I dont know if its me hangu but presenter uyu ahazive mibvunzo yekubvunza. A good presenter should have asked these questions. 1. murder weapon. 2. Noise pakabaiwa munhu hamuna kuinzwa here 3. Initially chii chamaiva manetsana namaiguru zvekusvika pakuvharirwa mumba. I watched another program futi from this lady hapana chaibuda.
I think if you listened well ..I tried to probe him to speak but mind you ...this person knows what he did obviously he says he story in way that he won't be found guilty but rather say it was a mistake ....
Your Q3 does not fit because he has already mentioned that , I don’t know why they closed the door and why they used paper spray on me and why they threatened him using unprintable word, so that’s a question for maiguru ?
8:10 minutes he explained the murder weapon where he says ndakabva ndarangarira kuti am armed muhomwe mune banga and that’s the murder weapon, you need to listen gud and listen slowly be quick to hear and slow to type negative comments. We accept constructive criticism but certainly not hate speech to kill the spirit of our presenters. He also repeats about the murder weapon at 8:56 minutes and I don’t know how you missed that three times and at 9:44 minutes he mentioned again the murder weapon has been mentioned 6 times even upto 10:02 and 8 times upto 10:16 now we have lost count
Nyaya yemurume uyu haina kana nemusoro wese. Ari kuti window rakarohwa nedanda nevahu vaive panze. Akabva abuda nepa window ipapo,kunze kwekunyatsomurova nedanda riya,vakabva vamuita pepper spray, after they blinded him hapana kana akamubata kana kumurova? Haana kana kumbotiza,vakabva varega achifamba hake achitsvanzvadzira nzira? Shasha yakabva yazofunga kuti kobanga ndoripinza sei munyaya,ndopakunzi ndaifamba ndichi wevha wevha banga,these people were clearly not a threat to him at this point, vakurega uchienda hako saka banga waiwevhereyi? Coincidentally sisi vamunhu ndivo vega vakanozvikanda munzira yebanga? Ndomarabishi enyaya aya saka ari mujeri. Murume uyu akawana musikana wake kubhawa aiyine mumwe murume akabva ada kuita violence,musikana ndokutizira kumba kwasisi vake. Shasha nehasha yakatevera kumba ichibva yavharirwa panze. He broke the window and tried to force his way in. It's possible the sister pepper sprayed him to keep him from gaining entry. It is at this point a fight broke out,and he stabbed his sister-in-law. He's unrepentant,and not showing any signs of remorse. Aifanirwa kufira mujeri.
I wish i had interviewed this man. Ngaataure chokwadi mhani- hakuna munhu anopihwa mhosva as a lesson to others. Wabaya munhu unotadza nei kuzvinzwa? Haana kuona ropa pabanga here? Akafambirei nebanga muhomwe? Why maiguru vakamuvharira door? Ko semunhu aienda pamusha apa achitombogarapo, sei akafunga kubuda nepawindow door parakavharwa? Vanhu 5/6 vane maziso ari kuona vakatadza kumutaka nematanda sei after pepper spray, kana vakambogona kurova window.
potai muchiita interview vanhu vasinganyebe there is more to the story that what meets the eye. shuwa maiguru vaizofa sei musina kugwa iwo mapanga munofambireiko nawo asi shuwa kufira bhinzi dzisina mafuta
Ko iye aizovevha sei iye aisaone ne spray , the story can't add up. Muchinda uyu akabaya mnhu bt haachakwanise kuzvidudza. Iguma guma iri nxaaaa. Ko weapon knife airidiii , zishurugwi iri.
Iri raive gweregwere rine maramba doro iri. Ko rogotadza kuzya kuti rabaya munhu sei? Kunyange raive rakadhakwa, ko iro banga racho roitwa Columbia raive risina ropa here kuseni kwacho? Part of his story ain't right but given the judgement pada vakaona zvakakodzera igoitwa involuntary manslaughter saka gweja iri rakapihwa mukana wekuzobuda pamberi
Saka wainzi urikufira imomo zvakanga zvaita sei? Munhu haangonzi unofira imomo pasina nyaya. Muface uyu ngataure nyaya yake.Wakato tongwa kare saka kunyepa hakubatsire. Pane nyaya apa.
You can say that again hama. Anonyepesa mhani munhu uyu.
Too many inconsistencies panyaya yake muchinda uyu
mabhanditi agara chokwadi havambofa vakuudza dzimwe nyaya dzamunoudzwa dziya inhema nyaya chaiyo havakuudzei
Kana usina kuuraya,wakatongerwa kutadza kutaura,your statement is not clear
Mwari ngaakuwanire nyasha Leonard
ZiSatan remunhu. Mhondi yemunhu. Nhema chaidzo.
I dont know if its me hangu but presenter uyu ahazive mibvunzo yekubvunza. A good presenter should have asked these questions.
1. murder weapon.
2. Noise pakabaiwa munhu hamuna kuinzwa here
3. Initially chii chamaiva manetsana namaiguru zvekusvika pakuvharirwa mumba.
I watched another program futi from this lady hapana chaibuda.
I think if you listened well ..I tried to probe him to speak but mind you ...this person knows what he did obviously he says he story in way that he won't be found guilty but rather say it was a mistake ....
@@seniorlecturerdon't engage trolls my dear. You did an excellent job. Asiri kufadzwa nazvo ngaaende kujeri anobvunzisisa zvaari kuda kuziva
Enda kujeri wonovhunza wega hako. Hazvirambidzwi.
Your Q3 does not fit because he has already mentioned that , I don’t know why they closed the door and why they used paper spray on me and why they threatened him using unprintable word, so that’s a question for maiguru ?
8:10 minutes he explained the murder weapon where he says ndakabva ndarangarira kuti am armed muhomwe mune banga and that’s the murder weapon, you need to listen gud and listen slowly be quick to hear and slow to type negative comments. We accept constructive criticism but certainly not hate speech to kill the spirit of our presenters.
He also repeats about the murder weapon at 8:56 minutes and I don’t know how you missed that three times and at 9:44 minutes he mentioned again the murder weapon has been mentioned 6 times even upto 10:02 and 8 times upto 10:16 now we have lost count
Aida kumbororwei nevanhu ava ndiyo another question
The girl looks like mai Chisamba
ndazvionawo kk
@@MamboMarkus1
Kkkkk
Unoona nhy
Ndazvionawo
Ndazvionawo I thought Mai Chisamba . Iwo varipiko Mai Chisamba
Wakauraya bhishu raigara ne bhishu rako
Uyu munhu anonyepa zvisingaite
Mafull stop nemacoma awandisa.Ukaona munhu achitaura achizororera inhema dzega dzega.Makuruwana kunyepa varikunyepa zvavo nyaya yavo haisiku maker sense😂
Pepper spray 10 times🤣🙄.
iri ronyepa zi mhondi iri apa kutsanangura kwacho haritogone ndosaka raigara ne banga agara anotouraya tsaga uyu
Baba vanonyepa ava😂 Pela une basa kkk😂🙌
Ko zvauri wekumusha kwangu apa mapurisa epaBikita anorova sei
Veduwee zvinonzwisa tsitsi jambwa munyama asi anoda hake zvekunamata🙏😍
Mukomana arikunyepw uyu ndiye akabaya munhu after awona kuti anoita zvekuenda kubhawa..Munhu agara arimhondi anogara aine banga pese paanenge ari
10 times nepepper spray wobva wazocheka one munhu paGurumwangira revanhu apa hausi kuona aaaaah
Pepper spray ka1 chete unozvambarara😂
Ava varikubvunza mubvunzo varikusiya zviri important zvakawanda, waida kuroverwei wainzi mhosva yako ndeyeyi? Saka wakumba wakuona wakamboonawo here banga rako kuti rarineropa here kuratidza rabaya munhu or, Saka wabaya munhu pavanhu 6 vese vaya Apana kana akakutevera kana kushedzera hako kuti wabaya munhu iwe??
Saka vanhu vese ava vari 5 hapana kana 1 akakutevera after wadirwa spray vakakurega zvako uchienda hako ummmmm bamnini
Kunogarwa kunoku for me...
Saka maiguru ava Havana kumboridzawo mhere here,uye chii chakaita kuti vanhu vamire kumutevera
pertinent questions. maonero angu ndeekuti vanhu vakasara vakarwisana mukomana akazorasirwa nyaya...
Loopholes
Ita serious mupengo iwe.
Vanhu veMasvingo imi munoshupa 😆 chingoti ndakamubaya kwete kuti hauzive 🙆🏽♂️
Ndafarira hangu kuti unoziva Mwari
Dzonyepa idzi😂
He deserves a medal that guy
Hanzvadzi kunyepa here aaah saka maiguru ndivo dman here aaah iwe wamboti msikana wazouraya ava mkadzi wako
Nhema idzi
Door rinogura zvigumwe here,,, hmmm munhu anotaura achifunga nyaya anonzwika pane zvaasiri kutaura
Chero dai aipinda mubhawa zvinenge zvinei newe sokuti mwana wako 😢😢😢
Ichi chinonyepa ,,bhinya remunhu Banga wairwevherii lmbwa
Nyaya yemurume uyu haina kana nemusoro wese. Ari kuti window rakarohwa nedanda nevahu vaive panze. Akabva abuda nepa window ipapo,kunze kwekunyatsomurova nedanda riya,vakabva vamuita pepper spray, after they blinded him hapana kana akamubata kana kumurova? Haana kana kumbotiza,vakabva varega achifamba hake achitsvanzvadzira nzira? Shasha yakabva yazofunga kuti kobanga ndoripinza sei munyaya,ndopakunzi ndaifamba ndichi wevha wevha banga,these people were clearly not a threat to him at this point, vakurega uchienda hako saka banga waiwevhereyi? Coincidentally sisi vamunhu ndivo vega vakanozvikanda munzira yebanga? Ndomarabishi enyaya aya saka ari mujeri. Murume uyu akawana musikana wake kubhawa aiyine mumwe murume akabva ada kuita violence,musikana ndokutizira kumba kwasisi vake. Shasha nehasha yakatevera kumba ichibva yavharirwa panze. He broke the window and tried to force his way in. It's possible the sister pepper sprayed him to keep him from gaining entry. It is at this point a fight broke out,and he stabbed his sister-in-law. He's unrepentant,and not showing any signs of remorse. Aifanirwa kufira mujeri.
Anonyepa uyu ibenzi
Taura hako hama imhondi yakauraya angoveo manyautsaka mukanwa atibvirepo
Window rakaputswa nemurudzi wemba???
Sister in law, if he was married to her sister. Thanks for explaining
Ndiwe wapedza nyaya yese, akauraya maiguru nekuti aiti ndivo vanofurira munhu wake.
I sense lies 😮😮
Sokostina bhaudhi rebasa
Uyu mnhu Ari kunyepa hake nyaya haisi kubatana kana ndosaka ndichida Tete Tilda hngu vanonyatsoita zvekuti moona kuti kunyepa zvesure aaaaaa
Kunyepa kwako hanzvadzi 😢..zimhondi remunhu dai ukafiramo
Mukoma makaponda zvenyu bvumai nekuti kuto famba ne bhemba muhomwe zvinoreva kuti humhondi hwaivamo muriopa menyu
Ari kusona here zvemadhuwa shuwa?
kakunyepa kababa aka
I wish i had interviewed this man. Ngaataure chokwadi mhani- hakuna munhu anopihwa mhosva as a lesson to others. Wabaya munhu unotadza nei kuzvinzwa? Haana kuona ropa pabanga here? Akafambirei nebanga muhomwe? Why maiguru vakamuvharira door? Ko semunhu aienda pamusha apa achitombogarapo, sei akafunga kubuda nepawindow door parakavharwa? Vanhu 5/6 vane maziso ari kuona vakatadza kumutaka nematanda sei after pepper spray, kana vakambogona kurova window.
Nhema😂😂😂😂😂😂
Mmmm uyu anonyepa zvake paper spray 10times😂😂😂😂
Akasangana ne banga😂😂😂😂
Kuzopinza mwari kani 🙆🏽♂️ munomutsvaga muripama1 chete bho here….
Mmmmm unonyepa iwe wakungoitirawo aminest
hanz paper spray 10times
dzaitoverenga🤣
Munhu uyu arikunyepa ... I don't think kuti akauraya achida ..but mhosva akapara zvake .
😢😢I feel he's pain
❤
Uyu Anotorakidza kuti behaviour yako haina kuchinja chero ari behind bars
Moverenga kuti mamwaiya spray ka10 asi motadza kunzwa kuti banga ramakabata ratimba munhu ende mamubaya haana kana kuiti yoweee mandibaya 😢😢😢😢hhhhhhuuuu bamninikaaaaa
Regedza utongwe nhema dzako dziripachena wangu
Yaa neh zvakaoma
Endayi kumajere ese eZimbabwe yese kwete kuHarare chete
Mukomama uyu wakasungirwa pasina but zvisinei mwari vachamuchengeta.haaah ndarwadziwa homboy vangu
Ko unonyeperei benzi iwe
Unonyepa mhani
Aaaaa Mwana wekumusha kwedu
Vanhu vekumusha kwenyu vanonyepa wena Nyado😂😂😂😂
Hapachafi kubuda pachena kuti ndewekwedu tosvoda hadzigoni kutaura chokwadi
Ini ndinobva ipapo paBikita paMukanganwi muDanga rekwaMberikwazvo. NdiHomeBoy uyu
@MosesMakupitotote kupi
Mamu vimbisa cake 🎂 toda kuzoonawo mhemberero dzebhavhadhe
Homeboy ava ndovaziva hangu kuuraya vanofana vakauraya havo bcoz vakatombotiza mapurisa asi zvisinei inenje mhepowo yekupara yaiva yavabata, nekut vanga voita semunhu openga zuva iroro
Zvakaitikira kupi
Story iyi haisi kuiita.Just by waving a Columbia knife munhu akafa??
Mufana anonyepesa uyu.
Kana neni ndashaya Kuti zvirikuenda nepi hauburuke pawindow vanhu vokusiya uchifamba aaaa taura kwazvo iwe Garamoo
Nowadays people wave knives and people die ..who am l to judge😢
Presenter ari kuteerera here?
Mmh zvakaoma
Unonyepa hako . Munhu unofambirei nebanga ummm
Zviriko izvo varume vanofamba nawo mapanga vamwe rekeni even pfuti it's common izvo especially uchifamba husiku protection yako
@@martinmusira7990Haa ukaona uchifamba nema weapons uri mhondi
@@martinmusira7990 tsvimbo yaah or ndandi ukaona wakufamba nebanga unofanirwa kungozviudza kuri uri mhondi
Ko iwe Pelagia sei ukuita kunge mai Chisamba are you related
Mmmm unonyepa shame,paper spray 10 times? Ukuziva kuti panze pane vanhu wobuda nepa window.... Wakazofunga kuti une banga?
Waifanira kumamira chii to start off with?
Pellagiah wakawanikwa here
Zvauri wezhira kaa nhy iwe
Nddkupiko
Bikita panyika.....growthpoint.
Hanzi (ndirikunzi ndirikumama ndirikufira imomo😂😂😂😂)
Iwe wakadhakwa hre iwe ukungoramba uchibvunza munhu zvinhu zvaapindura kare
Taura hako ma journalist enyu aya
Haaa zvakaoma hazvo
Tenge tenge kuimba hangu
mutorerei chihate chikusonwacho...atsanangure zvinooneka
Zvauri wekumusha nhai iwe KwaNyika asi chii nhai
Ku waver banga ndiko kuita seiko
Chirungu chemabhanditi wangu😂
😂😂😂😂😂😂😂aaaa wandinakidza
Haayaa zvakaoma hazvo
Uyu unonyepa akuna nyaya yakatero vanu 5 kufungira kuti andisikurangarira ndichipaya munhu nai mkomana uyu mwari ndivo vanoziva
Banga rakange rineropa hre
My question also
Umm nhema dzega dzega. Kuwevha wevha banga how zvinouraya munhu . Nyaya yake yese haisi kumaker sense zvayo
potai muchiita interview vanhu vasinganyebe there is more to the story that what meets the eye. shuwa maiguru vaizofa sei musina kugwa iwo mapanga munofambireiko nawo asi shuwa kufira bhinzi dzisina mafuta
Ko iye aizovevha sei iye aisaone ne spray , the story can't add up. Muchinda uyu akabaya mnhu bt haachakwanise kuzvidudza. Iguma guma iri nxaaaa. Ko weapon knife airidiii , zishurugwi iri.
Ko noise pakabaiwa munhu haana kuinzwa hre
Uchamama hako ramba uchinyeb
Chiiko chirikumbosonwa chisingaperi chinguri abvirira kufambisa machine
Haya😂
Ukureva nhema wezhira nyaya yako Haina musoro iyi
Mhondi yemurainhi nxaaaaaaaa
Uri dako saka chero wanga wava bofu ungabaya munhu wotadza kuzvinzwa..
Dako rake mfesi uyu
Unogona zvako hanzvadzi chikoro handicho chega chinoendesa kure basa remaoko irori unotoenda kure chaizvo
Haa uyu anenge aitoshandiswa takagara tichimuudza madire ako eh violence mamanje urikuenda
Pakaipa
Utori mhondi banga wairi isepi
Ko kuzoverenga kusvika pana10 uchi sprayiwa ummm
Mmm this story is not make sure
Mahure enyu aya 5:20
Iri raive gweregwere rine maramba doro iri. Ko rogotadza kuzya kuti rabaya munhu sei? Kunyange raive rakadhakwa, ko iro banga racho roitwa Columbia raive risina ropa here kuseni kwacho? Part of his story ain't right but given the judgement pada vakaona zvakakodzera igoitwa involuntary manslaughter saka gweja iri rakapihwa mukana wekuzobuda pamberi
Ko unotenderedza namaoko wani asi hakuna magetsi here nhai Tailor zvino unosona zvinhani uchidero
😂😂😂
Kuspotewa chii nhai iwe gurwe
Ummm mukomana uyu nyaya yake andisikuinzwisisa zvinekakunyepa mukati