Drewmas media can you please have part 2 of this and have the other side of the story. I can give you contact details of this so called evil mukuwasha nevazukuru vake vese! Please please Drewmas!
Stand handiti ndeyemukadzi nemurume here. Remember murume achikurarana ka. Mainzwa sei dai ari murume afa then hama dzemurume dzotora zvinhu ne stand izvo?
Note that zvinhu zvemufi zvanga zvisiri ku SA zvanga zviri mu Zimbabwe ,,mukwasha akasvika in Zimbabwe ndokuenda ku Epworth nechitumha kunorongedza zvinhu
Torai midziyo yehama yenyu muchengete especially pasina vana apa ndimi muri kuzviomesera haana chinomuwana unless mamitsira hama yenyu but haaa njee azvishandi.Mainini looks like vakutorwira pfuma yasisi vavo.vacdkutoda kuita take over
These young ladies have grown so much in brains, nechivanhu ,nebusiness am so happy they can present so well .Well done budy neshamba.
Chero mukuwasha akanzi akanaka sei huye ndisati ndahwa rutivi rwake handibvumirane nazvo. Mukuwasha ane hutsinye huye mudzimai asamuda hake kuburikidza nekusaroora mu20yrs dzaagara naye oshaya penny raanobvisa. Kutiza muramu zvino dura hutsinye. Kusiya zvinhu panze kwaaita pasina gakava raitwa. Mukuwasha akangonzi zvinhu ngazvimbodzokera iye kwave kutosiya zvinhu panze deno vakazoramba kutambira zvinhu panyaradzo huye abvisawo roora chero pashoma taimunzwa. Chinonyanya kurwadza imba ndeyavo havasi marojaba. Mukuwasha havana hunhu.
Zvinosuwisa. Vakaita body viewing here. Sei heading yakanzi ( mukuwasha akatiza nechitunha) kunge munhu asina nekutovigwa
Kuti newspaper ritengwe ka
Ndatofunga kuti chitunha achina kusvika kumusha
Kkkk ana Neshamba vari kutengesa bepa zve. I know about most of the story ndava ndisu ka hama dzacho dzakaunganidza 21k iyo.
Kuziva kunosiyana,but kazhinji nemamiriro ehupenyu,not everyone can make it kunyaradzo,so vanhu varikugova zvinhu just after burial zvopera izvo.Isu takazviita pahanzvadzi yedu and ndazviona kumisha yakawanda.Zvezvikwereti dare rakazogarwa after zvese zvenyaradzo pachirongwa zvekusunungura mukuwasha mukuwirirana.Zvinoda kunzwanana muhupenyu.
Ivo ndivo vakakanganisa chaifanira kutanga imarii yemhere chitunha chisati chauya uye vaisafanira kuungana pamba Pavo vaifanira kunoungana ku stand kwake pavakaona chitunha chasvika ai vakava ignore kutobuda vose vohvara ma door vobuda kusvika vakwasha vapira nyaya yavo mushe
Siya akadero Ari kufunga kt akangwara acharwa ega,imi endai moti adzoke kwaari,tsvakai moto mudzose midziyo kumba kwavo kuEpwoth ,Ari kufunga kt akangwara bt achachema hake murume uyo kani
Sure anofanira kurwisa mufi ndarwadziwa hangu upenyu mutoro veduwe dai ndawana number dzavo ndavaudza zvokuti vaperewo mumhuri mavo
Anoda kugadzirwa amukirwe nemufi istupeti yemurume
@@gozos1552 yes ndiri kuda number dzevabereki ava ndinovaudza zvekuita chete ndo zvakaita kwakange kwakarorwa manini vangu vakavaissira mushonga pachibage vakafa vachinja kuita green tavaviga ivo vaive vatoita mishonga yavo vachiitira kusamukirwa vakatsipika asi ndine zvandakaita pa guva ipapo nehama dzekumusha kwamai vangu ivo vakange vauraya varipo vachiona tichiita
@@pellagiamukora426 ee airfare asi ndinoona sekarowa mukadzi akafa ropa ranzi takaonekwa rakaomera mumusoro kirohwa uku
My favourates Soko and Chihera ♥️ taking us to another level
Sokotsina pamibvunzo urishasha well done 👏
Torai zvinhu zvehama yenyu musasiye zvinhu zvehama yenyu zvichinayiwa kani😢
vakuda imba
NHAI hako
Ngavanozviunganidza kustand kwake
Zvimwe zvinopa mufi ayite hasha dzekupfukira hama dzake weee zvonetsa izvo
The sister has said multiple times, they don't have space
Don't worry your sister spirit will fight herself
Chinonetsa mapurisa emuno anoti ahavapindire nyaya idzi but truly speaking apa pari kudawo police ipindire this is so wrong
Uuuumm zvakaoma hazvo veduwe Soko Na chihera nyaya iyi inorwadza zvekuti vanhu woyeka
You smashed it lads without shumba 👏👏💖very sad 💔💔may her soul rest in peace
Neshamba akashaika here pls confirm
Thando hanzvadzi yangu true journalist unogona kubvunza
Drewmas team betserai mhuri iyi zvorwadza mukwasha adherera vana tezvara
General Neshamba and team taking us to another level
Ndafara kuona chihera namancube vari pamwe 😍😍😍😍
Loved this episode the ladies did well. Girl power
Endai kun'anga muzive nekusota murume uyo anekakushereketa kwaanoita
Sokostina to the world 🌎 ...team drewmas pava kuda tv channel apa.great work guys
It is well my dear,,l know the pain of loosing your sister 💔
Thank you chihera , Thando and Drewmas media team you take us to another level
Saka chìrikunetsa chii apa kuti vehukama mungochengeta zvinhu zvehama yenyu mozoparadza zvenyu panyaradzo?
Chihera lo Thando liryt na mantombazana amahle phambili ngomsebenzi omuhle 🙏🙏🙏
Siyabonga Dube
Zvakaoma hazvo ngozi yavazviparira hake anofunga kt murume ane maviri achasvava zvke
Drewmas media taking us to another level queen sokostina MaNcube special
Imbwa imwe neimwe ine zuva rayo. Kana zvomubaya anozomhanya kuzokumbira ruregerero futi. Dai akamuka akarohwa musoro nepfuti kwaari ikoko.
Hazvinzwaro vanhu kuparadzana mune zvakanaka chakanaka kuita zvakanaka
Mataura chokwadi nokuti ukaita zvakanaka wazviitira ukaita zvakaipa wazviitira chese chatinoita panyika chinemubairo wacho
Don’t just watch,appreciate by liking 👍 TENDAI
Sekuonakwangu toraihembe dzemwanawenyu zvakawanda achapedzaega
Torai zvinhu zvehamayenyu mozogova mukazvitadza munoshaisa zororo kumufi
Laze laba bahle mankazana and doing a great job. Siyaziqhenya ngani ma girls
Kakhulu siyaziqhenya
Kugara nemunhu makore akawanda kudaro pasina kana roora uuumm 💔💔
Just imagine kugara nemwana wevanhu even 3yrs usina kubvisa kana cent wotiza zvinhu zvemufi mukwasha uyo ahana kuitira hamadzangu
@@wellimuganhu7610 ndosaka vakadzi tichinzi ukaona kuti hauna kugara zvakanaka nemunhu Siya pane kuti ndinofirapo unozorwadzisa vasara
Aah ma1 chaiyo ndatyawo nazvo izvoo
Kana akaroora umwe mukadzi venaye zvinorewa kuti kuti achagogarawo asina kuroorwa , vakadzi tinoroya chokwadi unopusha umwe mukadzi kuti iwe uroorwe
Yaa kunevamwe varume vakaoma asi iyi haipere mushe zvayo zvichavanetsa vakuwasha chivanhu chiriko vachadzoka zvavo
ummm so sad its a very touching story
Ndinoona sekuti mufi aifanirwa kuchemerwa kumba kwake semunhu aive nemba yake, for now dai zvinhu zvachitotorwa vangowanawo pekumanikidzira kuti zvichengeteke zvirege kutsakatika,uyo mukwasha zvichamuwanawo.Mweya wake ngauzorore murugare
Musachitiita nhongwa torai zvinhu izvo
Nhai mwari mukwasha imboko uyu nxaaa. Sis mukirai husband yenyu azive chivanhu
Mazuvano nekuda kwekuti vanhu vakawanda vave kushandira kure saka zvinhu zvave kutongoparadzwa after burial manyaradzo chaiwo vamwe vave kumaita after 6months its depends nekuwirirana plus kuwana kwenyu azvichaitwi zviya zvema1mnth
Drewmas media can you please have part 2 of this and have the other side of the story. I can give you contact details of this so called evil mukuwasha nevazukuru vake vese! Please please Drewmas!
Dai makangotora zvinhu makarongedza after that movaendera kunana sekuru vemasvikiro vaidzoka chete imbwa idzi dzisina hunhu idzi, chiiko nhy veduwee 😭. Iyo stand iyoyo ndiyo yavari kuda kuvigiridza
Stand handiti ndeyemukadzi nemurume here. Remember murume achikurarana ka. Mainzwa sei dai ari murume afa then hama dzemurume dzotora zvinhu ne stand izvo?
The husband did something with the wife’s body
Kana haana zvaakaita, mukadzi uyu ayigara kuno kuCapetown kuKensington akatorwara sure semataurirwo azvaita, but zvorwadza hazvo zvakazoita mukwasha pekupedzesera
@@fainamuchena7384 kudonha akadonha ega here
May God comfort this family there in hard time.
Mwari vachatonga munhu haisi huku
Murikuomesera hama yenyu torai midziyo yenyu
Imi torai zvinhu zvehama yenyu kani nhai imi murikuitasei kani zvinooraka nemvura iyi
Drewmas my favourite
sekuru tasvu gadziraivanhu
Ko sei akazochemerwa kwamai vake pane kuti achemerwe kumba kwake
Torai zvinhu zvemwana wenyu mushandise mhamha Mwari ndivo vanoziva pano gona kumutswa munhu ano kuvakirai imba hombe yekuisa mwari mubatsiri kutenda kwenyu nekuvimba kwenyu
Chihera lo mancube ukhona utasvu uyaqeda lindaba umama lowu musizeni ngetransport kukhona okutshaya amanzi laaa
Impahla abazifake endlin balinde ilanga lengcekeza
Love wake waya khona yini wakunceda kuhle
Thank you drewmas media
ko madini kungotsvaga room yekuisa zvinhu zvehama yenyu zvarega kuparadzwa nemvura....coz sometimes kuda kumira kuti mkwasha adzoke mogona kumirira mahara
Musashushikane nezvinhu. Sisi vako vacharwisa ku nhuri iyi. Ndaona murume vemufi wacho akupenga. I'm mongona kumufambira murume uyu anenge akauraya mukadzi
Ndabatikana nenyaya iyi varume ava vane hutsinye Kana kuroora
Andrew unogona vanasikana ava vanobata basa
Haaa varume ava havatye chokwadi, torai zvinhu zva Sis
Torayi zvinhu zvehamha yenyu vanhuwe zvisasakare ipapo or kunayiwa kupiswa nezuva Uyo murume mukwasha imboko dont stress yr self 1day is 1day achazviona hakeee mufi achavagadzirira size
Zvorwadza izvi torayi zvinhu muchengete chete kutonodzosera kupedza nguva kumukwasha ndururani yqkadayi zvotozoraswa zvikanhongwa nevamwe vanhu
Which funeral parlor was that
Dzimwe hama dziri toxic dzinozongoda munhu afa vakuda zvinhu hama muchiwirira hazvife zvakaita kuti afambe nevatorwa zvakanaka kudai aaaah Mhsrip
Emotional 😭😭
Torai zvinhu zvehama yenyu zvisaparare , achamuka zvake baba avo havana chavati vaona zvavo vachademba rimwe zuva
Which funeral parlor that trust husband only
Kuno kuSA vanopa chitunha uyu akanga atori murume wake wat abt vanofa vasina hama vaye vachizobatsira necommunity kuenda kumusha wan
Zvinorwadza izvi, mufi gadzirira vanhu size vanofunga kuti vakangwara chaizvo nhai.irwa wega kuhama dzemrume wako
Maswera sei drewmas tym
Women in action💝💖💝
Kanti loluhlelo ngolwamashona kuphela kodwa ekhona usisi okhuluma isi Ndebele
Kambe ukuthi bengababangaki entshonalanga kwelizwe abangalembula ikhwapha beveza indaba zabo. Bangabambalwa njalo kulesilonda esibhibhidlayo kulumhlubulo esinenga abantu bentshonalanga ngegazi eligcwele kulezi izandla zempumalanga awuboni laku Tilder okhuluma ulimi lwentshonalanga bayabalwa abantu ababaxhumayo. Izenzakalo ziyatsho.
Becasisa wani u chihera ngendebele , linjani
😃 kungenzeka amandebele inengi labo abakafinyeleli ukuletha izindaba zabo kumbe abathandi ukukhuluma ngama personal life wabo kuya ngokuthi ukhululeke okunganani ukuvele ku media
Chief Nyamaropa vanovaripisa
Haa polour inobudisa zvinogadziriswa neporlour kune vamwe vanhu vanotofira kunze vasina hama dziri zim zvunongogadziriswa chitunhu chotumirwa nadriver
mmm pane zvaivanziwa
Fambai mumutse mufi ...hakuna rough yakadai kumukadzi wako..vakutemba ney
Munhu anotouya kuzim pasina hama as long as mari iripo
But zvinoitwa kana munhu asina Hama uyo uroyi chaiwo
Endai kwa mambo
Mai vemufi zvavakafanana nagogo vaive patilder live nezuro vainzi vanodya vana vevaroora
Usadaro iwee
Ndinokumbirawo number dza mai ava varikutaura ndinoda kuvaudza zvekuita mufi arwise kuvanhu Ava
Ndiudzewo ndine sister yangu yakazwaro plus bonus tikasiirwa mwana ane gore that was 2012 nanhasi hapana akadzoka kuzoona mwana kti aricy roora hapana ziii ziii zvavo
@@tutusimboti4280 hndinokuudzai zvekuita
ndiudzewo pellagia kuti ndiiteiwo
@@tutusimboti4280 ndiudzewo
Vabatsire akajairira mukwasha uyu ndanzwa hasha mheni
First
Which funeral parlor
First time kuona chihera nasoko same time ndafara
Kuchema kwe hama mufi haazorori ingozi ichanetsa kuripa iyo midziyo vachatanga kutenga patsva iyo
Murume anojairira uyu hazviitwe kwangu kumasvingo anezvaakaita Murume uyu hama dzemkadzi fambirai imbwa iyo kana zvichibvira mupengesei akajairira
Sorry for your big loss sistaz.these days zvinhu zvinogovewa after burial same day.
Idzi ndonyaya dzofanirwa kuendeswa kwa chief
Mufi anogona kukumukirai kutora zvinhu zvehama yenyu plus haana mwana ikoko mufi anorwa ega
Ngavaparadze zvinhu zvehama yavo than kusiya zvichinaiwa nemvura. Zuva renyaradzo vozongo nyaradzana zvoga.
Yoooo kubderera nayi vakwasha vasina kuroora
Chishona naClass kkkkkk
Zvaanga akaroorwa sei akawigwa kumusha kwake
Note that zvinhu zvemufi zvanga zvisiri ku SA zvanga zviri mu Zimbabwe ,,mukwasha akasvika in Zimbabwe ndokuenda ku Epworth nechitumha kunorongedza zvinhu
Uyu Mukwasha mumirirei henyu achadzoka aMunhu chaiye Mutorwa kauyu vachadzoka havo vapei Nguva chete
Torai zvinhu zvehama yenyu zvisatsakatika plz
Atiza kysaroora but mwari havasi vemunhu one achazviwana hake
Torai midziyo yehama yenyu muchengete especially pasina vana apa ndimi muri kuzviomesera haana chinomuwana unless mamitsira hama yenyu but haaa njee azvishandi.Mainini looks like vakutorwira pfuma yasisi vavo.vacdkutoda kuita take over
vanhu avo vanemoyo yakashata.Ngavaendeswe kwa Mambo vanyatsoripiswa
Tingati hutsinye hedu asi ndizvo zvinenge zvatovepo, my advice is endai kuna Sekuru Tasvu mweya wemufi uendeswe kuchirume chacho chidzoke chiite zvine hunhu
Shumba murisay br
Zvainge zvechihure izvo torai zvinhu zvemwana kanganwai nezvemukwasha uyo
Bt imi hama dzemukadzi maifanira kungogova zvinhu zvehama yenyu pane kurega zvichinaiwa zvakaunganidzwa kudai zvakuita kunge mava kuramwirawo mwana wenyu zvinhu zvake mweya wake unodzoka wonetsa futi imi kuti makarega zvinhu zvangu zvichitsakatika
Imimi chinotorai zvunhu zvehama yenyu nekuti nemiwo muchatora mhosva kuzvisiya zvichiwora...iye mufi acharwa hondo dzake ega
Tendai akakuunzirai chitunha chemwana wenyu, zvemidziyo munotambira zvimwechete chitunha makatambira. Mufi anorwa ega.
Tichangosvika Drewmas media muri sei
Drewmars chitunha chakatizwa nacho here Imi ummm
Vamwe avazive zve postmortem Ska vanongoti sezvo munhu afa ngaavigwe
Hurombwa,hamadzemurume isvinaaa chaiyo.