Generational fault,zvakabva kumashure atezvara akagara nhaka muroora,akazvara vana,tauya nhasi atezvara arara nevaroora nhasi......panenyaya, Drewmas media taking us to another level....thank you
Uyu we t-shirt ye blue anoda kurohwa. Anokwira varoora tseki wake. Amai Ropa wairarwa na tezvara baba mukuru. Even waive waramu saka munga rare mu guza mumwe chete here. Waramu vanobvumirwa ku kwirana here. Muri mahure
kwedu kana uri mukomana mukuru hautambe chiramu nekuti utori baba or tezvara. same kana uri musikana mukuru uri amai kuvaramu vako hautambe chiramu navo
Panogona pasina kana nyaya .. but Baba Tariro vakuda kunyepa . Problem is varume vakawanda havadi kutaura chokwadi , but vanotoita kuti zvinhu zviite worse .
bamudiki is very young zvekuti vaitodya pamuroora mukuru since mumba maisave nemoto as kutaura kwemurume wemuroora mukuru... mainini vange vakuto joiniswa kuti vadyiwe vari 2
Hi Drewmas media. Ini maonero angu hapana nyaya apa asi bcoz life in the village vanokoresa nyaya isina humbowo wakakwana. they must leave that young lady alone shez looking traumatized n hurrassed.
Apa hapana kujeka. Paiuya mai Tariro, vairara sei. Kana vairara mutineers rimwechete. Chii chashata nhasi. Ini ndinoti tongai nyaya, musatonga munhu. Apa nyaya haisi kujekeswa.
I know how good and great Drewmas Media is: educative and entertaining. However, PLEASE Drewmas Media, kana nyaya yapidzwa kumatare musasvike muchibvunzabvunza. Izvi zvinoita kuti vanhu varodze nyaya dzavo bit-by-bit zvinozopusisa nyaya iyoyo pakutongwa pamwe munhu wamaifungidzira kundi ndiye ari right anotozoruza nyaya iyoyo nekuti vanhu vabvira kare vachiparira nyaya yavo. I am the only one who sees that alredy they have changed positions, and continue to do so?
The second speaker nailed it. Mukoma haagare nhaka yemunin'ina. Ndibaba. Asi munin'ina anogara nhaka yemukoma nekuti muramu.
Chishona chakati twasu.
Andrew you're taking us to another level
Yu are taking ús to another level Andreu
Ndanonoka mamuka cy Drermas taking you to another level
Hi mukoma Andrew na chihera thank you nezvirongwa zvenyu zvinonakidza 👏
Thank you Drewmas you taking us to another level
Big up & keep the fire burning mkoma Andrew.
Good Mr Neshamba apa madzifambira zvechokwadi zvinonyadza chibaba ichi ka kusarohwa chaiko dai charohwa satan ivo vakadzi vacho so ka
Drewmas media keep up the good work
Drewmas taking us to another level.. aNeshamba daidzai Mr dna pakaipa
Generational fault,zvakabva kumashure atezvara akagara nhaka muroora,akazvara vana,tauya nhasi atezvara arara nevaroora nhasi......panenyaya, Drewmas media taking us to another level....thank you
Mhoro sisi chihelele it's good to hear your voice
Thank you
😔 aaaaah inini hngu i like song iya yekuti musha hauna haranga here uyu
Hapana nyaya apa blown out of proportion. Ko vaka rara vose zvine basa reiko
Haaa ma1 awoo bt varoora vaifanirwa kupinda mu same place vosiya mdara ari 1
haiwawo munoyendereyiko nevakadzi kuno chera shuwa aah. mai Ropa vakachena asi Maiguru handisi kuvachenesa.
Varume vacho vakamboyenderei kudoro nxa vachiziva kuti havatembe baba ava iko vachidireyiko kuyita tent one mumwe anemukadzi umwe haana
Dremaldo Drewmaldo!!!! Haa another Level shuwa!!
Ana chihelele lets gather hear for our sisy❤
Varoora musaite ziki zeki manzwa
Baba tariro namaiiguru vekumoza vanozivana.kana kukakama kwavo chaivo vakuziva nyaya
Nyaya yenyu haina kana musoro vanhu mese iyi iwo varume wacho vanatwoo
Nhsi veNeshamba, tingati inyaya here iyi, nokuti vatezvara ava vakagara vachisheya tent, saka chii chavhundutsa imo murimo mavairara. Zvakagara zvatokanganiswa kuti vatezvara vanorara mutent imwe nevana. Saka handioni chavanoda kuripiswa apo
Plus varume ava vaida vatezvara vavamirire kuti vabve kudoro vozonorarawo here havana brain vanhu maonere angu vakangozvirarira havo
Ndiyo mhosva yacho yekutanga iyoyo...kurara kwevanhu vasina ukama hwakasunguka muimba imwe chete.
Iweww unorara namai vako here muimba imwe chete zera rako iroro?
Nyaya yakukora muto pakusiyana ma statement ipapo Mai ropa ndaida kuumbovachenesa bt Kuna Mai Clever mmmm pane kakudyiwa kebota kaiitika apo
This issue is being blown out of proportion
Like Tezvara😄got blown
Kwedu mkoma wemurume ndivatezvara kana hembe dzavo handibati
Nyaya dzenyu hadzipere idzi makabvira kare kuripa nanhasi muchiri kungoita zvemujolooo pahukama hwenyu zvese nekurara nembudzi hamunyare here
Mkadzi weblouse reblue anosupporter chihure
I agree with u amwene,haurari nevakadzi wevanhu mugumbeze rimwe chete
Neshamba mai avo itsotsi vanoziva zvaiitika navo vaitodanana sei vamboti maiguru vagara vairara natezvara uyu murume wavo aripo vaakuti vakararira ikoko kuti varerukirwe murume wavo maiguru asazofungira number 1 aizofungira chii pasina nyaya 2 kana zvimboitika murume wavo aripo vaizonovhara chii 3 mai Ropa vati vakarara vese vari3 uyo aakuti anga asimo🤔baba vanemhosva ava ndini ndadaro
Mkoma Andrew mayisvitsa parmwe level mainin Chihera totenda 👏
Makunakuna chaiwo zimbabwe chiiiko
Baropa madiiko kungoramba mukadzi aende hake. Coz pachazorwadzisana kwakaoma
Bamkuru nditezvara mai ropa hamutambe chiramu nabamkuru
The last part yandipedza hanzi Varume vese mahure kusanganisa murume wangu. Murume kungobvunzwa chete hanzi Baba muri hure here imi?
Pakatorohwa ka3some kakanaka
Uyu we t-shirt ye blue anoda kurohwa. Anokwira varoora tseki wake. Amai Ropa wairarwa na tezvara baba mukuru. Even waive waramu saka munga rare mu guza mumwe chete here. Waramu vanobvumirwa ku kwirana here. Muri mahure
Baba Tariro ibenzi kuramba zvinhu zviri pachena ngarirohwe zirume iro ibenzi
Musha wakanaka uyo
Kkkk tsotsi harishayi chekuhwanda nacho hanzi ndaidziya moto asi amai ropa vati taiva tose mutent 😂😂😂😂😂
Kkkkkk its mahuleeee for me 😅😅😅😅😅
Hanzi murume wanguwo ihure futi ndaseka. Andrew this another level sure kkkkkkk.
Baba varamba hanzii haa kwete😂😂😂😂😂
Saka kutsiva chihure chemurume zve plus that can never be a defense it's an offensive approach.
Hapana nyaya
Dai ba Ropa iri.hanzwadzi yangu ndamuudza arembe.mai Ropa becos vane nyaya dzavo mai Ropa
Manje haisi
Vakabatwa aripamusoro here
Ndozvaunoda kuti kuzonzi pane umbowo? Ko kana vaibatwa vakazongozviramba futi motii?
kwedu kana uri mukomana mukuru hautambe chiramu nekuti utori baba or tezvara. same kana uri musikana mukuru uri amai kuvaramu vako hautambe chiramu navo
Baba tariro havanyare kuramba nyaya iripachena 😂😂
Sizizwele ini??
Mai Ropa namai Clever vese mahure vkadii kurara mutent 1 vosiya tezvara kune imwe tent aiwa ngavaende
Baba ngavabvume mhosva
Yes
The song is lit
Umm Ava Mai ngaremekedze bmkuru nditezvara nyangwe zvodii Na mkuru ngava remekedzeo anamainini
Vatezvara nemuroora hazviiti kuti varare musame room pane nyaya apa murume uyo arikunzi chikomba haasi kutaura chokwadi arikungoramba zvese
hapana hapana...wiriranai vanhu imi.
Panogona pasina kana nyaya .. but Baba Tariro vakuda kunyepa . Problem is varume vakawanda havadi kutaura chokwadi , but vanotoita kuti zvinhu zviite worse .
Mai vane blue varikungoda kubuda pa tv
bamudiki is very young zvekuti vaitodya pamuroora mukuru since mumba maisave nemoto as kutaura kwemurume wemuroora mukuru...
mainini vange vakuto joiniswa kuti vadyiwe vari 2
Hanzi ma Hurheee
Ngaabvepo uyo bamukuru nditezvara
Bba itsotsi Iva.Bba Tariro inhubu
Uuuuuu idzi imbengo idzi hamuna chihure chikuhure nevanhu vaviri kana INI ndiri kuona kuti chikomba chamaguru vakatiza uyo aripo haana chinoziwikanwa uyo
Ndozvakaipira chikorokoza icho chinongoda varume chete zvevakadzi vanokorokoza nekahunhu kandaiona kumakorokoza uko hmmm pakaipaaa
Nyaya iyi ngavaite fair itariswe both sides, yes tezvara vane mhosva but muridzi wemukadzi aikumbira tend achiti ndeyani
chekutanga baRo pavanzi vakarohwa ivo varikuparamba saka avana kunyatsorohwa tevere hatingoti inyaya yaingotaurika ipo pasina zviripo chekupedzisira kana irinyaya yaingotaurika zvivindi zvekuramba vachirara mutend imwechete maizviwanepi? baba avo ndaona vateura ropa mumhuri umu nokuti moyo wavo mukukutu
Hi Drewmas media. Ini maonero angu hapana nyaya apa asi bcoz life in the village vanokoresa nyaya isina humbowo wakakwana. they must leave that young lady alone shez looking traumatized n hurrassed.
Kuchikorokoza haukuzive vanhu vakunyambitana uko pahukama musarambire munhu
Waunoti umbowo hwakakwana ndehupi?
Murovei kana acinyepa dhemetiiii
Amai ropa makapenga henyu...kutadza kutevera murume wenyu akuvara.... haaaa munogumbura kurayi imi
Ma1
Well come chihera nezuro vaivepi papart 1 for this story
Ndanga ndichitsvaga muroora akatiza😅
@@oppahmpofu4430 😅😅😅
Havasi baba ava
Apa hapana kujeka. Paiuya mai Tariro, vairara sei. Kana vairara mutineers rimwechete.
Chii chashata nhasi.
Ini ndinoti tongai nyaya, musatonga munhu.
Apa nyaya haisi kujekeswa.
Mukati Ahhh manje ndinonyarara mukataura mega kkkkkk
Pakaipa zviri pachena vatezvara gavaripe ma 1 ayo
Pakaipa uyu mupari wemhosva akutaura zvekunyepa mainini warikuti takarara tese uyu akunyepa uyu anemhosva
Nhayiwe amai ropa ko hembe yako awuyi chinjiwo here...zvayiri kuburitsa bra
Mai guru vakatiza ndo?????
Wana wakadyiswa bba ,Wana venyu hawana kana say
Mkadzi ihure murume anofanira kungosiyana naye
Vazukuru vacho havasi venyu gogo vana vemrume uyo chikomba
Ko maiguru vakatizei nevana kana vaisadanana.Pane nyaya apa
Vanhu avo vose akainda mozambique ne wakadara wacho vose mahure vanhu avo
Torai mai vekuMoza vadzoke akunyepa nekuti akavatiza mainini vanogona vasina mhosva vakavharwa
🤣pane angabvume kuti ndiri hure here
Hapana taura hako
Ndokumbirawo kubatsirwa..zvinhu zvakaitika kupi izvi.? Kumakorokoza here?
Eeeeh kuna Mukaradzi asi vanhu vacho ndevekwa Chiroroma village kwa Matope
Asi pachokwadi chiramu unoita nemunin'ina wemukadzi wako jwete mkadzi wemunin'ina.mkadzi wemuningina muroora wako.
Ndazoona nyaya vatezvara vanodanana neumwe neakaenda uyu aripo haana chaanoziwa
Ichokwadi icho.Muroora akatiza kuenda kuMozambique ndiye ayi aidanana ne chikomba ichiri kuramba mhosva asi mainini ava kungwarisa hawo asi vaiziva zvaiitika pakati pevaviri avo, aitovariridza nyaya yacho.Pachikomboni komboni apa.
Chikomba chacho chakayamwa chikaguta aah I don't blame varoora hangu🏃🏃🏃🏃🏃
😂😂😂😂😂😂
Maakutochidawo kani?
Uyu mukadzi haana mhosva asi maiguru vakatiza ndovarikudanana na tezvara uyu ane green she's innocent but kungoti akangopinda munzira ine moto
Green haasi innocent akurasira mhosva kune akaenda Mozambique. Vese vari 2 vakarohwa zvinhu. Green akatouya asina brugwa she was ready
Uyo wekutiza ndiye ane yese
Kkkkkkkk hanzi mhosva haitambirwe sepureti yesadza
Yeah zvakaoma shuwa chiitiko ichi chinonyadzisa chaiko
Zig zag muroora mmmm pakaipa
I know how good and great Drewmas Media is: educative and entertaining. However, PLEASE Drewmas Media, kana nyaya yapidzwa kumatare musasvike muchibvunzabvunza. Izvi zvinoita kuti vanhu varodze nyaya dzavo bit-by-bit zvinozopusisa nyaya iyoyo pakutongwa pamwe munhu wamaifungidzira kundi ndiye ari right anotozoruza nyaya iyoyo nekuti vanhu vabvira kare vachiparira nyaya yavo. I am the only one who sees that alredy they have changed positions, and continue to do so?
BBA Tariro vane mkadz here?
Nyaya irikugwadza kuhwisisa. Kwai iko?
Hah makore kore chii ft kkkkkk ummmm makunyanya mnje
Drewmas taking us to another revel andrew pakarohwa mutaka apa vanhu ava makorokoza vakatokorokoza mutaka apa
Yah panenyaya vakuru avo vakutotaura zvakasiyana nevakadzi
Finish....Mjolo pandemic.
Regai ndimirire magetsi
Kkkk
Musamanikidze munhu zvaasina kuita because mukuda kuripwa mai ropa arikutaura chokwadi but because akabvuma kupinda mutant umo ndochete mhosva yake,ko nhasi zvoshamisa sei iwo wagara vachirara mumba imwe
Nyaya yapera uyu arikut hatina kurara ndanga ndakagara pamoto kkkk
But wakamboti taiva takarara nekuti murume waiva asipo anongochinja chinja