Chitunha choramba kuvigwa,Hama dzodzokera necoffin kumba kubva kumakuva

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 19 ต.ค. 2024

ความคิดเห็น • 325

  • @masciemudumo
    @masciemudumo 2 หลายเดือนก่อน +94

    Munhu aka he achi bleeder get a clean towel press it firmly pacho parikubuda ropa itai CPR ipapo ipapo while u arrange zvekuendesa munhu ku hospital . CPR is when u check the victim airway kana achiri kufema unoita 30 chest compressions and give 2 rescue breath wodzokorodza futi izvikubatsira oxygen irambe ichipinda in and out of the lungs also oxygenated blood to keep flowing through the victims body. Hameno kt nurse avo thermometer vaiidiii pakadai

    • @ethelguzha2364
      @ethelguzha2364 2 หลายเดือนก่อน +3

      Handiti Nursing is now a why of making money to survive ,no passion chero uine basa

    • @paidamoyomuusha8672
      @paidamoyomuusha8672 2 หลายเดือนก่อน

      @@masciemudumo Thankyou

    • @masciemudumo
      @masciemudumo 2 หลายเดือนก่อน

      @@ethelguzha2364 mmm but pamwe pacho let’s value life ye munhu mari tinoida asi ini hangu I value life ye munhu pandokwanisa kubatsira ndinobatsira maropafadzo haarasike address denga rinoona moyo

    • @tsungayifurayi1677
      @tsungayifurayi1677 2 หลายเดือนก่อน +8

      😢muNurae acho CPR vanoiziva here yozikanwa nesu maCarer.Kurwara kuZim unogona kutofa vakatarisa

    • @PristessDiana
      @PristessDiana 2 หลายเดือนก่อน

      🎉🎉

  • @NyaraiCharlie
    @NyaraiCharlie 2 หลายเดือนก่อน +18

    Baba vkapihwa time hawo saBaba
    But havana kutaura chine musoro chandaona
    Than Sahwira anotaura nyaya sezvazviri pple😊

    • @benjamingaqa1079
      @benjamingaqa1079 หลายเดือนก่อน

      Chokwadi havagoni kutsanangura

  • @ruelilymadyangove4358
    @ruelilymadyangove4358 2 หลายเดือนก่อน +17

    This man can really narrate,rest in peace to your friend😢

  • @EllaBee1497
    @EllaBee1497 2 หลายเดือนก่อน +74

    No thermometer at a clinic 💔 Zimbabwe is a joke. May the young man’s soul rest in eternal peace. The police have no access to vehicles whilst the regime is looting and spending money from our God given resources on stupid things

    • @BessieMadhuva
      @BessieMadhuva 2 หลายเดือนก่อน +4

      Ko thermometer inorapa munhu here

    • @judithnyakunuhwa2460
      @judithnyakunuhwa2460 2 หลายเดือนก่อน

      ​@@BessieMadhuvanhai zvenyu ndazvishayawo

    • @liciousnyamande4251
      @liciousnyamande4251 2 หลายเดือนก่อน

      Aàaaa
      😮😮❤😮

    • @kevinrudolph5676
      @kevinrudolph5676 2 หลายเดือนก่อน

      ​@@BessieMadhuvahow do check teperature ne chigunwe chako,kurai mhani

    • @MimmyRambe
      @MimmyRambe 2 หลายเดือนก่อน

      Kna thermometer areva kuti ndiyo inorapa hre hant arikungopa semufananidzo​@@BessieMadhuva

  • @pamelamurambiza
    @pamelamurambiza 2 หลายเดือนก่อน +52

    Zimbabwe yafa chokwadi kushaiwa thermometer. Aaaa usadaro vatungamira. Kana nguva yasmith zvaiva nani.
    Ndinourombo kune hama dzarasikirwa.

    • @MafirakurevaMafirakureva
      @MafirakurevaMafirakureva 2 หลายเดือนก่อน +3

      Thermometer haitadzise munhu kurapwa. I think nurse ainge angoona kuti munhu aparara kare but aisada kuudza vanhu

    • @takundasigauke9968
      @takundasigauke9968 2 หลายเดือนก่อน +3

      Ma minerals ariko , ko Mari dzacho dzirikuyendepi ndodzinofanira ku booster Kuma hospital edu . Zvakunyadzisa

    • @MafirakurevaMafirakureva
      @MafirakurevaMafirakureva 2 หลายเดือนก่อน

      @@takundasigauke9968 Takunda, good question, ask Mnangagwa neveZanu vanomuvhotera

    • @iewellnortiffa6535
      @iewellnortiffa6535 2 หลายเดือนก่อน +1

      Nurse pane zvaange atoona asi asingade kutaurira vanhu hake

    • @paidamoyomuusha8672
      @paidamoyomuusha8672 2 หลายเดือนก่อน

      @@iewellnortiffa6535 ndoonawo sekudaro

  • @NyaraiCharlie
    @NyaraiCharlie 2 หลายเดือนก่อน +5

    Aaaah president hatina dai Mwari akwanisawo nguva yke amutora nguva yke yaqwana
    Coz i don't think munhu pachake anenge atowe rinda wooow mukuru venyu
    Kutungamirirwa nemufi paya kkkk

  • @BeautySawana
    @BeautySawana 2 หลายเดือนก่อน +33

    Spiritual thing baba tokumbira mudaidze mukotsanjeri ndiye mupedza zvose please please

    • @ObeyMangwarara
      @ObeyMangwarara 2 หลายเดือนก่อน +1

      Mwari ndiye anopedza masport not mukotsanjera

    • @auxilliakapotsa168
      @auxilliakapotsa168 2 หลายเดือนก่อน

      Mokotsanjera anoda $1500 cash kuti anovabatsira not for free .zvakutoda kuti vaise musoro pamwechete

  • @the_innovative_trader
    @the_innovative_trader 2 หลายเดือนก่อน +5

    Kana hopewell achitaura mnoti hee haadi progress anongoshora nyika but here is the truth from an unknown individual down in deep roots of Karoi. A clinic doesn't have pulse tester n how can they manage to get a dialysis machine?

  • @Cenafafie
    @Cenafafie 2 หลายเดือนก่อน +5

    Zvakaitikira kupi cause lm hearing my roots Kasimure

  • @missmadas203
    @missmadas203 2 หลายเดือนก่อน +8

    Our community need to be conscious of what action to take first in an emergency. The first thing the friend must have done is to call the police and ambulance so the victim gets help then the rest will follow. Chete these important services are not available. Dai hurumende yatinzwiravo tsitsi and put the systems in order. Government please itayivo nyasha Hamuvone here kutambura kwatirikuita. Please return sanity munyika tateterera😢😢

    • @cynthiaf.ndunduma9353
      @cynthiaf.ndunduma9353 2 หลายเดือนก่อน +1

      Very well said

    • @GloryReza-j6s
      @GloryReza-j6s 2 หลายเดือนก่อน +1

      Ambulance kuZim

    • @febbynyanhete2874
      @febbynyanhete2874 2 หลายเดือนก่อน

      😂😂😂😂😂​@@GloryReza-j6s

    • @BigboyTope
      @BigboyTope 2 หลายเดือนก่อน

      Ambulance ino tora 3hrs to come mu Hre chaimo what more ku remote area

    • @missmadas203
      @missmadas203 2 หลายเดือนก่อน

      @BigboyTope Yaa zvinorwadza but at least chero chikochikara zvacho Just prioritising saving life. Manje munyika medu munhu anotofa ari pa clinic zvichinzi haarapwe kana pasina police report

  • @blessedhondo403
    @blessedhondo403 2 หลายเดือนก่อน +20

    Sahwira iyo wth our Zim police ,unogona kutonzi Ndiwe wakauraya

    • @sharondzidzai343
      @sharondzidzai343 2 หลายเดือนก่อน

      Haana mhosva uyo and mawitness aripo akaurawa kwaakamboenda my views

    • @DennisShoko
      @DennisShoko 2 หลายเดือนก่อน

      Eish

    • @DennisShoko
      @DennisShoko 2 หลายเดือนก่อน

      Zvehu robbery zvirimuZimbsbwe yese

    • @selinamkandatsama8362
      @selinamkandatsama8362 2 หลายเดือนก่อน +3

      Inga wani aive nemunin'ina wemufi saka mhosva inomubata papi

    • @PreciousSumburero
      @PreciousSumburero 2 หลายเดือนก่อน

      Haana mhosva

  • @SeanChari-d5l
    @SeanChari-d5l 2 หลายเดือนก่อน +10

    Hanzi ndandisipo pavakataurirana nemhepo yavo😅🙌

    • @KudzieMavunga-nv1nd
      @KudzieMavunga-nv1nd 2 หลายเดือนก่อน

      Ndasingade kuseka bt anyway rest in peace Malvern

  • @lovemorekaffie8538
    @lovemorekaffie8538 หลายเดือนก่อน +1

    Pachipatara kwavakushaika hanzi chekutestisa temperatue ( clinica thermometer) mmmmm zvakaoma😊

  • @edwinmutyaso4988
    @edwinmutyaso4988 2 หลายเดือนก่อน +14

    Imagine a clinic without a thermometer of all the resources. Zimbabwe is a joke

  • @MichaelPedzanai
    @MichaelPedzanai 2 หลายเดือนก่อน +8

    Zvinoda Dr mukotsanjera zvemhepo izvo inobuda chete zvekuti yabuda pamwana mudiki hazvina basa mukotsanjera anozvipedza

    • @Sheila-yr8jq
      @Sheila-yr8jq 2 หลายเดือนก่อน

      Vanowanikwa kupi

    • @pamidzaichari6330
      @pamidzaichari6330 2 หลายเดือนก่อน

      Yah taura hako pamwe ihama yangu iyeye

    • @pamidzaichari6330
      @pamidzaichari6330 2 หลายเดือนก่อน

      Neni ndinoyera mwendamberi futi pls anoziva baba vangu vainzi George Mazanhi

  • @sqrd3536
    @sqrd3536 2 หลายเดือนก่อน +2

    Alcohol is a silent killer. Chronic alcoholism leads to excessive bleeding and can be difficult to control. It depends where there are bleeding from it can be life threatening. Zimbabwe needs to educate people of the importance of drinking in moderation. I hope that counntry recovers from this curse of despair and depression that has overtaken the whole country.

  • @ShephardMuvingi
    @ShephardMuvingi 2 หลายเดือนก่อน +10

    Kushaikwa kwe thermometer kotadzisa here ku attender emergency ma nurse ngatitye Mwari

    • @Folktale_gogo
      @Folktale_gogo 2 หลายเดือนก่อน +3

      ...and thermometer for what munhu abaiwa nebanga? Incompetence!!

    • @Butterflywonders1599
      @Butterflywonders1599 2 หลายเดือนก่อน +1

      Hazvitadzise but it shows that there are bigger issues...don't you see that?

  • @lovemorendava7096
    @lovemorendava7096 2 หลายเดือนก่อน +6

    Zim ndeyemhondi hamuwanikwe zvinhu zvinoraramisa vanhu munowanikwa zvinouraya

  • @marilynyoh7951
    @marilynyoh7951 2 หลายเดือนก่อน +3

    Friedns who take you drinking at night then go back home to tell the story iwe wafa. Beware ur friends

  • @arishahmarz5509
    @arishahmarz5509 2 หลายเดือนก่อน +2

    Munangagwa dai amuka hake akafa pamwe maclinic angavana zvakakwana

  • @enockdzanas2420
    @enockdzanas2420 2 หลายเดือนก่อน +39

    zanu nyarai chipatara kubva chashaya thermometre here aaa.chivhayo achivhaira nema million dollars

    • @EverestSimau
      @EverestSimau 2 หลายเดือนก่อน +1

      Kkkkkk heyii zanu

    • @mordenchimondo5
      @mordenchimondo5 2 หลายเดือนก่อน

      Nhay zvako

    • @EmmaMugwagwa-o2g
      @EmmaMugwagwa-o2g 2 หลายเดือนก่อน

      Iwe usarwadziwe iwe nekuguta komunhu chivhayo anopinda papi nekupondwa kwemunhu

  • @MichelleMawango
    @MichelleMawango 2 หลายเดือนก่อน +3

    Mmmm zvakaoma bt journalism yezim.iyi chi chakadaro.hnt maimyatsofamha kubvunza tinzwsse musarware imi.next tym.itai muchibvunza musapuse ..hope kt mukomana achamuka ngozi tserek

  • @OnardSaruchera-gf7ns
    @OnardSaruchera-gf7ns 2 หลายเดือนก่อน +2

    Don't vote for zanu . Clinic not working 😢 zanu mambara

  • @mupandazofficial1580
    @mupandazofficial1580 2 หลายเดือนก่อน +3

    Kushaikwa thermometer pachipatara then someone is busy shouting give ED another term 😢😢😢😢😢

  • @LindaMuzarurwi-v2n
    @LindaMuzarurwi-v2n 2 หลายเดือนก่อน +4

    Kushop kwakanotenga doro kureva kt kwave kusina akaona zvakaitika here ?

  • @LisaChipendo-fb1zy
    @LisaChipendo-fb1zy 14 วันที่ผ่านมา

    Clinic inoshaya thermometer? God have mercy upon our country. Fuel yekuenda kuma opening ema bridge netunhu tusina basa inowanikwa but kusina zvinhu zvino saver life yevanhu? Daddy Hopewell Chin’ono is always right. That man should be given a chance yekugara nevatungamiri votaura zviripo.
    Ko thermometer yaishandei pamunhu aku bleeder. Nurse rudzii asingazive resuscitation of a patient? Thermometer wasnt necessary at all, unless its a pulse oximeter, nurse wacho salary ari kuwana, but zvekushandisa pabasa hapana , saka akunoitei kubasa?
    Anyway rest in peace Malvin, God will bring a justice.

  • @mainyakudirwa5494
    @mainyakudirwa5494 2 หลายเดือนก่อน +8

    Cry our beloved country marwadzo aya nyika inoshaikwa thermometer here chokwadi

  • @anniekurewa878
    @anniekurewa878 2 หลายเดือนก่อน +20

    Ndiani member of parliament ikoko muudzeyi kuti urikufungeyi nevanhu vakakuvhotera urikunditaurira kuti urikushaiwa mari yethermometer heee ndidaire wandigumbura

    • @bosslimpopo8532
      @bosslimpopo8532 2 หลายเดือนก่อน

      Pamwe haatozviziva kuti haipo

    • @anniekurewa878
      @anniekurewa878 2 หลายเดือนก่อน

      @@bosslimpopo8532 he must visit his constituency not just to enjoy life in the city ward councilors must also wake up kwete kumhanyamhanya muma cell vachifambira maregalia they should bring zvinhu zviri important kuvakuru

    • @arishahmarz5509
      @arishahmarz5509 2 หลายเดือนก่อน

      Nhai zvenyu ndawadaire iside ripiko iroro

    • @arishahmarz5509
      @arishahmarz5509 2 หลายเดือนก่อน

      ​@@bosslimpopo8532 aah aah vano voterwa wotadza kuzoita follow up kumaclinic kuchecker kuti everything is up to date

  • @masciemudumo
    @masciemudumo 2 หลายเดือนก่อน +4

    Chipatara kushaya thermometer chaiyo yekuti ikozvino mudzimba vanhu takugara nema thermometer , bp machines betadine bandages paracetamols etc muma first aid box evana vedu hayaaaa zim is failing us so sad

  • @marilynyoh7951
    @marilynyoh7951 2 หลายเดือนก่อน +3

    Y test temperature when someone is bleeding out?

  • @yakiesigauke09
    @yakiesigauke09 2 หลายเดือนก่อน +25

    No thermometer but giving people car because they dance at zanu rally

  • @lovenesskamupira3258
    @lovenesskamupira3258 หลายเดือนก่อน +1

    What's the use of thermometer in a situation like this

  • @Vincentkamhips4875
    @Vincentkamhips4875 2 หลายเดือนก่อน +5

    Very sad, ndekupi uku. Vangadai vakashevedza vemweya kuti vahake mhepo vangadai vakanzwa zvose.

  • @BerlinHandris-id8dz
    @BerlinHandris-id8dz 2 หลายเดือนก่อน

    Chipatara kushaya thermometer but zanu iribusy kutengera vanhu machicken inn

  • @waynechirava5752
    @waynechirava5752 2 หลายเดือนก่อน +10

    Journalist uyu mupenyu here or chinhunha😢

    • @auxilliakapotsa168
      @auxilliakapotsa168 2 หลายเดือนก่อน

      😂😂😂😂 myb imatsi (he is deaf-mute)😂😂😂

  • @madamboss7216
    @madamboss7216 2 หลายเดือนก่อน +12

    Generist hapana zviripo panoda mibvunzo iye zi zvake

    • @masciemudumo
      @masciemudumo 2 หลายเดือนก่อน +1

      Ndidzo type dzaingo kopa zvinhu Pa black board even nezvisirizvo aingo koponora😂😂😂😂 jenalist usatsamwe sha kushanda neruzhinji u face criticism no hard feelings wangu❤

    • @auxilliakapotsa168
      @auxilliakapotsa168 2 หลายเดือนก่อน

      Myb he's deaf or matsi or he/she on mute

    • @madamboss7216
      @madamboss7216 2 หลายเดือนก่อน

      @@auxilliakapotsa168 😂😂

  • @AlecMusasa
    @AlecMusasa 2 หลายเดือนก่อน

    President ngavaite serious nezvipatara sure chipatara kushaya Kana chinobetsera

  • @nyarendaelizabeth
    @nyarendaelizabeth 2 หลายเดือนก่อน +5

    Mweya wekuurayana uyu these days munyika medu muno chiii chaizvo chirikuitika its so sad. Vanhu vakungourayana kunge huku weduwee

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 2 หลายเดือนก่อน

      End days dear. It started by marriage. The way people disregard marriage kaa ma1..apa ndeya Mwari..... sokuromba futi plus utsinye neuroyi chaiwoo. Ruvengo rwacho

    • @preciousnyamuzereza8074
      @preciousnyamuzereza8074 หลายเดือนก่อน

      Varikuzvitora kujoni , before South Africa kwaiva nemabhinya chete iko zvino the level ye murder is on the rise munyika medu, unotoshaya kuti zvirikufamba sei 😢😢

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve 2 หลายเดือนก่อน +1

    Mmmmmm nyika yedu chiiko kushaya ne thermometer chaiyo yoh,chandinoona vakuru vedu havangodi zvavo kut nyika inake mari irimo munyika mota dzavanopa vanhu mari dzinopihwa vanhu, zvakaoma

    • @bosslimpopo8532
      @bosslimpopo8532 2 หลายเดือนก่อน

      But pane zvimwe zvisingade kungoti vakuru vedu mwe should all take responsibility

  • @gptactical6658
    @gptactical6658 2 หลายเดือนก่อน +3

    Zimbabwe is a witch craft dan .

  • @LisaChipendo-fb1zy
    @LisaChipendo-fb1zy 14 วันที่ผ่านมา

    Baba havana kana zvavataura zvine musoro.

  • @Nomore-p1v
    @Nomore-p1v 2 หลายเดือนก่อน +2

    Zanu pf kushayao ne thermometer

  • @GraceMapfumo-ep9tx
    @GraceMapfumo-ep9tx 2 หลายเดือนก่อน

    Haisi reason yekuti pachipatar paiva pasina thermometer so munhu otadza kurapa murwere becoz of kushaikwa kwe thermometer nurse wacho aiva asingatodiv zvekubatsira munhu uy, ko dai yaiva hama yake yakasvika pasin thermometer yacho aitadza kuibatsira hr without thermometer yacho yoyo, ko vanhu vakadii kungovhutsira gomba raiva nenyoka racho roro voivhariramo nyoka yacho vochera rimwe pa side peiroro racho

  • @OziasZekenya-to1ku
    @OziasZekenya-to1ku 2 หลายเดือนก่อน +6

    Sahwira aitaura uyo ane kauZanu mukati chese chese Comrade Comrade

    • @IindaChingwena
      @IindaChingwena 2 หลายเดือนก่อน

      😂😂😂😂😂😂

    • @cosmasmurinyu5747
      @cosmasmurinyu5747 หลายเดือนก่อน

      Shaaa word rekuti comrade haringoreva murwi vehondo chete tsvaga dictionary iwe that word means friend also hapana zvechiZanu apo anotogona kutaura sahwira uyu

  • @benhildahmpofu8776
    @benhildahmpofu8776 หลายเดือนก่อน +1

    Kumashops hakuna akawona zvakaitikawo here

  • @colletormadzivanyika5586
    @colletormadzivanyika5586 2 หลายเดือนก่อน +4

    Ukaona zera iri richingoti comrade,youth isign yenzvimbo yevanhu vakafa brain.

  • @EmmaMugwagwa-o2g
    @EmmaMugwagwa-o2g 2 หลายเดือนก่อน

    Sahwira hamuna kumbofungira kana kutsvaka vabaya mumwe wako nebanga?Hindava usina kuzvitsvaka handikuchenesi

  • @WayneDhliwayo-ry8ng
    @WayneDhliwayo-ry8ng หลายเดือนก่อน

    President ngavaise mishonga nemushini😢

  • @ElizabethMusveri
    @ElizabethMusveri 26 วันที่ผ่านมา +1

    Haa varikumboitei ko vatungamiriri

  • @ehlukanidhliwayo748
    @ehlukanidhliwayo748 2 หลายเดือนก่อน +2

    Chipatara chisina thermometer. Munangagwa dai Mwari vamutora

    • @mordenchimondo5
      @mordenchimondo5 2 หลายเดือนก่อน

      😅kngotora zanu yse

  • @KendrahMaruwasi
    @KendrahMaruwasi 2 หลายเดือนก่อน

    Which part of kasimure ndiko kumba kwedu😢

  • @Obvious-eq9pd
    @Obvious-eq9pd 2 หลายเดือนก่อน +2

    Sahwira asiuriWarvert hre unotaurazvemabhesi nemacomrades but you look very young.chichemo chakoisaipaya pamunoitatumisangano tweZanu kwete parufu

    • @deeteemugari4343
      @deeteemugari4343 2 หลายเดือนก่อน

      Ehe mu Warvet ndaiva naye kuhonde muna 1965

    • @paidamoyomuusha8672
      @paidamoyomuusha8672 2 หลายเดือนก่อน

      @@Obvious-eq9pd patsanura mazwi

    • @paidamoyomuusha8672
      @paidamoyomuusha8672 2 หลายเดือนก่อน

      @@Obvious-eq9pd patsanura mazwi tigone kuverenga zvauri kunyora

  • @JusticeMadhanga
    @JusticeMadhanga 2 หลายเดือนก่อน +1

    ma nurse itai serious hakuna chipatara chinoshaya thermometer

  • @PamhidzayiChavhunduka
    @PamhidzayiChavhunduka 2 หลายเดือนก่อน

    Sahwira anoita seakapusa but akangwarisa akatoona kuti mhuri iyi inenge yakazungaira then sahwira amboti takatinzi ne muni'na wemufi chiendai kumba mkoma adhakwa sei muni'na wemufi asiri kuisawo humbowo apo ummm panenyaya.

  • @BlessingMsipa
    @BlessingMsipa 2 หลายเดือนก่อน +4

    Asi mutungamiriri wedu ciii nhai kshaya temperature muma clinic zinorwadza RIP my bother

    • @paidamoyomuusha8672
      @paidamoyomuusha8672 2 หลายเดือนก่อน

      @@BlessingMsipa zvakaoma mufunge

    • @bosslimpopo8532
      @bosslimpopo8532 2 หลายเดือนก่อน

      Haaaa saka mukuda kuti aite zvekutenga ma thermometer futi

    • @paidamoyomuusha8672
      @paidamoyomuusha8672 2 หลายเดือนก่อน

      @@bosslimpopo8532 anofanirwa kuprovidwa nani

    • @noreenmoyo7754
      @noreenmoyo7754 2 หลายเดือนก่อน +1

      Thermometer not temperature 😂

  • @SandraJessyMatsika
    @SandraJessyMatsika 2 หลายเดือนก่อน +1

    😢😢😢😢aah shame very sorry nekurasikirwa nehama.

  • @chipohungwe2182
    @chipohungwe2182 2 หลายเดือนก่อน +2

    Nhai zvako.haisi pulse tester. Inoshanda apa here.. Zvimanurse zve grade seven izvi..

  • @Innocent-bh4ew
    @Innocent-bh4ew 2 หลายเดือนก่อน +3

    Saka nurse vachiri kuitei paclinic ipapo.

  • @tthex6484
    @tthex6484 2 หลายเดือนก่อน +13

    No mention of actual cause of death, post mortem..... Poor journalism, obsessed with spiritual things, no facts

    • @nnnsandra
      @nnnsandra 2 หลายเดือนก่อน

      I thought the issue is munhu akabayiwa nebanga arikudoro. Zvemhepo haisi stress here though.

    • @rolandmoyo-yy3ok
      @rolandmoyo-yy3ok 2 หลายเดือนก่อน +1

      Taura zvako hama, apa wataura dama, imwe journalism yatiri kuyitirwa muZimbabwe ndeyekuJoyinidza, they must learn from Stella Muwusha wepaDestiny TV.

    • @pabloshoko3955
      @pabloshoko3955 2 หลายเดือนก่อน +1

      Stella wepa Destiny ma Eliza wepa Slymedia

    • @Lolobae-w4f
      @Lolobae-w4f 2 หลายเดือนก่อน

      Kuda havo kuadvertiser n'anga kuti dzipedze pfuma yevanhu.

  • @RuvimboNyambudzi-be9rg
    @RuvimboNyambudzi-be9rg 2 หลายเดือนก่อน

    Shame zvinotwadza chokwadi zorora murugare Hama, mukira wese akakuuya

  • @ClarahMakusiro-nv9ue
    @ClarahMakusiro-nv9ue 2 หลายเดือนก่อน +6

    Zvakaoma apa vanhu vanotenderera nemunhu akuvara kynda ku police far away munhu achifa asat aona chiremba. Kunogara vanhu kusina zvikwanisiro muchinamata. Satan wacho mu Zimbabwe wanyanya kusatya kwacho kuurayana zvanyanya ngozi pamusorro pengozi Mwari nunurai nyika yedu haichararamika yatove Sodom ne Gomora chaiyo

  • @mainyakudirwa5494
    @mainyakudirwa5494 2 หลายเดือนก่อน +1

    Zimbabwe its a joke chokwadi thermometer inoshaikwa pachipatara here chokwadi. Mnangagwa neZanu PF hamurwadziwe here

  • @JuniorsTmuyambo
    @JuniorsTmuyambo 2 หลายเดือนก่อน

    😢😢😢 kasi kumashops kwenyu hakuna camping 🏕 yepolice hre apa chipatar chacho ma1 chekutester chacho chogofa neii kasi chipatar cha passion Java kanii😢😢

  • @Bvanyangu352
    @Bvanyangu352 2 หลายเดือนก่อน +8

    Did you just say pachipatara pakanga pasina thermometer?

  • @arishahmarz5509
    @arishahmarz5509 2 หลายเดือนก่อน

    Clinic yakatii 😢😢😢zveZimbabwe soo haike

  • @MercyMwashita
    @MercyMwashita 2 หลายเดือนก่อน

    Rest in peace boy siira Mwari nyaya yako

  • @nelialillianbanda1533
    @nelialillianbanda1533 หลายเดือนก่อน

    Beautiful 🎉

  • @mucherorichard4670
    @mucherorichard4670 2 หลายเดือนก่อน

    chipatara kushaya cheku testisa temperature kkkk ndokuti mugoziva kuti zanu yakadhakwa

  • @RosemaryDaison-tu3gg
    @RosemaryDaison-tu3gg 2 หลายเดือนก่อน +1

    Nurse akaona kuti munhu afa aisada kutaura

  • @irenemhembere2548
    @irenemhembere2548 2 หลายเดือนก่อน +2

    Ngapawedzerwe mapurisa vanoitwa patrol kunyange neusiku..nepamabhawa...nevamwe vasina uniform asi vaine proper identification

  • @constancemabhonga1339
    @constancemabhonga1339 2 หลายเดือนก่อน +3

    Saka vanhu vanongo taura pasina kuvhunzwa aaaah

  • @ChimombetherebossLearnpabita
    @ChimombetherebossLearnpabita 19 วันที่ผ่านมา

    𝕪𝕒𝕜𝕒𝕫𝕠𝕡𝕖𝕣𝕒 𝕤𝕖𝕪𝕚🎉

  • @SurprisedDrill-kj2iz
    @SurprisedDrill-kj2iz 2 หลายเดือนก่อน +2

    Zvakaoma zvekuzimbabwe kuchipatara kunoshaikwa thermometer

  • @MwanaWaMauswa
    @MwanaWaMauswa 2 หลายเดือนก่อน

    Yaaaaa this was the nature of human life before colonialism

  • @nahumjehubenyera7746
    @nahumjehubenyera7746 2 หลายเดือนก่อน +4

    Chipatara hapana thermometer asi manurse ari pachipatara apa varikutambira

  • @LovenessMutsetse
    @LovenessMutsetse หลายเดือนก่อน

    😢Um very sorry zvinorwadza

  • @makanyaramatamare6938
    @makanyaramatamare6938 2 หลายเดือนก่อน

    MP ndiye ane dambudziko nesu tinovhotera asiri chizvarwa chehurungwe mashwest

  • @EgnesHamandawana-h7o
    @EgnesHamandawana-h7o 2 หลายเดือนก่อน

    Irwa usaurawa sehuku mujaya

  • @ChipoMponde
    @ChipoMponde 2 หลายเดือนก่อน +2

    No ambulance ,not even a thermometer?????

  • @NotJuliaHerbert
    @NotJuliaHerbert 2 หลายเดือนก่อน +2

    Nyika inovana over 10 billions of revenue a year from gold and diamonds but clinics have no temperature 🌡️ machine and dynamaps

    • @missmadas203
      @missmadas203 2 หลายเดือนก่อน +1

      The money is going to Mnangagwa and his cronies Havana kana tsitsi They are ruthless.

    • @mazengulamarcia8679
      @mazengulamarcia8679 2 หลายเดือนก่อน

      This is worst uu

  • @MelusiNzombe
    @MelusiNzombe 2 หลายเดือนก่อน +3

    Shamwari yake uri sahwira wake ft aah hoo

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 2 หลายเดือนก่อน

      Yes mostlyhanditi vane ge

  • @TrymoreMaruma-px3ix
    @TrymoreMaruma-px3ix 2 หลายเดือนก่อน

    Ndopaunonzwa umwe munhu angopihwa doro nefodya kwakudaidzira kut rambai muripo kusvika 2030 . Takaroiwa nevakafa chokwadi

  • @GloryPilime
    @GloryPilime 2 หลายเดือนก่อน

    Sahwira Hauna nyaya

  • @jungledee9307
    @jungledee9307 2 หลายเดือนก่อน +4

    After that you keep on voting ZANU pf because of KFC Aaaaa hamufunge imi

  • @deeteemugari4343
    @deeteemugari4343 2 หลายเดือนก่อน +2

    Journalist you are fired

  • @miriammafiyamafiya
    @miriammafiyamafiya 2 หลายเดือนก่อน +1

    Daidzai Mukonzanjera anopedza zvese

  • @ChimombetherebossLearnpabita
    @ChimombetherebossLearnpabita 19 วันที่ผ่านมา

    𝕪𝕒𝕜𝕒𝕫𝕠𝕡𝕖𝕣𝕒 𝕤𝕖𝕪𝕚

  • @DennisShoko
    @DennisShoko 2 หลายเดือนก่อน

    So sad.. zororai murugare mukoma

  • @BhaseraNorman
    @BhaseraNorman 2 หลายเดือนก่อน +2

    Chisiyei ipapo kana chisingadi kuvigwa chichazowona yekutamba

  • @LeminaChikamhi
    @LeminaChikamhi 2 หลายเดือนก่อน +7

    Sahwira handikuchenesi

  • @revaiKawonda
    @revaiKawonda หลายเดือนก่อน

    Anenyaya yaasirikuda kuburitsa muface uyu

  • @Siphaty91Siphaty
    @Siphaty91Siphaty 2 หลายเดือนก่อน

    Zvakaoma...very sorry hama

  • @ChipoMakeke
    @ChipoMakeke 2 หลายเดือนก่อน

    I can't wait to see part 2

  • @simisongwenya6495
    @simisongwenya6495 2 หลายเดือนก่อน

    Ava vanhu havagone kutaura nyaya yavo , vese zvavo 😢

  • @GladysNyamukoroso
    @GladysNyamukoroso 2 หลายเดือนก่อน

    Nyika yedu kutukwa hre Mwari tipeio mutungamiri venyika vanhu tatambura

  • @hildajudy9161
    @hildajudy9161 2 หลายเดือนก่อน

    Nhai imi thermometer hakuna, what kind of a clinic is that

  • @masciemudumo
    @masciemudumo 2 หลายเดือนก่อน +2

    Ivo nurse vaive pachipatara apa vatori nurse chaivo ivo. Aagh thermometer inebasa rei Pa emergency yakadaro the nurse or hama dzevanhu were supposed to to apply direct firm pressure to act as a plug just to block bleeding chop chop vachi requester transfer to a better hospital munhu okasira kuwana ma drip oxygen and pain controls.

    • @ethelguzha2364
      @ethelguzha2364 2 หลายเดือนก่อน

      Nurse vari kungwavhavha kuti vararamise mhuri yavo kana ZJC chaiyo pamwe Havana havo

    • @kudzaiczenda1884
      @kudzaiczenda1884 2 หลายเดือนก่อน

      Zvakakosha kutora munhu temperature before kumubatsira ... but I'm shuwa akamubatsira handina kumbonzwa achiti haana kurapwa ini

    • @masciemudumo
      @masciemudumo 2 หลายเดือนก่อน +1

      @@kudzaiczenda1884 it’s only a necessity when u don’t know what the patient is suffering from so temp helps to aid in diagnosis NOT in a situation yaurikutoona chiri wrong pamunhu . Bleeding is always treated as an emergency. All emergencies first thing is to carry out the 3 basic emergency steps mozoita henyu Zve thermometer

  • @patiencemusarurwa7399
    @patiencemusarurwa7399 2 หลายเดือนก่อน +1

    Kokamwana ako kaitsvakeiko pavakuru kavhiringa audio yese

  • @ThembelaniMgutshini
    @ThembelaniMgutshini 2 หลายเดือนก่อน +1

    Ko mutapi wenhau wakanyararirey nhai 😢😢

  • @jonathanchivima6948
    @jonathanchivima6948 2 หลายเดือนก่อน

    Chipatara choshara thermometer 😢 Zim ma1 hawo