Mbavha yema Borehole

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 11 ก.ย. 2024
  • Akabatwa akahwanda mu wardrobe

ความคิดเห็น • 108

  • @DuffKips-fl3wo
    @DuffKips-fl3wo หลายเดือนก่อน +27

    Tafadzwa arikushanda kudarika wakagara muma office umoo🔥🔥🔥🔥🔥

  • @user-rp1kl9he1e
    @user-rp1kl9he1e หลายเดือนก่อน +19

    Senyika ngatichingowirirana kuti Tafadzwa ndiye vene venyika

  • @frankdzinzi3478
    @frankdzinzi3478 หลายเดือนก่อน +4

    Right guys kwasara ma agents ekustvagira vanhu bsa

  • @tichamatahe.5624
    @tichamatahe.5624 หลายเดือนก่อน +8

    Maspakka mudhara kedha. Mbavha ngadzibatwe. Mari inorwadza kuishanda iyi.

  • @tinashe6383
    @tinashe6383 หลายเดือนก่อน +8

    mazongotiratidza mukaka ka haaa ndozvandafarira

  • @Her_Self..
    @Her_Self.. 8 วันที่ผ่านมา +1

    Mmmmm vatete mukunyanya. Apa nekaku noser lol aiwa lets leave the boys. Vakadzi tine kavhavhu kanongovhiringa zvinhu. Zvabva zvakutoita kunge skit ever since vatete joined

  • @user-fs1xy2ce6b
    @user-fs1xy2ce6b หลายเดือนก่อน +2

    Aaaah kamukadzi kaukufamba nako kanobhowa Kari kukukanganisira .......aaaah

  • @josiahchidawo8297
    @josiahchidawo8297 หลายเดือนก่อน +1

    This guy deserves an award 🎉

  • @charlesbayai7847
    @charlesbayai7847 หลายเดือนก่อน +1

    Keep up the good work Tafadzwa shuwa kutiza nemari yevanhu here

  • @josephined8931
    @josephined8931 หลายเดือนก่อน

    Thanks for the great job you are doing for our citizens 🙏🙏🙏🙌

  • @WebsterMandivenga-l9b
    @WebsterMandivenga-l9b 6 วันที่ผ่านมา

    MA agents Aya mapurisa here

  • @user-gp7hi4qd4y
    @user-gp7hi4qd4y หลายเดือนก่อน +2

    Mukore uno Unga bhadhara pasati pacherwa kkkk😂

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 หลายเดือนก่อน

    Use the skills to move the country forward!🇿🇼💝🌍

  • @NomatterMakoni-wo2vp
    @NomatterMakoni-wo2vp หลายเดือนก่อน

    Big up team you are doing a great job ❤

  • @williamelia7889
    @williamelia7889 หลายเดือนก่อน

    Well done guyz mbavha mukati mari iri kunetsa iyi

  • @eppahsinzamala6541
    @eppahsinzamala6541 หลายเดือนก่อน

    Well done mkoma taffy,mbavha mukaty

  • @petronellachiyangwa6766
    @petronellachiyangwa6766 หลายเดือนก่อน +3

    Tafadzwa Mwari vakuvhumbamire usabatwa newakaipa

  • @Clubber_Lang_
    @Clubber_Lang_ หลายเดือนก่อน +1

    Anongosvika achinzi bail nyaya yotsakatika, Zim's justice system for you.

    • @linomsadube
      @linomsadube หลายเดือนก่อน

      Anongoda kushandisirwa chivanhu

  • @mabelmidzi897
    @mabelmidzi897 หลายเดือนก่อน

    Weldone for doing a great job I pray for you to

  • @mbiziDube-tn9sl
    @mbiziDube-tn9sl 11 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Saka anga ahwandei

  • @Michaelmushamba274
    @Michaelmushamba274 หลายเดือนก่อน +8

    Ko munhu anopirwei Mari asati aita bsa racho

    • @takundasigauke9968
      @takundasigauke9968 หลายเดือนก่อน +1

      Vanoti they want deposit first most of them ndo problem. It's very tricky some of these guys are crafty and calculative they will say no deposit no work done so some people will pay the deposit not knowing they are dealing with matsotsi even some companies don't deliver in time they will keep saying all sorts but vamwe are legit. With the situ in our country it's difficult to know who is who now it's a gamble really.

    • @Michaelmushamba274
      @Michaelmushamba274 หลายเดือนก่อน +1

      @@takundasigauke9968 okay but deposit ainopiwa munhu asati aunza machinery pa ground

    • @user-vo2co4ix6j
      @user-vo2co4ix6j หลายเดือนก่อน +1

      For commitments even me I request 50% upfront ndichingosvika pasite but my regular clients they can even pay 70% or 💯 payment before the job because vanoziva kuti I can deliver

    • @Michaelmushamba274
      @Michaelmushamba274 หลายเดือนก่อน

      @@user-vo2co4ix6j manje zvino idzo imbavha even machinery acho they don't have

    • @user-vo2co4ix6j
      @user-vo2co4ix6j หลายเดือนก่อน

      @Michaelmushamba274 yea it's tricky vanovharisa maburi ezvinhu kuti zviome

  • @albertmachinga6824
    @albertmachinga6824 หลายเดือนก่อน

    😅😅😅mbavha yacho yakungoti bwai bwai yabatwa😅😅😅😅😅😅

  • @patrickmachekera4396
    @patrickmachekera4396 หลายเดือนก่อน +2

    Ko maAgent ndiwo mapurisa here.

  • @user-fn8qw3bf2u
    @user-fn8qw3bf2u หลายเดือนก่อน

    Well done,Tafadzwa

  • @JahBlissZw
    @JahBlissZw 23 วันที่ผ่านมา

    Ko page handisikuriona kuFacebook ka Bro chii

  • @praisemasvinge9032
    @praisemasvinge9032 หลายเดือนก่อน +1

    Maive neshungu dzeku joiner police. Chasara ngwarirai kusungwa nemhosva yekuita impersonification. Otherwise good job😊

  • @alfordkoza14
    @alfordkoza14 หลายเดือนก่อน +1

    How can we get hold of Tafadzwa plz

  • @bennymapfumo2986
    @bennymapfumo2986 หลายเดือนก่อน +1

    zvekugona kubata mbavha senyika tikuona kt ukugona kudarika vari muoffice isu toripota kwauri kana taita problem

  • @kushinganyasha1200
    @kushinganyasha1200 หลายเดือนก่อน +1

    Anotopinza vanhu mugate kwedu azviko izvo

  • @user-fs1xy2ce6b
    @user-fs1xy2ce6b หลายเดือนก่อน

    Aaaaah mxm ungati mu junk yard here ziwa chihambiro

  • @pelagiamuguti8693
    @pelagiamuguti8693 หลายเดือนก่อน

    Sisi vamakusevenza navo avo dzungu.

  • @austinempinga3904
    @austinempinga3904 หลายเดือนก่อน

    Hiiiii ABBA vakatombondipa quotation shame .....haaaaaaaa nhaimi ndainyurq apa

  • @nomoremuriri3726
    @nomoremuriri3726 หลายเดือนก่อน

    Dzopera chete mbavha kkkkkkkkk kuzohwanda kani kkkkkkk''

  • @honestdzafunwa
    @honestdzafunwa หลายเดือนก่อน

    Chidawa and colleagues muri pane imwe level

  • @Chikatsa
    @Chikatsa หลายเดือนก่อน +1

    Mbavha kunzwisa tsitsi kana dzabatwa 😅

  • @tanakamarandu2708
    @tanakamarandu2708 หลายเดือนก่อน +3

    FBI YEMU ZIMBABWE 💪💪

  • @captainmagayajr217
    @captainmagayajr217 หลายเดือนก่อน

    Well done ✅

  • @brittjoness5924
    @brittjoness5924 หลายเดือนก่อน

    Ende futi, Haa zvakaoma

  • @elizabethmufunda2568
    @elizabethmufunda2568 หลายเดือนก่อน

    Vakomana venaborehole vanetsa,usangoitirei ikoko chete Tafadzwa ,huya kusouthlea pqrk kune anetsa nekutora mari dzedu but achisiya asina kupedza basa,matap ake haabude mvura aanoisira macustomwea

  • @TamaryManyika
    @TamaryManyika หลายเดือนก่อน

    Ko kuzohwanda 😂 Tafadzwa ne team makapenga

  • @abiolakapembeza2158
    @abiolakapembeza2158 หลายเดือนก่อน +1

    Uyu anogona basa iri

  • @medina3002
    @medina3002 หลายเดือนก่อน

    Zvanaka makore ano musungwa otozezwa chando hee juzi hee bhutsu kkkkk

  • @margaretzinyama5381
    @margaretzinyama5381 หลายเดือนก่อน

    Welldone tafadzww

  • @mosesseriso1008
    @mosesseriso1008 หลายเดือนก่อน

    Vanotoshanda pamwe ne security inotokuperekedxa kuita ku ge tsitsi ixvo kuda kuona kut wapa gogo vapi mari vaxogovana xvavo

  • @innocentnyoni5970
    @innocentnyoni5970 หลายเดือนก่อน

    Kuhwanda ndokukwamuuraya, itsotsi iri vakomana rovai munhu

  • @mkomatee6350
    @mkomatee6350 หลายเดือนก่อน +2

    Chimbavha chawanda mu zimbabwe

  • @MufarowasheMinzwa
    @MufarowasheMinzwa หลายเดือนก่อน

    Ramba wakadaro Tafadzwa Mwanangu

  • @calmdube7451
    @calmdube7451 หลายเดือนก่อน +1

    Ngavasungwe magweregwere

  • @mathiassithole9935
    @mathiassithole9935 หลายเดือนก่อน

    Munya chakaipa kkkkk kuitaku hwanda kudaro usazodaro iwe

  • @More2001-c9s
    @More2001-c9s หลายเดือนก่อน

    Iri team reinvestigation riri genuine here or it's acting

  • @bevenpanganai45
    @bevenpanganai45 หลายเดือนก่อน

    Nyaya iyi i tried following up on them legally but to no avail at one point ndakanzi na Officer tauiranai 🤦🏾‍♂️ They mentioned nyaya yema India left casing paden . Terrible people

  • @Boreholes
    @Boreholes หลายเดือนก่อน

    Imi munya akaticherera borehole zvakanaka mukwane nzwananai uko

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye4023 หลายเดือนก่อน

    Munya uri mbavha tseke wanga wakahwandei.imi vanhu mune dambudziko pasi tsvee kuenda kuma company ano anoita zvinhu kwazvo aka GI Glo nana hydrotec moyenda kumbavha modyirwa mari

  • @it3788
    @it3788 หลายเดือนก่อน

    Ukabhadharavekuchererathel come vatangavasurvor then chirikiriki boolean roster raavepo that's nice ot fair kuita chitsotsi mari inonetsa kuwana

  • @TilderMugwede
    @TilderMugwede หลายเดือนก่อน

    😂Mbavha dza mazuvano kugeza

  • @kudanyakatsapa9035
    @kudanyakatsapa9035 หลายเดือนก่อน

    Mbavha dzinorara nenzara this time chakachaya

  • @TafadzwaTshuma-v2k
    @TafadzwaTshuma-v2k หลายเดือนก่อน

    Tafadzwa come to marescue

  • @rogerchanda
    @rogerchanda หลายเดือนก่อน

    Why didnt they go ku civil court

  • @brasswellmudyiwa2046
    @brasswellmudyiwa2046 หลายเดือนก่อน

    Well done keda

    • @adolfmunemo7195
      @adolfmunemo7195 หลายเดือนก่อน

      For what? That's crazy, he needs to understand the law very well, that guy is going to walk... He will choose restitution to make it civil, 😢😢

  • @captainjcky9107
    @captainjcky9107 หลายเดือนก่อน

    Potai muchibata munhu anenge anyepa kuti munhu hapo iye akawanda deturn them kuitira others they won't lie aaaaa

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790 หลายเดือนก่อน

    Mbavha ngadzivharigwe hadzo

  • @josephmusara9163
    @josephmusara9163 หลายเดือนก่อน

    Ko kunyururwa segonzo manje

  • @user-nh2iq2nm6k
    @user-nh2iq2nm6k หลายเดือนก่อน

    Ngarisukwe dzimbavha

  • @abrahamrimakamwe8780
    @abrahamrimakamwe8780 หลายเดือนก่อน

    Tafadzwa ukushanda kudarika wa poul nyath

  • @peembano253
    @peembano253 หลายเดือนก่อน

    Mundebvu makazara huori😂

  • @goodwinreza7681
    @goodwinreza7681 หลายเดือนก่อน

    Pamberi nebsa nemkoma Tafadzwa

  • @wattonmugadza2618
    @wattonmugadza2618 หลายเดือนก่อน

    Munovapedzera gore rino

  • @user-oj5mf8kv4r
    @user-oj5mf8kv4r หลายเดือนก่อน

    Tafadzwa unofanira kungove mukuru wemapurisa 😂😂😂

    • @adolfmunemo7195
      @adolfmunemo7195 หลายเดือนก่อน

      What? Guys don't do this anofira mujeri tafa wenyu uyu, he is beginning to think he is the police in the process breaking a number of laws like on this one.... He can do this to the ignorant only.

  • @user-nh2iq2nm6k
    @user-nh2iq2nm6k หลายเดือนก่อน

    Mbavha kana kutouraya chaiko

  • @user-es7lb4ku6p
    @user-es7lb4ku6p หลายเดือนก่อน

    Musape vanhu mari vasati vaita basa pliz

  • @mathiassithole9935
    @mathiassithole9935 หลายเดือนก่อน

    Eish pakaipa

  • @faithdadumalikongwa6006
    @faithdadumalikongwa6006 หลายเดือนก่อน

    How does one get in touch?

  • @alexiomuzinde1688
    @alexiomuzinde1688 หลายเดือนก่อน

    Cameraman azongotiratidza mukaka zvofadza zzzzzzzzzz

  • @Kevvy_G
    @Kevvy_G หลายเดือนก่อน

    Munya itsotsi😂

  • @TafadzwaTshuma-v2k
    @TafadzwaTshuma-v2k หลายเดือนก่อน

    Tafadzwa l need help zvakatoitika kuhama yangu

  • @mosesseriso1008
    @mosesseriso1008 หลายเดือนก่อน

    Mukoma tafadxwa chimbotumai ma agents pa chitungwiza general hospital pari kiitwa huori nana mbuya vanosungutsa vanhu vaya mukadxi anogona kutofa cox ashaya mari yekusonwa iko kusonwa kuri kwe mahara haaa xvakaoma guys madximai ari kutambura uko ndakaxvionera pasina chioko muhomwe munhu anorwadxiwa kunge achafa nemimba guys haa xvakandibata moyo ndiri murume hank bt haaa pkaipa

  • @spiwemunhenga5112
    @spiwemunhenga5112 หลายเดือนก่อน

    Yowee munyaradzi chii mwanangu

    • @user-qc8yh1kx8z
      @user-qc8yh1kx8z หลายเดือนก่อน

      Aika mwana wenyu

    • @spiwemunhenga5112
      @spiwemunhenga5112 หลายเดือนก่อน

      @@user-qc8yh1kx8z mwana ve sister yangu tayigara tese kuwadzana zviya zvekuti vanoyera nzou Mai vake vakashaya havo now handisisiko ndatowonawo nyaya pa utube

  • @spiwemunhenga5112
    @spiwemunhenga5112 หลายเดือนก่อน

    Ko wakuvhara vanhu

  • @Loraine887
    @Loraine887 หลายเดือนก่อน

    Mbvavha mujeri

  • @raphaeltsambai
    @raphaeltsambai หลายเดือนก่อน

    Itabasa Tafi

  • @HazelKupakuwana
    @HazelKupakuwana หลายเดือนก่อน

    Mukadzi nasekuru ngavasungwe for hubbering a criminal.

  • @kinginmoodus124
    @kinginmoodus124 หลายเดือนก่อน

    ko mukadzi anosungirwei

  • @jorgejojo8163
    @jorgejojo8163 หลายเดือนก่อน

    Team racho imbava

  • @taonashemazire7721
    @taonashemazire7721 หลายเดือนก่อน

    chibaba ichi

  • @virginiapamire1740
    @virginiapamire1740 หลายเดือนก่อน

    Tafadzwa unonwa kokora ipi

    • @user-jo7kx6jm9e
      @user-jo7kx6jm9e หลายเดือนก่อน

      😂😂😂😂😂😂😂😂😂fanda

  • @mekong7529
    @mekong7529 หลายเดือนก่อน

    Pane kutyorwa kwekodzero dzembavha zvapo, akawana dzinoziva mitemo he will be sued one day

    • @ZmoothsOperator
      @ZmoothsOperator หลายเดือนก่อน +1

      Kkkkkk kodzero unodzifunga kana usati wabatwa ne mhosva. Plus kwedu ku Africa once wafunga kupara mhosva, unenge watozvimbunyikidzira wega kodzero dzako

    • @adolfmunemo7195
      @adolfmunemo7195 หลายเดือนก่อน

      He will go to jail trust me bro, he is dangerous to himself, he should read law again, who gave him power to arrest.

    • @jamesmagwenzi6058
      @jamesmagwenzi6058 หลายเดือนก่อน +2

      @adolfmunemo7195 Ndiyo inonzi citizens arrest nhai vaMunemo.
      Also he is working as a private investigator and it's not illegal. Besides at the end of the day he submits all the cases to the actual police to finish up the rest but no laws are being broken.

    • @EsteemMutatavikwa-lp3op
      @EsteemMutatavikwa-lp3op หลายเดือนก่อน +1

      ​@@adolfmunemo7195why muri everywhere mukoma asi mukubawo you are answering every comment Tafadzwa hahana kutanga nhasi zvaari kuita izvi

    • @adolfmunemo7195
      @adolfmunemo7195 หลายเดือนก่อน

      @@jamesmagwenzi6058 sir, if you violet sm1s rights it dsnt matter they are guilty or not, it a case on its own, if he is doing somethings wrongly then he is, l have watched a number of his episodes were he completely went off but it dsnt seem wrong coz he will be dealing with ignorant people who know no law.