ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Mukoma Robert ako ka song kemudonzvo kakapenga ako. Imbotikandirai karikega😋😄
Mai ava i hure guru. Mambo avó pakutonga i zero pazvibodzwa. Vanoda kudzidziswa zvakasimba
Thank You Dare mazimba chihure ma1 that’s why the country is Pure
Pure mujologists
NICE INTRODUCTORY SONG 🎶 🎵🎶👏👏🎶🎵
Chief Ari kutenderera chokwadi chiri Pana Amai avo ne mumwe Uyo Ari mudare Umo murume Ari kumberi Uyo Shasha iyo imhombwe Inoda kuripiswa mkadzi wake anozviziva
Pliz dare don't abuse that lady hapana evidence
Mambo njere hapana idofo ...vanotenderera nenyaya iripachena
Kutonga hamugonee vakuru andaimunopiwa rudzidziso namambo Mutasa
Mai iyo yakakwarisa zvisingaite mambo muripisei imbwa yemunhu😊
Vanhu varikuhura veduwee. Hurai ndoozvasara kana musiri kuita campaign yaED pfee chimwe chii chamungaita
chief nyamaropa ndovanopedza nyaya dzakadai ndopandovadira vanoshand nema points
Ndosaka Kuna vanhu vakawanda mujeri vasina mhosvwa
Mai ava kungwara mukanwa zvavo asi stonyeni vari kuipakurira baba ava.
Zvinoda chief nyamaropa izvi
Kana Bushu yaitongwa smart
Ndoo panonzi the case fell apart. The officials are failing to follow a solid thread to a convincing conviction.
Mambo hawatongi chinhu nyaya iripachena mukadzi ihure iro
Mrume uyu wekutorerwa mkadzi dai achifunga asiyana nenyaya iyi aite move on nelife yake mkadzi wake anepamuromooo ngasiyane nemhepo iende kumba kwavo mkadzi wepi ano challenger dare rose kudaro
Ngaiitise vana ma DNA test 7 years muchato chaiwo
Mukoma Robert pambira apo mandigonera 👏👏👏
Ihure mai ava
Chipfambi mu Zimbabwe zvakaoma veduwe, chakanyanya
Kkk uyu wekuhurirwa Haas musoja hr uyu ndnenge ndakambomuona somewhere
Ndechenhema chidare ichi
KwaMutasa ndizvooo unooedzera data zviripo kwete izvi😅😅😅😅
Uyo muchuchisi anotambura kutonga kunomunetsa nyaya iripachena arikukungodzembereka
Short reipapo chingotorawo wake iwe usiyane nehure iro
Ko ka song aka tokawana sei mukomana Robert
Dare remaDofo
Ngaaende kwaNyamaropa
Dare riri kungotendereravo futi nenyaya iyi. Ko; kungoinda kuma service providers information yose yekutumirana tumirana maMessages haibudi here?
Mucourt umu hamuna hungwaru pakutonga nyaya iyi. Baba vakutaura Ava haaa mutete panyaya idzi
Musapinze vana pama affairs enyu guys Moda kut vana vazovei muhupenyu even waudzwa nemwana vharira muhana mako munopa mwana jambwa kwehupenyu hwese ende ndimi munobvunza vana kut ndiani aimbouya pano but mozotaura sekunge mwana akangotanga kukuuzai
Vanokwirana mhen avo
Kumweo kuda ripirwa ummm dai angosiyana nazvo haiiii
Uyu ane suit apihwa drink
Ndazvionawo izvozvo kuda kungwara nhema
Chidare ichi ndechematuzvi
Zvoda chief Bushu& Nyamaropa
Mikosho
Mkadzi iduzvi hapana zvinozikanwa nxaaaaa ...hure iri
Uyo mdara akutaura akabata pen hapana kana wisdom. Remove him from the panel
Zvokwadi maChief anebasa kumamana uku nechihure ichi
Amai vakangwarisa avo vakutoputsa musha wemumwe mudzimai
This is not fair Chief failed big tym in this case
endai ku econetzvese zviriko
Chidare ichiii 😢😢😢
Mambo ava ndevekumama 😢😢😢😢 mxeem
Chikomba ichochakapusa
Haaa; asi maZimba so! Vanotya kuta zvinhu zvakosha asi vachita zvivindi pazvinhu zvisina kana kukosha & zvakashatisa. Muchinda uyo akanzi hande kudemonstration rakananga neCorruption munyika or anything like that anoti handiyende ndotya kurohwa/kupfurwa nemasoja /mapurisa. Asi anoita zvivindi zvokurova poto yemusoja chaiyo; yet poto dzisina varidzi dzakazara dziri kuda kurohwa kkkkkkkkkk.
Iwe ukanzi hande kudemonstration unoenda here??? Musatume vamwe kuita wat we all all know gets u killed
Ka intro song kanonzi chii?
Dhonga idzi zvadziri varwere veAids dzose
Questioning Techniques in this courtroom are very shallow 👀👀👀👀👀
Kwanyamaropa mkadzi uyu aiona shut up kkk😂😂
Darwin yavewo ne mweya wechihwaga
This is a lame Chief how do you convict someone without evidence thats crap
Chidare chemhondi icho
mbuya iyi ihure riri srious chaiwo kkkkkk😂😂😂
Hanzi musaseke unorwara iwe😂
Hanzi musaseke kkkkkkkk

This is not fair
Chief failed big tym in this case
endai ku econet
zvese zviriko