Never give your woman a chance to believe that she can make it on her own. Women are strong and resilient but isu warume its our place cover our women and not expose them to any level of vulnerability
@@muchmuleya9651 taura hako iwe iyiyo philosophy ndeye vakadzi vanohura vaya in the name yekuti murume anonzi ane mukadzi kujoni or varume vaya vasingade kuenda kumabasa ndivo vqnosara vopfimba vakadzi in the name yekuti varume venyu vanohura Kujoni.We know these statements mukadzi wega wega angohura haatadze kutaura this statement.
Nyaya iyi inofanira kutongwa ichinzi unosiya mukadzi for over a year uchida kuti ararame sei, worse off wanga usingamuchengeti nevana. This guy was obviously busy doing other women in SA. There's no need for the lady to apologise. If you dig deeper, you'll find that this guy is saying no to this relationship because he is now committed to someone else. I don't think there is still any connection left between these two to salvage. Chasara chete is parting ways uyu wochengeta mwana wako. The guts of saying ndichirikuda murume iwe uine mwana wako. Unless the guy is saying he still wants you nemwana, hapana kutaurirana apa, hapana relationship.
Good mari yemba ndiyo ichamuroora asi chenjera kuuraiwa nemukadzi uyo imhondi unogona kurongerwa matsotsi yava mhondi anengozi mukadzi uyo achazviona zvake result ichauya nemunhu wavakaponda
Murume uyu ndiye ane problem please musangotsikirire vanhu kadzi😢😢 maida adii anga asiwa ne murume kaa munhu angabve Ku SA odzokera asina kuona mkadzi wake...newewo mkadzi siya murume uyu usarambe uchit ndomuda ita life yako hausi wega watanga kurambwa
iwe musikana go and shine kwete zvako zvekuti handizive baba nemwana hindava kutidzikisira murume from 2020 woti unomuda iye asisakude hindava iwe usagumirwe kusvika ipapo 😂😂
Proud pakuenda kumapart zvekusvika pakusaziva baba vemwaana haaa melody washaya zvekunyora here dai akaita one boy friend not kuchinjaniswa nevarume wats dat
Vaviri vanozivana ava ,pavakatorana nekuzotambana rough plus remember mukadzi aari boader jumper ka uyu sa murume mybe imari dzaimunetsa achishingirira. Imba akazomuti tora coz anotoziva kt she contributed a lot saka tarisai both sides akomana.
As much as she was wrong kupinda relationship achiri nemurume uyo but murume akasiyawo mukadzi all those years no communication no intimacy aifanira kungogara shuwa akamirira. Apa akatorerwa vana. Apa anga asingachengete vana futi he chose kutora vana kuendesa kwamai vake kuti atumire chikafu ikoko.
very cool and calm chief i salute your intelligence
3 years nemiwo varume mozvinyanya... Saka iwe waisava Nemkadz here PA 3 years ku joni.... Zvimwe munongodawo kutsvaga nyaya
Ska isu tiri kuno overseas hatisisina vakadzi zveeee
Teverai mirairo yerudzi rwenyu
Varume hobho vari Joni ane ma girlfriends acanogara navo😅😅mkdzi anenge akasiiwa kumba ndiye anonzi usaite boyfriend
Never give your woman a chance to believe that she can make it on her own. Women are strong and resilient but isu warume its our place cover our women and not expose them to any level of vulnerability
2020 muri joni matowana zvimainini munotsvinya chaizvo paitwa mwana ndipo pawakuda kuzoti aita chihure kwauri hausi kuita chihure
Kutopenga chaiko
Zvakaoma ufunge hachipihwe sadza chiro ichi
Ko chihure chii check definition. Vakadzi hamutyi mwari
Muri mahure imi. Mukadzi chaiye chaiye haadaro
@@freedommuchuwa6480 haipiwe sadza if you know you knew
Chief Chinamora my chief, very calm and collected.
Murume uyu chiiko, anoda kubvunzwa every detail nedare. Ndosaka akasvirirwa mukadzi😂😂😂.But mukadzi uyu anoita mistake yekuita mwana how😂😂😂😂
😂😂😂
Kkkkkkk tese mukuba tirimo asi anobatwa ndiye mbavha
Chengetai vakadzi venyu varume imi zvimwe zvacho ndimi munozvikonzeresa.........
Mudzimai ndeye wese ,to Clever
Mukadzi ari right murume angakusamuda so life goes on mambo ngatonge nyaya kwete kubvunza mukadzi uyu zvekufara kwake nekwazvakaitikira
Chief ndevapi ava.. sando dzavo. Very calmness
Chinamora.
❤❤😂😂 Chief munogona kuenzanisa kwete vamwe vanongo ita ruzha
Secretary va chief vanoziva zvavanoita... ndakavawona pa issue yana Bothwell
Matsotsi ogerana apa but pane ragerwa risipo 😂😂😂
Sure
Zvasangana ipapo
😂😂😂😂
😂😂😂😂
😅😅
😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅
Mambo you are the best ,munogona kuita nyaya musharukwa hunhu heenyu chete ne muchinda uyo wamugere naye anoziva.
secretary well done l like his calmness and order ine counsel.. murume uyu akaisa mkadzi pamuedza anoti anorarama ne mweya mutsvene
Uyu mkadzi itori mhondi fut
Thank you Kelvin Tadzidza zvakawanda uye watisimbisa ❤
Musha unochengeterwa vana vavakaita vese, kwete kutengesa musha. Maresva kutonga vana Chief. Musha inhaka yevana
Joni Hakuna murume anogara ega kujoni 😂apa iwe uchinzi Gara kumusha
Musanyepere vanhu tigere kuno if you feel free tokupa maAdress
@@BlessedMugabe iwe unorwara iwe ndimi vanhu munofirira vakadzi kuhura in the name yekuti varume havagare Vega Joni ini pano handigare nemunhu ini .
Iye akatosiya mukadzi nevana Kuno Joni
Uri kufurira vamwe vakadzi kuenda Joni kuedza kuti mudye madya maguta moshiringinya kudya marands nezvikomba hamunyare , kuenda kwemurume kubasa kuno kupa kodzero dzekuita chipfambi woheanda nekuti kijoni anga ane mukadzi you have a bad mentality
@@muchmuleya9651 taura hako iwe iyiyo philosophy ndeye vakadzi vanohura vaya in the name yekuti murume anonzi ane mukadzi kujoni or varume vaya vasingade kuenda kumabasa ndivo vqnosara vopfimba vakadzi in the name yekuti varume venyu vanohura Kujoni.We know these statements mukadzi wega wega angohura haatadze kutaura this statement.
Nyaya iyi inofanira kutongwa ichinzi unosiya mukadzi for over a year uchida kuti ararame sei, worse off wanga usingamuchengeti nevana. This guy was obviously busy doing other women in SA. There's no need for the lady to apologise.
If you dig deeper, you'll find that this guy is saying no to this relationship because he is now committed to someone else. I don't think there is still any connection left between these two to salvage.
Chasara chete is parting ways uyu wochengeta mwana wako.
The guts of saying ndichirikuda murume iwe uine mwana wako. Unless the guy is saying he still wants you nemwana, hapana kutaurirana apa, hapana relationship.
Honestly l don't feel like there is any justification for infidelity
But maonero nemafungiro anosiyana
Haiwawo baba rwadziwai henyu nemiwo mamusina kugara kusouth ikoko maitorova Lula Lula everyday saka maiti mukadzi adii
She must just leave, she must go and stay with her new boyfriend
@@AnotidaMuzah taura hako. Kumwe kuda ku reasoner kwacho nxaa
@@LovenessMachemedze so this justifies kuhura kwemukadzi?
Calm and intelligent chief!✊🏿👏🏿🇿🇼👍🏿
She knows baba vevana así I think ndi bestie 😅😅
😂😂😂anoziva sure zera rake iroro otadza kuziva baba vemwana,hanzi nhumbu yakaita nemistake
😅😅😅😅😊😅😅😅😅😂😂😂
@@tsungaimukarati9737😂😂😂😂😂😂mistake chii nhai
Ari kuziva kuti akati anoziva nonka akamuitisa mwana anoripiswa
Hure iro rakangwarisa
😅haa zimoms zibhichocho to the fullest...siyai makuruwani monyura
Amai wakangwarisa awa apo murume hagoni kutaura
😂😂😂😂😂😂 ehe raitongokwirwa kwese kwese
Aiwa zigadzi iro zigarinya hatigariki naro ungadanana nema robbers nooooo ngaarambe murume uyo Ari right siyai chihure vanasikana hamungaitisani competition nevarume
The level of pride chiwenga has, even lucifa gets astounded😂💔🤦🏾♂️
Pamunochona joni munenge muchiti bota tinoriwana kupi sevakadzi cz imi varume munogara makaguta sekisi ka punishement yopihwa vakadzi sekunge vasina mafeelings sei.
Hurai asi musahura vana
😅😅ndochihure chawakaita. Pamhondi idzo ndopane baba vemwana. Sekuru avo hapana chozivikanwa ungati regerera munhu akahura mwana. Iro ibhishu
Dare harirambanisi, vakutoziva zvavari kuita ndochivanhu chedu ichocho hence the decision they made.
Pasanganaa matsotsi apa but one rakazobata mimba zvechifinhuuuuuu # I think chief u ar the best mabatiro amaita nyaya yenhubu idzi
Mambo ava vari soft ndatenda hangu 👐👐👐
You go girl
Iwe wai gara wega here joni.
Nyama inodawo nyama ❤❤❤
Good mari yemba ndiyo ichamuroora asi chenjera kuuraiwa nemukadzi uyo imhondi unogona kurongerwa matsotsi yava mhondi anengozi mukadzi uyo achazviona zvake result ichauya nemunhu wavakaponda
Amai ava vakangwarisa zvukudaro "mumavafaro imomo" 😂😂😂
Iro ndiro joki remukadzi manje 🙆
Muzhanje, mother muponesi
😂😂😂😂
Hure hozana chairo
Ko iye murume akakwana ungaite 2yrs usina kudzoka kuzoona mukadzi wako sei. Nayewo murume ihure duzvi chairo akamama. Nxaaa
@@Rue-sk5ux Asi kusvika pakuzvariswa here it's a red flag for me.
Ma Chiefs aya mamwe ane dzungu huyai mudzidze ku Chief mpfanha uyu how to handle cases in a calm and mature way, i like him
A pathetic lier
Murume uyu ndiye ane problem please musangotsikirire vanhu kadzi😢😢 maida adii anga asiwa ne murume kaa munhu angabve Ku SA odzokera asina kuona mkadzi wake...newewo mkadzi siya murume uyu usarambe uchit ndomuda ita life yako hausi wega watanga kurambwa
i like the questioning and calmness on the chief and his council
Me too they use their brains not heart
agree with you ndo ma chief atinoda aya respect
Very true...they r too good
Zvakadzikama.
Ini hangu ndipei number dzamai avo ndomuroora zvangu 🎉
❤mukadzi anodawo kudiwa veduwe varume musadaro kuyenda joni 3 yrs moti anorarama nei
Akatendeka mwana chokwadi
Vatsvake pafb
Kusiya mukadzi kubva 2020 waiti anorrama nesadza here
Mukadzi imhondi uyu agara ipfambi
....apa hauna kuroora futi 😅
Akaregerei kubva pamba pemunhu
Saka she turned to infidelity just because murume haapo musasimbise chihure
So why is she still staying at the matrimonial house
@@tauraichakwiza4278 kubvirei ivo vakavaka vese
Mkadzi uyo is too clever,, mambo vagona kuti musha utengeswe,
Vanhu vekumaraini kwangu ava kkkkk
Nyaya iyi inoda chief Mutasa😁
Pliz ripisai muridzi wemukadzi uyo anosiya mukadzi makore kunge bhara
Sure how can you leave a wife for 4 years ongodzoka as if nothing is amiss.Zvakaoma
He was working for her, ungahlala ungasebenzii still uzokushiya futhi athi you're are useless
Sure nayi
Wakasiya ainenhumbu kungoti yaive yakasungwa ndosaka yakanonoka kubarwa 😂
Private ne lock down waida afambe sei😊
I like this court chief ava vanotonga zviri calm
Well done chief nema councilor ake
Its maifarira kupi for me😂
Haaaaa amai ava ka..yes murume akatadzawo hake kuenda okanganwa mhuri but pakuzongoitwa nemunhu wese wese haaaaa ipapo amai maratidza kusarongeka henyu
Haa vanomuziva baba vemwana.1
Ndafara panzitengesai musha😂😂😂😂😂🔥🔥👏👏👏👏👏Mambo magonesa
Am in love with this chief calm zvawo
Mambo munogona kutonga. Hands up.. Simbi dzenyu Mambo
Bamunini explained nyaya yose murume akatadza kuinda kumba because of lockdown. Zigadzi hariiti iri vakadzi musasaidira zvakashata haungaiti competition yekuura nemurume nooooo hure ngarirambwe
Vakadzi varikunze uko ndivo vane yese😂😂😂😂
That's my chief munogona
Proud of you chief and your secritary
She knows baba vemwana l think baba vemwana ihama yemurume
😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Eye
Haaa mukadzi ngaaende wangu... Anokuuraisa uyo
Asingaxiwe baba wemwana iiiii surrender
@@ClarahNyakabauanoziva haade kutaura chete 😅
iwe musikana go and shine kwete zvako zvekuti handizive baba nemwana hindava kutidzikisira murume from 2020 woti unomuda iye asisakude hindava iwe usagumirwe kusvika ipapo 😂😂
Haisiyo type inogumihwa iyi, kusada chte kutaura baba vemwana.ende haana kutomboita mwana wekuparty ndoona atori murume boe honai mukadzi ari kuglower zvake
Miracle Paul vakati Mwana sikana zvigadzirise usati waroorwa kuti ugo gona kuzvichengeta nedzimwe nzira manje kuda easy money exchanging nobody that the results
Tikukudai kuwomens association amai tikugadzei hucheya😂😂
Hucheya hwei munhu asingazivi muridzi wemwana,
Icho proud of you girl nhai since 2022 aiti inobikirwa sadza😅😅😅😅
Proud pakuenda kumapart zvekusvika pakusaziva baba vemwaana haaa melody washaya zvekunyora here dai akaita one boy friend not kuchinjaniswa nevarume wats dat
Nhai zvenyu imi akadzi ngatimukei nokuti hahungagumirwe zvekusvika pakuitiswa mwana munhu akamboita zvekuhodha dai akatsvaka capital ka akatanga business@@MatthewGarutsa-b9s
Haaà Meloo ka chii chinodadisa apa
@@MatthewGarutsa-b9s who are you to judge her paaitambura ega maivepo here?
@HerbertRusakaniko ehe ko ange aine mrume here be responsible for yr own uwone kuti mashura ese iwawa anoitika here?
Varume garai nevakadzi venyu kwete kuvasiya Vega imi muchijola joni nxaaa😢
Taurai zvenyu
Vamwe hawatye kudyiwa zvepakati pasi😂😂😂
Yeah this chief is brave .he is very calm
Kwete dzungu raana nyamaropa
Brave how
@@jahhardymusichaana dzungu Nyamaropa but ukada kuita rude anokupedzera
Mwana wechihure anzi anonzi akatendeka ❤
Weduweee
Chief you are very humble rambai makadero nekuti munoziva kuti mutongi mukuru arikudenga kwete vamwe vanamambo vanoita kunge ndivo vavana Mwari.❤
Kkkk zera iri hauzive muridzi wemwana Inga henyu😅😅😅
😂😂😂😂😂😂😂anomuziva pamwe munyarikani hazviite ataure kuti baba vemwana ndinhingi
As men before we call women names we should also take the blame, purpose of marriage is to stay together, unosiya munhu for three years is it fair.
Very true!!!
Beche ramai vako
Mai vanonyepa awo ko vaka communicater sei nemurume pavakaenda ku South Africa
Ok ma’am blame the victim I don’t think the child’s name matters havana wisdom Chief ava
Good visuals and sound
Mukadzi anga atova kukechesa 😂😂😂😂😂 我擦 ndataura nechinese
😂😂😂😂
Vaviri vanozivana ava ,pavakatorana nekuzotambana rough plus remember mukadzi aari boader jumper ka uyu sa murume mybe imari dzaimunetsa achishingirira. Imba akazomuti tora coz anotoziva kt she contributed a lot saka tarisai both sides akomana.
Ma robber's ndio baba vemwana😂😂😂😂😂😂😂😂
Chamakakoniwa Mai kuhura Mwana dei makahura Mari nezvimwe nokufadza nyama yenyu bedzi zvokuxoita Mwana aaaaa ndokupatavo ikoko but unoziva hako muridzi wemwana but wakatsindidzwa kuti usanditaura ndokubhadhara
As much as she was wrong kupinda relationship achiri nemurume uyo but murume akasiyawo mukadzi all those years no communication no intimacy aifanira kungogara shuwa akamirira. Apa akatorerwa vana. Apa anga asingachengete vana futi he chose kutora vana kuendesa kwamai vake kuti atumire chikafu ikoko.
Ko aizotumira kumukadzi ochengetawo marobber here?
Yeah kuregererana pakadai mumwe anenge achitsvaga kufa.
I blame the husband kuita 4yrs joni obvious waitobaisa ikoko wosiya mukadzi uchiti ropa rake richapomhodzwa nei kana mafeelings abata plus hauna kuroora futy😅chihure chinozouya after zemo rabata but zvemaparty madam varikunyepa zvavo 😂varikuda kuti nyaya yavo isimbe.
Ndafarira hunyanzvi habatwa naChief nedare ravo
Magonesa mambo ndiyo justice 👏👏👏👏
😂😂😂😂😂 Une evidence here kuti mwana akaitirwa pamu bedha wako
Aaaaaaa uchiitei , ungasiya mukadzi for long so
Kuujyajoni uchisiya mukadzi unoti akavinga sadza kumba kwenyu here
Chief brave one question ❓ number one
Kkkkkkk makore ese ayo iye wacho mukauya kuno kumazulu mogona kuwana ane mhuri murume uyu.
Chief munogona and youre a humble man
Hapana zvaunoziva iwe
Imi munotonga hamugone kutonga mukadzi ihure mhondi hure vakadzi vazhinji vakasiiwa variko vakamirira wani zvakaoma imi tongai zvine musoro akangwarisa
Hanzi akandishora to the last kuisa murume mumba mangu pamubhedha pangu 😂😂😂😂
😂😂😂
Iwe unondisekesa to the last 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Kuzvarirwa vana 2 from 2013 usina kana kubvusa kana tsee. Zidzoro
😂😂😂😂😂😂
Ototi mkadzi wangu😅😅😅 anojairira
Well mukadzi uyu anemhosca ngaangoende mujeri zvipere
I feel sry for mwana😢😢😢😢baba vake achavawana sei or mukadzi ari kunyepa anoziva munhu akamunhumburisa
This community court is well organised
Kujoni aiitei 😂 from 2020.
Covid
Haasi mkwasha uyo naiyewo chikomba haana kuroora.
Hazviko zvamukutaura izvi musasimbise hunzenza nezvinhu zvisina basa
Hanz namatavire. Cake. Usasiya mar usasiya vanotora 😅😅😅
Iwe usingadzoke kumba kwemakore ayo mmm mukadzi anodawoka bonde.hoo vainakirwa nejoni hauna mhosva mukadzi iwe bho zvekuti ndozvinodawo varume kana vachifara kunze uko faraiwo
Vanhu ava vese vakatadza nokuti baba avawo vakaenda vakanorova vaiti mukadzi anoraramasei uye vana vanodyei, mukadzi azongoresvawo pakuzoita mwana chete, ngavaregererane vakangofanana
Mkadzi hanty ange asisina murume here
Calmness good 👍
Naye anopenga ungasiye mkadzi akanaka soo kuZim uchienda joni kkkkkk anodyiwa nemafudza mombe uyoooo
Anga akaroora hure 😂😂😂😂 uyo
Changamire munogona 👏🏿👏🏿👏🏿
Mukadzi uyu nema statement aari kutaura ritori gindagoriya chairo😂😂😂😂
🤔 Mukadzi ihure chairo guy's nyaya dzake hadzisi street 😂😂
aaah mai awa wakanyatsokwana hre uuuu inzenza chaiyo
Baba varikuchema neshungu😂
Chief is very calm