HAPPY NEW YEAR BABA TAPS NEKARANGANDA FAMILY.......NEVESE VANOONA KARANGANDA .............WAIYEPO ERE NDAIYEPO NDAIYEPO USASOSHORA BAA KUTI CHUUUU🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Love this court. No bags allowed security check ye zvikwambo 😅😅😅. Chairperson thinks regalia will help her case. Exhbit yevhu😅😅😅. Ah yaya😅.They should both be dismissed for incompetence! Thanks for posting ❤
You can see see the difference haumbonzwe the demand for money unlike Chigodora who demands for money all the times. Chigodora mbavha chaiyo with his subordinates vese vanobira vanhu in broad day light in the name of his position
Wearing regalia of any political party to such matare should be discouraged kuti dare ra madzimambo rirambe riine chiremerera. This is typical intimidation tactics by this other woman. aifanira kubvisiswa zambiya rake risare kuzhe kwe dare uko kuganyeni
Baba Taps my brother, please give us more from Dare raChief Mutasa. Mambo is wise and impartial.
King Solomon chaiye
I support.
Respect
Viva Mambo Mutasa mogona kwete zvemamwe matare aya anongoitwa ruzha nekuvhunditsira vamhu nemachinda acho,ngavadzidze kubva kuna SaMutasa nedare rake rine majena ndebvu ane ruzivo kwete vana vamwe vaye vaye
Well done Mambo Mutase kutonga neruzivo😘
This chief has wisdom, like King Solomon
Mambo Mutasa full of knowledge
Yes samanyika hawambotendereriba
Kubvira kutsika tsoka netsoka mhosvanichi buda mhururu uko nemawoko kuombera
Fair ruling Chief, I respect yoi for your wise words.
This Chief has wisdom!!!!!!!!!!!!!
Mambo mutasa. Good leader
My favourite Chief . ....Chief Mutasa
Mambo ava intelligence dzavo ndatenda hangu. Best Mambo in Zimbabwe
Our Chief to e fullest Mr James big up continue to ask God for more wisdom
Manje kana zvakaitika muri munzira yekuenda kumusangano weZanu pf munochemeyi muchitambisa nguva yeDare; handiti ndozvamunondoita here kuzanu pf kwenyuyo zvekuuraya? VeOpposition munoita zvekundocheka kunge huku, mapurisa enyu achikupurudzirayi, imwi-mwi pachenyu pachiZanu pf penyupo moitirana zvemishonga - muchiisirana nemuma Ice Cream nekuswera muchinokorana tsoka seizvozvi izvi. Hapa nyaya apo; ndomabasa enyu eZanu pf. Dammit!
Well said
Mazano ku creater nyaya futseke wenyu
HAPPY NEW YEAR BABA TAPS NEKARANGANDA FAMILY.......NEVESE VANOONA KARANGANDA .............WAIYEPO ERE NDAIYEPO NDAIYEPO USASOSHORA BAA KUTI CHUUUU🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Baba va Taps,can we have more of this Chief,s videos.Tirikudzidza zvakawanda
Ndaseka nhasi ndikazvirega 😅😅😂😂
Well-spoken Chief ❤️🙏
Well done mambo keep it up
When hethred reach another level one is capable of creating a false story to tarnish someone's image
Nokorai tsoka muurayane we couldn’t careless.
Chief Mutasa,full of wisdom.Murume anoziva basa rake.Shumba munogona kutonga
Maybe vakadzi ava vnogona vachibuda vese usiku😂
Tru ndazvifungao Ini
Haunyepiba
Wakanyimana nyama mapedza 😂😂😂😂😂
Cheif wanozvi ninipisa hawo
Nekuronda kurondedzera nyaya
Dzine.musoro dzisina.
Wanongofamba nadxo
Zvisinei ndoo kuti mamba washande.mhuri ichiguta
Ngadxi paramirwe mhosva nyakupara achiiramba fut 😂😂😂😂😂
Pane akanyima umwe nyama husiku
Kana vange vanokorwa tsika ko ivo nyakunokorwa vakazoritora sei mumaoko mamai vakanokora mubvunzo and zvemusangano zvirikupinda papi
This is the best Chief salute you
I salute you Mambo wangu.
Karanganda my love pliz itai kuti karanganda ichitanga kamai Kaye kambodaidzira kuti karanganda waiepo ere ndiwo musimboti wekaranganda
Good
I am with you ❤
Well said 👏 I agree with you
True kanonakidza ka statement kacho Karangandaaa
Wise Mambo Mutasa.
MaFancy eKaranganda compliments of the season 🎉
Thank you,Same to you
Musangano wauraya mutemo
Well done Chief Mutasa zvigaro zvehohwa
Yooooo chief you are intelligent ❤
Mnyaka omutsha BaTaps 🎉🎉🎉
Wow Mr Mutasa. Great
WeZANU urayani mupere hamuna nebasa rese ba imi 😂
Dare riri mature iri I love the respect ina mambo Mutasa
Rega nditerere nyaya yacho ,thanks baba taps
30 minutes muchinetsana kuti pinda uuuuu saka panga pakatooma 😂
Baba Taps compliments of the season
Chief Mutasa kuseri, super chief
Uyu Mambo uyu une zodzo yehumambo, yehutungamiriri. Chief Mutasa rambai makakomborerwa namwari
😂😂😂😂 big up to mambo haaa l salute u 😂😂😂😂😂😂 magonesesa. Kkkkkkkkk
Love this court. No bags allowed security check ye zvikwambo 😅😅😅. Chairperson thinks regalia will help her case. Exhbit yevhu😅😅😅. Ah yaya😅.They should both be dismissed for incompetence! Thanks for posting ❤
Vanhu dzidzai kudare / court hakungoitwe chimukutira kuyendwa usina umbowo hwakakwana zvinoda humbowo izvi zvimwe mai avo vakatonokora tsoka zvechokwadi asi nekuti hapana humbowo hunobatika nyaya inoraswa
Chief Mutasa! You're a wise man of our time. Well done
When you give people chairpersons while they are poor . Lol
Happy new year baba taps maiyepo hre
Intelligent chief,wisdom
Chief mutasa my chief kutonga kwenyu kunouchengeri samambo Solomon
Chigodora the best😊
Zambia raakapfeka ndiro rinomudaro
Mai avo vari kutambura kuuya kudare nezambia remusangano zvohwisa tsitsi
Hanzi munevhu rakanokorwa😂 asi akazobvutirwa here sis Jane
Haaaaaaaa aya matope chief musatemeswa musoro igodo remusangano Mai vatete avo havachengeteki 😂😂😂
Wise man i salute you ishe
Mambo Mutasa m7diki asi ruzivo rwacho maiwe zvangu makanyanya lshe❤❤❤🙏
Mai munopenga imi majaira kuuraya vanhu kuzanu pf kwenyu ikoko nokorwai tsoka mufe meeting meeting secretary charman kutii
👏👏👏👏👏👏 thanks Chief Mutasa
Siyayi zvipedzerane zvivanhu zveZanu izvi chero chikaurayana no problem
Mutasa ari short and directly.tipeiwo more ma video ake admin plz plz 2 Episode perday itsnicen sweet
Wise chief.Just like king Solomon
KuZanuPF hatidi machairperson akadai izvi.....nyika yacho inoenda kumberi sei with such level of thinking
Big up chief mutasa
Chief Mutasa munopedza masports well done👏👏👏
Zvobva zvaiswa paFirstbook😢😢😢😢
Mazanu ekwa honde ,AAA izindi iyi Mose ndakuzivai
Excellent Chief
Kurwira Mnangangwa.
Karanganda tipeiwo more of dare ra mambo Mutasa.
Musawanze Chigodora nemachinda ake veruzha. Havateereri ma witness. Vanouya nema previous avo mudare.
Very wise Chife.
Asi mazuva mazhingi ungodyira pamba pangu muriwo chaiwo kana madhumbe ungodaya pamba pangu uchitandara pamba pangu.......go deeper mothers, i receive
Kikikikiki
😂😂Ungodyira paumba pangu ndafa zvngu
Chief, Please, hakuna munhu muZimbabwe anokwanisa kuroya. Hakuna munhu anokwanisa kutumira mheni. Hakusi kuti zvinonetsa kupuruvha, asi inyaya yokuti hakutorina zvakadaro.
Chijira chawakamonera zidzoro riripo rinonokoresa tsoka saka nokrwa hko mamai aya anonyadzisa kunetserana musangano wauraya nyika pfunga shoma shame on you mambuya imi
I believe ini chigodora
King Solomon. Big up Chief Mutasa.
KwaMambo Mutasa kunonakidza ....tinoda more shows
Chief Mutasa munofanira kuitwa mukuru wemaChief. Kana kuSupreme Court munokwana.
Baba Taps uuudze wamwe wako waunoita basa nawo kwaunotenga ma Camera ako I number 1 chaiko anonhonga chaiko
You can see see the difference haumbonzwe the demand for money unlike Chigodora who demands for money all the times. Chigodora mbavha chaiyo with his subordinates vese vanobira vanhu in broad day light in the name of his position
Mambo Mutasa uyo anopikisa haanyatsogona kutaura tsvagai mumwe Mambo
Chief mutasa the best...👏👏👏👏👏
Uyu anofunga manje, Chgodora hakashaye Syd rekutora panyaya
Mambuya ezanu 😂😂😂😂😂
Mondiudzirawo Mambo Mutasa kuti makaropafadzwa ne njere Rambai muchibatsira nharaunda dzenyu Mambo
Dai akabvuta ivhu racho,waitotora ivhu re Road yese kwete zviri pa zambia izvo nhema,akazobhururuka here after that kuti asa torwa tsoka
Ngatiregei kudhonzera musangano pazvinhu zvakaipa tongwai nyaya dzenyu chete zveZanu pf zvekwana papi😅😅
Magona mambo 😊
👏👏👏
❤❤❤❤ you baTaps
Hayiwawoo zvino horerwa marihere
Ngaanokorwe muzanu uyo nxaaah
Vana dzidzai kutengera vabereki mazambia nembeu kwete kuvimba nezvemusangano vaite mushe mai avo zambia rinemunyama iro
Kadzoto keyellow kane musoro kaakaisa muchiuno ndorinopengesa iyeyu kungoropota tusiko
King Solomon of our time❤
Kkkkk awawo futi, wanotogona kunge wariwo wakatonokora shoka dzewanga waripamberi saka kutya kudaro kkkk.
Zvooo Moda kuurayirana musangano mambuya imi kwanai
Wearing regalia of any political party to such matare should be discouraged kuti dare ra madzimambo rirambe riine chiremerera. This is typical intimidation tactics by this other woman. aifanira kubvisiswa zambiya rake risare kuzhe kwe dare uko kuganyeni
Kkkkkkkk ndaseka nhasi 😂😂😂😂
Mai avo kuumburudza mukanwa nhando basi asi zvekunokorwa tsoka uuuuu Mmmm handina kuzviona ba
intelligent chief❤
Baba taps can I have headman Chigodora number
Thnc mambo ❤❤
We need jobs kwete tumbeu
Mmm mai awa vaizoritora sei ivhu racho ariye akaribata mumaoko ake. Vanonyepa awa
thanks mai chairperson tsoka yakanokorwa