Ko let's say gold rabiwa but vakaba havasi kuda kutaura kuti ndivo vakaba but vakutotiti tiri ma dunderheads ,hazvibatsiriki here hatigoni kubatsirwa here ?.
There are many causes of primary infertility zvekuti chero n'anga ikadii hapana mwana anoitika. There are cases where a woman might actually be born with defective female reproductive apparatus. Sekuru chero mukamira zvemhando ipi mwana haabude
Ko lates say wabirwa mari mu account mu bank vanogona kuidzosa here
Ko let's say gold rabiwa but vakaba havasi kuda kutaura kuti ndivo vakaba but vakutotiti tiri ma dunderheads ,hazvibatsiriki here hatigoni kubatsirwa here ?.
Good point
Thando to the wooorld!!
Thank you Drewmas Media 👏👏👏👏
Drewmas media taking you to another level 👏😘
Imbava iyi irikubira vanhu mari ngwarirai anoba uyu imimi vedrewmas musakurudzira vanhu kubirwa mari
Waiting ......
Waiting
Drewmas media ❤
Tiri kudzidza zvakawanda ❤
❤❤❤🎉
Vanobvisa zvikwambo here sekuru avo
Endesa kwawakqchiwana😮
Saka maSensors akatanga kare kkk
These girls 🎉🎉🎉😂😂😂😂❤❤❤❤
mmmmm this sekuru is dangerous
Ndakamirira
Mmm zvakaoma,, sekuru ava vanobata ripi chairo😢
Ini hangu ndinotya😂😂😂😂but kuziva muvengi wangu ndichida fut
Chihera kuti kwati nasekuru
Ava sekuru havasi vekumbo Buda vachiti vanorombesa hre ava
Ndokumbiraw nmber ndimboonawo varoyi vangu please
Ndokumbirawo number dzasekuru
Saka sekuru vanorombesa awa
Ndino kumbirawo madzisekuru regedzayi kupa vana mishonga yemari, kupfuma, huhwina, kuromba. Vapeyi zivo yekushanda nesimba. Mari ino wanikwa zvemi shonga haina raramo ine ndufu. Tinoda kupfuma kwe nyika kwete kwemunhu mumwe. Ndiye saka vatema vari varombo havana chavano gadzira chino onekwa denge, train, michina yema hospital, janji, motokari zvakawanda. Ma space ship ipayika mishonga yezivo pane zvirombwa.
Ko vadii kupfeka hembe sekuru
Yes
Ngicela inumber zakhe
Sekuru varikutiza nyaya
Mushonga we lucky newekugadzira pamba hanty ndoiri kupanduka
Ei siyabadinga abantu abafana lokhulu egwanda sithwele kanzima ngezifuyo ziyaphela ngamasela bazithath egangen manje soku worse sebengena ezibayen bangakuzwela bayakushiyela amazinyan or amathole
Yha amasela ahluphile kakhulu sekufuba wena self uzihambele
Ko madzibba vekutenga mukadzi uya we kut anoroya makazodiii navo hamuna kuzouya neresults avo
Number dza sekuru pliz
There are many causes of primary infertility zvekuti chero n'anga ikadii hapana mwana anoitika. There are cases where a woman might actually be born with defective female reproductive apparatus. Sekuru chero mukamira zvemhando ipi mwana haabude
Ko simba rokurapa nechikwamvo rimnobvepi kana chipo chisingatoreki
Mambozvionawo here kuti sekuru vakada kufanana na faya Coloso wedu uya wenhetembo ndoreva mkwasha murombo
I was wondering where do l know this face from...ummm vakafanana
Kkk iwewe so
Iwewe so kkkk
True
Pakuty munorombesa apa ndopandatoona kuty bhora musango
Yohwe sekuru vanorombesa ava umm
Waiting
Waiting