Saka mai avo vaifambira nyaya dzokuti vanoroyerwa mwana ivo vachitori n'anga pachavo kkkkkk zvavaipfekera baba munini kabudura ivovakazadza imba nemakwenzi
At the end of the day she will be said kuti pamishonga yake hapana hurombwa after all this humiliation. Surprisingly mudare all this was never mentioned.
Ko sabhuku anodiwa wei iwo ari matare emusha. Chandakaona vanhu ava vanenge vachida audience as a way of advertising. Masabhuku anoziviswa chete kana pari kuzobatsirwa outsiders.
@@nomsanyika151 if you follow community court cases on youtube, you will understand that kuunza n'anga at my homestead is my private business, kuzoti pazoshoperwa outsiders you will need to alert the village head.
My favourite Sekuru Shumba thank you for bringing her channel Sly media...
Sekuru Shumba sei muchipirikirwa imi muchitaura zvinonyatso nzwika uye shona yenyu inonyatsonzwika.
Mhuri dzakatakura kurema vakomana
Ko seiko muimbi achitiimbira nhema, ava ndisekuru Shumba kwete Gogo Shumba. Homwe nemudzimu vanhu vaviri vakatosiyana. Ndinofunga Gogo varikuimbwa ndevamwewo.
Nhaimi sekuru shamba vanogara pamwana wedupo ravo salary chero mukati gogo sisi dupont ndiro asi Dai anga arimuchembere ndiyeanongona kuuya nedupo risiriremugarwi
Sekuru shumba is back 💃🏻💃🏻💃🏻💃🏻💃🏻💃🏻💃🏻
Thank you, I've been waiting for this video.
Sekuru mamarova. Mukoma tokutendai nebasa guru mukubatsira vanhu vazhinji
Maita matiunzira sekuru Shumba mkoma Robert iiiiii nguva yareba tisingavaone
Ini vanondigonera hangu sekuru Shumba
gogo ava vanonyatsoita matare epasi chigare chaiwo ende vanoshandisa midzimu wechokwadi
Zvotaridza kudaro
Ini vanondigonera hangu sekuru Shumba 3:10
Isu vana shumba tozvitemba
gogo vangu vanoronda dare sezvazviri
Sekuru shumba vanonsihonera 😊😊
Part 5 pls Mukoma Robert
Mai vakashinga ava😮
The great sekuru shumba
Amai wangu ,hezvoooo ndiwo waitowe tsotsi
Tamirira part 5 mkoma Robert mukunonoka
@@patyandrade9129 pakanaka
Sekuru Shumba vano gona asi vano rasiswa nevakomana vavano shanda navo havaite zvavanenge vanzi vaite or kuudza vazukuru mashandisiro emishonga
Shumbaaaaa.......👏👏👏
Ndavepo ini
Shumba baba vangu batayi basa
Ndagarira po
mukoma Robert musadaro, pamadimburira nyaya hapaite. Tinoda kuziva kuti zvii izvo, uye zvaishandei
I'm in
Tsvina idzo dzinogara nevanhu mumba here nhai hama. Kana vadzimu vako vakufuratira sejaya unonoroora pamusha pakadaro, kana urimhandara unonoroorwa ipapo.
Mai vanoita basa reyi
Sekuru Shumba ishamhu ine munyu
Parikutengeswa mushonga hre
Iyo inyoka yakaoma here or ndikutadza kuona🥺
Kuzochengeta mabearer cheques😅😅
zvangoperera kutitaridza mbabvu dzeshato netumachira
Amai wangu wanoroya chokwadi
Zvakaoma
Ko noise yehuku nhayi??
Haaaaaa hoooo
Kune vose vanoti vanasekuru nana mbuya vanoita ma drama tiudzeyi kuti iri idrama here.
Mukoma Robert fambira nyaya yevasikana vekurova umwe yandirwadza ndirikuno ku cape town
vakatosungwa waani vakabatwa nhai uri kumashure
Apo sekuru shumba muchirova zvenyu mavawe matare achihambirwa ini ndiri kuuya 6pack ndoiziya basa mobata hamupotse
Zvikumbofamba seiko nyaya yacho
Makatoibata hari😂😂😂😂
N'anga ndeyipi apo pamusha
Huku vadii kudzipa chibage
Saka mai avo vaifambira nyaya dzokuti vanoroyerwa mwana ivo vachitori n'anga pachavo kkkkkk zvavaipfekera baba munini kabudura ivovakazadza imba nemakwenzi
Ummm amai ava handichavachenesiwo manje
Aneyellow atyisi moda azore mafuta ekiutsvuka sewe here
Ko why manga musiri kutiunzira ma video aRodrick? Tanga tamusuwa Rodrick.
Ndavapo
#29;05 ko ivo gogo shumba mudare mavo vane ganda reshato wani.
Wozondipangidzawo handisat ndariona
Hausikuona here kuti mishonga yese iyo ndeyamai vepamusha ipapo
@@nomsanyika151 kusaziwa zvangu kt uri kudaira ini or
Mukoma Robert naro basa
Inlove with the song
Saka mazita evanhu vanenge vakasugwa yoooo
Muchembere vanowanikepi uye matare imarii kupinda mudare
Ngatipewo vamwe video rino kuti tisvike muzana 🎉🎉🎉🎉
At the end of the day she will be said kuti pamishonga yake hapana hurombwa after all this humiliation. Surprisingly mudare all this was never mentioned.
Kumwe kusataura kuda kuti zbikasike, maybe kana mai ava vanevo zvirikukonzeresa vaigona kuzviramba, ndosaka vakatanga kuudzwa zvevamwe zvakaipa
matare Ari kunonoka kufamba Ayo sekuru titsanangurirei kuti zvii izvo uye kuti muchembere uyo akachena hr uuuu hubatwa batwa huripo nemanyoka dzakaomeswa
❤❤❤🇿🇦
Zviiko zvirikuitika izvi?
😂auction yemakwenzi
Vanoshanda vakaguta😂😂😂😂
Tavepo
Ko sabhuku anodiwa wei iwo ari matare emusha. Chandakaona vanhu ava vanenge vachida audience as a way of advertising. Masabhuku anoziviswa chete kana pari kuzobatsirwa outsiders.
Sabhuku ane right yekuti zviitwe achiona kuitira mangwana anenge arichapupu chakakwana kana akabvunzwa naMambo
Ko vakatemana nematemo pamusha ipapo
@@ZisengweChimutsa police case
@@nomsanyika151 if you follow community court cases on youtube, you will understand that kuunza n'anga at my homestead is my private business, kuzoti pazoshoperwa outsiders you will need to alert the village head.
Mutemo kana mugere kumusha zvese munotaurira sabhuku chero urwere rufu kurova makuva madoro emidzimu munozivisa sabhuku
Ini vanondigonera hangu sekuru Shumba
party 5
Ini vanondigonera hangu sekuru Shumba