana Ari mabhishi makadii kunotenga mazai enyu kushop monwa henyu sei makada zai remwana uyu
pakumwa mazai handione riri dambudziko haro vanga vatenga asi panoda kuti mwana uyu nasekuru ava vomboindawo mumatare evamwe poonekwa kuti mhepo idzi dzirikubva nepi nekuti nyaya yacho yava complicated
Mbuya vakati mwana vanga vasinga.muzive munonyepa sekuru makachekeresa. Mwana imi
Sekuru ndiwo vakakuvadza mwana awaa
Sure pamwe vaitosimbisa basa ravo 😢
Sekuru idhoki remuroyi
Avasekuru ava itotsi munobatsira mwana ega sei vabereki vake vasipo uye maimwirei zai remwana iroro mhondoro irikuhwandei ndezvekunyepa izvo murimbavha imi
He sounds genuine sekuru ava
Muri sekuru rudzii munorapa mwana vabereki vasipo sei tsitsi dzei kubvisa mwana wemvana iwe uri tsvimborume
Munhu arikumurume mwana herr
Thanks Thando and Chihera batai basa hama munogona, chitoitai kuti mukumbirire mwana arapwe zvehama nemadrama avo yatove imwewo mwana uyu anoda kuti apore
Haisi dziva iyi kutishatisira mutupo
Sekuru itsotsi avaaaa komasamende emwana maiitorerei muritsotsi endemunoroya sungwai
Pari tricky. Atichazivi kuti arutaura chokwadi ndiani
Mai vangu Soko nemunin'ina wangu chihera ❤❤❤
Will come with an update amai varipo sekuru varipo nana sabhuku tinzwisise ,, nekuti pane nyaya ,na gogo tichavatsvaga
Please do nekuti hapana kuchena apa
Pliz do sokostina
Drewmas is the best channel others follow
Ava havasi sekuru ava inhubu iyi atori muroyiuyu
Skr muri kuti mushonga yenyu haina .mhiko sei . Imi muchiti mukapa .munhu mushonga momuti usanorara nemurume saka haisi mhiko here iyoyo .ndikudawo kuziva. Zvangu
KO y vakuvanzwa kumeso Ivo vachiti iN'anga ngavabudiswe face yavo like zvinoita ana sekuru Tasvu
Iwo matare rudzii anoitwa husiku ekusimbisa maPastor nema porofita inga nyika yakatakura.sekuru ngavabude pachena vazikamwe vanhu varege kuzoyendako
Apa pasangana Team Gutsaruzhinji chaiyo. Zvanza kwamuri Nohoreka. Kana zvichidai tinoona muchiparadzira nekusiya nhaka yevatori venhau vakakwanira
well done guys muri kugona basa. Soko and Chihera.
Aiwa mudzimai wenyu akati Anga asingamuzive ....aiziva munin'ina wake ..... Ummm Ane chokwadi nenhema shaiwe ......imi semunhu mukuru Ingadai makangomirira Amai vake akauya ega maifanira kumudzosa ....czpanga pasina even Hama yake
This man sounds like sekuru Hungwe wani
Ndovanhu vanobata vana zvibharo ivava
Sekuru tsotsi ndoosaka wasingadi kubuda pachena
Ndomuroyi uyu. Vakazviwana kupi zvekufamba vachishopera vanhu. Ndovakaroya mwana vachida zvikwambo
Chihera voice rako rinondiitira shame ❤❤
Especially paanoseka
Drewmas media, taking us to another level
Anechokwadi muchinda uyo kuti anopinza pwere matare vabereki vasipo. Ko dai mwana vevaridzi akafira mudare rake. Chirudzii kudyisa mwana vevaridzi mishonga zvisina approval yevabereki.
Kana sekuru ava vasirivo vakati mwana apenge mwana uyu chero akaenda kune vamwe vanorapa anofanira kurapika ASI kana sekuru ava vari Ivo vakonzeresa haarapiki
Vanhu vangu❤🎉murisei apo
Njovhera hanzi inorasisa njere futi guys
Sekuru ava handivachenese..something is not adding up
Well done Chihera naSoko muri kugona basa.👏👏👏Keep it up
Nyaya iyi iri tricky hatichaziva ari kutaura chokwadi neari kunyepa
Ipapo taura hako .plus muridzi wenyaya yacho haasi kugona kutaura saka anomumiririra hapana .anongonzi ndiye anemhosva
Was waiting for this😊😊
Hakuna doctor ano operator munhu pasina signature yehama
These 2 sisters there beautiful. Taking us to another level
Sekuru vanobatsira mwana asina munhu mukuru ndisekuru wekupi ivawo
This man is wrong.
Mwana here mukadzi mukuru uyo ainokwirwa. Handiti akaroorwa. Mai wemwana sikanaarikuenga vanoziva chikupengesa mwana sikana uyo wakuda kuti vanhu vafunge kuti ndisekuru .
Ngaasungwe ane tsamba hr yeZinatha
Kana asungwa murume uyu motizivisawo
Sekuru vane makuhwa uye muroyi mukuru
Two giants Soko and Chihere taking us to another level love you guys
Aikaka komai vogodududza ivo vari ivo vakatsvaka Drewmas 😂😂😂😂vanenhau amai ava
Sekuru imi muri tsotsi.ndimi makarombesa mwana.imi mwana nekusaziwa akatyora mhiko .pamakaona chiga chekupenga mukadii kuramba kubatsira mwana.munoziwa mutemo.mune mapaper.tinoita follow anaSekuru.Vakawanda pa Social medium dsre rakaoma ahwakubatsire pasina hama dzako
Sekuru Ava itsotsi
Sekuru avangava sungweee
Nhema dzaro zisekuru iro Kuda kubira vanhu mari dzavo
Ko varikuhwandei ndavabude pachena vanemakuhwa baba avo
Makanwirei zai remwana
Sekuru havana mhosva, mhombo nematopo zvinorwisana ,ngavamire nechinhu 1
zvaakuda vari vese nyaya yotaurwa voonesana
Sekuru ngavasungwe zvavo ava
Chihera❤❤❤
Avasi sekuru avo muroyi uyo
Getting more and more polished by the day girls. Thando ndeipi
C murihana ya the late prince musarurwa here
@@enlighten729 I am afraid not maNcube. Zvirisei
Kkkk ok
Arikuti haana mhiko asi iye angaati asaenda uye usaudza mhamha uye sasa mumba usingaonekwe mmmmmmm kudakuuraisa mhuri
Uyo mwana akazvikanganisa nekuenda kun'anga mishonga inorwisana saka mishonga ye n'anga yakakundwa apo whoever ari kuroya mwana is strong
Sekuru tsotsi
Ndiwe wataura chokwadi iweee ndozvandaonawo ini
Haisi n,Anga musatanist
Hi Drewmas Media
Sekuru vonyepa havagoni basa
Aikaka mungabatsira mwana pasina vekwake ndoo matsotsi awa
Sekuru ava so ummm i surrender.
Ndamude zvakanaka sekuru uyo
Kana vachirapa chaizvo vachigona vanovharei hope yavo .pane chavarikuhwanda
😂Sokostina MaNcube special you're taking us truly speaking trust you always to another level
Hanzi na chihera muudzei sekuru 😂😂😂😂
Sekuru ava itsotsi
Sekuru warikunyepa awa
Sekuru budayi pachena kana muri sekuru wemazvokwadi murikunyarei ? Ndini vana sekuru wepasi pemuti imi vaña sekuru vanorapa zvemachokwadi vanouya pachena
❤❤❤
Munetsamba hr yekurapa sekuru saka😂 murikuhwandei
Yeah ?????😂😂😂
Chirwere chikakomba chenjovhera unokanganisika njere pasina kuti waenda kumatare or mapostori
Apo chihera muri nyeredzi inopenya 🎉
That guy is undoubtedly a conman.
pakumwa mazai mambishi emwana apo sekuru ngavabude pachena
Haaaa sekuru ndiwo wakapengesa mwana awa ungarapa mwana pasina munhu mukuru cei😢😢😢
Chihera haugoni kubvunza mushe ukuisa kashoko kumunhu
Hapana zvinogonwa apa
MaTitles amunozopa kani vana Chihers na Soko
How are you Chihera naSoko
Zvakaoma
Ndo type dzinobata chibharo Vana vadiki dzichinyepera Kuti ndiri n'nga iwe uri tsotsi dzorerai cement yevaridzi yamakaba
Baba musatanits
He is lying. Mudzimai wake akati ange asingazive kuti mwana uyu anogara same area navo iye ava kuti mudzimai wake akati anoziva mwana uyu plus mai vake. Varoyi ava should be arrested vajaira huroyi. Mwana haashoperwe pana mai vekwa baba vasipo.
Teerera futi, vakati vaiziva munin'ina wake pamwe na mai vake even mai vemwana vakati gogo ava vaizivana navo
Sekuru ava vakuti havasanganise chivanhu nema porofita asi vataura kuti vanosimbisa maporofiti saka vari kutii manje
Sekuru ava vanenge vachitosimbisa vamwe varoi vavo kkkk
I chokwadi chivanhu neChiporofita hazvifambidzani
Vanetsamba yezinatha here ?
Vanorapa munhu mupasina hama se?
Ko mashoko avakamuudza munzira Dai akazvisunga since manga maona kupenga kuri kuda kumubata
Are you registered or ungori sekuru vebudondo
KO mbuya havana kutaura Awe cement wany munonyepa sekuru imi varoyi suka
Hapana hapana 🤣🤣🤣
Ko sei vasingaoneke pameso
Hanzi vati havadi kuburitswa imbavha iyi
Thando ndino crusher newe
Iri ndotsotsi manyama manje, dai ari pachokwadi aisahwandiswa face soo.
Vakatochwa baba ava vanotaura chokwadi 26:56
Thando Klaas nemainini chihera fambirai mberi
Talking too much
Tipeiwo number dzaSekuru plz
Sekuru ndiwo vakakuvadza mwana awaa
Pafeya sekuru iyi yakabika mwana mugate